THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 26 (MUSIKANA ANE CHINHU)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 дек 2024

Комментарии • 1,7 тыс.

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 11 месяцев назад +152

    The best presenter in Zimbabwe is Tinashe..let's give him his flowers whilst he's alive 🎉

  • @NenyashaMurambwi
    @NenyashaMurambwi 10 месяцев назад +4

    Good mwana wehanzvadzi yngu well done ✅✅✅ Talent Zvarimwa

  • @lovenessdhliwayo8607
    @lovenessdhliwayo8607 11 месяцев назад +23

    Amai ava hava rambike vakanaka uye vakavimbika. Baba vanoziva kuti vakati havachamude anoswera atorwa. Her spiritual problem can be solved kuchurch anoita bho! Ndamufarira mwanasikana she's intelligent😎

  • @munodaanimancube7755
    @munodaanimancube7755 11 месяцев назад +58

    Mbuya iyi yakangwarisa..I’m convinced she is the one who started nyaya yekuti mwana haasi wemwana wawo…it’s a lesson kuvaroora…never I agree kuendeswa kuN’anga, kumaprofita vabereki vako uye hama dzako dzisipo..usagadzwa dare hama dzako dzisipo…such a beautiful young lady.. I pray that she will do better in life…

    • @portiagova1535
      @portiagova1535 11 месяцев назад +2

      True

    • @melodymutsvairo
      @melodymutsvairo 11 месяцев назад +1

      Yaa mhamha haina kukwana naiyo mukadzi mukuru zvexhikwambo ikuzvitaurirei hee mombe 25 dzawarikuendesa what what😊

    • @ILLetvee
      @ILLetvee 11 месяцев назад +1

      You are ryt dea😂 haa ini ndakaramba wank handiitwe iyoyo

    • @anywaypangai
      @anywaypangai 10 месяцев назад +2

      And also .nhumbu inoverengwa maweeks not mwedzi..
      Gogo havasi kuda muroora

    • @ncednyengerai5180
      @ncednyengerai5180 10 месяцев назад +3

      this is abuse kune mwana she is too young for this hindava soo women must fight for this its not fair ndarwadziwa ini

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa 11 месяцев назад +7

    The girl is beautiful and intelligent ❤❤❤. She deserves better kwete zva mum's boy uyo ane chindaroyiwa

  • @hazsibs8526
    @hazsibs8526 11 месяцев назад +29

    Beautiful girl.
    Girl child stand up for yourself 🎉
    Welldone

  • @AliceMushambi
    @AliceMushambi 11 месяцев назад +91

    Kana Munhu achiremerwa kubudisa imwe info please don't force..they have their reasons

    • @evelynmusayidzi8917
      @evelynmusayidzi8917 11 месяцев назад +4

      Sure iyoyo anga asingade mkomana uyu

    • @Lizzy-kp8ec
      @Lizzy-kp8ec 11 месяцев назад +9

      Mukomana ane hana mhoms hapana kana chipfuva kkkk mombe 25 heee chikwambo nxaaa

    • @evelynmusayidzi8917
      @evelynmusayidzi8917 11 месяцев назад +4

      @@Lizzy-kp8ec haaaa Pana moms ndo zero chaiyo dai vasirivo tisina zvizhinji zvatamboziva apa zvino haaaa zvese zvanzi bvuuu

    • @shuvaichamunorwa4687
      @shuvaichamunorwa4687 11 месяцев назад +8

      Musikana uyu akachengetwa anoratidza kti pane zigadzi rine garo nema hips.Asi deno vabereki vamubvisa mweya wetsvina.Vamwene imharapatsetse nhundira mutsime.Rwumbuya urwu runotoroyawo.munopindira papi

    • @AbigirlRuzivo
      @AbigirlRuzivo 11 месяцев назад +11

      Zvekumasowe makazviteedzera zvinokuputsirai imba

  • @paulinedendere2607
    @paulinedendere2607 11 месяцев назад +39

    Boys need to be taught about conception and the 2 weeks of delivery

    • @dotkomtv
      @dotkomtv 11 месяцев назад +1

      Not just boys even the girl seems to be confused about it. And another thing from 3 to 24 it's not 2 weeks its 3 weeks

    • @itaimashaire3170
      @itaimashaire3170 11 месяцев назад

      Insteady teach them to merry 1st then engage into jig jig later.

    • @trifordhamankaseke8897
      @trifordhamankaseke8897 7 месяцев назад

      Kkkk funny seeing you here

    • @patriciamatundu2907
      @patriciamatundu2907 19 дней назад

      It can be two weeks early or later but people don’t know

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 11 месяцев назад +32

    Poverty inoita kti vana vdu vapindane nema problems anorwadza kdai vri vadiki 😢

  • @it3788
    @it3788 11 месяцев назад +27

    Shes very natural can go forvinternational modelling neusvibu hwake and h hurefu zim has talents whichare untapped❤

    • @ctm12mtka75
      @ctm12mtka75 11 месяцев назад

      Absolutely she has a natural beauty.kungoti zim no obe observe these things

  • @kellyjoseph7448
    @kellyjoseph7448 11 месяцев назад +10

    i so love this baby girl. so mature and smart. I pray to God for more blessings. Grandma is a professionally slippery and so smart defending his son.

