Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
GOMO RETSVINA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 29
HTML-код
- Опубликовано: 14 апр 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 29 ZAKA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
I would never let my girl child suffer such torment. Ini wangu ndotora hangu ndochengeta. Mistakes happen muvana and I am sure she has learnt the hard way
Anenge achida murume wake munomuita sei.
@@veronicadiza6431 haaa but musikana uyu akutotaura kuti kumba kwacho they won't accept her. Paakambodzokera vakamudzosa. And akutotaura kuti kungogarawo hake. Zviri sad. Her parents vamuita let down.
Mai havanamate ava muroi chaiye vanoda kuti mwana wàvo arambe mukadzi
@@veronicadiza6431apa haana choice mwana uyu kumba kwacho vanomidzinga zvakaoma shame
Mai vanomuka ava
This girl is not only Honest but courageous too. She is intelligent and can stand her ground when she knows she is right.
Amwene is the type that always supports her son even if the son is wrong. This girl needs support, both emotionally and mentally! She can never stay peacefully in that household!
Mmmm mwana anoitwa abuse navamwene nemkomana
@Tinashe Mugabe let's help the girl child adzokere ku skool ave smone in life kwete kushainirwa nezvisinaq basaizvo
This one is the most toxic mother Inlaw in the whole world.. She has zero shame about herself..I can’t leave my 15 year old child to stay with such a woman..please relatives to the girl child take your child..remove her from that abusive woman.😢
Mmmm mai vakaoma ava havadu muroora zvachose
Shem am relating with this girl had a similar issue wen I was 16 it's just so painful kurambirwa mimba ryt now my son is 27 and his father never ever had kids again God punished him
Good for him ukaita chakaipa Mwari anokurova neshamhu
pamwe haatozi iye baba vemwana , tsvaga baba vemwana.
Are you sure he is the father of your son maybe haasi itai maDNA amai musapomere munhu asiriye
Kana asina kuxomboita vamwe kureva kuti haazvare haasiriye baba 😂😂😂
Exactly my story kunzwa kutodonhedza musodzi vanorwadza hama dzisingagone kusuppoter mwana wavo kana aita mwana
POLICE case. Report this abusive Evil family and sue for damages chaizvo.
Vabereki vemusikana torai mwana wenyu nemuzukuru, she is not Safe naMai ava and her son. Tinashe and Team help this young mother.
Mukoma Tinashe help that poor girl adzokere kuchikoro iyo mbuya iyo ngaichengete Muzukuru wayo...also the girl needs counseling
Shuwa
Taura hako ndarwadziwa amai avo muroyi pachake anoda kuhwanda nebible
Mai havadi muroora moyo wavo wakashatisa Ari wavo achinzwai under age vanonzwawo cy
VaMugabe batsirai mwana uyu Tapota uku hakuna future
@Mugabe foundation, let's assist the young girl to get back into school, her future needs to be secured
TV
Tokumbiro vanhu vekuchurch kwamai avo ngavadzidziseo kuti chinonzi kunamata chii
Thank you kune vachabatsira
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Amen
If the daughter off this woman is reading comments. Tell your mother the truth and God will bless you. In a lovely way because she is still your mother,yiur Queen. Help her.
Mai avo muroyi kana paine anovaziva kana vakaverenga message iyi mbuya muri muroyi muri demeti yemunhu kudzosera chii chamunoti kudzosera muri huu huu mbwa musahwande nebhaibhei muri Satan muriku supporter humbwa hwemwana wenyu nxaaa from the word go mukomana wange uchitoona kuti kanonyeba musikana arikutaura semunhu mukuru what ever she said she was on point.lyo mai iyo idemeti yemunhu vabereki vemusikana ngavaende kumapurisa vagadzirise nonsense dzevanhu idzo aende kujeri.Why kuda kutambudza mwana wevanhu mai hamuna pfungwa zvemombe zvapindepi musikana mudiki uyo moti ati azivei munonetsa dai makarambwa nemurume wenyu morwadza.Mbuya yarwadziwa yakaenda kDNA ichiti kuchauya 0% manje yanya yazvinyira.
