Tete is 100% right she is avoiding MA problems ekuchengeta mudzimu wemutorwa mumusha, especially kana paine shavi ririkubuda pamwana..chokwadi ngachibude pachena,
Tete vari right zvavo nekti ndorudzi rumwe nemurume kana neni handingatenderi brother yangu kuchengeteswa mwana asiri wake zvenetsa munzinza tete ndibaba futi ndochivanhu chedu saka vane right
Saka kuti DNA Tinashe Mugabe pa dare ra Chief Mutasa zviri kuenderana papi? Kuchikoro maimbonyatsopasawo here chaizvo kana kuti maingoendawo kwaienda vamwe?
Apa Ishe hamuna kutonga zvakanaka Ishe,Kohei murikutendera kuti tete wauye woti wanoda kuendesa mwana ku DNA test baba wacho wasina kumbo complainer nazvo,ko vane vana wakawaendesa here ku DNA
Ko vana wacho wakasazvibvuma because they have the right to choose and you can't firce them ,ska poitwa sei,? The father is not complaining about infidelity of his wife ska tete munokwana papi? Tete mri mhunzamusha .
Tich uchashaya vanokutevera kana uchiisa msoro wenyaya wekunyepa nekungoda ma views
Taura hako
Seni ndakutoenda handidi manyepo
Usatinyepere iwe kuisa headline yenhema. I won't even subscribe ndangosanganawo nayo since iri yekwashe wangu
True
Like me I stop following him the time yakambonyeba kuti Tinashe Mugabe mudare raHeadman chigodora
TICH TICH TICH ndakudeedza kangani?? PLEASE usaise musoro wenyaya usiriiwo please 🙏 ndapota.
What a wise Chief.Your words of advice are genuine.I love it.Thank you Chief Mutasa
ane vana here Tete uyu ,ambotanga wauya ne maresults ake evana kut ndewemurume waanaye ozobata bata dzevamwe
Ndatosvotwa newe unoisa musoro wekunyepa watondibhowa
Ini ndangovhura asi ndaziva kuti manyepa nekuti kwatinashe kwacho haiko kuchannel yake
Taura zvako zvobhowa
Hezvo, ko zvayatopera pasina Tinashe Mugabe wacho
Haaa zvekunyepa tombozvida here. -1 subscriber
Even me ndakuto unsubscribed ini nonsense
Imi tete makavhenekwa here
Thank you mambo asi twana tete utwu munatwuvona
Chief you are disappointing, you are encouraging varume kuhura imi
That's why families are poor , men are encouraged to have multiple families yet they can't support their children even to send them to school.
Chief tete avo ngavazive zvekumba kwavo ivo vakachena here kkkkkkk
Taura hako baba vemwana varipo Ivo takarasima nemwana wehanzvadzi madzitete aya ummm
Ticha inofana kutora mhiko padare raMambo Mutasa unonyepa uchabatwa nemhosva
Saka Tinashe Mugabe ndeupi apa muite order
Chief vanogona kutonga wise words
Ukaisa musoro wenyaya usiriwo takukusvipa
Nhai nhai zvako
Hanzi namambo murume ita zvaunoita kunze asi dzoka kumba murikuzama kutii apa murukuti hurai zvenyu muchiuya nechirwere kumba
Vagara vanokurudzira chihure, ndosaka zvirwere zvisirikupera
Vanopenga mambo avo chete kukurudzira kuhura kwevarume sue vasadaro
Atete makangwsrisa Imi munonetsa siyanai nerudo rwevanhu
Izvi zvese zvamotaura zvinofanirwa kutaurwa kana ari murume wacho auta kudare kuzomhangara, mai awà hawana kuonekwa waine chikomba,apa hamusikuina kuti pane kuvengana here,tete haasiye baba vegan mhani,ko chiiko nemi imimi,aaaah hakusikutonga kwamaita,aaaah zvinonyadzisa zvamaita mambo
Kamichacha tete itai muchiisa ma breaks .Wakai musha zvakanaka but dont exploit malukazana and your brother .
Nemadiro atoita Tinashe mugabe sooka musazopote muchikwezva mwoyo yedu nenhema imi
Chief excellent toda baba Taps haanyepi musoro nenyaya aaaa
Imi tete imi makajaidzwa Muri chii imi panyaya nehanzvadzi musatanyoko Dai uchiita Ini ndokumamisa chokwadi
Chokwadi chaicho iwo tete vakaenda nevavo here vakagwarisa tete ava vanodei mumba mehanzvadzi ngavatange vaenda nevavo kwatinashe vozoenda nevemuroora
Says mahure
Matsikirwa matomato here😅😅😅
Taura hako twana tete utwu twunoda rumamiso,kumamisa chaiko,anhu acho anororwa mune madzitete akadai hagoni kutaura,dai vairora isusu timbokocha muromo
Chief muri handsome😊
Blaz makada kutiita mabharanzi ticharega kuvhura zvima video zvenyu hatidi kunyeberwa
Tete is 100% right she is avoiding MA problems ekuchengeta mudzimu wemutorwa mumusha, especially kana paine shavi ririkubuda pamwana..chokwadi ngachibude pachena,
Kusada muroora uko
Mwazi akakosha kubva kuna Mambo zvinoda munhu anodzidza nekubata.
