CHIDZIVIRIRO CHAKAPUTIKA :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 14

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 ноя 2024

Комментарии • 1 тыс.

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 8 месяцев назад +475

    Tsika yekuti ndine munhu wangu wandinoda kuroora then wopedzera someone nguva must stop ngapaiswe mutemo wekuti mwana akabuda ari wake ngaabvise roora coz varume vari kujaira vakadzi stereki zvorwadza izvi

    • @bb_wadzi
      @bb_wadzi 8 месяцев назад +13

      Or just abstain or go on birth control.

    • @shamelmicholzhuwao7025
      @shamelmicholzhuwao7025 8 месяцев назад +10

      Muri kunyanya kuvhura makumboo vana sisii

    • @progressmutandwa6724
      @progressmutandwa6724 8 месяцев назад +10

      @@shamelmicholzhuwao7025 just imagine ari mwana wako

    • @progressmutandwa6724
      @progressmutandwa6724 8 месяцев назад +9

      @@bb_wadzi no sex before marriage pane kuitwa hure nemwana waamwene 🚮🚮🚮🚮

    • @NengomaCharles
      @NengomaCharles 8 месяцев назад +1

      Ryt ndimbovhunzawo ko kna wakahurirwa pobva pabarwa mwana pane roora ingabviswe pahuriwa hr

  • @miriamchikore3423
    @miriamchikore3423 8 месяцев назад +189

    Beautiful young lady but her face shows she has endured a lot of pain in her life.😢.may God restore her happiness .

    • @zvatapiwamoyo9006
      @zvatapiwamoyo9006 8 месяцев назад +1

      Musapesanisa kusageza nePain

    • @nyary59
      @nyary59 8 месяцев назад +1

      She is respectful but really looks depressed. Kana ukarwadziswa unoshaya kana mashoko ekutaura ufunge. Murume uyu ka, kudenga kuna Mwari.

    • @LiliosaMashingaidz
      @LiliosaMashingaidz 8 месяцев назад

      @@zvatapiwamoyo9006kana une stress chero ukageza mafuta haabatiri musadaro

    • @Jsm918
      @Jsm918 8 месяцев назад +1

      VEry true...especially when she says zvimwe ndakanganwaaa it has pain in it🙇🏾‍♂️😞💔

    • @moreblessingchatitayi5995
      @moreblessingchatitayi5995 7 месяцев назад

      ​@@zvatapiwamoyo9006hezvo

  • @ceciliamapfunde8645
    @ceciliamapfunde8645 8 месяцев назад +195

    @Tinashe Mugabe l would like to treat the young lady to a hairstyle of her choice at any saloon. Please advise

    • @medlinerubaba3757
      @medlinerubaba3757 8 месяцев назад +1

      Thank you

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari 8 месяцев назад +2

      Bless you my sister

    • @ROCK-xv8cn
      @ROCK-xv8cn 8 месяцев назад +1

      I would also like to treat her with a facial and face moisturizer,bath gel and nice body lotion

    • @LeonorahIndah
      @LeonorahIndah 8 месяцев назад +1

      Bless you sis

    • @ThandiweJabulani
      @ThandiweJabulani 8 месяцев назад +1

      Thank you

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 8 месяцев назад +181

    Maprofita aya siyanainawo please munoputsa dzimba dzenyu. This woman is beautiful inside out , I wish you all the best to meet the right man for you .

    • @Rebhara
      @Rebhara 8 месяцев назад +5

      Munhu anga angorwadziwa nemaintenance ndokugadzira nyaya

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 8 месяцев назад +2

      Iye ane three (3) vana....mhmmmm ngangogara, after all there was no relationship between these two...

    • @FaithNcube-zt6pf
      @FaithNcube-zt6pf 8 месяцев назад +1

      True i wish her the best in future

    • @MarthaManhari
      @MarthaManhari 8 месяцев назад

      😮😅😅😊😅😅😊​

    • @NyaraiMhundwa
      @NyaraiMhundwa 8 месяцев назад +2

      This young lady is very humble and soft ❤

  • @mclarenmlambo1832
    @mclarenmlambo1832 8 месяцев назад +104

    Please Tinashe can you also help this woman the same way you did in one of your previous episodes? You can see that this woman has been through a lot. She is very respectful 😢.

