Hapana mukwasha akanaka apo akkatuka t3zvara kuti vachafa vakannyenama it's not a sign of a gud mukwasha iyoyo Dai tinashe aatomubvunza kuti aakasunhirwei maitonzwa futi the other side of him though mudhara handioni dambudziko rake apo chaaingoda is a thnks chero ye muromo kuti makaita basa baba kuchengeta mwana ndadzooka I can take over then votaurirana kusvika vanzzwisisana respect chaiyo mfana uo haana respect n mwana wamdhara avo ipfammbi hayo ooa fair
I really like Tinashe's humbleness haatsvage zvakawanda ari pabasa kupiwa or kusapiwa pekugara anoita zviripo achirova basa. But imbinga ine brain inokwana pese. Thank you Tinashe you kept cool adgaraa vachiukura
@@Arno-A-Villagerhe came aand greeted and according to ourk culture he was supposed to be offered a stool to sit, the inlaws were too angry with the boy
@@lm36339 l Alright maybe culture differs but in Masvingo, you cant arrive at someone's homestead and greet people before saying tisvikewo, for a reply "svikai"
The old man's anger is misdirected. He couldn't even welcome Tinashe Mugabe and his crew well. Once his daughter brings another fatherless child for him to look after, he will know where to direct his anger.
Kkkk. But ngaasiyane nekatsika kake kekuti kana zvomuremera oti kumukadzi "chimboenda unochengetwa kwasisi vako". What is that? Zvino kana sisi vakaroorwa handiti unenge watoti "chimboenda unochengetwa nabamukuru"; hakusi kupa bamukuru miedzvo futi ikoko?
Humility on this young man murikuiona kupiko kunyarara pavanhu does not mean humility.kana ai senda ma message akadaro momuti ari humble pachii.He could not even apologise anzi na Tinashe apologies zvipere ma results asati atombomaziva.Sekuru ava vakatsamwa chete and that young man is not humble at all
Me too I am in Melbourne kkk. Dai Tinashe nevamwe vake vaitq kuchonjomara and greet 1st. Kuchonjomara womhoresa vanhu ndoo zvinoitwa even usina kupiwa pekugara
Mudhara, you are real Arsenal supporter seni hako, season ichitanga tinenge takadziya asi yakunopera tinenge tanyarara, Man city inozoenda nechitanda. Keep the good heart sekuru chero Arsenal ikadyiwa hatiisiye I team yedu, rambai mu chi supporter hanzvadzi yedu.
Well done Tinashe Mugabe for your good manners. It’s hard to keep calm in some situations but you have done so well. Wataridza kuti uri munhu akabva kuvanhu. Well done DNA man. We are proud of you. Uri kudzidzisa vapfana vechidiki ava hunhu
Murume ari humble hake uyo.. Anogona akatadza but he acknowledged the mistake... On the other hand the old man feels disrespected...considering kt ndiSabhuku...I feel like crying for the guy... The care n love... May God bless you young man... ❤
Zvakubva mukwasha patezvara ava waibuda sawuti😂 I really like this guy… the fact yekuti akateera mhuri after release from prison shows he is a responsible man willing to do the right thing. All the best bhudhi🙏🏽
Ahhhh imi tanga tichiona same show here or matangira oakati. Humble ipi anga achitoudzirwa kunzi pfugama ukumbire Ruregerero plus kastep kehurude ko iwo mamessages haaa hapana apo.
im happy with the results cz hmmmm the relationship was now toxic!then the little is in safe hands shame cz woooow sekuru can stand his ground when it comes to mwana uyu.May the Lord give sekuru more life achengete muzukuru
Of all the shows that I have watched kanoita kunge kadrone, hameno kuti vanga varipo here vachiokera, arume ka arume, nhai ambuyaaa chamuri kuvavarira chiiii iyi handizive kuti pane inopfuura here apa here. Tinashe mugabe pliz tiudzewo kuti iyi haisiriyo here the best iwe iwe wakandiona ndakura ini 21 gun salute
This was emotional to watch. I hope my son will never be treated like this. This is a good guy who has gone through some rough times. He really loved "his" child but had no access to see the child because of this evil sekuru. Apa vati ndiheadman, ngavabviswe pachigaro nekahunu kavo. Even vana vanogara ipapo are probably being physically and emotionally abused.
