This man anebasa paari raMwari ASI anoda kuti asvike Pavanhu vaMwari vaanoratidzwa anyatsoita basa iri zvichibatsira vazhinji,Kwete kubatsirwa nemasvikiro. Mwari Zvirokwazvo varimuZimbabwe ichokwadi Zimbabwe ndoougaro hwavo Mwari.
He's telling his truth zvandafarira ati arikutaura na mwari ndicho chokwadi because name God doesn't necessarily mean God the almighty our creator the name God also refers to all kinds of God saka amotaura na mwari wake wemuzimbabwe
Mwari is the supreme being, the giver of rain (he is also known as Dzivaguru, the Great Pool), and therefore the controller of fertility. He is both male and female, the god of darkness and of light, god of the skies and of the earth. He is the creator and is always present in what he has created. Kune vaya vasinganatsoziva kuti Mwari ndiyani. Most of the people know God. But the God of Shonas is Mwari or Musikavanhu.
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
God’s voice is sweet and powerful yet gentle, it is unique.
I am here just to read your comments, I know comment section hamundinyadzisi. That's why I love you. ❤
Me too😂😂😂
Nyika yedu yeZimbabwe yarangarirwa shuwa vabatsiri vaMwari vangozara seri neseri chaiko nhaka varoi nenhamo zvopera tarangarirwa muZim 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 itai basa vakomana ko # dzenyu doc Isaac
😂😂😂
😂😂😂😂ndafa
@GraceMapfumo,,,,ndapayayq hangu 😂😂😂
Ndafarira mibvunzo yamapa mukoma Robert chero zvichinzi tisashore hedu asi ndatowana zvangu mhinduro dzangu ndega kuburikidza nemibvunzo , well done good job ❤
This guy is for real. Mabata basa apa Mkanya.
Inzara here muzimbabwe yaakupengesa vanhu vaango dhomoka vasatambe naMwari haasi sahwira muzimbabwe kupenga uko Madungwe special
Zvakaoma
Correct, murwere we pfungwa uyu
Kkkkkkkk kwashata
Kikkkkk ndaseka zvangu 😂
Drugs
I believe him ,but the way he explains he cracks me mazimba munoyora mari
Kukumbirao # dzababa ava Mkoma Robert..thanks
Vanhu mukushora muchiti madrugs saka muri kuti izwi raMwari haritaure nemunhu here.Mwari vanosarudza pakashoreka ipapo
Sando dzenyu mukoma Robert. Mune Moyo murefu❤❤❤
Vanhu havatendi. Kuvako zviriko asi kt vanhu vanoda kt zviitike pavari. Maporofita atinoendera kundobatsirwa ndizvo zvavanoona wani.
Nhai hako hama
This man is speaking the truth
Kkkkkkk
Ini hangu handisat nda level rekutaur namwar nekupinduran Navo live n direct but kundip zviratidzo vanondip haa God is alive
Hukama hwa Dr Isaac na Madungwe hwakamira sei nhai General
Siblings 😂😂😂😂
Vatevedzani
Ndisekuru vadungwesi😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndivana Sahwira
Mapatya
Paazongoti anorova fodya ..... haaa ndabva ndapererwa.😅😅😅😅, I almost believed him 😅😅😅😅
😂😂😂😂
😂😂😂😂mbanje hakuna ane zera nadzo
Kana ini ndopqbva papera ku believer kwangu
😂😂😂😂😂😂 ndabva ndaperawo power
Kana ini nfopandabva ndati zvapera
Zvirikutaurwa nababa ava zviriko zvinoitika
Ko zve mbanje izvoo hw fr kunamwari
Mbanje is just a herb so nyika ndoinongotaura zvainofunga asi kuna mwari it's another story
Imbomirai kushora veduwe. Mirai kushora.
iwe ini ndogara mabvuku but thi person akuda kutsvaga relevence ,
I believed him........he who feels it knows it.
Mental health is real in Zim.
Handidi zvangu kunyanya kuvasvora baba ava
This man anebasa paari raMwari ASI anoda kuti asvike
Pavanhu vaMwari vaanoratidzwa anyatsoita basa iri zvichibatsira vazhinji,Kwete kubatsirwa nemasvikiro. Mwari Zvirokwazvo varimuZimbabwe ichokwadi Zimbabwe ndoougaro hwavo Mwari.
Mazimba kuzviita moziva chii chamukushora apa moda wemunana ka vanamakandiva nana Freddy izwi ramwari rinouya pakashoreka
Ichokwadi
Baba ndinoona kuti zvechokwadi Mwari anotaura nemi,ASI pakanorasiswa nyaya yenyu ndepekunzi itai zvese chivanhu nekunamata hazvibatanidzwi.Tinashe uyu Ini hangu handina kumufarira basa raakabata pamuri.Hakusi kusvoora ASI ndarwadziwa nekuita kwake pamuri Mwari ngaakubatsirei kuti muite zvaMwari zvega.