  • @potiphajerenyenje6870
    @potiphajerenyenje6870 11 месяцев назад +12

    Vamwene inyoka

  • @karidzataurai5880
    @karidzataurai5880 11 месяцев назад +130

    This girl is very intelligent,composed and well spoken.She is typical of the unfortunate women of our society who give their hearts,lives and bodies to ignorant,dull and masochistic men who have no remorse at all

    • @engkufa2012
      @engkufa2012 11 месяцев назад +12

      The lady is toxic. She now wants to create a new ngozi. Just for being taken for DNA 😂
      Apa iye ane imwe ngozi iri kuda kugadziriswa 😢

    • @gibsonjiyangwa6582
      @gibsonjiyangwa6582 11 месяцев назад +4

      Papi ipapa, kuda kuripirwa kuti ndizive mwana wangu, achisiya chikwambo chaakaiswa nababa wake, chakosha Chii mombe 1 nemombe 25 kundinyengesa pamunhu anechikwambo,n’aaaass

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 11 месяцев назад

      @@engkufa2012 taura hako ko kuzoti handivigwe 🙌 uuuuuum

    • @tracymurahwa5589
      @tracymurahwa5589 11 месяцев назад +4

      She is so eloquent 😊 dai irimari aidzoka ku school anotaura zvinonzwisisika

    • @ntuthu263
      @ntuthu263 11 месяцев назад +7

      & still a child!!!!! Unfortunately too the guy is also a child and he too went through depression.
      Our elders need to stop pushing kids into marriages and instead push the lessons of safe intercourse and family planning.

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 11 месяцев назад +22

    Daidza hako mukadzi pamwe munhu kwaye. Iri irema iri. Rinenge rinorara namai. 😂😂😂😂😂

  • @tngari9250
    @tngari9250 11 месяцев назад +19

    Like mother like son. Ndoanonzi mapenzi aya. Tarira mapfekero. inzwa language yacho

    • @MillicentMhokore-dc8on
      @MillicentMhokore-dc8on 11 месяцев назад +3

      Kkkkkk mwana wacho ungati zi gum gum

    • @foffoes7321
      @foffoes7321 10 месяцев назад +1

      Kunge abva kunomhanya 100meters

    • @nyashasharon
      @nyashasharon 3 месяца назад

      ​@@foffoes7321nhai veduwe😂😂

    • @foffoes7321
      @foffoes7321 3 месяца назад

      @@nyashasharon kkkkkkkkkk imiwe

  • @edinadzinotyiwei8688
    @edinadzinotyiwei8688 11 месяцев назад +18

    Kubva 36 weeks kusvika 42 weeks mwana akasvika

  • @brendakugara3768
    @brendakugara3768 11 месяцев назад +11

    Zvakaoma kuwanikwa nemunhu anonzwa zvese kuna Mai

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 11 месяцев назад +27

    Vanhu ava vanonyepa varikumunyepera musikana uyu mapudzi anowira kusina hari

  • @annienai
    @annienai 11 месяцев назад +14

    She's so beautiful this child so beautiful

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 месяцев назад +4

      Nhai imi..mukuona ne angle ipj veduwe..ndikungoona kuti sge is natural..zve beauty aahh

    • @sonenidube5390
      @sonenidube5390 11 месяцев назад

      Pane imwe angle ikubidisa kunaka but aristraight yoooh 🙄

  • @estherziwa637
    @estherziwa637 11 месяцев назад +31

    Saka ma test aya ndeekuti mwana anogona ari wechikwambo here . Murume anenge ane nhema uye asasade mukadzi

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 11 месяцев назад +9

    Yes the young mother seems full of untapped exciting potentials both in marriage and a very important figure in the Society where interlectual decisions are required. Its no good for anyone to degrade such a reasonable person such as this totally beautiful young promising mother. She deserves lots more Blessings for being so Faithful. Should be treated as a role model in issues such as these.

  • @lloydmagweta5311
    @lloydmagweta5311 11 месяцев назад +226

    The sound engineer let us down today. The interference is irritating

    • @teranodavira6243
      @teranodavira6243 11 месяцев назад +5

      😂😂😂 nhasi kwauya wekwa DJ Ollah

    • @nessiemupfeki
      @nessiemupfeki 11 месяцев назад

      ​@@teranodavira6243😅😅😅😅😅😅😂😂😂

    • @sirivhiya
      @sirivhiya 11 месяцев назад

      😂😂😂😂😂​@@teranodavira6243

    • @yebo-gogo
      @yebo-gogo 11 месяцев назад +7

      It's horrific. Initially I thought i had more than one tab open

    • @dionnejeffreys8327
      @dionnejeffreys8327 11 месяцев назад +2

      Ndatombofunga kuti tv yangu yafa😂😂

  • @berthapaison7905
    @berthapaison7905 11 месяцев назад +2

    DNA hairipwe iwe musada kutyisidzira vanhu kuti vasaende kuDNA so tsvaga dzimwe mhosva munin'na dzekuripirwa

  • @Marvellous-b4n
    @Marvellous-b4n 11 месяцев назад +52

    Vamwene itsotsi kuuchira nhema kunge munonzwisisisa. Vamwene muroora havamudi becoz ari very clever hazvienderani ne age yake. Apa vanwene kutoda kuramba nemombe kuti apihwe. Mupei mombe yake kana musingamude muendesei imi makabatawo something. Murume mukadzi aimuda but pressure kubva kuna mai. Kana zviri zvengozi hakusiwo kuda kwake asi nhema dzakawandisa paka rume ako kusataura akatarisa vanhu. Marondedzero ako wakuita as if anoroya dziri nhema dzoga dzoga. Kana ari we ngozi hazvifambirane neuroyi. Muroora secret dzekumusha hadzitaurwi kwawakarooriwa chinova chituku. Murume kana uchida mkadzi wako chaizvo anoenda ku church yema deliverance zvopera izvo. Mwanasikana ibva pamba ipapo wapihwa mombe yako uye voenda newe nemunyayi neSomething mumaoko. Urombo hwenyu kuda zvamahara motoda kuripwa futi

    • @YvonneZiweya-iq6mo
      @YvonneZiweya-iq6mo 11 месяцев назад +5

      True mai I problem iyo

    • @shebs2207
      @shebs2207 11 месяцев назад +1

      Ndovakaputsa imba yemwana drama vanaro mbuya avo kumisa wool hat nekunopusa ndomharadzi zijembere iro

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 11 месяцев назад +2

      True amai ndonyoka apo

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 11 месяцев назад +1

      Murume hachada mukadzi....vamwene inyoka zvayo nzukuwiri

    • @tanabby2213
      @tanabby2213 11 месяцев назад

      Amai ndiyo problem vane drama

  • @Diblodibala4
    @Diblodibala4 11 месяцев назад +99

    The mother is so diplomatic in defending her son. Sons may grow out of their toys but in their mother’s hearts, they remain their little boys.