I sapoti you vabereki vemkadzi ngavaende kwaMambo vapihwe pfuma yavo haaa amwene avo havana hunhu ndabatikana vanoda kurohwa and I was married kune amwene vakadaro ndakazovatuka pasocial media
😂😂😂😂😂😂
Amwene imi muri muroyi
Imi mai musa quationa mwana ku church kupi kwamoenda
Mukutaura nyaya yetsviba zera renyu iroro muri muroi imi Ambuya imi munodawo makuhwa zidhuku kushata sechembere iri kudya ma lemon yakatarisa zuva
Mwana aigona kuda mukadzi wake asi Mai havadi muroora , Trevor ndiye akaita tsvina , mwana ano shungurudza uyu .church church nhema ndivo muroyi voti Zaka ndeye varoyi varivo head we waroyi
Kliklikli
Mai iyi bodo vabereki torai mwana
Mai yakaoma iyi
Ichokwadi
Ayaaaas nyaya yemukonde wetsvina ndatoishaira nzvimbo yayo chaiyo kungopomera muroora zvese
Ndoona sekutu kumba kwemusikana vanoshaya uye Havana ruzivo rwezvekuita nenyaya iyi dai takwanisa kubata vabereki vemusikana tavaudza kuti vaende kwamambo kuti mhuri iyi ibhadhare damage....After that vanoda kucontributer tocontributor kuti musikana ayende kuboarding school onotangira form 2 adzidze kusvika paanodira
Nxaaa mother vandibhowa avo. Ako kamukoma ketint kanoda kurohwa ako . JUSTICE FOR YOUNG GIRLS.
Mwana uyo achirimudiki plz tinashe and team go and do follow up mwana uyo haana rugare kwaari uko. Kana zvichibvira oitisowawo course orarama hupenyu huri nani 16years here vakomana yhoo
Amwene musarambe kuti mati muroora ndiye aikaitira tsvina mumba ,coz mati imi ana 2 havamboite zvakadaro kubva ndagara navo which means mati muroora ,ndimi type inotuma vana kuitira muroora hutsinye imi maybe ndimi makatumba ana 2 vacho
Apa ndivo vatozvitaura Vega kwekutanga. Hanzi ndakatsamwa saka vaida kuti iye advise ndoce yemwana wavo? Hanzi mwana akaswera akasuwa kutotadza kudya. Now vakjramba kuti handina kutaura kudaro. The embarassment Veduweeka, that child is in a prison mama avo. Kuita kunga evil step mother sure vepa Cinderella. Kudenga kure
Angatadze kutsamwa mati vaitira Tsvina mumba, ikurambira vana venyu kutorewa kuti ndiye
Ehee vanga vachifunga kuti ichaita 0%.vabereki vemusikana ngavatore mwana wavo arimupenyu uyi
@@zorogomo7047 true amwene vane ruvengo ava
Mwana haarambirwe wee
This is so touching please Mr Mugabe this girl needs to get away from these people A. S. A. P povhuriwa case yerape. If I had the power and resources I would assist. Pakaipa apa 😢😢😢
According to new law it’s rape ,she is just a 16 year old girl for God’s sake.Maivemwana ngavatore mwana and make it a police case.
Yes police ngaisunge mukomana
Yaa i Rape she is underage mwana uyo
Hi Tinashe. Please get the child out of this toxic situation. This young needs protection. Haaasati akura zvekuita muroora. Where is the Girl Child Network?
Shuwa, Ndabatikana. Mukomana uyo ngaasungwe, i underage
Very true
Mazuvano girl child network is useless
Mai imi mnonyepa sak murikut muroora akaita tsvina her bvunzai vna venyu
@Tinashe Mugabe foundation - please help the young girl
Amwene vaive netarisiro yeZero percent ndivo nyakutobvisa mari ye DNA … hanzi book reku clinic rakati akapedzisira kuteera November
Apa paisangana mwana wavo nemusikana vaive vasipo. She even said muroora uyo mwana wehama kuri kusamuda chete
Ngavasadaro
I pray amai imi mukazowana muroora gindagoriya risiye rakukiyai. Mbwasungata yemunhu. Ndimi murikupisisa zaka nekuroya
Zvasangana Mai nemwana zvese madununu, Mai muputsi chaivo. This gal is only 16 years for Christ's sake!!!. Amai vemusikana torai mwana😢😢😢
May the girl find comfort 🫂❤️
Amen
Amen 🙏
Amen
Amen
She needs to return home, get contraceptives and return to school. Mistakes happen but they need not define her life.
Vamwene munotaurisa imi. Vana vadiki ava vakutoda kubatsirwa. Mwana wenyu itsotsi zvese anenge achiramba .
