Behind Bars: Baba Sheila votsanangura kupomerwa kwavakaitwa mhosva yekubbata mwana wavo chibharo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 дек 2024

Комментарии • 440

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 Год назад +86

    Thanks Tete Tilder this episode you really did well by letting him speak without you saying aiwa ngatiendei panenyaya😂😂😂😂 we really don't mind listen for 30-45mins thank you 🙏

    • @tendaithomasmadiro3894
      @tendaithomasmadiro3894 Год назад +6

      Taura zvako apa vapa munhu nguva yekutsanangura nyaya yake zvizere l enjoyed listening to this episode

    • @coleworld12
      @coleworld12 Год назад +3

      Haha thats true. We can watch for an hour😂

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 7 месяцев назад

      But arikunyepa zvake I have state case documents

  • @TatendaPhillipTanyara
    @TatendaPhillipTanyara Год назад +45

    This guy did not commit tge rape and even the alleged victim acknowledges it but he is still in jail. Please release this man.

    • @perfectfazhe9642
      @perfectfazhe9642 Год назад +4

      Its complicated ukazoverenga ma court documents anenge achitaura most the guys lie to gain sympathy

    • @TatendaPhillipTanyara
      @TatendaPhillipTanyara Год назад

      @@perfectfazhe9642 There is a follow up documentary where the daughter admits she lied because the dad used to beat her. She even regrets sending him to jail because now there is no one to provide for them

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 8 месяцев назад

      @@perfectfazhe9642 …I have the state case documents of many of these inmates they are damn liars

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 8 месяцев назад

      Makaitira kupi Law yenyu mkoma?Kana musina kuita Law tikukumbirai musinyane nezvinhu zvamusina ruzivo nazvo…Tokupai here maState case documents of these inmates u wil be defending…surely kana musina kuverenga or study law or criminal investigations nyararai henyu zvinoenderwa kuchikoro izvi

    • @obviousmakoni
      @obviousmakoni 7 месяцев назад

      But he is saying handina hama ko munin’ina kwaakamboenda ndekupi

  • @frostnyams
    @frostnyams Год назад +32

    Thank you for the episode tete Tilder.... If possible please try not to cut the person arikutaura kuti amhanyire paakasungwa because inorder for us to understand the whole story we need the person to take us through the circumstances leading to the arrest

  • @tinashegamanya979
    @tinashegamanya979 Год назад +158

    One thing I continue to learn is most people in Zimbabwean jails are there because they simply lacked resources for a fair trial without being beaten into guilt and that they also don’t understand the law. Our system needs an overhaul, I pray for my people.

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 Год назад

      the boy child is hated more than a snake and everyone including by other men such that everyone is holding a stick to crush our heads

    • @rufambakamwemututa3698
      @rufambakamwemututa3698 Год назад +11

      justice in zim is afforded no accorded

    • @marciamhuriengwe4110
      @marciamhuriengwe4110 Год назад

      You are soooo right about that

    • @cc35506
      @cc35506 Год назад +13

      But if you research on most of these cases youll see the correct judgement was given. Like last weeks case ya Admire mukorokoza. I managed to read the court documents and that guy killed his friend. In fact he stabbed him in the neck. But the way he narrated everyone thought he is innocent. Same as in this case. If you listen to the wife and daughter youll see he was extremely abusive. And the medical report confirmed she was raped. So always get both sides of the story and court documents before judging.