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok 11 месяцев назад

      Hapanazve chokwadi chinozombofa chakadarika ipapa hama, wanyatsobaya dede nemumukanwa kuti juu chayiko. I lost my twin-daughters when I was 30yrs old, but all the time I was crying, It was because of the thought of thinking kuti dayi amai vangu vakange vachiri vapenyu by that time may be the pain was going to be better than it was.

    • @ruel1703
      @ruel1703 11 месяцев назад

      Epic 👌

    • @Mandidzv
      @Mandidzv 11 месяцев назад +4

      Haiwawo just a typical mother in law vakavenga murora

    • @ratidzomudzengi9099
      @ratidzomudzengi9099 11 месяцев назад +1

      An enabler, do you mean !

    • @RutendoShone
      @RutendoShone 10 месяцев назад +1

      Ndozvaari ,, shame ndakambogara naye

  • @Lizzy-kp8ec
    @Lizzy-kp8ec 11 месяцев назад +59

    Mhai bota revana haripindirwe manyarakaa uye mhoms hamusi nurse, pachokwad muroora hamumude nxaaa mandibhohwa mhoms 😢😢😢😢

    • @SithulisiweMasuku
      @SithulisiweMasuku 11 месяцев назад +3

      Shuwa havamude vapererwa pabuda maresults mwana ariwavo

    • @melodyzimunya5253
      @melodyzimunya5253 11 месяцев назад +4

      Vatadzei vamwene vakaudza mwana wavo wani kuti ma dates haana kusiyana nekuti it’s 2 weeks before or after

    • @Lizzy-kp8ec
      @Lizzy-kp8ec 11 месяцев назад

      @@melodyzimunya5253 madays enhumbu nemadays aiverengwa namhoms zvakasiyana coz mhoms muroora pachokwad havamudi , varikutoda muroora lawyer vamwene 😱

    • @RumbidzaiRwanyanya
      @RumbidzaiRwanyanya 11 месяцев назад

      @@Lizzy-kp8ec amai vakashata ava vane hutsinye hanzvadzi yemurume wakagona kudzora hanzvadzi yake asi amai surrender

    • @heatherhunda8424
      @heatherhunda8424 11 месяцев назад +1

      Nhai..mukadzi mukuru kutsvagira mwana mudiki nyaya cz havamude chete

  • @knowledgemupanda461
    @knowledgemupanda461 11 месяцев назад +30

    My lil sister zveku ripana izvo nde zve ku dhara. Kana ukuda kuripwa Pihwa cash utenge midziyo ye mumba mako , love your man, and start taking care of family as if nothing happened! Just love your man , pray about your life such that mweya ye tsvina ikutaurwa iyo ibve (By God’s grace mweya ye tsvina inotiza), and live your life.
    Iwe Mfana ida babe iro, take care of family, tsvaka Mwari and pray to God , zvese zvino pera izvo!

  • @PurityMahosoMusa
    @PurityMahosoMusa 11 месяцев назад +11

    Kana usingadiwi unobikirwa nyaya

  • @netsaichikwanda7568
    @netsaichikwanda7568 11 месяцев назад +31

    Kudos to the auntie for standing by sister in law,the mother should learn her lesson

  • @Carleenliny
    @Carleenliny 11 месяцев назад +34

    Vamwene vakutora side remwa wavo but chokwadi kuendeswa kuma DNA panenge pasina trust kupumhiwa chihure

    • @brightonchikonye9452
      @brightonchikonye9452 11 месяцев назад +9

      Pfungwa dzemuna 1980 ....Dna iripo pakubvisa any doubts ko munhu munhu

    • @irenemungate500
      @irenemungate500 11 месяцев назад +3

      I don't see interference apa. Ngavagadzire zvikwambo zvavo ndoo zvinomupa kutaurisa .ane speed I wouldn't stand that attitude

    • @albertmaronga2610
      @albertmaronga2610 11 месяцев назад +1

      Unopenga iwe!!

    • @Carleenliny
      @Carleenliny 11 месяцев назад

      @@albertmaronga2610 ok

    • @Carleenliny
      @Carleenliny 11 месяцев назад

      @@irenemungate500 muroora havamudi KO yezvikwambo vanga vakuitaurorei kuma DNA yet vaiziva kut mwana ndewavo Inga vakataura wani plus haisi mhosva yake yekut anehikwambo handina kupikisana nkt ngasagadzirwe zvipere

  • @peenomamabvuu4541
    @peenomamabvuu4541 11 месяцев назад +1

    Mwana uyu akachengetwa bhoo she is very beautiful. Mai avo ngavakwane please, mwana akura aroora ngavasiye imba yevana

  • @BluebirdCare-tj5zh
    @BluebirdCare-tj5zh 11 месяцев назад +16

    Sana Moyo we are not proud of our brother takutodawo DNA futi naye haaaaa he's not giving Moyo vibes 😂

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 11 месяцев назад +27

    Imi vanhu, munoita kunge munobva kuma European countries seiko imi, kunge musingazivi chivanhu chenyu. Unoda kubvuma kuti chivanhu kana hurombwa zviriko kana zvaitika kwauri kana pahama yako. Inga mukomana ataura wani kuti pane zvaiitika paari paakangotora mukadzi wake uyu zvechivanhu zvaiitika, achinzi wakatora mukadzi wangu, asi imi hamusi kuzvigamuchira zvese izvozvo, makuti inzira yekuramba mukadzi. Sei muchifungira munhu, kubva patozvipa 100% correct yekufungira zviri mumoyo memunhu. Vanhu munoita zvinhu zvechivanhu lightly. Hamuzivi kuti mhuri dzapera mumamisha umu. Muchipota muchionawo nyaya dziri kutenderera muma social media umu. Manje semunhu agara ari in denial hazvipindi muhana yake. Manje uchafa uri murima kana ukaramba uchifamba nema blinkers saizvozvo