Amai imi munonyadzisa imi ndimi murikufurira mwana kuramba mukadzi , dai vabereki vemusikana maenda Ku porisi mufana uyo asungwe akasiisa mwana chikoro panzira , amai avo vanotoonekwa munonetsa imi
Kanonyepa ka mai ako zvimaizvezaka ndozvazviri zvofurira vana
Ndosaka baba vachigara vasipo yooh mother can talk 😂😂😂 nepavasina kunzi taurai
Well I'm not surprised kuti why asingadzoke
even ukapa munhu chikafu but chichiuya nemashoko hapana chamurikuita imi mother imi.......muroyi anobuda husiku ari nani pane zvamuri kuita mai imi MURI MUROYI MUKURUSA...remember mune mwana musikana💃💃make sure muchagara naye nekufamba naye kwese kwaanoenda
Nxaaaaa musikana ahasi hadzvadzi yangu but mupfanha uyu dai ari padhuze pangu kaa ndaimumamisa zvemasure chaizvoo 🤞🤞🤞🤞🤞
No amai ndovarikuda rumamiso mashoko amai avo akaoma
Amai havade murora havo🤣🤣🤣 its so clear
Amai vemusikana torai mwana wenyu achiri mudiki veduwee.Kukanganisa Kuri muvanhu regererai mwana wenyu.
Amwene vane hutsinye. Kuita daka nemuroora kudaro hamunyare mukadzi mukuru. Ndosaka vasingadiwewo mumusha mavakaroorwa. I wouldn't be surprised varivo vakaitira tsvina mumba
Congratulations mwanasikana, amwene garai zvakanaka nemuroora, vana vachiri vadiki ava
Amwene munoroya dzidzayi Kuvaka dzimba devana. Anonwa mushoga unouraya mukanyara.mufana nyaya ihombe usatambe .
Amwene havasi kuda muroora
Pachagarika hr apa amwene she is pushing out muroora.mashoko awabvunza mwanakomana kuti saka uchaita sei maresults abuda
@@swemarichardmakonope1532 varikukanganwa kuti naivo vane vanasikana, apa even dai mukomana arikuda mukadzi arikutotya mai vake, mashoko ataurwa namai ava haasi ekuda muroora aya
Vamwene ava problem vakungovhara nekuti kuchurch saka kana vana vavo vasingachaiti kubva vasiya mukaka saka ndiani akaita poop iyoyo. Ummm zvakaoma asi vanoziva here kuti mwana uyoni under age ijeri tleakatarisana nemukomana uyo
Mwana uyu ngaadzokere kumba kwamai vake kana ari munhu ane shungu anofanira kudzokera kuchikoro
Vachiri vana vadiki vose zvavo
Asi mai vemurume havangagare nemwana uyu pachavo
Thanks vaMugabe rambai muchifambisa basa
Ukaita amwene vakadai unenge uripanguva yakaoma mmmmm mama musadaro inga mune vana vasikana wani sei kusviba moyo
She has got a right yekugumbuka bcoz haana kuvinga imi akavinga mwana wenyu
I pray for the future of this young lady she is in deep shit both ends.
Mwari ndibatsirei ndigone kuita Amwene vanerudo amwene vanovaka ndibatsirei Mwari 🙏🙏🙏
Amen❤
If amai ava can attack muroora uyu pa camera kudai, ko kuzoti vari pamusha panonzi pavo
🙌🏾
Gadziraiwo GOFUND mwana uyu aende kuchikoro...amwene nemwana wavo Mwari ave nemi,ndodawo kuziva church yamunopinda
Kkkkkk kuchurch kwavo hatiuyiko😂😂😂
Zaka Prince (Knox) vazvinzwa here kuti zaka ririkupisa nehuroyi kkk.
What an episode! In the end the girl child bears the cross. Form 2, she's a mom, experiencing all this, amwene vati next step kutsvaka zvidhinha owaka yake imba😢. The boy child can still carry on, look for new love, look for work, its easy to turn his life around. Dayi vana vedu vaiziwa vadzikama.