Thank you Tinashe for coming up with this idea yemareallity shows,Dzimwe nyaya dzatinenge tichifunga kuti dzirikunetsa kumba kwedu totozoona kuti hadzisi nyaya when we listen to your shows,vanhu varikutambudzwa nasatan munyika umu. Mkomana anoraridza kuti anga aine bond nemwana wake
@gloriagwande5857 hapana kushaya hunhu apa imi vaenzi vakasvika pamba vanozvitsvagira pekugara vega here or ndimi munovapa .Tinashe greeted everyone awona asina kupihwa pekugara he introduced himself manga muchida vadii
On behalf of kadhara ako mmmm ndashaya pekupinda . Nemavhengedzerero avanga vachiira soo the results humble him . Kadhaea kasina bhonzo kumeso shem stupet chaiyo nonsense
Tinashe Mugabe une basa chokwadi let's give him love and likes guys❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤
He is a humble guy
Mr Mugabe ndazoona nhasi kuti munebasa rakakura
❤❤❤❤Ane bsa guru shem
He is humble handimiriri zvakadai seni zvangu
Mufana uyo is humble and well groomed. He shall find a good wife nenguva yaMwari
Mukwasha gud munhu mapudzi anovira kusina hari
Hapana mukwasha akanaka apo akkatuka t3zvara kuti vachafa vakannyenama it's not a sign of a gud mukwasha iyoyo Dai tinashe aatomubvunza kuti aakasunhirwei maitonzwa futi the other side of him though mudhara handioni dambudziko rake apo chaaingoda is a thnks chero ye muromo kuti makaita basa baba kuchengeta mwana ndadzooka I can take over then votaurirana kusvika vanzzwisisana respect chaiyo mfana uo haana respect n mwana wamdhara avo ipfammbi hayo ooa fair
Good wife ndiye anoda jere here. Do you know why he went to jail? Iye newekutiza nemari vese vanogona vari vemitoriro
@@nigelnkunzi6414 ndowirirana newe
@@zenchen5792 hauone here kana kunhanzva kwaanoita miromo Kuti ndewemadrugs . Nghoma ndopamusha padzo
Im glad he is not the father. Having to deal with that man all his life would be hell
Mudhara uyù ndiye achaita chekupenga of the month pa show ya Comic Pastor.
lol...imi vanhu hamuna peace....ko violence pane mudhara ndeyeyi..IWE IWE IWE
@@collenmbiwabomoyo2494 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Pakaipa wena. Kupopota kwacho, then kuzotonhodzwa nema results ma1. Unoshaya pekupinda.
😂😂😂😂😂😂
Unoona iwe 😂😂😂😂
@@collenmbiwabomoyo2494 haaaa iwe yaive nemutsindo iiii
I really like Tinashe's humbleness haatsvage zvakawanda ari pabasa kupiwa or kusapiwa pekugara anoita zviripo achirova basa. But imbinga ine brain inokwana pese. Thank you Tinashe you kept cool adgaraa vachiukura
💯💯💯
After the results no more IWEH IWEH IWEH 😂😂😂😂😂😂zvachinja vakunyeya mwana wavo hanzi akatiza nemari
This guy is so humble, bless him❤.
Wish him all the best.
ndanzwa misodzi
zvorwadza
Too much
Ndimi team risingaite think outside the box imi. that old man was in pain. kunzi unofa wakanyenama is not a good thing kubva kumukuwasha.
@@zenchen5792 kuti vazotukwe kudero chii changa chaitika first 🙄
A good and humble father, no words even though humiliated.
Baba vacho havana hunhu . Mukuwasha nyangwe akaroora anozvi ninipisa saka uchisvka pamba wevaridzi uno toombera wakasara pasi
I feel like we need to reach 1million views on this one what a supper dope episode Tinashe Mugabe anebasa gurusaaaaaa🎉🎉🎉🎉
Episode of the month 😂😂😂
DNA humbled him in his premises 😅
Wandiuraya 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Premises yanetsa iyi 😂😂😂
😂😂😂😂😂
The transition of sekuru voice before and after the results is on the other level ..