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 11 месяцев назад +8

      Anga asingatode kutaura mukomana uyu asi Tinashe aramba akamutsikirira kuti taura chete,vanhu must stop judging this guy please

    • @gibsonjiyangwa6582
      @gibsonjiyangwa6582 11 месяцев назад +4

      I strongly agree with you, vanhu havazivi kuti chikwambo chakaipa sei, ndiyani anoshingirira kugara nemukadzi anobeka moto, paruda kubviswa mombe 25 munotamba ndipo here ini ndobva ndaramba zvachose wakapfawa uyo mukomana,,handinyengereri chikwambo ini no no,

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 11 месяцев назад +3

      Varume ngatisaise chivanhu pachisiri,as soon as this brother found out his girlfriend was pregnant,he never accepted responsibility. At 1st his excuse was how could she be pregnant in 2 weeks, for him this was too short for anyone to be pregnant,and that's nonsense. Then he wanted the girl to go back and live with her parents until the child was born. Ngatisakanganwe kuti muchinda akatoita zvekuvingwa kubasa nekuramwirwa mukadzi pamba by the parents. This was long before his fake dreams that he claims only started when the 2 of them were living together. We should also remember amai vemukomana brought these kids to her own prophet who had already been helping her. This explains why nothing bad was said about the man's family. Uroyi hwaka nangwa kumwana who didn't have any adults from her family present. Mwana akanzi baba vako vane chikwambo waida kuti ati chii? When the mother of the child went back to her father and told him,what the bogus prophet had said,he probably didn't see any need to try to argue with his already traumatized and depressed daughter. Vakangoti zvakanaka tozozvigadzirisa kana vakuwasha vauya kuzotisuma. So my question is,why didn't this young man approach vana tete kanasekuru votaura nyaya yavo? How many cases have we heard from these fake prophets telling fathers they're taking care of kids who are not theirs only to be proved wrong by DNA tests? Chivanhu should be taken with a grain of salt.

    • @rumbidzaimuchabaiwa3340
      @rumbidzaimuchabaiwa3340 11 месяцев назад +3

      Ini ndotoziva 2 mamarriages evakadzi vakapiwa zvikwambo kudzinza kwavo ,imwe marriage murume akatozongofa mysteriously nenyaya yekunz shingirira chete nevanhu then imwe yechi2 mrume akazongosiya mkadz wewhite wedding awona kt angafe exactly zvataura mface uyo ndozvaitaurawo zvekuona zvinhu

    • @kudakwashenobertmakwiyana2051
      @kudakwashenobertmakwiyana2051 11 месяцев назад +4

      Taura hako only that no one in this world takes boy child seriously kana asiri hama yako. The girl akaiswa chivanhu and her parents confirmed it. So how is this boy wrong??. Ofa akatarisa here

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw 11 месяцев назад +9

    Vamwene ndavanyarira😮

  • @sharontandi9987
    @sharontandi9987 9 месяцев назад +2

    Musikana ari very intelligent 👌

  • @melodykapfunde2065
    @melodykapfunde2065 11 месяцев назад +14

    Mkomna pfungwa dzake dzakatodarikwa kufunga ndedze mwana ane 18yrs.

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 11 месяцев назад +17

    Honestly speaking most of us guys we're cowards, tikangonzwa a female partner avekuti anenhumbu we panic a lot. Females are so brave or else it's because nhumbu yacho inenge iri on her body, so there's no way she can run away from it/she can't run away from herself.

    • @barbra3532
      @barbra3532 6 месяцев назад +1

      Say it louder my guy please

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 11 месяцев назад +28

    Amwene itsotsi awo imi pamakaita vana wenyu pafirst born makamboenda kumusha kwenyu here musina kubvisirwa muri tsotsi imi hewo mubvunzo amwene muri muzezuru kubasa kunoziwei imi munopima imi musadaro kuchengeterwa maiwe makabviseimune pamuromo amwene muroora ari right ataura zvaanoda xviri right chose kunzi hure hazvikomboreri

    • @nomsasitsha7779
      @nomsasitsha7779 11 месяцев назад +4

      Mai vemukomana inzvori tsotsi and havanyare kupindira zvirpachena havavaki uye kupumha kwaatezvara icho chakakonzeresa murume abvise mukadzi kumusha achimunyepera kuti huya kwandiri kwaakumudzimira foni vanga vazvironga naamai vake....kutopumha anatezvara iiiiiii

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 11 месяцев назад +2

      Vandibhowa mai ava ivo vaive mhandara here

    • @FungaiMatutuFungaiNdhlela
      @FungaiMatutuFungaiNdhlela 5 месяцев назад

      Zimbuya rinemakuhwa

    • @maxiechasura7376
      @maxiechasura7376 2 месяца назад

      True amwene avo ndivo Vaitoti siya mwana uyu ndomufuriri sorry to say this amwene musadaro mwana weunwe munhu

    • @maxiechasura7376
      @maxiechasura7376 2 месяца назад

      @@blessingmurozvi6059 kana iye mwana wacho aive virgin akaziva sei bota direction

  • @dainahmapfumo
    @dainahmapfumo 11 месяцев назад

    This aunt is a real witchdoctor maomberero acho uye to my sister in law humble yurself zvowanikwa to my imbecell brother uribenzi unoteedza direzi ramoms

  • @michie_ruee
    @michie_ruee 11 месяцев назад +9

    Thank you sound engineer

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 11 месяцев назад +3

    Nyaya dzezvikwambo nehuripwa zvazofushunurwa navamwene mukadzi mukuru, mwanasikana ripwa zvako iwe pihwa mombe yako,zvino vanhu vakapanana mwana vakuti sahwira futy😅😅😅 hapana zvemurume apa, mwanasikana wagona kuzvimirira haungaitiswe kuendeswa kumba kwenyu pasina chakambobviswa

  • @tinashegombera3897
    @tinashegombera3897 11 месяцев назад +15

    Chine good shape. Dayi chambosimuka tichi sapote chipihwe mombe

  • @obey6330
    @obey6330 11 месяцев назад +9

    Kunyengwa nedofo chaiko the girlchild’s plight 😢

    • @gaamuli
      @gaamuli 11 месяцев назад

      Dofo rino chengeta mwana?
      Rino rota zvinhu?