  • @tambudzaimuzhuzha6917
    @tambudzaimuzhuzha6917 8 месяцев назад +103

    Zvekuti uyu ndewekutambisa uyu ndiye chaiye wekuroora. Regai ndingoti kuna Mwari kudenga

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 8 месяцев назад +1

      Pride kuna blaz manje 😂

    • @edmoregundani3058
      @edmoregundani3058 8 месяцев назад

      even women do the same wani...
      how many women vane vana varikuchengetwa nanababa vasiri vavo, how many girls have multiple boyfriends plus masugar daddy, how many women vanonyima varume vavanoda kut vavaroore bonde asi vachinoshandirwa nevamwe varume vanonzi ava are just for meeting my needs bfo my marriage....
      the list goes on and on both men and women r doing messed up stuff to each other n someone always gets hurt it's not about which gender is doing what it's about the individual with a shitty brain and rotten morals

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 8 месяцев назад

      These kinda men I hope they dont breed girls who will be used up spend like they're doing other people's girls. This is so sad story to listen to the sheer arrogance of this guy.

    • @mercykutsanzi1208
      @mercykutsanzi1208 7 месяцев назад

      Amem

  • @CleopatraGumbo
    @CleopatraGumbo 8 месяцев назад +36

    I can see the lady is abt to burst in tears with pain. My prayers for a loving man to find his way to you. God bless u

  • @dominicahungwe
    @dominicahungwe 8 месяцев назад +130

    This is much perfect, zvema live siyanai nazvo amugabe

    • @mbure7
      @mbure7 8 месяцев назад +2

      live haina kuita zvakanaka , it was a flop . Mugabe was distracted ne phone not listening to that guy . isu tichitoshaya kuti ko nhasi zvaita seiko Vamugabe vakuita distracted .

    • @FortunateMushayavanhu-rb1vt
      @FortunateMushayavanhu-rb1vt 8 месяцев назад

      Shua this is perfect

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 8 месяцев назад

      Taura zvako

  • @lazieharsh
    @lazieharsh 8 месяцев назад +107

    Chandirwadza pana mai ava varikutaridza kuti vatojaira kurwadziswa, it's now her normal. Munhu kutambudzwa zvekuti anopedzisira akuona sekunge ndiwo mararamiro ake 😢😢😢

    • @RejoiceGata
      @RejoiceGata 8 месяцев назад +2

      zvinorwadza

    • @nnyarry
      @nnyarry 8 месяцев назад +5

      Apa community wont understand this vanenge vachimupa bad names,

    • @rejoicemushete8535
      @rejoicemushete8535 8 месяцев назад +10

      Deep down anoratidza kuti pane zvino munetsa zvaari kutadza kutaura . I hope aka wana counselling akaita open up

    • @chipomudzinganyamamagoto971
      @chipomudzinganyamamagoto971 8 месяцев назад +2

      So true varume vanorwadzisa

    • @lulub4573
      @lulub4573 8 месяцев назад +4

      This woman looks depressed.. 💔

  • @Rufaro-14
    @Rufaro-14 8 месяцев назад +53

    Hurombo hwakashata mkdzi uyu akaitwa make over shes very beautiful God bless her

    • @bernardgutu6598
      @bernardgutu6598 8 месяцев назад +6

      If I get in touch with this lady, I will marry her any doubt

    • @patiencekalima8203
      @patiencekalima8203 8 месяцев назад

      @@bernardgutu6598piwa contact number na DNA man zvinoita

    • @ttfam8742
      @ttfam8742 8 месяцев назад +4

      Madam Boss or Mai TT should see this woman and assist. 1 mukadzi anoda complete make over kuburitsa all the beauty in her. She is a rare gem and a very beautiful queen

    • @miriamchikore3423
      @miriamchikore3423 8 месяцев назад +1

      Very true,she is pretty

    • @miriamchikore3423
      @miriamchikore3423 8 месяцев назад

      ​@@bernardgutu6598 ndo ma wife material for sure bhudhi

  • @zibusendlovu5381
    @zibusendlovu5381 8 месяцев назад +39

    Thelady's smile on results' announcement is outta this world,

  • @honestdzafunwa
    @honestdzafunwa 8 месяцев назад +22

    imi vapfanha musatore advantage yevanhu vari vulnerable movashandisa modumper,muri kutimakisa vanhurume hapana kana chinoshamisira ipapo

  • @charitymlotshwa6094
    @charitymlotshwa6094 8 месяцев назад +52

    I feel the pain in the lady 's eyes may God heal you my dear sister , God loves you ❤❤❤