😂😂😂
Goated transition 😂
Kutoita sevaiziva kuti mkoma avo sandi muridzi wemwana zvakaoma asi mkwambo arwadziswa sham hupenyu uhwu
Kubva vakakama
Kkkkkk iwe iwe iwe yabva yapera
DNA yakangofanana ne Man City, inokurovai pa premises penyu and away.
DNA show to humble the world
😂😂😂
Togara papi musina kutipa pekugara in Mr mugabe's voice 😅😅😅😅😅😅😅
Aida kiri vanhu vaumburuke pasi
😂😂😂😂
@@muchanetakauta1392 🤣😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣🤣
Kkkkk
Baba avo vangotanga kupopota havana kumbopa chance
when i saw Arsenel jersey i knew there was going to be a defeat some where despite early goals
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Wahwinha😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Asi hembe dzemwana dzaange atengerwa dai vangotora veduwee apa vaita pride isina basa, this guy loved the child.
Inyadzi sha. Nezvese zvavanga vachiita izvo
Kunyara chaiko dzaizotoreka sei nezvavamboita😂
nyadzi dzinokunda rufuchaiko
Thumbs Tinashe you showed dignity,humanity and maturity
Aaaa which dignity apa? The nig*ga is rude
But that was after correction from sekuru, you can't svika pamba pevanhu wovamhoresa usina kuti gogogoi or tisvikewo
@@Arno-A-Villagerhe came aand greeted and according to ourk culture he was supposed to be offered a stool to sit, the inlaws were too angry with the boy
@@lm36339 l
Alright maybe culture differs but in Masvingo, you cant arrive at someone's homestead and greet people before saying tisvikewo, for a reply "svikai"
Ndokumbirawo kubvunza vanhu avo vanoziva here kuti vanobuda pa tv 😆😆😆best show of the year
Vanoziva coz macamera anenge aripo aya
Vaneevachifunga kuti vakapenga vasingazive vari kutopenga
😂😂😂😂😂😂😂😂show of the year 😂
ndinoona sekuti wanotanga kuudzwa
😂😂😂😂, like maivaya vekuti kamukono kwehwemisi
When people don't know how to analyze a matter 😂😂😂 the guy was only humble in the end after knowing the child ain't his
no , mudhara he definitely make sure kuti Mugabe asanyatsoteverera nyaya sezvaanosiita . Yes mchinda uyo akakanganisa pakunyora sms iya , but papatova nekusawirirana . Mdhara haasi kutaura chokwadi pakuti hanzvadzi yake haazivi kwairi .
For the first time ndafara kuti hapana hukama nekuti relationship yacho yakayofa zvayo.
True
Dementia zvainoita
Mwna ndiva bba ivavo mupengero avo anechirevo aaaa
buh mwana manje acharara sei...who will take care of the child
The old man's anger is misdirected. He couldn't even welcome Tinashe Mugabe and his crew well. Once his daughter brings another fatherless child for him to look after, he will know where to direct his anger.
Can't wait for this one 😂😂Episode yanga yakamirirwa ne nyika yese 😂😂😂
Yachaya
😂😂😂😂😂
Apa ichibva yashata zvayo yaive isina ka that like what we expected
@@oxeydenchinembiri waida varovane here kkkkkkkkķk iweeee iweeeeeee iweeeeeeeee
@@oxeydenchinembiri maida vanyatsorovane here kkkkkkkk
Sorry dear son.... You truly loved the child, God will bless you with your one.
Maresults avadzikamisa sekuru 😂😂😂😂 vanyara
Vaita kuruma pasi nemromo😂😂😂
Kkkkkk vana tisadaro wedu
Sekuru vagara vari right
@@collenguti2461ASI vanyara Kani kushaya kuziva Anga achiti iwe iwe
Aah kunyarei inga vagara vataura wani kut chero akanzi haasi wake its ok@@sharonmakoni7462
I am very happy for the results . The father was so caring. May God bless him
Abuda muchoto mukomana
This young man is a husband material ndafarira kudzikama kwake
The young man is very humble ..Mwari vamuzarurure awane munhu aribhoo asina meso meso
amen
❤❤❤❤
Kkkk. But ngaasiyane nekatsika kake kekuti kana zvomuremera oti kumukadzi "chimboenda unochengetwa kwasisi vako". What is that? Zvino kana sisi vakaroorwa handiti unenge watoti "chimboenda unochengetwa nabamukuru"; hakusi kupa bamukuru miedzvo futi ikoko?