    • @elmenciatapfumaneyi5393
      @elmenciatapfumaneyi5393 Год назад +1

      Nekuvhara nechirungu futi

  • @PatienceP-de9vj
    @PatienceP-de9vj Год назад +12

    Vakadzi ndovanemwoyo wakaipa pasipose uroyi vakadzi nhema vakadzi kudyisa varume mkadzi asi chandoziva mhipinduro ndijesu vacharohwa neshamhu inemunyu mkadzi wako demwari chokwadi chikabuda pachena 28yrs rufu ka uku😢😢😊😊😊😊😢

  • @fungaimagumise4360
    @fungaimagumise4360 Год назад +20

    He narrates so well

  • @mamajkldiaries1700
    @mamajkldiaries1700 Год назад +51

    Zvakaoma siya doro hanzvadzi zvinhu zvikunakire with the way u are speaking it looks like doro rinotonga mulife yako wish u all the best kuti ubude if for sure u know kuti u did not do that crime nemuromo vhara

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Год назад +1

      Mweya wesvina ndozvoiita satani anokushandisa akusiya pakadai wotiza zvake zvakaoma akagara mudoro imomo satani ndopaakawanira mukana wekukushandisa nawo

    • @obotedube546
      @obotedube546 Год назад +1

      Doro radii zvaro regai tiri nate zvedu isu ma grade 7 ma form 6 akatarisa

    • @obotedube546
      @obotedube546 Год назад

      Our justice system is totally a joke all the time

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Год назад

      @@obotedube546 kuhudzasa zvenyu vana vehurudza kubvisa rurimi chaiko kkkkk

    • @JonathanMaweto
      @JonathanMaweto Год назад

      Yaah Doro ndoproblem

  • @FK-bq1hi
    @FK-bq1hi Год назад +11

    "Musoro yenyu ine weti" 🙆🏽‍♂️😄

  • @SheilaMunyai-w5x
    @SheilaMunyai-w5x Год назад +25

    Only God knows the truth

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwara Год назад +3

    Thank you Tete.Tilda.eish piwai vupenyu shem

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Год назад +14

    Raramai makore mazhinji Tete vedu❤❤❤❤❤

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Год назад +11

    Aaaaa shemu sorry very very very sorry my brother is painful 💔💔💔 misodzi mbama Tama😭😭😭 sorry brother Namata mwari arip minduro ndi Jesu Mai ava Shamu yabo ichava kunamwari munkadzi uyu ndi devl

    • @theothemaster-c9h
      @theothemaster-c9h 8 месяцев назад

      Vanhu vazhinji varikupikira nyaya dzavasina kupara asi vanongotora divi rimwe. Ndarwadziwa mai ava ku vharidzira chipfambi chavakaita kuuya ne nhumbu isiri yababa vemba

  • @justicemutizamhepo9842
    @justicemutizamhepo9842 Год назад +5

    Why cant you also interview vari panze vacho to hear their account of the story

  • @proudchinyama1343
    @proudchinyama1343 Год назад +5

    I blame this rotten Country,,oh Lord,wen are we going to be free from this bondage??

  • @nellyville234
    @nellyville234 Год назад +13

    Only God knows the truth however have noticed most of the time these convicts dont tell the full truth.

    • @TatendaPhillipTanyara
      @TatendaPhillipTanyara Год назад +1

      The daughter was interviewed and admitted she lied about the rape

    • @melodealeixo9805
      @melodealeixo9805 2 месяца назад

      most of the sentences these guys get i dont believe they are fair, not knowing how to articulate yourself and lacking resources and corrupt systems is contributing to all this mess

  • @lucksonmakoni
    @lucksonmakoni Год назад +1

    😢😢😢😢 chokwadi kugarisana zvakanaka mudzimba murunyararo zvinokunda zvese.Uye kudhakwa kunokonzeresa dai aisa gara akadhakwa angadai akakunda mhepo iyi.Anotaridza kuti munhu anemusoro anoshanda asi kudhakwa kwakamukurira.Pamwe ndiMwari vari kumudzosa munzira yakanaka.

  • @darlingtonmuronzi8661
    @darlingtonmuronzi8661 Год назад +1

    Tilda I think it is very crucial to engage nevanhu vemitemo to rescue kana retrial yedzimwe mhosva.