  • @abertinawatyoka4952
    @abertinawatyoka4952 8 месяцев назад +20

    Kana uine doubt waudzwa nemuporofita huyai naye kumaresults timbovapedzera vazukuru vasatani awa vajaira kunepera vanhu chii chawanenge wachida chaizvo.This woman is beautiful. Vapeiwo counselor ataure nawo coz she is accepting hurt from men pliz help her

  • @teetoox365
    @teetoox365 8 месяцев назад +11

    Her pained smile at 34.30 broke my heart. Sons of men I know relationships are complex asi musaite hutsinye hwenyoka kuruma chaisingadye. These are our sisters, mothers of our children. Why should we be the authors of such pain. Creating mabhishu out of innocent girls. God bless Zimbabwe.

    • @FelistersGumbo
      @FelistersGumbo 6 месяцев назад

      I wish everyone has the same mindset as urs 😢😢

  • @VikkiRajah
    @VikkiRajah 8 месяцев назад +79

    Wakashandisa munhu iwe uchiziva hako kuti hausi kumuda...5 years dzese mwana no school iwe uriko hako. May you receive what you deserve

    • @nicemanchigwaza6558
      @nicemanchigwaza6558 8 месяцев назад +1

      Asi hauna kunzwa pavati tanga tisina kuvimbisan zvekuroorana thts wy vaishandisa protection

    • @FaithNcube-zt6pf
      @FaithNcube-zt6pf 8 месяцев назад +1

      But why she sleep with her iye ana someone .azvi make sense at all

    • @tendaibasira9865
      @tendaibasira9865 8 месяцев назад +2

      Zimurume iri rinoshaina zvisina kana basa apo wakatambisa mwana vevanhu kwanzi ndine munhu wangu waipedzerei munhu nguva yake

    • @tendaibasira9865
      @tendaibasira9865 8 месяцев назад

      Makorokoto ❤ mwana waamai

    • @VikkiRajah
      @VikkiRajah 8 месяцев назад +1

      @nicemanchigwaza6558 yes but he said it to himself. The lady clearly expected more

  • @markmax3112
    @markmax3112 8 месяцев назад +56

    I like the answers from the lady she knows there is still life ahead hence she refuses to answer critical questions that myt compromise her dignity.

    • @Jiriemily
      @Jiriemily 8 месяцев назад +1

      Yes n this man is a fool he cant even see that wotona munhu achiramba achibairira tsono panyama nhete the fact that akamuitisa nhumbu obva aramba zvoga zvorwadza oramba achimurwadzisa futi nemashoko haa varumeka musazodaro kana mozogara

  • @rue5548
    @rue5548 8 месяцев назад +24

    Good question Tinashe, waimudii kana wanga usingade kumuroora. Blazo vanenge vanotohwa kumba nemudzimai the way yaari kusimbisa kuti ndaisada kuroora iye says a lot. He also needs to know kaskill kevakadzi unoenda nerweseri woudza muporofita kuti baba ava vandinetsa nezvemwana uyu. Iye paanoenda anotoenda ega wonzi mwana haasi wako bcoz deal rakarongwa kare but to you zvoita kunge zvinyowani. Ngwarapatown.....tikatuma Tafadzwa kunobuda zvakawanda kumadzibaba ikoko akaswera aneBP murume iyeye

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 8 месяцев назад +41

    Mai mhinduro dzavo dzine respect vanga vasina kana doubt yekuti kamkono ketsambarafuta ako ndiko kababa kemwana wavo

  • @nabortwedzerai4271
    @nabortwedzerai4271 8 месяцев назад +44

    Ok izvi ndizvo zvakaitika. Ko dai anga ari sisi wako wainzwa sei

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 8 месяцев назад +23

    Maziso emukadzi uyu akazara pain 😢

  • @blessingkchinyandura1781
    @blessingkchinyandura1781 8 месяцев назад +16

    its the mothers smile for me, so beautiful.
    It shall be well mommy

  • @ThandiweJabulani
    @ThandiweJabulani 8 месяцев назад +10

    Zvakaoma kutamba ndiyan angada kutambiswa is everything ok with this man

  • @primrosemandikonza5605
    @primrosemandikonza5605 8 месяцев назад +24

    You are so beautiful my sister please be strong Mwana chipo chinobva Kuna Mwari uye Mwari hawasi benzi

  • @ree1993
    @ree1993 8 месяцев назад +12

    This episode was supposed to be captioned "Ndaiva nemunhu wangu" lol the number of times he said it, you would think munhu wake wacho was the queen of queens.. apa he was cheating on munhu wake wacho zvake🤦‍♀️

    • @vanessasesoma8650
      @vanessasesoma8650 8 месяцев назад

      Nhai taura hako... Aitomucheater munhu wake😂😂

  • @tatendachiswa7059
    @tatendachiswa7059 8 месяцев назад +2

    What does this lady do for a living? I'm willing to give her something to do kana aine wekusiira vana. She looks like a humble, hard working young lady.