Thanks Mr Mugabe and DNA crew for yet another touching episode
Congratulations 🎈🎉🎉🎉mwana sisikana wadabisa ❤❤❤❤
Vamwene ndivo vakaita tsvina ava
Taura hako 😅
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
ndakakuonai amwene muchiita tsvina ibvai apo
😂😂😂😂😂😂😂
Mai vanovenga mroora, plus vanonyepa ndavaona
Amwene needs to understand this girl. She's still a child, needs guidance
Taura hako achiri mudiki.mukomana anoda munhu wake but amwene iiiiii kutaura nepawasina kunzi taurai kkkkkk
shuwa ngavamutore semwana
Nevana ngavadzidze shuwa form 2 here aaah ndarwadziwa nehasha zvose ndinaye musikana wangu form 2 ndirikutoona ari mwana wangu ayida izvezvi anofanirwa kumbodzidza hupenyu next time agone kuzvichengetedza zvinobhowa apo fees unenge uchitoita zvekutamburira zvodai
She is a star FM woman. She must learn to show restraint and maturity. She is dealing with a 16 year old who has faced rejection despite being confident of the owner of the pregnancy.
Plus it doesn’t matter that the father of the alleged father has limited availability. He is still head of the family. She should simply have said she will consult with him. Anotozviita bull repamba. I have zero respect for her
Mai vanga vakati mumoyo mawo tiri dzinza rekurodza nemuchato ndozviri kuvapa hasha nekuvenga murora akauya nekutizira
mukomana anoda mukadzi wake, mai havadi muroora
Haadi mkadzi uyu avekuona vamwe kwaari kushanda
Yes
Mukomana haasi kuda mukadzi uyu.
Hapana love apo. They should discuss coparenting musikana adzoke kumba kwavo. She is too young for this useless marriage.
Amai avo nemwana wavo vanofurirana vanoda shamhu wy varikubvunza mwana wavo zvokudzorera apo vanoda kut muroora avadirei
Inini ndirini mai wemusikana ndotomboda fight naamwene ava nxaaa dhemeti mhani
Saka tsvina ndeyenyu vamwene zvinganestse mukanwa munoumburudza zvenyu you're lucky to find such muroora ndirini ndokuumburudzai ndapedza ndokunamatirai nekuhwanda nwbhaibheri nhema kwenyu uku nxaaaa mxm
Mai avo muroyi chokwadi. Nyaya ye mombe yapinda papi. Ndivo vakaisa tsvina mai avo. Regai vanzi vakangwarisa, nxa.
Vaifunga kuti ichaita 0%, hanzi hembe handina basa nadzo asi mari ndoda kudzoserwa, hembe anoenda nadzo, kuendepi.
Musikana ngaaende kwa mambo vabereki vake vapiwe twavo. Hatidi kutambisa vana vevamwe.
Ikozvino achadiwa nani manje. Dai ariwenyu mainzwa sei mai imi. Inga murikutoti venyu vakaroorwa zvakanaka wani. Uyo ndowamusingadi kuti aroorwe nhai.
Plus munotonga mumusha umu mai imi. Murume wenyu aripadambudziko. Hanzi arikubasa haadzoki, pa Bikita minerals apo shuwa. Makadyisa murume imi.
Please br Tinashe Mugabe send them to Chief imhosva yerape
Kutamba nevanavevamwe
Machief will finish this coz kuroora mwana mudiki mombe dzako 7 totangira ipapo 16 years aaaah
Inotorema moms iyi😂😂😂
@@mutsaipmuguta5954 inorema taurai zvenyu
Uri Duzvi mukomana iwe unoda kusiirwa mwana ane 2 months unomuyamwisa here musatanyoko wako namaivako
😂😂😂😂😂😂 ende mune hasha
Taura hako thanks
Chokwadi zvako. Mai avo vane moyo wakaoma
Zvakaoma mhai dei ari mwanasikana wenyu maizvida hre itai moyo wekubereka mhai
Handei tinovakwapaidza
This breaks my heart .i got into a situation seyake 12yrs ago
I hope you are ok now it's such a sad situation
Mwana uyu ngaasiyane with this and go back to school. Tikaita go fund akashinga semunhu arikuziva situation she can change her situation. I did.
Anonovatwa ozvara futi.once munhusikana akaravidza hurume panotoda tough love kuudzwa Kuti avhare makumbo otherwise anozvariswa futi
@@veronicadiza6431Asi iwe utoriweak zvekudaro
Mai avo inyoka nyoka chaiyo even pavatanga kutaura ndatozviona kt vane problem imharadzi mai ava
Pandangonzwa wataura yemadhodhi ndabva ndati finish
Vanotoratidza kuti kunyangwe kwavakaroorwa iproblem
Saka tsvina yayive yaitwa nani
Pliz vaMugabe batsirai Mai avo kuziva kuti muroora mwana mudiki uye ngavamude vamudzidzise tsike nemagariro.Amen
Anongogara shame
Just waiting for this episode. Who else is here with Me. Put a LIKE to this comment if you believe that Bota Family and The Crew are giving people peace of mind.