Zviriko zvinoitika wangu. Ini ndirikusangana nesituation yakadaro. Handivasvore baba avo asi ini hangu chivanhu chirikundishandira kunge chiporofita mukurarama zvekuti ndaitombobatsira vanhu ndiri kuchurch ndikazosiya ndaoneswa kuti vakuru vechurch ndevenhema
Doctor Isaac wakapuwa gold asi hawanakuzviziya
Madungwe Jr zvake, vese vana carikuona izvi chibvai maziva kuti drugs are bad, do not do drugs 😢
Ndozvandaka regera mbanje
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
😅unoona nekunzwa zvako wega
Kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
Amen,munhu washe shoko dzvene
Uyu arikutoda mukotsanjera or Tasvu pliz
GENERAL TAPFUMANEI ROVAI BASA ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😂😂😂😂😂😂 mnhu uyu
Ndine similar story to tell but in different way. Ndobatei kana muchida ndikuudzei @ mukoma Robert
The voice of God and the voices of our ancestors are not the same. Let's not confuse them.
Mukoma Robert munhu uyo arikutaur chokwad zvese zvarikut arikutaur namwar ichokwadi mwari vanotaur muma dreams ichokwadi inini vision ye covid ndakaipiw ku dream 2 months before
I believe you hanzvadzi kurota kuriko sure Mwari vachikushandisa ndiri mumwe vachovo kurota
Hallelujah 🙏simba raMwwari riripo aapa.
😂😂😂 my best & favorite journalist,,,, bro Robert munobvunza zvinonwisa mvura kkkkkk
Nyika yedu yazara mapenzi
Kikiki😂😂😂 Moses wendu
Kkkkk
Robert une basa iiih, vaisei panzvimbo imwechete na Madungwe baba ava. Vanhu vasatambe naMwari aaah
Rega tironge
Namadzibaba Nyashadzashe vari 3
How can I call him, I would like to meet him...
Yaa Robert une basa chokwadi .I mbanje idzo
😂😂😂😂😂 chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂
I almost believed you baba bt pamazongoti mosvuta haaaaa zvabva zvaendwa
True prophet of God
Ndisiri kurambirana nemi Mwari havakundikane zvokuti vangati virus handichaone kuripedza rose munhepo tarisaiezvakaitika pwGosheni mukuru wangu Jehovah ndewe masimba ose haana chaanokundikana
Anditangi ndashoora hangu amenooo 😢😢
Ndanga ndiri kubvumirana naye achitaura zvose, ndazongopera strong paati anorova mbanje. Asiwo pekuti Mwari akafuratira mumashure mekunge vaakambenge apa simba vawedzerera, ichokwadi ichocho
dr isac ndinogarao mabvuku new stands kugarika kushinga but imi handina kumbonzwa nezvenyu
God is everywhere
Capetown connected, fambirai nyayaa mkoma Robie ❤
Eh hameno veduwe anoziva ndiMwari.
Baba kana iri nhamo ka .ityai Mwari.
😂😂😂 haaa zvakaoma hazvo,ndaoma mate mukanwa
True hama. Vanhu vekuZim vakuzvinyanya nhamo yapinza vanhu pamapena
Haasi kunyepaba murume uyu. Arikutaura naMwari zvechokwadi. Musanyanya kupinda mazviri musingazvinzwisisi.
Ko Mwari vasingakuudzii kuti 4ni yoda kubiwa 😢
Kana jeso akatobvunzwa kuti mwari wako aripi pamuchinjikwa ndozvaukuitawo nhasi
Hapana anoziva voice ramwari
Ini ndakarinzwa😂
Correct dzinza blood
Mbanje .naMwari zvodyidzana papi.God is Holy
U need serious deleverance
Mwari haasekwi unozvitorera mhemberero kana usingatendi usatuka zvako tenda zvaunotenda
MaZimba azere nema Bp ndazviona . Munotukirei mutumwa waMwari🤣🤣🤣🙌🙌
😂muudze apute Bute mbanje dzinomukurira aita mudiki kwadziri
😂😂😂😂
Zvakaoma mukoma Roby munebasa chokwadi ngatityei Mwari 😢😢😢😢😢
The cross of jesus chaiyo :Robert handiti
Who am l to judge
He's telling his truth zvandafarira ati arikutaura na mwari ndicho chokwadi because name God doesn't necessarily mean God the almighty our creator the name God also refers to all kinds of God saka amotaura na mwari wake wemuzimbabwe
There’s one God
They are many gods
Believe you broo
Best comedy. Noise inoti jajajaja
Kuzimbabwe ndaona vakawanda varwara ini cz yoooh
Mukoma Robert vanhu vakaita sevao dai muchivati vakuratidzei machats acho avaisenda mumagroup mavarikutaura
Mwari is the supreme being, the giver of rain (he is also known as Dzivaguru, the Great Pool), and therefore the controller of fertility. He is both male and female, the god of darkness and of light, god of the skies and of the earth. He is the creator and is always present in what he has created. Kune vaya vasinganatsoziva kuti Mwari ndiyani. Most of the people know God. But the God of Shonas is Mwari or Musikavanhu.