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Год назад +13

    Mai avo havatode zvekuti murume adzoke kumba ndivo vakanyengera mwana kusungisa baba vake kuti vsare vachiita zvavanoda

    • @MarklordGumbu
      @MarklordGumbu Год назад

      Uri same ne majudge awo akotonga munhu those are speculations .mukaona munhu achi interviewer kudai kazhinji there is an element of false allegations which needs someone to be convicted

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri Год назад +1

    But ndarwadziwa Tete Tilda batsirayi mukomana uyo nyaya itongwe futi pakaita vanhu vaneruvengo apo shame cz ndanyatsoyiterera nyayayake

  • @RodwinDeda
    @RodwinDeda Год назад

    Muziimbabwe hamuna vanotonga zvekerere. Zvinoshiresa vattingi vemuzimbabwe

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Год назад +13

    In Zimbabwe women create issues out of nothing and miscarriage of justice is so heartbreaking 💕KO nhai vatungamiri itai zvakanaka muhutungamiri asi zivai kuti Mwari haadhakwe.Zvichaiwana zvayo ngwarati!

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      Zvoda vatungamiri here kut vanhu tirege kupomerana nyaya dzekunyepa?

    • @ZimJoggerDownUnder
      @ZimJoggerDownUnder Год назад +1

      😂😂 All these conclusions come from the one-sided narrations of a convicted bhanditi?

    • @STEPHENGARAWENI-lv7gj
      @STEPHENGARAWENI-lv7gj 5 месяцев назад

      Resources poor country hapachina mupurisa anoita busy investigate issues coz Havana Mari and Hakuna ma private investigators muZim

  • @nyashandebele218
    @nyashandebele218 Год назад +5

    I feel for you my brother am very sorry only God wll jarge

  • @SueMpofu
    @SueMpofu Год назад +9

    Hello auntie Tilda ~ l am always following up your channel ~~ any updates about Rosi and Simba? What about our son Akim ?

  • @mikerukwava9574
    @mikerukwava9574 Год назад

    Uyu ngaatsvake chinomupa kumwa doro zvakadaro then ngaasiye doro atsvake Jesu hupenyu hwake hugadzirisike. Ngaadzokere kuna gogo (that is kana vachiriko) anowadzana navo

  • @leeroy583
    @leeroy583 Год назад +6

    Munhu akunzi anorwara njere ndiye akamubikira sadza akamupa zvekupfeka,he might be innocent but imwe information yacho inenge iri kuratidza kut blaz ava vanotodawo kuongororwa munyati wawo unenge usina kunyatsoita mushe

    • @innocentgumbo7274
      @innocentgumbo7274 Год назад +1

      Haaaa maya kudhakwa in that tym unenge wakudhunyaa aikazveeeee uda kudii iwee

    • @carolinemapurisa3792
      @carolinemapurisa3792 Год назад

      When you are desparet you are prone to anything....

    • @leeroy583
      @leeroy583 Год назад

      @@carolinemapurisa3792 😆 🤣 taura hako

  • @melodiasmazuru
    @melodiasmazuru 5 месяцев назад

    Tete Tilda do your best to help this guy,,its not easy kugara mujeri pasina mhosva

  • @agnesdzingirai1780
    @agnesdzingirai1780 Год назад

    Ndaiti ndini ndega ndowona rough inotwa na Tete Tilder

  • @matichidanhamabwe184
    @matichidanhamabwe184 Год назад +6

    Um 28 yrs Inge vamwe variku raper varikupiwa mazuva mashomanana 😢pakaipa mhen

  • @richardmanyati6774
    @richardmanyati6774 Год назад +1

    So touch

  • @BMM-op4ou
    @BMM-op4ou 7 месяцев назад +3

    His mistake was to take the wife back after she left him

  • @mollymodamhengi166
    @mollymodamhengi166 Год назад +8

    Mwana uyu akatorarwa nevamwe kwakupomera baba nekuti baba was abusive kurova nekutuka vana