I hope musikana achawana help even mabvi anzwa nekukorobha zvakaoma hazvo
Amai wane hutsinye awo wari kunamatira mahara ,,ndarwadziwa
Musikana anoda help veduwe, emotionally and financially. Nyaya yetsvina mai vakarambira mwana wavo but kababamudiki ndiko kanhubu
True.
Mai ava vanoda kuvhenekwa uye mapurisa itai basa. Child abuse iri pachena
Mama musaita tsika iyi yekudefender vana munonyara nerimwe zuva
Sure mwana haarambirwe
Chokwadi amai ava vakaoma. Asi ngavasadaro
Ipapa vaizvifungira here kuti mwana wavo akamitisa. Hezvo vanga vava kuti wakamboyenda kwaakayenda. Ivo vanoteerera zvekumaraini asi havadi kuti muroora ateerere zvekumaraini.
Don’t ever defend children
Mwana uyu achazviuraya uyu. I am willing kubatsira hangu aende kuchikoro.
This family should be careful and treat this girl with love, otherwise she will end up having depression. She might think of harming herself.
This guy must stop playing games. This is someone’s daughter he messed up!
Mamazala ukhuluma kakhulu yakhisa abantwana kahle basasebancane noma umbona umalukazana ukt uzalwa ngabayanga ngicela ubahloniphe ubaphathele kahle umntanabo
Handina kana pekutangira chero ndikaenda kumba kwacho hapana kana anondigamuchira ndabatikana moyo wangu kugara pausingadiwe kunorwadza chokwadi
Apa nezera racho veduwee😢😢😢😢
Ndiko kuti vana vaite zvechikoro pazera iro vasiyane nezvebonde. Chii chakadaro form 2 shuwa
Zvinorwadza Kani. Vabereki vevanasikana please ngatisarase vana nekuti vakanganisa please
Painful indeed
Ari kusuffer mwana uyu apa zera racho😢
If this was my child chero tichidya nhoko ndinongoti mwanangu dzoka kumba ne mwana wako i think wava ne chidzidzo chakakura mulife mako yekuti ana bhangu havatambwe navo hadzisi shamwari dzenyu idzi. Ukachidzokera kuchikoro right now you can focus on your education.
Vana vekumaraini kwedu veduwee ...vamwene mharapatsetse chaiyo kupa Jamba mwana wavanhu kt aita gomo retsvina..mwari Ave nemi vamwene😢😢 mazita hatidi hedu kutaura
Imi mai ve mkomana fungai dai musikana ari mwana wenyu maiita hutsinye hwakadaro here.ityai Mwari maita munhu.
Amai emurume Ava vanonyepera kuita munhu wakanaka ndivo dangerous kumuroora Ava havade muroora munhu tone yake unotonzwa hongu muroora anepakewo panokanganisa BT tarisaiwo age 16 yrs munhu anotoda kuvakiridzwa munoda kudzosera Mwana pakudii nekuti Mwana wabuda Ari wenyu kwaiva neshuwiro ye zero percent manje zvaramba
Mwana anoda mukadzi wake asi amai ndivo vaita dambudziko
ndivo big problem, you can read characters.
Dai vasingamude vakarega kugara naye, vakatomira nemuroora wavo cz mwanakomana haatode mukadzi why are you blaming this old woman, she's so kind
@@marvelousmupereki4299unonyepa
@@billarmaviezar7177 ko mhosva yekuti 16years moti avasi kuiziva? Dai vaida muroora vakatongoti mwana tora mukadzi mwana ndewako. Asi vakamhanyira kupa pfungwa yekutsvaka mombe yenhereka
This girl suffered a lot at the hands of this woman
Hupenyu hauna balance, vanogona kuzounzirwa muroora anovatuka , that girl is humble she is just very young achirikuda kudzidziswa
Amwene itai moyo wekubereka.The girl needs your love
But ngaaite zvepamba paakaroorwa. akazoda zvekumaraini iko kuchiunza moto mumba anopiswa ndiamwene iye achingonzi mwana, kuda bota kukura, ngaachiita samai vemba ka muroora.