Humility on this young man murikuiona kupiko kunyarara pavanhu does not mean humility.kana ai senda ma message akadaro momuti ari humble pachii.He could not even apologise anzi na Tinashe apologies zvipere ma results asati atombomaziva.Sekuru ava vakatsamwa chete and that young man is not humble at all
@@innocenthapazari8699mkadzi anga asingadivi nehama dzemurume ,iye anga asungwa so kuti mkadzi aende kwasisi ndokwaaiona kuti kunogarika otherwise aifa nenzara amwene vakamudzinga
@@innocenthapazari8699 bcz anga akuenda kujeri achibva ati unosara usina muchengeti imboendai kwasis
Mr Mugabe I am watching from Australia. I am your number 2 follower. This episode handina mate nayo. Definitely you need a standby Riot police
Me too I am in Melbourne kkk. Dai Tinashe nevamwe vake vaitq kuchonjomara and greet 1st. Kuchonjomara womhoresa vanhu ndoo zvinoitwa even usina kupiwa pekugara
😂😂😂😂😂 shuwa nekuti iiiii kunevanhu vanopenga kunze uku.
😂😂😂 u can say that again
Mudhara, you are real Arsenal supporter seni hako, season ichitanga tinenge takadziya asi yakunopera tinenge tanyarara, Man city inozoenda nechitanda. Keep the good heart sekuru chero Arsenal ikadyiwa hatiisiye I team yedu, rambai mu chi supporter hanzvadzi yedu.
😅😅😅 he was humbled nemakubvutirwa trophy 🏆 pamuromo lol😂😂😂
😂😂😂😂
Well done Tinashe Mugabe for your good manners. It’s hard to keep calm in some situations but you have done so well. Wataridza kuti uri munhu akabva kuvanhu. Well done DNA man. We are proud of you. Uri kudzidzisa vapfana vechidiki ava hunhu
munhu unomhoresa vanhu wakachonjomara haangabvunze chokugara pamba pevanhu,, ipapo itadzisa hake
Kokana foshoro ikauya ungasimuke hre we don want to loose our DNA man plz@NgoniSeremwe
Kuti mukuwasha here Tinashe Ivo vakasvikirwa nevaenzi chekutanga kupa vaenzi pekugara ndochivanhu munhu haungosvike nekuzvipa pekugara @@NgoniSeremwe
Apa hapachonjomarike apa unofanogara watenza
Mwana anoda kuonekwa Tinashe the father clearly mentioned something about health yemwana handione baba avo vachigona kumu chengeta.
VaMugabe, iyi ndiyo inonzi case manje yamafambira iyi😅😅😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
True😂😂😂😂
The guy is very humble kamudhara ako kakaiswa brain dzempsquito mumusoro
Kkkkk
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 wandiuraya
I am happy kuti mwana abuda asiri vake. He can start new life
Same here 😅😅😅
Taurai zvenyu achawanawo wake
Ko mwana uyu manje achadiii ASI shuwa
Sekuru ava ndivo muridzi wemwana, tumadhara twemubobobo😂
😅😅😅😅haunyepi
Ndazvifungawo coz hasha dzavo hadzina direction ende zveDNA hazvina kuvafadza
Exactly my thoughts
Kikikkkiki kanga kasingade kutombonzwa nezve dna
Kkkkkk ndochokwadi 😂😂😂😂😂
Thank you tinashe mugabe sekuru avo avana kuti kwesere vazonyara and vanyara
Aww bless this guy❤ what a humble and down to earth he is
These results humbled the old man,but what l wanted to say iwee,iwee😂.This young man is a cool guy.
Chokwadi the old man is very humble. I felt his pains veduwe. Ndanzwa misodzi kuuya mumaziso sure.