  • @julianachipiro4362
    @julianachipiro4362 Год назад +1

    Shine ngaabude he is a hustler ndozvandomudira

  • @preciouskofi5782
    @preciouskofi5782 Год назад +4

    Amai tirara nyaya tikuiziva iyi makaresva waiva mkadzi benzi but pakusungisa murume nekupitsa dzimba wakaresva

  • @AbigailMawi-qd5jy
    @AbigailMawi-qd5jy 7 месяцев назад +1

    Tete hello. Please a plea .l have a cousin too we hear is there in Chikurubi.may you kindly interview her for me n family please.he also has the very same story of raping daughter like this but we really need to know more .hear him speaking for himself ..please Tete

  • @luiszuba206
    @luiszuba206 Год назад +3

    Please help him out 💔💔💔

  • @alphiosgotamie1806
    @alphiosgotamie1806 Год назад

    Ndarwadziwa tete honestly saka pane zvichaitwa here kuti abude muranda rume uyu

  • @KennethAbrahams-ei5hr
    @KennethAbrahams-ei5hr Год назад +3

    Mukadzi aka frema murume, this guy anoda vana vake. Mukadzi ipfambi

    • @greshamwhite7974
      @greshamwhite7974 10 месяцев назад

      Mukadzi akaita makuhwa kushanwari dzake and told her friends kuti murume wangu akabata mwana chibharo sevanhu vaingotaurawo nyaya and then the friends went on to report this wat happened

  • @TinotendaMaponde
    @TinotendaMaponde Год назад

    Tete tilder murume uyu haana mhosva please mubuditsei please tete

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 Год назад +2

    God will help you, my dear, God loves you, and he will forgive your sin.

  • @NashonRuzvidzo
    @NashonRuzvidzo Год назад

    Mmmmm mwari dai mapindira pane zvakadai

  • @anthonytapfuma9688
    @anthonytapfuma9688 Год назад +1

    akarove two maStrong sips 5L yemvura ikapera? From 10:50-10:59

  • @clevermamombe2336
    @clevermamombe2336 Год назад

    Please tete ,hapana here vamungaite abutsirwe abuda kana asina mhosva

  • @EndoCanna
    @EndoCanna Год назад +1

    Please help him

  • @jestina-yb9xz
    @jestina-yb9xz Год назад +1

    Semunhu anopenga
    Tete..anorwara nepfungwa😮

  • @maruvachfamba5120
    @maruvachfamba5120 Год назад +2

    Am first .muri sei tete Tilder

  • @gloriamatsangura9533
    @gloriamatsangura9533 Год назад +3

    So touching

  • @NataliaMoyo-n5e
    @NataliaMoyo-n5e Год назад +1

    Zvimwe zvacho tirege kungoti Mwari zvose ma judge hedu ngavave nemoyo ngavatarise nyaya zvinorwadza izvi ma judge musadaro 😭😭😭😭

  • @ba_Kyle
    @ba_Kyle Год назад +1

    Koo vakadzi wekuJumbo awa mowadii

  • @angelinekombo1060
    @angelinekombo1060 Год назад +6

    Baba was very abusive but still guys. Inie ndakaura ndichirohwa nababa vangu zvekuti ndaitombofenda😂. But still hapana musiwandakafumga kuvanuepera kuti vandibata chibharo. But the girl in question atori nemusikanzwa

    • @AbigailChisekereni-i1l
      @AbigailChisekereni-i1l Год назад

      Uuuum wairoverwei nhai dear

    • @angelinekombo1060
      @angelinekombo1060 Год назад

      @@AbigailChisekereni-i1l unozivavo vasikana kana takutanga kuita vakomana zvinhu zvacho ma1. But i loved my father. I thank him nekundirova ikoko otherwise dai ndakamitiswa nevanhu vasingaite

    • @cathrinemusinazano277
      @cathrinemusinazano277 Год назад

      It's a weapon used by those pushing for gochani.i tell you varume vese vachapera kuzviita vakadzi running away kupomerwa nyaya dzema rape idzodzi.
      Children are being raped it's true but nyaya dzakadai need through investigations.
      Man are rly bng reduced to trash.All men wl end up labelled rapists.