chanel ndeyekumama iyi
Mambo mataura shoko guru kuti zvinematambudziko mumusha kuchengeta ropa risi rako
I'm so proud of my chief mutasa and always much appreciated your judgement ❤❤❤❤❤❤
Tets ibenzi unopindira nyaya dzehanzwadzi chii chanyanyovavarira tsveee zvekumba kwavo
Tsvagai maviewers zvakanaka broo kunyeperei pamusoro wenhau apo mabva kty tasvu padare ramambo Mutasa mune kakurwisanisa vanhu kamuinako soo
Musoro wenyaya nenyaya hazvisi kuenderana musatinyepere plz zvinoita kuti next tym tisavhure mavideos enyu.
Tich uri mbwa, Tinashe Mugabe shoukd sur u ka you tube kako kavharwe.
Tete vari right zvavo nekti ndorudzi rumwe nemurume kana neni handingatenderi brother yangu kuchengeteswa mwana asiri wake zvenetsa munzinza tete ndibaba futi ndochivanhu chedu saka vane right
This Chief is so wise.
Mambo Mutasa vanotonga zvakanaka, havana hu bully semamwe madzimambo, vanofanira kuita mukuru we madzimambo
Tichi unonyepa haaa
Sa Nyamaropa heyi anoita seachakurova
Tichatadza kukutevedzera mukada kutivhara nemacaption enhema manzwa ka! imi Tich
Tete ngavatsvage munhu anovamitisa avo. Varikuganhirira nyaya dzisiri dzavo. Kana vashaya anovamitisa vaunzei kuno
Zimhazha
@@user-jx6fb4fv4g Zino iwe usina kana kaMhazha or anything else remarkable on you tokutukawo nechii. Kana uriwe tete vach tora advice very seriously
Tete vakavhengedzera avo vanokwana papi apa vanotoda kubatsirwawo tete avo end tete handifunge kuti vane murume
Amai ndivo vanozia baba emwana ehunde asi ngenyi amwe ana mai wachiti hatizie
Mai dee varikupi nhaywe tich
Good mambo
Nyepa zvine huchenjeri wangu dai watot Part1 better...
Haweduwei monyadzusa Africa coz ndauya kumberi kwadare mutasa dai these things zvichiitwa neu Intelligence hwemunu coz haa kuona sekuru vakudai
Saka kuti DNA Tinashe Mugabe pa dare ra Chief Mutasa zviri kuenderana papi? Kuchikoro maimbonyatsopasawo here chaizvo kana kuti maingoendawo kwaienda vamwe?
Tete vakwana papi Iwo vavo vana vaka testwa nani plus pamwe murume anozviziva hake
Tete vanotambanemvuramuroora clumsy kauchapa there😂😂
Mambo munositonga but apa manakidzwa natete mukaenda kuside kwavo varikunetsa nei kana vaviri vachiwirirana nokutovapa vanhu vokunomirira Tete kkkkkkk
Musanyora zvinhu zvekunyepa kuti vanhu vateerere twunyaya twusina basa Tunashe mugabe aripi apa
Tich tich 😂 Tinashe wacho aripi apa
Kkkkk ane nhema dzisingaiti uyo kwa Chigodora akadaro futi
Tete ndiye baba wacho here Shumba tongai zviro kwazvo ndapota. Baba na mai wemwana nababa varikuda DNA here
Dare ratadza here kupa a directive pane kupa suggestion isiri feasible since vanhu vacho vasingachataudzani
Vagona
Wakadhakwa Tich wadiiii kumirira DNA day
Macheif edu kuManicaland anogona basa ,imi Tete dzikamai maivepo here pavakaitisana mwana
KoTinashe Wacho aripi munyore zvamunoziva
Musabire pfungwa dzedu please
Wakadhakwa iwe enda unorima fodya ,hazvisi zvako izvi kurikumankidzira ,ndaona chimwe chaKapfupi fut uchiita kunge urikunzwa manyoka
Mambo kana baba wachiramba tete varikunetswa nei chaizvo ,pane nyaya dzisiri kubuda
Tinoda mwana weDzinza redu
@@lysonmwaranga6904 ndizvo asi hazvide munhuwo zvake kuzvimiririra ,unotemwa nedemo zvataurwa
Tete ngaazive zvekwaaakaroorwa, mambo varasikirwa ne musoro wenyaya
Hadzvanzi anenge akadyiswa😅
Aiwa mwana akubudirwaka tete is correct@@SaselamaniMax-rm6nw
Mambo akadya maBook 🎉🎉
Tinashe Mugabe akazviziva anogona kukusungisa nekushandisa zita rake mumanyepo ako
Tete u a corrrect kuchengeteswa vana vasiri venyu zvorwadza mhani
Pana tete vandaona vabaiwa nebanga nemuroora ana tete dzikamai munofiswa
Kuti vana vaende vega ndinoona sekutenderera Chief. Ngatitii they fail match, it means the parents will be needed again which means more costs
Waimbova munhu kwaye but kana wakutinyebera pano uchasara wega
NXAAAA ZVOBHOWA THOUGHT I WAS WATCHING BOTA
Very wise chief
Apa Ishe hamuna kutonga zvakanaka Ishe,Kohei murikutendera kuti tete wauye woti wanoda kuendesa mwana ku DNA test baba wacho wasina kumbo complainer nazvo,ko vane vana wakawaendesa here ku DNA
Saka ishe murikuti mukadzi uyu akahura here nhasi hamuna kutonga zvakanaka
Best chief ever.