😅😅😅
God bless me with Tinashe Mugabe's composure!!!! His composure is out of this world❤
Kutonhodzwa kwaChauruka 🙆🙆🙆
😂😂😂😂😂
Nyadzi dzinokunda rufu sekuru vange vachidzikama manje😂😂😂😂
dzabva dzati hloo
😂😂😂😂😂matanga guys
@@NetsaiGondo-hv9xdkuhwa kuvanyarira
Murume ari humble hake uyo.. Anogona akatadza but he acknowledged the mistake... On the other hand the old man feels disrespected...considering kt ndiSabhuku...I feel like crying for the guy... The care n love... May God bless you young man... ❤
Iiii Tinashe mugabe ane basa veduvee thanks so much❤ much appreciated
Shoko riye rekuti "without fear" pa this episode razadziswa DNA man 👍paigona kutanga fight.
T Mugabe has good de escalation skills, conflict resolution strategies, cool and calm.
Tezvara boi boi
😂😂😂
Bwai bwai 😂😂
Tezvare too much mutoriro
Zvakubva mukwasha patezvara ava waibuda sawuti😂
I really like this guy… the fact yekuti akateera mhuri after release from prison shows he is a responsible man willing to do the right thing. All the best bhudhi🙏🏽
U are so humble my brother Mwari vakupe mukadzi anobva murudzi ronzwisisa nemukadzi bhoo
Taura hako
ahhhh humble kudii, hapan anoda bhanditi rine edzi iri lol
Ahhhh imi tanga tichiona same show here or matangira oakati. Humble ipi anga achitoudzirwa kunzi pfugama ukumbire Ruregerero plus kastep kehurude ko iwo mamessages haaa hapana apo.
@@lorrainemudhara8140 nekuti haana kuombera nezcese zcaitwa nababa pane mashoko amanzwa aapindura imi ndozxamaona hazvina kuipa mwana abuda asiri wake after zcese amboda kutaura zvisizvo imi ndomaonere enyu haana kuipa
@@Achifedzauchaitawo edzi Mwari Ave newe
Haaaaaaa episode kupera pasina kumbobvunzwa zve bota amana ndabatikana 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂zvako iwe
im happy with the results cz hmmmm the relationship was now toxic!then the little is in safe hands shame cz woooow sekuru can stand his ground when it comes to mwana uyu.May the Lord give sekuru more life achengete muzukuru
Sekuru avo hapana zviripo he's toxic that girl deserve someone better than this sabhuku anongoita hasha dzisina musoro nezera rake iro kutadza kuzvidzora
Ritori benzi sekuru avo ndivo vakapa nhumbu muzukuru that's why varikupenga
Pamba apa mvura chaiyo kana sadza unonyimwa. VaMugabe makaramba muchiti Tawanda akumbire ruregerero muchiziva henyu kuti izero percent. It's a sign of humility.
Tinashe haumuziwi here hunhu hwake kkkkkkkkkk
Kkkkkk ini ndatofunga kuti i99,99 kaini nemaitiro avaMugabe
Kkkkk yaah anenge achida kutaridza hunhu hwakasunama hwevanhu.Dai ndirini ndaibva ndatoti shaa mwana haasi wako unotukirwei oooh ndee maresults to cut unnecessary drama.Dhara yarota kunge moto wemaPaper
😅😅😅😅😅😅@@emapsdkmzo2158
@@emapsdkmzo2158 kkkkkkk chero ini ndaisazogona kuva nemoyo murefu kudaro
Thank you mr.mugabe to stabilize the situation
Kuzvikuza kuti urova uchiratidza mavende ekumamiswa pama fight is just wild🤣🤣🤣
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂kusatorohwa chaiko aida kuchekwa nzeve
😂😂😂😂
Mr Tinashe ndokumbirawo mubatsire kutaura nababa vatambire hembe dza sisi vavo please. Vasaremedza mukwasha