  • @TatendaMiriyoga
    @TatendaMiriyoga Год назад +1

    So heartbreaking shame sorry my bro😭😭

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 Год назад +1

    Magumbezi Ayo anonyatsooma pazuva apo. Ummm sorry baba tirari

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 11 месяцев назад

    Mukadzi ndiye akaita huyanga pedzezvo ofurira mwana kuti apomere baba vqke mhosva. Kumatare natsai kuongorora nyaya ,

  • @mercynongera3518
    @mercynongera3518 Год назад +7

    Handizivi hangu asi ma sighs e sexual abuse and rape are exactly what is narrated by the girl and the mother especially the girl Baba vakarara ne mwana vanomurambidza kutamba ne vamwe fearing kuti anozotaura

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda5380 Год назад +5

    Zvakaoma veduwe vanhu vakakuvenga unogumisira wapikira mosva yausina 😭😭😭😭😭😭😭

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Год назад +1

      Yeah ukangovenga Chihure , utsinye, Chitsotsi,Godo neumbavha chete zvoiitwa nemunhu waugere naye anokunyudza chete ndozviziva ini ndakasangana nazvo anenge achida umukurudzire zvemaricho asatani iwawo Kani vamwe vanhu maAgent asatani atipinda nawo mumachira Aya uye kuzvara vana nawo 😭😭😭😭😭

  • @Joenzapu
    @Joenzapu 9 месяцев назад

    Tete please musamhayise vanhu kuti vaende pavakapara mhosva i think it's important for the viewers to hear the whole story yakazosvitsa munhu pamhosva.

  • @carolinemapurisa3792
    @carolinemapurisa3792 Год назад

    Mhosva dzakapomerwa...kwete dzakaparwa Tete Tilder....cz vamwe vazere mumajere because if false accusations 😢

  • @veemab-988
    @veemab-988 4 месяца назад

    But bamunini vanemusara vounganodza vanhu ivo cnt get vonzi takutizira kwakuenda kunotenga eytm kwakuenderatu..

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 Год назад +1

    Musoro wenzou ma next doors

  • @EdsonFilipeNembo
    @EdsonFilipeNembo Год назад

    TeTe maita basa, Kutizvifambe endai kunemukadziwake yobva yapera nyaya iyi. but what I know Mwari anotaura nenzira dzakawanda Murume uyo arikutochengetedzwa achabuda ambosiya zvedoro ...

  • @TaliceSandaka
    @TaliceSandaka Год назад +2

    So heartbreak

  • @junikimariba8926
    @junikimariba8926 Год назад +1

    It all starts with ndaitonwa hangu Doro......😢

  • @SleepyMusicalDrum-rn4jy
    @SleepyMusicalDrum-rn4jy 9 месяцев назад

    TETE Tilda imi hamugonivo ere kuzotsakira vanhu vanenge vasina mhosva yavakapara ava magweta anovamirira pakadai you uyu murume vandirwadza ini

  • @silibazisontini9373
    @silibazisontini9373 Год назад +1

    Shasha yakapara mhosva iyi, vanoziva kuti victim friendly court inoshanda sei vanonzwisisa kuti nyaya iyi yakasvika sei apa.Bro vanemhosva ava & abusive.ticha,st alberts, doctor, & R.mag vakazviona kuti shasha yakanyopora mwana

    • @innocentsithole2752
      @innocentsithole2752 Год назад

      What i know is kana yakaparwa mhosva handione kuti mwana naAmai vaizokumbira ruregerero whatever the circumstances