Mai vanotaurisa zvavo aaaaah mhai dzikamai imi dzidzai kuvhara karomo kenyu nxaaaa kungopeta tumaoko zvisina basa dzikamai imi mune hutsinye
Chokwadi mai avo vakaoma. Ngavasadaro asi
Mr Mugabe do somthing about the poor girl child,that is a family of bullies,dictators.Ambuya amai havatukwe but muri ndove yechembere Mwari havapute mbanje.
Ahuwa amai vane kakutaurisa
Taurai henyu ndosaka vachitsingiwa kuZaka ikoko vakachenjeresa ndivo varikusunda mwana kut arambe mukadzi
@@tsitsinyamukapa1888 hanzi vanoti ndakangwarisa😂😂😂
Mfana uyo ngaanobvisa madamages kana asingadi makadzi uyo
Imi wenyu akadzorerwa munozvida here?munoti kana munhu akachata haadzorerwi here? kkkkkkk munonyangadzawo nemi mhai
Need a follow up on this case!
muchazviwana mai imi muchiita basa rekutsigira vana kudaro ,zvino munonyarirepi muzukuru ndewenyu makapusa chose
Damage n,òmbe 3 + $1000 USD mwana wenyu akakanganisa mwana wemunhu .vamwene hamusiri kuda muroora but dzidzai kuvaka dzimba dzevana . Sei muchimhanyira kuti wondotsvaka n,ombe. Musaita makuhwa pamusha apa ndiwo arikukuputsirai musha
Chokwadi vamwene never liked muroora, and muroora abva atoshaya support both side mumusha umu
Vanamwena vamwe itsvina
Vamwene problem hamudi mroora dai ariwenyu mainza say mhinduro yamwari inonoka,moda kuroorwa nemwana here.
Muroora ari underage.
Imagine,ko havana basa nayeka nekuti vavo vakaroorwa zvakanaka vakachata 😂😂😂 zvakaoma.
Vabereki vemusikana Uyo torai mwana mugare naye muchengete muzukuru wenyu ...achri mwana mudiki zvekunz Aite muroora 😢😢achrkutidawo Rudo rwamai vake nyakubereka.. imajini gogo varkutoramwira mwana mudiki iyeye chikafu😢...yadeuka yadeuka musasiya mwana aripamba apo
Ngavatange vabvisa damage vanhu avo mwana ndewavo muroora haagadzokere mahara
Very wise analysis. Haana kuuraya munhu. She should return home.
Dai ari wangu ndaitora ndofambira nyaya dzema damages. Haasi kudiwa pamba apa saka anoshungurudzika
She's still very young to be in a marriage setup. She can go back to school and empower herself. This young man doesn't seem to be serious about her. Vabereki torai mwana nemuzukuru wenyu. She still needs guidance and love from people who love her and that's her family.
Mai vane utsinye ava
Maiguruu vangu imbogarai nemurume Face yenyu irikuratidza kushota murume zveshuwa so mukagara makore akawanda musiripa Murume munoita hashaaa mobatanidza muroora muzvinhu zvisinei nayee endai kumurume mumborohwaa nababa vhiki yose vachikudamburai zvemashuwa shuwa mozoti baba tongai nyaya dzevana venyu iniwo ndiri Muroora semuroora wanguwo uyu asi chirikukupai Hashaa idzii kushota murume ukoo
Please return this young child to school and her parent's home
Nxaaa Mai iyi inoroya. Vanoramba kt handina kt muroora aita tsvina. Asi vamboti zvinondirwadza.
Vatotaura kuti bdite. Nekutu cari kuti vana vavo havadaro
Ndovari kuto furira mwana komana wavo ndo vasiri kuda muroora that is so wrong mwana wenyu messed up hakuna mai vakadai
@@batsibchiramba4978 taurai henyu. Ndinoita sendichapwanyira fon pasi ne hasha. Ndinonzwa kuda kuita hovhiyo navo 🤣🤣🤣
Vachagara vachimuitisa mukomana uyo Mai avo vakawanisa mwanakomana wavo ne chitasingeni ivo varikufara kti vanasikana vavo kti vagere zvakanaka
Ngaasungiswe chete mfana uyu mwana uyu akabatwa ane14 years.
Kadhodhi kamukomaka aka vese namai wake
He is only 18 and was most likely a minor as well pavakaitisana nhumbu.