Of all the shows that I have watched kanoita kunge kadrone, hameno kuti vanga varipo here vachiokera, arume ka arume, nhai ambuyaaa chamuri kuvavarira chiiii iyi handizive kuti pane inopfuura here apa here. Tinashe mugabe pliz tiudzewo kuti iyi haisiriyo here the best iwe iwe wakandiona ndakura ini 21 gun salute
Hausati waona how come ...neyezvimba
Ma Gunners haarohwe pa home 😂
haunyepi
Arsenal fans are still mad 😢
😂😂😂 unoziva wani
Kkkkkk
My Bota family..missed u lots haven't been in a good space..missed the show❤
Capetown isa like
Iwe wakajaidzwa ende makajaidzwa
😂😂😂😂😂
Ndaisa
😂😂😂😂🎉🎉
DNA iyi yauyawo nemumwe mutoo.Weldone DNA man
Well done Tinashe. Kadhara kapenga kusvika kadzikama.. Plus defeat I'm happy
Nhasi chimuti chaenda naSekuru vakachibata kuti Ndzviiiii 😂😂😂😂
Vanotonga nedemo Zanu pf chaiyo
Kkkkk
Zvakaoma hazvo
Kkkkkk kuti dzviiiiiiiiiiiiiii😅
This might be one the best episode ever...❤❤❤❤❤❤...Tinashe Mugabe akabata akabata DNA kuti Dzviiiiiiiiiiiii
Iwe DNA group matadzawo kuchonjomara sevakwasha here pa premises yevanhu❓❓❓❓
Nhasi Vamugabe masangana nazvo kkkk makunyengerera ka
Sekuru mupengo 😂😂
@@tafadzwatafadzwa8845varivo vorohwa nefoshoro vakachonjomara pasi ipapo
Kkkkk hanzi mazino akabva ne fight
😂😂😂 Tinashe anogona kubutter munhu kkkk kuvapa tamba vachomhanya sebenzi iye achiti ndizvo makaita basa good father kuti vasapengereke 😊
Keep the fire burning DNA man. Thank you so much for giving that young man peace of mind. Kuita tezvara vanovava kudai mmmmm kwete
The lady with a sweeping broom is 'looking' very busy listening very carefully and laughing out loud...lol
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
kkkkkk
Tinashe Mugabe Pabasa Muri Humble Mukoma
D.M..M .R .Dzungu munoita manzwa Result😂😂😂.haaa vanyara shame ihhhhh.Tinashe Mugabe to the World ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤.Apa mukomana uyu ari calm hake, zvakaoma heyy
Hauna zvaurikutaura iwe
@@cronwellmukodzo uyu akadzungaira uyu .zvotoratidza kut haana kudzidza
Tinashe azvipa pekugara hake😂😂😂😂nhasi kwakapenga
Arikutya kukwapaidzwa
Haaaaa zeroo nekutukwa kose uku here
Kkkkk
😂😂
😂😂😂
This man is right chero musina kupiwa pekugara munopfugama or kugara pasi pamadziro vozokutii noo garirai neche apa.
Kkkk unotanga waona mamiriro akaita zvinhu hapagarwe pasi apo aaaaa
Paigarika here pakadai vanga vachitoziva zvamboitika vaitotyawo foshoro. Umuu munyika mune vanhu apa vanotiri nemukadzi vakuru ivavo.
apa pamba apa hapaimbogarika bodo
Munhu asingapinduri kumhoreswa chaiko unopagara pasi iwe??? 😂😂😂
Ahhhh kugara papikoimi😅😅😅😅😅😅😅
Ayas🙌🏻dzimwe family hadzisi dzekuroora
mafunga zvandafunga kuti mwana wako akanoroora pakadai unenge wadzva kkkkkkk. vakuru vakare vaiti rooranai vematongo vaisapenga
0% 😢😢😢 nhaimi apa anga aine care nemwana, zvino mwana achaita sei😢😢
Ko baba iyo nekupopota kwayo
😂😂😂😂 yasvava baba iyee
Heart broken yaita baba avo
@@Bie-xo3re kuti sva
Imagine ndarwadziwa varuza good mukwasha mufunge
How wil i connect that guy nasister vangu he is very humble he deserve my sister
I deceive him too😄😄😄he z so lovel
I salute your humility Mr Bota
Iwe iwe wakajaidzwa ende makajaidzwa cnt wait for sm1 to use this sound iwe iwe kundichachamirira😂😂😂😂
Yaah Mr Mugabe makanyanya you are a well professional talented man on this job may God bless you❤❤❤
Better kushaya baba pane kuva nababa vanenge kadhara aka!