  • @MargaretKalaba
    @MargaretKalaba 9 месяцев назад

    Uyu iii fast yacho pakutaura anenge anenyaya

  • @wellingtonmatongolity6275
    @wellingtonmatongolity6275 Год назад +1

    Aaah ndapererwa 😢😢😢

  • @gloriamatsangura9533
    @gloriamatsangura9533 Год назад

    Tete tildar help this man hantie mwana akataura chokwadii here

  • @blessingsithole1991
    @blessingsithole1991 3 месяца назад

    Am feeling sorry for this guy kudhakwa uku istress yeupenyu

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Год назад

    ende zvakaoma..ndaahaya zekutaura😢

  • @JoeSibanda
    @JoeSibanda Год назад +1

    28 yrs munhu asina mhosva yaakapara her amana....zvinhu izvi zvinorwadza mhaaaaan

  • @IsabellBowman-x1z
    @IsabellBowman-x1z Год назад

    apa mai vavho vati havana kupinda mucourt....imika imi musatambe nesu baba Sheila

  • @ChiedzaKaronga
    @ChiedzaKaronga 8 месяцев назад

    Tete Tildar please help him

  • @proleathersupply
    @proleathersupply Год назад +6

    So heartbreaking

  • @MarshalKadziri
    @MarshalKadziri Месяц назад

    Disappointed ne justice system yeZimbabwe

  • @SikhanyisiweNoko
    @SikhanyisiweNoko 11 месяцев назад

    Tjooo 28yrs in jail with no offence....I wonder What will happen to all Judges for wrong judgement given to people who did nothing at all.

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 Год назад

    So mai Tirara vakasungwa here for destroying the home cz it is a crime

  • @ish1330
    @ish1330 Год назад

    Mabasa edoro chete, thank goodness never touched that thing. Cant imagine fighting my uncles.

  • @WebsterGobo-rp9pb
    @WebsterGobo-rp9pb Месяц назад

    Vanhu vakawanda varikufira mhosva dzisiri dzavo please vatongi tarisai nyaya musati matonga not kuti nekuti munhu murombo kana kuti haagoni kutaura mudare mozamudzira mutongo wenyu nemi mapurisa tarisai nyaya vanhu varikupara mhosva munovasiya

  • @LydiaLewis-oq9iv
    @LydiaLewis-oq9iv 8 месяцев назад

    But as far as I know a child doesn't know how to lie in court, that's why they say if a child appears in court as witness haubudi. Baba havadi kutaura chikwadi.

  • @EphraimDanda
    @EphraimDanda 5 дней назад

    Pakazofamba sei apa

  • @nompumelelomaphosa892
    @nompumelelomaphosa892 Год назад +3

    This is so sad😢😢😢

  • @JuniorMbiri
    @JuniorMbiri Год назад

    Yoo nowadays you cant trust people...and kune mweya so you will never know ...only God knows what really happened 😢...baba ava vanotaurisa thats why he was charge ...some of the stories anozvitaura they are un neccessary😮

  • @sibongilemhlope5991
    @sibongilemhlope5991 Год назад

    Its sad that the same physcal abuse yaakatiza ari mudiki is the same abuse yaanga akuitira the wife n kids as well.

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +1

    Ngaramo mu jail wakarara nemwana iwe

  • @ajinjika
    @ajinjika Год назад

    That’s wrong 😮this guy innocent hmmmmm, criminal justice system should do better.

  • @jesmanmadziwa3168
    @jesmanmadziwa3168 Год назад

    Mwari rangarirai vakasungirwa mhosva dzavasingaziwe

  • @WagwaanBway
    @WagwaanBway Год назад +2

    Haaaa ka-blaz kanoda hwahwa kutuka nekupopota aka yessses🤩🤩🤩. Kamutswiri kemunhu 😅

  • @eagledice2008
    @eagledice2008 Год назад

    Zimbabwe pleas Itai forensics and free the innocent people who are doing hard time because a girl says I was raped when there's no proof

  • @wendymugombe7930
    @wendymugombe7930 Год назад +24

    Semaonero anguka..Sheila was raped and mai Sheila knows fully well the culprit who raped Sheila, ikoko kwavakamboenda kunogara kuMazowe. Vakagara havade murume..and she seem like she is an undecided woman. Inhamo chete asi havatombode zvekugara nababa ava.