Mai muroyi ava regaimuchinzi makangwarisa sure
One thing Mr DNA has to know is kutaura nyaya dzeBota kuMasvingo kwassiyana nekuzvitaura kune dzimwe nzvimbo
Please bear with my fellow brothers and sisters
That girl is a beauty she is very young and adorable. The baby dad is also young they need support but iii mai vemurume vatafdza kuzvitambira
Nhai vakutoda zvekut muroora aende.
DNA we need follow up on this, mwana uyo needs protection from that evil vamwene
Im touched nemwanasikana wedu vana vanotadza zvavo Mai avo vane utsinye lets help a girlchild adzokere kuchikoro
Dear DNA Show, the girl anoyera Nhenga (me too). Mhuka inonzi Gwizo/Nhire/Springhare (not Chipiso like your subtitles are saying). Tinonzi ana Sadzi/Mugombi/Wakapiwa/Matutu and the ladies vanonzi ana Mahelani/Mayelani
The confusion is on the animal sir ,,, imhuka ipi, munoyera Tsuro ndizvo?😅
@@rmukuchura aaah iwe ndokuziva kaiwe haha Kariba😉. Anyway mhuka inonzi Gwizo/Springhare. You can google that. It looks like a crossbreed of a kangaroo and a rabbit. It has a long tail, tsuro haina muswe murefu. It’s rarely found in Zim, but further south hobho. The Ndlela Clan (vanoera Nhenga) originated from Eswatini.
@@clivetinashemawoko8963 😂 ndahwisisa homeboy
Mwanasikana wagogo ari Joni akapa gogo idea yekuenda kuDNA wakaita hako. Kana uri kuverenga macomments evanhu please udza mai vako kuti she is a devil. Vanoda kubviswa demon rehutsinye vavake vana vagarisane vachengete mwana. Mwana uyo she is still too young 😢 musikanzwa chete yamusvitsa apa. She needs her guidance as a mother.
Dai awedzera idea yekuti hanzvadzi yake isungwe for statutory rape. Regai Mai vati vakanzi vakangwarisa coz she's cunning yoh. This girl is young but vakutomuitira grudge.
Ehe ngaatisvitsirewo soko kuti dai aroyewa too much
Vataura zvavari mai ava vati vanonzi vakangwarisa kwavakaroorwa but ndizvo zvavangori ....vakanyanya varikupindira nekufurira zvisizvo
@@nontandochibi6909 kkkkkkk ndaida idea ne imwe futi yekuti amai vacho vasungirwe mental and other abuse
Chokwadi mwana akauya ne idea ye DNA. Ngaabatsirike nema comments pano. Audze amai vake vavake musha we vana avo kwete kupa mwana advice yekuti dzorera mwana uyo kumba kwavo.
Ngavaende kunogara vese kuChiredzi nokuti amwene avo havagarike navo regai vazoti hama dzinonditi ndakangwarisa 🤣🤣🤣 hama hadzinyepi makangwarisa mai imi,muroora achiri mudiki ngaaende kunodya bota rake nemurume wake kubasa ikoko
Vanoroya Mai avo, Satan Chaiye
Worst case of Monster in law,,amwene hamusi boe , don't have many words for her😢
This issue of poop is so clear, one of the children did it . Muroora haangaite zvakapusa kudaro mumba. Zvakuda 5 common sense , it is only mwana akaita. Trivadiki tikarara takagutisa taitombodarowo
Parents to this girl must take this girl. Age gap might be a problem between Makoti, and Grand Ma. Penalty fees can be paid whilst the girl is at her parent's home.
Manje vabereki vemujkadzi havasikutodqwo mwana kumba zvakaomq apa vanwene havasikumuda
And inotova mhosva kuroodza mwana mudiki.vaifanira kugara nemwana wavo voisa nyaya kumatare and dzakadai dzoperera kwamambo voripirwa.mfana kana achiita community service oita
Mai ava vakangwarisa and you clearly said ndiye pedzezvo by assumption futi.Hapana kunamata amai.Self praise has no recommendation!!!
Havanamati ava kuvhara vanhu uko and mai iyi ngaizive kuti mwanana uyu
Imi mai imi garai pasi ne muroora mwana wenyu wo hupwere chete asi regai kumupomera zvaasina kuita don't take advantage of that, mwana wenyu anosungwa uyo and iye arikutoziva kuti anogona kuvhairirwa uyo
Kunamata munoudzwa nevamwe nhy mhayi hamuna mate imi
Indeed
Muchinda uyo ari kuramba zvese 😮
Mai iyi inopnga! Vaparadza family yemwana uyu and vanonyepa!