  • @anitamasenyama9744
    @anitamasenyama9744 11 месяцев назад +46

    No one is talking about the spiritual attacks these 2 are facing. Spiritual husbands/wives are real, and that is what's frustrating and destroying their marriage. Unless the lady is delivered from that spiritual husband, they will keeping fighting and having issues😢.

    • @evechisvoshaseven3624
      @evechisvoshaseven3624 11 месяцев назад +13

      We are here for the DNA not spiritual issues. Don’t confuse the platform. For spiritual issues they have to go some other places

    • @vimbaimupesa4670
      @vimbaimupesa4670 11 месяцев назад

      ​@@evechisvoshaseven3624basically the spiritual issue is the problem even the mother said so

    • @chiherachashe8208
      @chiherachashe8208 11 месяцев назад +5

      Hayewa tisiyei zvedu. Spiritual husband ipi. Postnatal depression iyo

    • @anitamasenyama9744
      @anitamasenyama9744 11 месяцев назад

      @@evechisvoshaseven3624 the fact that it was revealed on this platform implies that we can also comment on it here.

    • @anitamasenyama9744
      @anitamasenyama9744 11 месяцев назад

      @@chiherachashe8208 mafungirowo ako, hatingamashore🤗

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 10 месяцев назад

    😮,handina kumboziva kuri kune vamwe varume vanotoshayawo mhinduro kutopererwa namanzwi kudaro nhai mkomana, well-done Mr Mugabe, your questions are so valid, dutye rababa ava nxaa😅

  • @MadeleenMasango-dc3uc
    @MadeleenMasango-dc3uc 11 месяцев назад +13

    Karume aka kanondipa hasha zvisigaite kamukono ketsambarafuta chaiko

  • @cephasmuganuki5620
    @cephasmuganuki5620 11 месяцев назад +4

    imi mai kumbirirai benzi renyu iro ruregerero musada kungwara nhema

  • @mmuderedzwa09
    @mmuderedzwa09 11 месяцев назад +327

    The guy doesn’t know Tinashes other name is Patience He waits patiently until he speaks

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 11 месяцев назад +5

      Kakuti nonokei kufunga nekutaura as if he wasn't given the questions in advance . Nhai nhai?

    • @oliviachivhanganye5721
      @oliviachivhanganye5721 11 месяцев назад +7

      Ehe Tinashe is so patient 😂

    • @TsitsiMazuru
      @TsitsiMazuru 11 месяцев назад

      Kkkk

    • @makanaka2006
      @makanaka2006 11 месяцев назад

      😂😂

    • @gm4781
      @gm4781 11 месяцев назад +24

      Saka akutonzi Tinashe Patience Mugabe ka.

  • @JudithTaka
    @JudithTaka 11 месяцев назад +1

    Ripiwa dear ....munhu haafanire dheerera kusvika pakureruka kupindirwa mutrouse ramudhara wako ....big up nhanha

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski5700 11 месяцев назад +108

    The phenomenon they are describing could be post natal depression. She was mistreated while pregnant which makes her vulnerable to the condition. One of the symptoms is losing touch with reality or even harming the child. Some mom’s with severe depression can even kill babies. What the father saw could have been that not bad spirits.
    I don’t know when Zim women will learn to leave these men alone and focus on school. Many on this show seem to enjoy the act but full of excuses when it’s time to be responsible. What do you think happens when you do the act? Because babies happen and if you do the act be ready to be a father or husband. You can’t say go back home or play hide and see or say nonsense about dreaming things. You need to be ready to be a father before getting into relationships.
    The guy could also have mental issues or depression if he thought he was playing with her and ended up with responsibility. Now he is full of excuses 🙄 if you are married you can’t say to a married woman go back home and call me later. You deal with issues as a couple because you decided to be one family. She should let him go and move on with life.

    • @mercygurure5238
      @mercygurure5238 11 месяцев назад +2

      You said it thank u

    • @christieultd
      @christieultd 11 месяцев назад +3

      Hayo mapostori aye. Jesu dzokai

    • @gibsonjiyangwa6582
      @gibsonjiyangwa6582 11 месяцев назад +4

      Hamuzive munhu anechikwambo dai mwaimuziva hamutauri zvamurikuita apa Munhu adzoswa kumba kwake kundogadzirisa chikwambo kana baba vacho vakabvuma ndovanogona chete kuchibvisa, hapana zveprenatal or post natal depression, mukadzi uyo wakatogarwa nechikwambo murume uyo wakatopfava, chikwambo ukachisekerera chinokuuraya he was luck nekuti haana kubvisisra chikwambo chinhoyi chihure uye kutamba dai akabvisira pfuma chikwambo chaimudonhesa,

    • @tanyamilewski5700
      @tanyamilewski5700 11 месяцев назад +2

      @@gibsonjiyangwa6582 true I don’t know about those things but I know post natal depression, the risk factors, the symptoms the treatment. She matches the diagnosis perfectly, she was abused and traumatized during pregnancy and after the baby was born she continued to be mistreated and people around her observed strange behaviors including what they thought was losing touch with reality and threats to the child.

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 11 месяцев назад +1

      muchirungu munoiti Post Natak Depression, muchiboy tinoiti, mukadzi wechikwambo!