Ndasi machimhanya mumire semombe ndazoona T-One dzazvipa pekugara kkkk
The alleged father is so humble
hapana humble apa anga achiramba kut sorry
Hapana humble apa mpfana haana hunhu uyo. Ma message confirmed it wani
This was emotional to watch. I hope my son will never be treated like this. This is a good guy who has gone through some rough times. He really loved "his" child but had no access to see the child because of this evil sekuru. Apa vati ndiheadman, ngavabviswe pachigaro nekahunu kavo. Even vana vanogara ipapo are probably being physically and emotionally abused.
This time Tinashe waaverenga wakamira pasingagarike mudhara achidya mhiripiri 😂😂
😂😂😂😂😂papasingagarike apa iiiiiii
Achidla macharcoal😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂papakashata apoo but haa at the end shiri yazongofa hayo . But dai mwana awanikwa ariwake zvaizonyadzisa hazvo kumukwasha
Kuverenga vachigaririra kutiza
Baba ava sabhuku ndomuridzi wemwana test him
Ndakaonawo sekudaro
You are right, that is why he was chasing him away at the time of reading out the results.
Hhhhmmm sekuru avopanenyaya
Haiwawo mumusoro hamuna chinhu sekuru avo ibenzi ngavape vanhu pekugara votaura ibenzi Havana respect
Next time VaMugabe kana muchisvika pamusha pemhunhu especially kumaruzevha munoti "Gogogoi" kana kuti "Tisvikewo" pamunenge mave kusvika pachivanze chomusha. Pamunonzi svikayi it's either munonokwazisa varidzi vomusha muchivamhoresa nokubata maoko kana kuti munotonona muri a distance mbichana mbichana mouchira maoko muchiti, "kwazuwai, makadii.......
Chero kutumba zvavo pasi vasati vapuwa pekugara. Muridzi wemusha nyangwe anehasha dzinoderera hakuna munhu anorwa nemunhu akagara pasi. Zvino mukamira munoita semauya nehondo.
I think baba vakasika kujamuka vasati vavapa chance yekunyataopedza nyaya yavo. Vanga vagara vaine daka nemukwasha, vapopota kunge munhukadzi ivo vari munhurume wanikwe 0%
Ukwane iwe asi uri mwana wasekuru avo,chii chakanganiswa pakusvika pamba ipapa gate away iwee wasekuru vako,nebasa rabatwa naTinashe wotaura nonsense idzodzo,reserve your comments kana usina zvekutaura kufanana wasekuru vasina hunhu😮😮
That's very true tinoti tisvikeo /kokoko/gogoi afterwards unotochonjomara kana usina kupihwa pekugara wozoti vanhu makadii wakatumba kana vazokupa wogara
Haiwa this sekuru was so defensive haana kana kupa ana tinashe time to greet them properly
I fll sorry for the baby 💔💔
Ndabatikana 😢
Ndabatiknavo 😢ummmm
Yah zvorwadza ND Mai Havana kana basa nemwana wacho. I hope sekuru is monitoring kuonekuti apuhwa mishonga yake.
Mwana uyu achangofa cz sekuru ava andione vachigona kumuda kana mai vake varikutadza kumuda ... that's a big shame
???? Azvishamise mukuru uyu anofanira kunge ariye Baba ve mwana
AWESOME LIST MAN🎉🎉
Kutonhodzwa kwaChauruka 😅😅😅😅
Chokwadi 😅😅😅
Atonhora ega Chauruka
Anger management required for sabhuku
Umsebenz wenu baba Mugabe kuzima ezindlin zabantu yooo lokhulu kuzima strong
Thank u khule ne kuchengeta mwana
Best episode of the year.. This 1 deserves balon d. Ore
Balon De Anger Ore
Baba avo kusvetuka svetuka nhando vazenge vasvava zvino haaaa ndavanyarira...kudos to the young man ndaita kufarira result kunge rangu
Thank you Tinashe for coming up with this idea yemareallity shows,Dzimwe nyaya dzatinenge tichifunga kuti dzirikunetsa kumba kwedu totozoona kuti hadzisi nyaya when we listen to your shows,vanhu varikutambudzwa nasatan munyika umu. Mkomana anoraridza kuti anga aine bond nemwana wake
I love u Tinashe Mugabe so humble
Maiweeeeee. Chokwadi headman ndanyara. Humility inodiwa
Soft after results nyadzi dzinokunda rufu
Ko iyo rough
Kkkkk 0% zve ndoyapfavisa
Baba ava vanoda kudzikamiswa. Vanoreva vakamira nemupfana uyu pasuna vanhu vanopamira. Munhu wemurume kushaya tsika uye kungopopota instead of sitting down and solving issues. Havana tsika chaiko.