  • @schumieelf3232
    @schumieelf3232 8 месяцев назад +23

    The lady is very sweet and beautiful. Dofo remurume why kutambisa mwana we vamwe vanhu? Dai mukadzi akamuhurira 😢

    • @ttfam8742
      @ttfam8742 8 месяцев назад +5

      Dai mukadzi wake angomuzadzira imba nevana vasiri vake nxaaaaaaa

    • @mberikwazvomachisa2656
      @mberikwazvomachisa2656 8 месяцев назад +1

      Ah 😮 zvakaitika kupi zvakadero? Try kuenda yourself kunoita chitsive chakadero! 😅

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 8 месяцев назад

      @@ttfam8742 🤣🤣🤣🤣🤣May ndozviri kuitika izvozvo

  • @libertymupungu6434
    @libertymupungu6434 8 месяцев назад +6

    Mr Mugabe batsiraiwo mukadzi uyu zvamunosiita zviya please.

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
    @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 8 месяцев назад +18

    Asi imi mukoma imi mukwane mukawana nguva basa rekuda kutambisa vana vevanhu nxaaaa, muchengete ngani yenyu zvakanska, happy for you murandakadzi wadadisa ❤

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 8 месяцев назад +1

      Bake vanasikana vachanzarwowo regai muone henyu

    • @israelbunu1746
      @israelbunu1746 8 месяцев назад

      Zvimwe zvoda kungozvizivira munhu wega kwete kuita maguts ekutaura zvinhunzvakadaro nxaaa

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      It's only that most people use emotions over brain. I think these guys were open to each other on the state of their relationship.
      Musikana anga arimvana and she opened up kumufesi and I think mufesi also did the same. She confirmed that they never had plans to marry but she could keep a box of condoms in her house to use with the guy. She said we never told each I love you during the course of the relationship.
      Practically she was not expecting more from mufesi other than a no strings attached relationship. Because she knew anga arimvana and mufesi had never married b4 and practically it difficult to assume that he will marry you.
      She was also just after sex semunhu akambogara nemurume.

  • @Shantel_Alias
    @Shantel_Alias 8 месяцев назад +5

    It's quite clear kuti this lady has been through a lot u could even notice her pain she is trying to hide may the lord heal here and restore her happiness Hugs❤

  • @letwindladlam9341
    @letwindladlam9341 8 месяцев назад +14

    This woman is beautiful, uzoyithola indoda girl. ❤ the way she's so calm.

    • @albertally3284
      @albertally3284 8 месяцев назад

      Nd uyahawulisa uSisi lowu😢

    • @beatricendhlovu4119
      @beatricendhlovu4119 8 месяцев назад

      Uzayithola uyazi ahlukane ne silima lesi ubhudi lo ule pride yomsuzo

    • @paulinevurayai4617
      @paulinevurayai4617 8 месяцев назад

      ​@@beatricendhlovu4119bhudi lowu ushota uswazi lowu

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 8 месяцев назад +63

    Vamuporofita imbopotai muchivaunza paground vamborohwa coz vaparadza dzimba dzevanhu

    • @SimbisoGutusa-cu5mt
      @SimbisoGutusa-cu5mt 8 месяцев назад +1

      Kkkkkkkkkkkk

    • @patiencekalima8203
      @patiencekalima8203 8 месяцев назад +2

      l agree with you 100%.. either ngavauye nemaporofita acho paground or name the Prophet DNA yozomushanyira

    • @IsraelDzemwa
      @IsraelDzemwa 8 месяцев назад +1

      Apa tisu tinomavinga😂😂😂

    • @TendaiMufandaedza-ol1nk
      @TendaiMufandaedza-ol1nk 8 месяцев назад +1

      Nxaaa vanoda kurohwa vanhu ivava

    • @israelbunu1746
      @israelbunu1746 8 месяцев назад +1

      Nhema too much vanhu vemagemenzi vaya.kuchurch ngatingonamatai chete chiporofita mmmmm