How far nyaya ya Hannah Tavepapi
Saka Tinashe ndeupi uyite mushe iwe
Uuum mwana wekumusha kwedu uyo tete avo bhoo here
Kana ndimiwo mabasa shuwa
Kuisa chii muhomwe chief 😅😅
How far part 2
Ndaenda ini ndanga ndavinga Tinashe mgabe
Tete ndakakunyimai hembe dzangu saka makandivenga 🤣🤣
Ko Tinashe Mugabe wacho haapo wani haaa heading ye nyaya yacho mabodza 😂😂😂😂
Tinashe Mugabe wacho aripi, haugone kunyora kuti inoperera kwaTinashe here
Ucharuza ma views, next time hativhuri coz musoro wenyaya different nezvirikuitika
Munhu akatengesera muroora night dress achiti I top, mwari avenaye🙄
Iwe unozviti tichi uri dofo.
Best Mambo
Yemudhoto chaiyo rakanyanya kuvhengedzera iye tichman tichafa uyu
Tete mukandiwanirawo ka chance mutikwanire,modei mumba memunhu ,mukati makaroriwa iyemi? ,akabuda Ari wenyu ndoda kuuya neshamhu ikoko
Injoki iro roroorwa kupi nehunhu hwakadaro
Tete vari right ndaona kunga Makoti arikutotya pakutaura kwake kkkkk iyi ikaenda Kuma dn mmmm ndaona 0 percent
@@BridgetChikata asi kana wakaroorwa unganyatsosiya kumba kwako kufambira dzamukoma hre , unless mkoma wati huya undibatsirewo, Koo ikabuda 99% ,panorohwa munhu
@@user-oe9rw8os6w ndiko kunzi tete varongi vemisha nekurongonora iye kana achiZiva kuti mwana ndewepo nganyadzise tete kkkk but ndatoona kubvunda kwemuroora kkkk
@@BridgetChikata mukatonga muchidai kumisha kwenyu ,muchapedzesera marara ne hadzvadzi dzenyu ,minding yr own business is a full time job
Ummmm musakurudzire chihure mambo imi udzayi varume kuti vasahura kwete kuti muisire ma protection hatizvidi vaudzei vagutsikane nemukadzi one
Tich unonyepa iwewe ita mhiko pa mambo mutasa
Tete avo imharadzi chaiyo ma pinda papi pa nyaya yemuroora nemurume wake kwanai semari ye bhazi asi muri return soldier Kani bcz kahunhu kenyu kanoratidza kudaro
Hezvoooo ko Tinashe wacho uripi
Uritsvina yemoon iwe unonzi Tich iri Da Call remoon
Best chief 🎉
Ko vana wacho wakasazvibvuma because they have the right to choose and you can't firce them ,ska poitwa sei,? The father is not complaining about infidelity of his wife ska tete munokwana papi? Tete mri mhunzamusha .
Vana voga hazvibudi vangavasipo vababa vamwe asi vasiri varikuchengeta
Chief masupporter chihure chevarume i don’t agree. Munhu wese ngaasahura and munhu ngaasachengetese vana vasiri vavo
Nxa ko unonyeperei
Asi tete hausi kuputsa imba yehanzvadzi here apa watadza tete hako kuona kwangu
Tamirira part 2
This chief must train other chiefs
Team iri zvariri repamusha dii wanhu imi
-7 subscribers ini ne family yangu tabatikanaa nenyaya yekunyepa ye waita
Zvakaoma izvi
Murume anobvumidzwa kuhura iii zvakaoma apo chief hamuna kupanga
Haaa dzirikutongwa na mambo mutasa