  • @LainaMakuvise
    @LainaMakuvise 10 месяцев назад +2

    Ndaive nemuroora aizviita asi zvimwe zvinenge zvirispiritual now muroora wangu akutopenga kugara mustreet chaimo

    • @goslipinvestmentsgoslipinvestm
      @goslipinvestmentsgoslipinvestm 29 дней назад

      Your surname is this same as mine then the names'first letters are also the same. Not knowing the totems

  • @vengaimuchero
    @vengaimuchero 11 месяцев назад +4

    Uyu mukoma anoda kukwira mwana vemunhu.mahara

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 10 месяцев назад

    My story axactly .Munhu nekuroora haasati akutoti maproblems andiri anokonzereswa nemukadzi.Kupumha madzitezvara huroyi usina kana chaabvisa

  • @magretgwatevera-uo2vt
    @magretgwatevera-uo2vt 11 месяцев назад +10

    Ukaona munhu achitadza kutaura nyaya seizvo akuda kunyepa Moyozzz vanenge vasina sikuruuu ava

  • @PassionatePassion-bu9eb
    @PassionatePassion-bu9eb 11 месяцев назад +1

    Did I hear very well blaz Ava vati sahwira Kumai vemwana

  • @nomalangakhiswa4395
    @nomalangakhiswa4395 11 месяцев назад +6

    Ahhhhh imi bhudhika. Mungatipedzera nguva ne budget chaiyo ini ndafunga kt anoroya

    • @Lizzy-kp8ec
      @Lizzy-kp8ec 11 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @MadeleenMasango-dc3uc
      @MadeleenMasango-dc3uc 11 месяцев назад +1

      Ndoturume tunoruta utu budget inebasarei kanoshusha karume ako zvaarikutaura hazvina musoro even zvehuroi zvapinda papi futi

    • @lisamoyo5969
      @lisamoyo5969 11 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @walterechetemu9910
      @walterechetemu9910 11 месяцев назад +3

      ​@MadeleenMasango-dc3uc nekuti nyaya yeBudget kuhwanda but nyaya yake iri kune zvemumweya chaizvo but atya kutaura.

  • @peembano253
    @peembano253 11 месяцев назад

    Good job bro❤, aaah madzimai masvinu kubuda mumba kuenda kunoba shuwa🙌🙌 izvo zvidhuku

  • @preciousmashura2051
    @preciousmashura2051 11 месяцев назад +19

    Muchinda uyu munyepi mukuru zvipi zvaanoona anofanirwa ariwrmutoriro chete or arikungobika nyaya nekuda haasikuda munhu zvake😮

  • @joylinemudavanhu3108
    @joylinemudavanhu3108 11 месяцев назад +2

    One thing I will never do is force my daughter kugara paasingadiwe. Mwana kuita kunge achaberekeswa huroi nevanomupumha

  • @MoreblessingGumbeze
    @MoreblessingGumbeze 11 месяцев назад +3

    wagona mwanasikana kuzvimirira

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana 11 месяцев назад +1

    Tinashe you are very patient mkomana uyu unoita souchamuisa mbama😊

  • @kudakwashebshekede9947
    @kudakwashebshekede9947 11 месяцев назад +22

    This girl is so funny, ko kuzoda kutaura pachikuru kani iyo iri pwere yakamhanyira bota. She’s beautiful though, vamwe varume vane lucky rekuwana madzimai akanaka vokanya madhaka pasina mvura. Kumusikana if you get the chance of reading these comments kindly drop the idea of kuda kuripwa manhingi, thats backward. Love haidi mitemo yakapusa kudaro

    • @gibsonjiyangwa6582
      @gibsonjiyangwa6582 11 месяцев назад +3

      Ini izvi ndaisiya ipapoipapo chikwambo hasngachigoni chinoda waridzi wacho

    • @hemimutyorambiri4684
      @hemimutyorambiri4684 11 месяцев назад +2

      Uhm guys i feel like the girl arikushungurudzika emotionaly kopaarikugara ega arikudii kumudya mwana wacho murukomana uyu eanetwakewo hake anotaura anekakuchinja magear sekunge akagarwawo but anyway mukomana anelawyer rake pedyo mwanasikana ariega thats abuse

    • @gaamuli
      @gaamuli 11 месяцев назад +3

      Amana,beautiful ikubva kupi chaizvo ko?
      Anyway,the way she's talking munhu atori me history yezvi vanhu vanhu izvi. It'd drag any normal person to think kuti nyaya yezvi kwambo izvo very valid.

    • @munyasons80
      @munyasons80 11 месяцев назад

      ​@@gaamulibeauty beauty beauty 😂😂😂, i also don't see the beauty.
      Such a young girl anotaura zvekuripwa

    • @paidamoyo3081
      @paidamoyo3081 11 месяцев назад

      Amai vemukomana ndivo varikupinda pakati pevana

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 11 месяцев назад +2

    Zvakaoma chokwadi veduweka 😂😂😂😂 ndenga muchano Google kudenga 😊

  • @JulietHamadziripi-nc1ho
    @JulietHamadziripi-nc1ho 11 месяцев назад +17

    Like please abeg my people Pano panonakidza wani

    • @kudzi_01
      @kudzi_01 11 месяцев назад

      it's nice to be here😂

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 11 месяцев назад +2

    Spiritual attacks vanhu havainzwisese kana usiriwe urikuzviitirwa. Zvakaoma kugara nemunhu anobudirwa nemhepo

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 11 месяцев назад +94

    This girl is beautiful she only needs a caring partner to maintain her well

    • @BlessingMuranda
      @BlessingMuranda 11 месяцев назад +6

      Kna murume akanakawo anoda anomubikira bhoo kkkkk

    • @babamufundisi4651
      @babamufundisi4651 11 месяцев назад +6

      kkkk koo kungotii ane bodyshape yakanaka chete nhaiii

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 11 месяцев назад +1

      Not beautiful as such

    • @sampremi2014
      @sampremi2014 11 месяцев назад

      😂😂😂​@@BlessingMuranda

    • @ruemkhula163
      @ruemkhula163 11 месяцев назад +3

      Different views; i see beauty

  • @enettymtowodzwa3765
    @enettymtowodzwa3765 10 месяцев назад

    I love this baby girl , anozvimiririra . I think vane kamwana kavo kakanaka chaizvo , they’re 2 good looking people.