  • @tildahmukutirwa
    @tildahmukutirwa 8 месяцев назад +64

    Nhai baba Saka muporofita wenyu muchanuti kudii 😂😂😂😂

    • @potiphajerenyenje6870
      @potiphajerenyenje6870 8 месяцев назад +7

      He will go back there to receive more lies

    • @MamoEmelda
      @MamoEmelda 8 месяцев назад +1

      anoda kuenderwa nema results

    • @hazelgreen-bt8ih
      @hazelgreen-bt8ih 8 месяцев назад +2

      I think mkadzi waakaroora iyeye ndiye akapomba coz wedu uyu bhoo. Mkadzi ngaauyewo kumaDNA kana aine mwana

    • @FortunateMushayavanhu-rb1vt
      @FortunateMushayavanhu-rb1vt 8 месяцев назад

      Saka vachaita sei😅😂😂😂

    • @AndrewPigott-h3k
      @AndrewPigott-h3k 8 месяцев назад

      Achanovati mai vabhadhara vaMugabe😂😂😂

  • @NyashaMunetsi-yi3if
    @NyashaMunetsi-yi3if 8 месяцев назад +16

    You reap what you sow mukoma how do you feel kana iri sister yakho irikunzwarwo mubairo uchauwana zvakho Mwari ndewemunhu wese as for you my sister i feel your pain Mwari ngavakukomborere pane zvese zvaungade nepane zvese zvaungabate ngazvikomborerwe

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 8 месяцев назад +32

    Asekerera musikana katatu kasingagume.

    • @Amarie077
      @Amarie077 8 месяцев назад

      I know right. I saw that too. 😂😂😂2

  • @neliabrandymutenga4986
    @neliabrandymutenga4986 8 месяцев назад +10

    Seeing this beautiful child ndave so emotional asi varume chii how csn can you say ndaingotamba she is so cool

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 8 месяцев назад +10

    @34:27 The Lady's Smile said it all when DNA Results were revealed.
    Makorokoto Beautiful Lady.

  • @ZaneleDungeni
    @ZaneleDungeni 8 месяцев назад +14

    Baba ava dai mukadzi wavo akavahurira kana kuvaitira zvinovarwadza for life sezvavaitawo mai vemwana ava hazvinakidzi shame zvinobhowa kungotambisawo munhu u hiziva kuti hauna basa naye

  • @WayneMakisi
    @WayneMakisi 8 месяцев назад +69

    Asi murume iwe usadaro wairarirei naye uchiziva kut haumude wakatora advantage kumkadzi uyo

    • @drmufukari9657
      @drmufukari9657 8 месяцев назад +1

      Apo mkadzi wacho haatosvoreke

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 8 месяцев назад +1

      Chinombonzi kutora advantage kumunhu chii nhai? Yakatorwa apa ndeipi?

    • @neliabrandymutenga4986
      @neliabrandymutenga4986 8 месяцев назад +2

      And by that time she was still young

    • @afronews7034
      @afronews7034 8 месяцев назад +1

      Achingodzvanyirirwa achingoshandiswa nziyo yamugove 3at 28 pakaipa siso😂😂😂😂

    • @tmatz6467
      @tmatz6467 8 месяцев назад +1

      Vakawanda pano takatomborara nemunhu asiri iye watinaye. Zvinowanikwa but hazikurudzirwe.

  • @tinotendaemavetera7674
    @tinotendaemavetera7674 8 месяцев назад +13

    Mwari nyaradzai mukadzi uyu

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 8 месяцев назад +3

    May God bless this beautiful woman. Madube it is well munin'ina God will give you strength to raise your child. Proud of you madube hauna kutinyadzisa.

  • @amahle1835
    @amahle1835 8 месяцев назад +25

    Shz beautiful asi mnhu akavaruka msoro mwari avenaye

    • @oscarmabura-ez6lq
      @oscarmabura-ez6lq 8 месяцев назад +1

      kkkk ko kukwana mobveiko nhaii munhu washee

    • @rumbidzaikakuni3414
      @rumbidzaikakuni3414 8 месяцев назад +2

      Tetisingade kuseka asi yuwiii musadaro ba😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @peace6296
      @peace6296 8 месяцев назад

      Shame😂😂😂😂😂😂

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 8 месяцев назад +1

      Kkkkkkkk zvindibve bhurugwa rebenzi

    • @divamrafrica
      @divamrafrica 8 месяцев назад

      Tisataure mazita plz 😂😂😂😂😂😂😂 kudenga Kure amahle wandisetsa 😂😂😂😂😂😂😂

  • @wellinessruzvidzo9939
    @wellinessruzvidzo9939 8 месяцев назад +10

    Vamwe vakungonyepera maporofita apa kurikusada kuchengeta mwana nekuti anga agara arimunhu wausingadi,kuri kutsvaka nzira dzekuramba munhu nemwana.