Zaka rinopisa kunoroyiwa, haangatadze kuita ma moods uchitaura chokwadi apa uchinzi unonyepava Mugabe that guy anoda counseling atore mkadzi wake apana kuramba kwaakaita asibanga akuda kutiza nhumbu
My heart broke for this poor girl😢
Because amai ava ma1 ummm amwene ava iro guhwa rinebasa rei zvinorambirwa munhu ivo ungati ndivo muroora musvinu
please Tinashe help the girl let her taken back to school and get counselled
Ngaasungiswe 16 years under age
Sure ngavaenderwe kudare
Hazviite apaaa ..remember vese vakaitisana nhumbu pasina adarika 18years...and vakatovirirana kuita sex
Good solution iripo chaiyo vabereki ngawadzosere vana kuchikoro ava.. vachiri vadiki zvepo.....otherwise zve police hapana apa...handi mamunzwa mwanasikana achiti ndakabvuma..
@Sambiri97 huuu mutemo hautaure zve 18 yrs izvo mambo. The threshold was 16. That girl got pregnant before she turned 16, that's a crime irrespective of how old the one whom she slept with was
Both were below 18 and vakawirirana hapana case
Ngavasungiswe muskana mudiki uuyu
Mkomana uyo ndonamatira kuti akazorasisa mkadzi uyu Mwari vamurange vamupe chirwere cheAids neCancer afe asakanganise life dzevanasikana vakawandisa 😢😢😢
Dai vakakasika kufa
Kkkk the good thing hausi Mwari...haaa varume taiperaaa
Amwene, amwene, amwene itai semunhu mukuru imi, muvake kwete kuputsa. Muroora mwana mudikisa uyo. Amwene vanakomana vamunoreverera avo vachakunetsai idi chairo. Mwana haarambirwe, nekuti hazvina kumbobvira zvakaitika muroora asati auya hazvireve kuti mwana haadaro ba.
Amwene saka muchinzi makangwarisa mumusha, makaganhira plus kuoma mwiyi, endai munopira varidzi vemusha maresults🙌🙌🙌
Vana vasikana vaamwene taurai wo naamai venyu vaite munhu kwaye. Vaite semunhu vanonamata sekureva kwavo.
Aiwa makangwarisa amwene, munekakushusha so kamunako plus hamuzorori kutongesa muroora zvichionekwa neZim yese, aiwa zvimwe nyaraiwo
that girl needs support kugara namai avo its hell .
The girl is honest
true this girl is honest
@TinasheMugabe please help the young family. the boy love his wife. his wife is mature though young. the wife have been through a lot. the boy have a strong position that he need a neutral zone to speak his position paarikuti tozvitaura kumba. ita kuti mukomana atore mukadzi wake andogara naye. the wife is beautiful.
now I understand why baba vachigara vega kuBikita mineral mai vari kumba. naivo vatoriwo pama1
Amai munotaurisa imi mwana wevnhu ari munhamo muri kutokanganisa nevana venyu
Justice for Hannah pliz😢😢😢😢Mwari tioneiwo veduwe ..Ndarwadziwa xem ko Hannah ashayawo here vekuSide kwake ...I wonder y they're taking advantage of her age ndarwadziwa
Mhamha ngavabatsire mujaya wavo asapote mukadzi nemwana
Anoti ndosapota mwana Ko Mai vemwana vakaramba nemukaka wavo zvichazodini
Kuvaka kwakanaka uyo muroora mudikisa haagoni kuve correct pa zvinhu zvose
Mkomana ngaatore mukadzi wake cz anozviita sei mwana uyo
Kana asingamudi ngaadzidze kumuda
Aimupa mwana kuti zvigodini
Ngaadzidze kuremekedza vana vevamwe
Muroora achakura hake ngaabatsigwe murudo
Musahwande nechurch Mai muroyi uyo 😢 so sad
Vanhu vanonyanya kuti mwari mwari varoyi.Manje vasvoda musukuru ndewavo
@@user-qi9re2tf3f church yadii moyo wako munhu. i zaka ka iyi.
Pamwe wanopinda ya ishsmael
Ndofunga ichurch yehuroyi nxaaaaa ndabatikana weduwe