MUNHU AKAFA KUMA 1970s OVAKISA IMBA KUGURUVE
HTML-код
- Опубликовано: 20 мар 2024
- VOCHENGENGETA BOX REMUFI MUMUSHA
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica Развлечения
Budisaika imba yacho tione nhai Drewmas
Irikumashure iyo
Vanhu varikurama havo asi hurombwa nengozi ummm ndofunga vanhu varikudzidza kusazouraya vanhu
Shumba ndaisa zvanza, Ini semwana wemuera Soko Mkanya
First pano nhasi🎉🎉🎉🎉🎉mhoroi mukoma Neshamba n Tadiwa.....luv u guys❤❤
Great work mukoma Neshambq
Ndanonoka asi ndanga ndichiuya
Zvakaoma
Venews yuare working very hard God blessyu
MaNdhlovu makadini, taisa maoko nemhururu muri simbi yebasa 👏👏👏
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤
Shumba Nyamuzihwa makadini taisa maoko nemhururu 👏👏👏
Vaera Shumba ma boni boni
Hezvo vaye veminzwa vatori mhondi
Zviriko here izvi
Atleast 400 likes. Please
Prophet miracle paul vanozvigona huyai kuchitungwiza
Aaaa izvi ndokwabva nyaya yechimunhu pasi petsoka
Cy team team
Yowee
Murisey
Shumba ngaidzvove zvayo
❤
Imhepo iyo kutaura pachikuru
Murikudzifambira Andrew and team. Hanzi ZBC yakatombouya pano. Hanzi video yacho ndinayo.
Zvoda sekuru Tasvu izvi
Vakadzi ava ndivo vaka konzeresa matambudziko ose pasirino atinawo mushure mekufurirwa neNyoka...iNyoka vakadzi ava vanouraisa.
Nhai zvingoma izvi ndrikuzvishaya payou tube ndodziwana sei, musha hauna haranga, good bye my friend, maiona here drewmas media
Good bye my friends iripo
Murisei shumba vangu
Nhemha
VaNeshamba mune chipo chikuru chedzinza. Ndinodavira mune munongedzo vekugadzirisa matare, Nehoreka. Endai mberi
Yaaa zvaku marker sense takakura mhuri yekodhisuza ichingoda zvekurwa .vachitonzi vanopudz vakatobhouraya muhondo .asi imi endaika netsoka pasvembere inga pedyo wani mungashaye madollar ekuenda kwamudhindo itai serious sure
Musha une haranga muri cy
Kkkkkk
Chiriko chikwaturo Sekuru tasvu
Hie
Hupenyu mutoro, chivanhu chiriko uye hatigone kutiza. Kutsipika kunosvika paku expire, uye mutsipiki anofa kuchisara vausingazive nyaya. Mushonga wengozi kuripa chete. Munhu haisi huku
Kudhara ndaifunga Shumba murume waChihera
Haasi here
@@happinesskhumalo I don't know
Anenge
Varoora garayi pasi
Pachivanhu zvinoyera hazvo, asi chakanaka ndechekuti havana kuri chengeta mumba. Asi tichitarisa mazuva ano, takatotenga macoffins edu Ku Doves, Nyaradzo etc
Mapedza nyika shumba
Hello
Chipinge kwaitwa nhau ndamirira kunzwa zvizere maenda ndaona post yemurume apiswa ne Petro nemukadzi wake
Drewmas huchi
Hezvo takazvitaura paye kuti pane something something chakaitwa nemunhu uya wekubuda face yemunhu pasi petsoka
Kunyaradzo muri kutenga macoffins Wani saka chaera apa chii
Makamboenda futi kwachisepo nenyaya yehurombwa vana vachiti anababa varikuramba kufamba
Unonyepa drumas
Kangoma kodo kodo munokanyanya data rinopera tisati tanzwa nyaya
Endai kwasekuru Tasvu
Zvakaoma
musandione kunonoka ndangandichiuya
Tavepo
tinoda chikwadi pamukoma wedu
endai kwatasvu chikwaturo
Ko imba yacho ndeipi
Hazviere neshamba nokuti haasi munhumupenyu dai Airways dopazvaiiyera
Ndini ndapedza basa pa400
KwaSvembere uko
Hapana chinoera nekuti kuma funeral policy tiri kubhadhara ma coffin edu
Tsoka yaibuda face yemunhu ndakainzwa kwaBhozho chokwadi
Kkkk zvakaoma nhym
Mudhara itidaku daku tinzwezve nhai😅
Shumba ndinotenda chose nebasa ramunobata neteam yenyu Drewmas
Ko vana Shumba vedu ava vari kuziva here pane mapfupa acho?
Dzidzai kupa musoro wenyaya unoemderana..not kutaauara as if mushakabvu ndiye akawaka imba nemaoko ake mawiri
😅😅😅anombodhomoka hake Drewmas media
Taura hako
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Ko kana vakasunga ngoro ava goni kusvika bane ma bhonzo acho hr
At least mutoko chipinge live
Mkoma neshamba garai muberere 😅😅😅 musha hauna haranga hre?
Sahwira woye, usaone kunonoka ndiriku uya
😂😂😂😂 Zviriko hre izvo?
Tiripo pano tatomirira
Please like the video
Drewmas, Dai muchizopedzisa nyaya nokutsanangurira vanhu kuti pane zvinhu zvisingakwanisiki kuitika. Hakuna munhu akafa anokwanisa kuita chinhu kana chipi zvacho. Hakunazve chinhu chinganzi mweya wemunhu akafa. Zvimwe zvese inongori DRAMA iri BASED pa FERTILE IMAGINATION yemunhu. Hazviiti kuti munhu atumire mhepo kune umwe munhu or even kune imwe nzvimbo.
Vatanga vana vapapa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣munotererei nyaya dzamusingamzwisisw🤭
Taura hako mabasa avatar ayo
Kkkkkkk wakazvarirwepiko iwe ichauya yekudzinza kwenyu yobata iwe ndopaubvuma
Uri dofo ,uye une mweya wechikwambo chedzinza renyu chakaiswa pauri
Uri dofo ,uye une mweya wechikwambo chedzinza renyu chakaiswa pauri😢
Hello guys
Shumba mutupo wangu asi haa vaera shumba tinobatabata