    • @AllyLanguane
      @AllyLanguane Год назад +1

      Ndirwo maonero andaitawo

    • @shamisomatora1248
      @shamisomatora1248 Год назад +1

      Hapana anoda an abusive man.

    • @Dubedube3635
      @Dubedube3635 Год назад

      Baba ava vakangwarisa mwana vakamubata and mkadzi anoziva Chokwadi siyayi doro baba imi

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Год назад +2

    Baba ava vaka bata mwana chibharo the reason why vaimu rova vachimu rambidza kutamba neve zera rake Uye kumu tyisidzira. He did it but now kumba nhamo yarova hakuna muriritiri so they now think it’s better abude ashande than kuti agare mujeri kumba vachi kanga waya

    • @innocentsithole2752
      @innocentsithole2752 Год назад

      I dont think that's the case dear, mwana uyo wakanzwa here kuti she is sexual active zvekutodaro anoita zvema bf so anogona akararwa nemkomana akapomera baba

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 Год назад

      Where did you gather that from?

  • @TineiDodo
    @TineiDodo Год назад +10

    Tete Tilder I admire your patience.I would not be able to stand this kind of nonsense.

    • @FaiyRue
      @FaiyRue Год назад

      😂😂😂😂

    • @tptarsolutions9382
      @tptarsolutions9382 Год назад +1

      What do you mean. Tete Tilda is a journalist

    • @ButeleziKel6115
      @ButeleziKel6115 Год назад

      ​@@tptarsolutions9382: hanzi nonsense munhu achipika 18yrs really?

    • @silindiwetshumasilindiwe7811
      @silindiwetshumasilindiwe7811 Год назад

      Kkkkkkkkkkk

    • @kaynechie
      @kaynechie Год назад +2

      Imagine after making this comment then finding out the next video is the child admitting its a false accusation. Saka muchatasei?

  • @Patrick-l7j
    @Patrick-l7j 3 месяца назад

    I'm feeling sorry for u my brother 😭😭😭😭

  • @LynahChatsama
    @LynahChatsama Год назад +2

    Tinashe ndiye wekumupa sadza,hembe, nekumusimbisa ndiye waavakuti anopenga😮😮

    • @carolinemapurisa3792
      @carolinemapurisa3792 Год назад +1

      Unomuziva here Tinashe?haapengi?

    • @LynahChatsama
      @LynahChatsama Год назад

      @@carolinemapurisa3792 handimuzive zvangu asi ndokumaraini kwangu , munhu anotogara kumatimba achirima anototeya Shiri achibata onzi anopenga, Aaaah baba ava

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Год назад

    Pavanhu vese vanosungirwa nyaya yeRape handina kana 1 wandakawona anobvuma kuti zveshuwa akazviyita.

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica Год назад

    Baba Tirara (is the right sleeping?)munotenderera kunzenga nyaya yeRape

  • @tawandamusava8043
    @tawandamusava8043 Год назад

    Zimbabwe kudai yadzeya nyaya dzvnhu before

  • @NongceboNobesuthu
    @NongceboNobesuthu 6 месяцев назад

    if u manage to get hold of the wife is it possible for them to drop charges

  • @edwardsaiditembo4011
    @edwardsaiditembo4011 Год назад

    ZANU pf police -matoto kiriniki...

  • @pinkiegomo
    @pinkiegomo 5 месяцев назад

    Vanhu kadzi dai Mwari atiwanira nyasha

  • @RaymondChagonda-vx2qr
    @RaymondChagonda-vx2qr Год назад

    Kokuchipatara havanitarise here nhy

  • @Rosemary-c8s
    @Rosemary-c8s Год назад

    Makadiko tete tilder ndiri kutsvgawo rubatsiro. Ndina mukkma wa mama vakura chaizvo vane 90yrs saka havachagoni kudamba she need a wheel chair ndingatende chaizvo mukandi batsira