😂😂😂vazive kuti vapfanha vacho vanorova chaiko
Tsika Vanadzo Chinokunda Vamwe iShungu
Mukwasha uyu Akatukirira paphone achitukurira Sekuru ava Later Akuuya ne DNA akadzikama
Aiwa Sekuru vari bhoo. Pamusha pana Baba hapafanirwi kungojairirwa. Panofanirwa kutyisa kusvika.
Wooow! The old man is so Learned…. Chirungu😂
baba Avo very dramatic iwe that was unnecessary honestly ndavanyarirwa that young man very humble .
Chihera chaivo ndavanyarira chokwadi 😅😅😅😅
haaa Sekuru mandinyadzisa yooh chirungu chabva chaendaka pandzi 0 % 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 ko kudzikama
@@JudyNyuke imagine nekujamba kwavanga vachiita uuuuum ndeseka hnk
😂😂😂😂
Kunyepa iwe kule bho avo
But sekuru vari right zvavo, he was fighting for his dignity. He's not attacking anyone but rather he's defending. Chakatanga ndochakavachenjedza.
Kutonodzwa kwa Chauruka❤
Iwe DNA group matadzawo ku chonjomara here pa premises yemunhu😂😂😂
😂😂😂😂
Havaizogona kumuruka kana foshoro yovuya😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Shuwa vashaya hunhu, munosvika nekumhoresa vanhu, then motsvaka pekugara then you introduce yourselves. Mashaya hunhu apa
@gloriagwande5857 hapana kushaya hunhu apa imi vaenzi vakasvika pamba vanozvitsvagira pekugara vega here or ndimi munovapa .Tinashe greeted everyone awona asina kupihwa pekugara he introduced himself manga muchida vadii
1st show yanyimwa tinashe pekugara😂😂😂
Kkkkkk😂😂😂😂😂
Kkkkk
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 chokwadi 😅
Azongogara hake pa Kona pashaya amupawo kana bucket zvaro kt agare
I haven't finished watching this episode but I'm in stitches. Sekuru pane basa
So much drama kule
Dai ma results aduba Ari 99 ,99 percent panga pasingamire zvakanaka mumwe aiiswa foshoro musoro , zvino kwaita 0 percent ,vabva vapfava Sabhuku ava
Vakutoti mai vemwana vakatiza nemari yangu vakatiza mwana . 0% yamununura sekuru vane hovhiyo
🤣🤣🤣Exactly!
Vadzikama shemu zvakaoma hazvo Dai yaiita 99:99 % zvaizotaurwa hre zvemari yakaenda nehazvanzi
Nyadzi dzinokunda rufu, iwe iwe iwe yazoshandei kana pabuda 0%
Kutoramba hembe dzemwana kunyara uko varegerei kty iyoyo yaakapfeka ikururwe coz yauya nababa ivava 😅😅
Yazoita hayo 0% asi mukwasha haana hunhu.
Inini hanku l can't think of anything till ndaona love and reality my appetite nalow
Anyara seni lets gather here 😂
Kkkkk haa ndahwa kuvanyarira
Ndanyara nemi homie 😢
Ndanyarira Ka arsenal fan ako.
iwe iwe iwe zvandityisa kkkkk
On behalf of kadhara ako mmmm ndashaya pekupinda . Nemavhengedzerero avanga vachiira soo the results humble him . Kadhaea kasina bhonzo kumeso shem stupet chaiyo nonsense