  • @solomonmachokoto1274
    @solomonmachokoto1274 11 месяцев назад +110

    Kana varume tichida bota,unenge uchinzi babe,kana honie, kana pava nemwana wakunzi munhu uya akabva auya kumba,ndakagara nemunhu uya. That's ashame. Madzimai Mwari vakuwanzirei nyasha. Zvimwe zvamuoneswa nevanhu vanenge vachiti vanokudai zvakaoma. You tell your pregnant girlfriend to come to Harare knowing you have no intentions of meeting up with her. You leave her stranded and had to call her relatives to pick her up. You still have sex with her when it's convenient for you,once you're done ndopawakuona moto paari nemhuka ichida kukuuraya? Men we need to do better. Kana usisadi mwana wevanhu be man enough to say it pasina kutsvaga nyaya. Shame on you young man. Ndakunyarira fani.

    • @margaretdzafunwa9804
      @margaretdzafunwa9804 11 месяцев назад +7

      Ko kuzomuti sahwira hake

    • @phydeliachizunza2347
      @phydeliachizunza2347 11 месяцев назад

      Kkkkkkkkk

    • @Lizzy-kp8ec
      @Lizzy-kp8ec 11 месяцев назад +2

      Thank you for the wise words

    • @BenitaNcube-t7x
      @BenitaNcube-t7x 11 месяцев назад +2

      Well said dude.Honestly it’s heartbreaking

    • @godzi2012
      @godzi2012 11 месяцев назад +6

      There are no spiritual attacks here.Hanti aiti aida kudya mwana.?Ko ari kudii mukudya now that he is not around.Hapana chivanhu chiripo apa.

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 11 месяцев назад +2

    Ladies let empower girl child kumhanyira kuvhura makumbo doesn't pay

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 11 месяцев назад +4

    Vaera Moyo ku DNA hamus kubva pa week poga poga memuriko kwaTinashe

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 11 месяцев назад

      Kkkkk taura hko apa kutinyadzisa kwega kwega

  • @losweetertom8269
    @losweetertom8269 10 месяцев назад +1

    This guy z strong kugara nemukadzi wechikwambo noooo..
    This girl akutoda mombe yekunowedzera kun'anga kty varipe never. Thjs lady must deal wth her issues first ozogara wth this guy

  • @rosemarymunyukwi2479
    @rosemarymunyukwi2479 11 месяцев назад +5

    This girl needs counselling support please she is very young.
    Zvemombe handizvenyu chengetayi mai vemuzukuru wenyu

  • @chimhamhachimhamha4369
    @chimhamhachimhamha4369 Месяц назад

    True haaa mukadzi anenge akaripiswa ngozi ndoiri kurwisa imba nekuti mombe 26 dzaafaura vana baba varikunoripa ndedzei chinoripwa nemombe dzakadaro ingozi hapana kumira mushe apa

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 11 месяцев назад +3

    Kana muchiti she is beautiful Ini ndaakuti lions are vegans 😂😂😂😂

  • @fortunatedizha3716
    @fortunatedizha3716 11 месяцев назад

    Imwe info haidi pajekerere veduwee, you're beautiful gal,the way you are ❤

  • @prettyndebele5081
    @prettyndebele5081 11 месяцев назад +23

    Moms is the main factor on this issue

  • @Maggie_CM898
    @Maggie_CM898 11 месяцев назад

    Great show. Mr Mugabe, just wondering why muchingobvunza madzimai mubvunzo vokuti, ' chakanyanya kukurwadzai panyaya iyi chii', its as if vakadzi voga ndovanorwadziwa. Ini ndofunga kuti in these cases, both parties vanenge vatori ne pain so vachizouya ku DNA. Ko hazviite here mubvunze both parties.

  • @adelaidendebele8896
    @adelaidendebele8896 11 месяцев назад +11

    The way Tinashe is so patience 😅😅

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 11 месяцев назад

    Haa pama highlights zvimikono zvinombopunzumurwa well-done basadi

  • @VincentParwaringira
    @VincentParwaringira 11 месяцев назад +75

    All this time along the guy was afraid to say "haana budget"😂😂. I was even more patient than Tinashe to hear the mystery

    • @walterechetemu9910
      @walterechetemu9910 11 месяцев назад +24

      Anga otiza nyaya but pane zvaatya kubudisa, most likely zvehuroyi.

    • @judithnyakunuhwa2460
      @judithnyakunuhwa2460 11 месяцев назад +5

      ​@@walterechetemu9910chokwadi angodzvenga hake

    • @bigmama973
      @bigmama973 11 месяцев назад +7

      haisiyo nyaya yaangaachitya kutaura mukadzi uyu anoroya saka now is talking

    • @saulmhoka8907
      @saulmhoka8907 11 месяцев назад +1

      😂😂😂😂 imagine!!

    • @simbarashemanjemanje1521
      @simbarashemanjemanje1521 11 месяцев назад +4

      ​@@judithnyakunuhwa2460anga asingade kupumha mukadzi huroi

  • @brooktanadiwa
    @brooktanadiwa 11 месяцев назад +1

    They are sooooo beautiful. When I first saw her I thought of those models from Sudan. With proper care this melanin will pop like no one’s business
    The boy is handsome too. I’m sure their baby is so beautiful.
    Nhamo is a curse sure

  • @letisiarusike4400
    @letisiarusike4400 11 месяцев назад +3

    Mukomana uyu iproblem anenhema dzino svota

  • @ralphchimbaira1755
    @ralphchimbaira1755 11 месяцев назад +6

    Editor ngaatipewo ma serious

  • @RatidzoRuduvo-om7bb
    @RatidzoRuduvo-om7bb 11 месяцев назад +11

    Muchinda ane nhema haachadi mukadzi

    • @gaamuli
      @gaamuli 11 месяцев назад

      Akapotsa afa munhu😂
      Aiyaa

  • @EarthrageKureva
    @EarthrageKureva 11 месяцев назад +65

    The mother in law is behind the chaos surrounding the problems troubling the marriage.