Hamusi makunyanya hre kutamba namwari guys
Hezvo, kurwara kunouya ne nzira dzaka siyana siyana veduwe😢
😂😂😂
Bonyora nembanje zvinoita kuti munhu arase njere.
😂😂😂😂😂 NHAI mwari
😮🙆♂️ Jevovah Nkosi sebeqalile abantu bakho😂😂😂😂
Uuum baba avo mutoriro chaivo gegege , nhamo yave kupengesa vanhu
Iwe zhara yopengesa
Poverty, Poverty, poverty muroyi mukuru ,Mwari rangarira Zimbabwe, vanhu vavakupenga kunze uku
Vanhu vanogara kunogara Doctor tipei rizere tinzwe vakambobatsirwa zvikaita 😂😂😂
Haaa ndaiti Madungwe ndiye Ega muzimbambwe, zvooo pane anotori worse than him
Baba kana makawana nguva Mirai pachinhu 1, either morova mbanje dzakasangana nezumbani, mbavazani, zvavazvava, Bute, mosiya guwo dzechurch
Torai munhu wenyu wefodya uyu, mupinde naye muchipatara 1chete, aporeseka varwere, tirarame senyika
Mwari agara ari pese pese zvavo, muzimbambwe vagara varimo narini narini
Baba, don't touch my anointed one's, regedzai kutuka vanhu or kusvora vatumwa vaMwari
Mwari Dai mamudaidza muchikwadi taiona senyika
Mmmmmmm musharukwa ava ka
Poverty ye nyika yedu yakungoita kuti vanhu vaite yese yese
Pengai muchi dzokera kumba zvinoita zvakanaka.
Baba ava varikutaura chokwadie ,zvemucinjikwa zviriko mwana vancu akapihwa mucinjikwa mucena akapiva bakatwa ne tsvimbo patainamata tiri mugomo kubva dai iroro akatanga kubatsira,ciporofita caico
Ndafarira kuti zvehove dzainatwa kumiswe ihope
Jah man mukuwanza ma movie A Jet Lee, ahh 😂 iwe iwe iwe
Kkk izwi ramwari rinonakidza kunzwa wanenge wane ukama na Madumgwe
Mukoma Robert sanganisai baba avo naMadungwe vanopenga zvakafanana timbonzwa kuti chaiye amateurs naMwari
Neyi makabudisa munhu1 muchipatara makasiya mawardsakazara nevarwere imi muchirapa in 1 minute 😢
Robbert une basa sure, uri kudzifambira nyaya dzacho
Vanhu sei vachingishora vanhu musashore teererai mashoko vevanhu vese zvimwe munoyambuka
14:43 ndipo pane nyaya yese
Ko endai muzvipatara nawo, tivhare zvipatara vanhu vese vabude..
Zvinhu zvamwari hazvidaro. Hazvina manyawi okuti vangabva vapinda muzvipatara vachiti ndoda kuporesa vanhu. Aaah kwete
Ndafarira hangu kuti munotenda kunaMwari sekuru saka Mwari vanemabatiro avachaita nemi rambai muchitaura naMwari
28:05 pambanje masongs ouya.....finish
Chiporofita chikuru ihope mwari anotaura nevanhu wakarara mwari anoda KT murume uyu anamate and mwari anoshandisa ngirozi kana munhu waunoziwa bt wariwo zvawo
Kana zvichinz mwari arimuno zvinoreva kt vanesu mazimbabweans. Vakatichengeta. Kwete kt vanouya kuonekwa vachifamba.
Kumasvikiro muriko kuchinamato muriko aaaah ndabva ndapererwa
😂😂😂😂😂😂 regai ndiseke zvngu voice raMwari riri sweet imi ityai Mwari
It's so sweet hama yangu. Haumbozoda kugara usingarinzwe
Havasi mukona waMadungwe hre ava? Njere dzavo dzinenge dzakada kuenderana.
Koo Mwari vacho vanenge vamboendepi pavanozouya muZimbabwe
Bvunzawo kkkkkkkk
Kkkkkk mbanje hadzisi right
Robert why uchitaura slow slow kunge Gray Gambiza Moyo
Handisi Master of Ceremony, am a presenter
Ave mazuva ekupedzesera maporofita enhema achawanda mumwe achauya achiti ndini mwari vanhu kwanai
Fulls
😂😂😂
Mmmm baba imi murikuwanza mbanje manyepero akadai anoda shamhu
Uyu munhu ankoenga. Mwarj haafambidzani ne mbanje