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 11 месяцев назад +3

      Very true big honzeri apa mwana vacho irombe futi. Haana kana kobo. Amai havadi muroora kunyepera kutaura zvakanaka.

    • @bellesk36
      @bellesk36 11 месяцев назад +2

      Ende vataura vega kuti vane maspirits avainawo maybe zvirikuonekwa nemwana, if anything, ndivo varikukonzeresa so he can leave muroora wavasingade uyo

    • @nicholasmudzipurwa9581
      @nicholasmudzipurwa9581 11 месяцев назад

      Mai ava vsri kushandisa mwana wavo mukomana uyo

    • @leechen1995
      @leechen1995 11 месяцев назад

      ​@nicholasmudzipurwa9581
      Muroora achishandiswawo nababa saka ihondo

    • @ngonidzashechimbwanda5733
      @ngonidzashechimbwanda5733 11 месяцев назад

      If there are any goblins, then they belong to the grandmother 😅

  • @kennyrukovo8243
    @kennyrukovo8243 11 месяцев назад +4

    I had been job searching, I have stopped. I will become a n'anga, mombe 26 from one client!

    • @stephennyemba3712
      @stephennyemba3712 11 месяцев назад +1

      😅 you make me laugh. Surely 26 that is a ripoff!

    • @AnesuZirereza
      @AnesuZirereza 11 месяцев назад

      Haa n'anga iyi inomuka navo ,kutenga landcruiser chairo

  • @SusanMatsvaire
    @SusanMatsvaire 5 месяцев назад

    Iyi mhuri inotodherera, makatora mwana wevanhu amuna kubvisa kana kiti zvayo asi makuti enda kumba kwenyu umbonogara tozokutora. Zvinoitika kupi izvezvi

  • @constancemadzivanyika7107
    @constancemadzivanyika7107 11 месяцев назад +3

    On Pregnancy normalise counting weeks not months
    She actually gave birth with 36weeks which is very correct she was due

  • @IRENEZHOU-j1k
    @IRENEZHOU-j1k 11 месяцев назад +1

    vaera Moyo muriktivaraidza chose kwaTinashe uko🤣

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 11 месяцев назад +3

    Ukaona warambwa navamwene tenda Mwari ubudire pamwe vatoona kt haubudiku newe usiku singing zvangu 😂😂😂

  • @miriamhandoh7961
    @miriamhandoh7961 Месяц назад

    Ini ndakaita nhumbu 2 November ndaifunga kuti unobva wati November iyeye 1, so ndaitoti ndapfurikidza cz ndaiti ndozvara July monthend asi ndakazozvara August monthend . So mimba dzekutanga idzi unotoita confussion.

  • @gugulaboncube8137
    @gugulaboncube8137 11 месяцев назад +11

    This lady is very beautiful , humble and intelligent.

    • @IsaacZim544
      @IsaacZim544 11 месяцев назад +2

      Intelligent achida kuripwa kana afa? That is surely crazy thinking.

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 11 месяцев назад

      kkkk and humble manje ,she has no respect

    • @oscarnhara416
      @oscarnhara416 11 месяцев назад

      Musacommenter muchinyara...vanhu vakafanana ava

  • @BrightonBeloved
    @BrightonBeloved 11 месяцев назад

    Munhu wechikwambo unofira mahara, run with your life kusvika bagadzirisa nyaya dzavo

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 11 месяцев назад +4

    Roora mwana wevanhu

  • @sonenidube5390
    @sonenidube5390 11 месяцев назад

    😂😂😂 Haha was waiting patiently for something sensitive ndonzwa kuti haana budget🤦‍♀️😢

  • @thevoice_oftheghetto4245
    @thevoice_oftheghetto4245 11 месяцев назад +15

    Yah musikana andifadza uyu…. They have to compensate her.. the Guy treated her badly… dumping her kakatowanda… the mother is trying to explain havo just to escape the consequences of her son’s actions…. Maybe if the guy had said sorry to his wife the case would be different .. manje he is arrogant

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 11 месяцев назад +1

    Mapudzi anowira kusina hama. This girl is beautiful and intelligent.

  • @samanthashannon9990
    @samanthashannon9990 11 месяцев назад +3

    Engineer u disappointed us nhasi 😢
    The girl must do course or something, wishing her the best in life ❤️💯

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 10 месяцев назад +1

    If u have never encountered these problems e spiritual u won't understand.. Seeing baba vake vakabvuma mhosva zvedi should be a starting point

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 11 месяцев назад +18

    Musikana you are right. Piwa mombe zvikanetsa enda kwaChigodora

    • @mzee5533
      @mzee5533 11 месяцев назад +1

      KwaChigodora ndokukupenga kuya there’s no fair judgement.

    • @charitymaphosa748
      @charitymaphosa748 11 месяцев назад +1

      Very true it's very unfair

    • @Hopewell-i4
      @Hopewell-i4 11 месяцев назад

      Chigodora anosiya nyaya yaswatuka kkkkk ndodzake idzi dzekuripa nekutipirwa kkkkk

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 11 месяцев назад

      Sure dear dai ndatoona number dzake ndamufonera kuti enda kwa Chigodora 😂😂

    • @tapiwamaradza2659
      @tapiwamaradza2659 2 месяца назад

      ​@@Hopewell-i4aiwa Chief Nyamaropa anopa judgement iri fair