  • @bradleyjones1013
    @bradleyjones1013 8 месяцев назад +2

    The relief smile of the lady after the outcome of the results was priceless ❤❤❤❤

  • @lee-attheasker4689
    @lee-attheasker4689 8 месяцев назад +3

    Hugs to you lil cc, i saw your pain from afar, your step meant a lot. I wish God can restore your happiness. Kudos for being a good mom to your children, and you're so respectful, thanking this man for agreeing to come to DNA test it shows the kind of person you really are, not judging you because of your children they're a precious gift from God. Men can promise heaven and earth but when responsibility knocks they run like fugitives. I wish i had something to give but am poor may God give you what you deserve❤❤❤

  • @marychimangeni5140
    @marychimangeni5140 8 месяцев назад +6

    Daiii pawana ano upgrade this women she beautiful.
    Ini handina hangu but l can see her glowing daiii awana anomupa support

  • @bernadettemadondo7055
    @bernadettemadondo7055 8 месяцев назад +5

    Kutaura kwa baba ava and some of the comments on here, show the importance of having a relationship with kind people. Nyangwe zvikasaenderera mberi, a kind person will always treat you with respect.

  • @Bethbee138
    @Bethbee138 8 месяцев назад +1

    Nxaaaa futsek chidhoma cherume...kunditambisira mwana wangu shuwa...kutoti uyu ndaisada kumuroora aive weyi saka...saskam...may God have mercy on you...

  • @BlaSugar
    @BlaSugar 8 месяцев назад +9

    Pamusoroi Bota family. Ndini uye akuita count where maporofita are involved. To date maporofita have been excluded 100% as truthful in terms of DNA accuracy. Hapana chokwadi chikuwanikwa mutsanangudzo. Ndatenda

    • @patiencekalima8203
      @patiencekalima8203 8 месяцев назад

      saka toita sei nemaporofita aya.. haasi kumira kunyepera vanhu and causing confusion in families

    • @nixonzvidza9942
      @nixonzvidza9942 8 месяцев назад

      Haunyepi wangu maDNA results enaporifita ndeenhema.Tunoparadza dzimba tumaporofita utu

  • @gladysfrancis5871
    @gladysfrancis5871 8 месяцев назад +1

    She is so beautiful and the camera loves her..❤ I hope she finds the love that she deserves and all the happiness in the world ❤ ❤❤

  • @edithgarah3736
    @edithgarah3736 8 месяцев назад +5

    Baba avo vaida kuramba mwana wavo congratulations young lady I know kuti murikurwadziwa

  • @dorothychiremba222chiremba5
    @dorothychiremba222chiremba5 7 месяцев назад

    Maporofitaka muchapinda denga renyu mega taneta nekungonzi ndakaufzwa na muporofita !!! May God bless you my lady nekusatinyadzisa and may the Lord give you your husband who will love you and cherish you..

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 8 месяцев назад +27

    Musikana anofanirwa kuenda kunomangara kucourt kuti akapedzerwa nguva yake

    • @consymuri479
      @consymuri479 8 месяцев назад

      Ngaende kwaMambo kwaanobvosiswa 3 mombe plusbudzo yedare anyatsonzwa kurwadza

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      Ok musikana ane vana 2 😂😂😂😂😂😂

    • @paulinevurayai4617
      @paulinevurayai4617 8 месяцев назад

      ​@lifesaver190 then???

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      @@paulinevurayai4617 hakuna musikana ane vana 2 inonzi mvana

    • @paulinevurayai4617
      @paulinevurayai4617 8 месяцев назад

      @@lifesaver190 msikana means lady kkkk she is still a lady dear

  • @muchanetagreen112
    @muchanetagreen112 8 месяцев назад +14

    It's the young lady's smile for me

  • @urnvlogs7786
    @urnvlogs7786 8 месяцев назад +6

    A great improvement on the quality and production. The picture quality is on point and sound was clear . Keep it up .

  • @albertchisoro9416
    @albertchisoro9416 8 месяцев назад +1

    People should maintain respect to each other on these shows, some of the information Is not necessarily for example telling the whole country that waitambisa mwana wevanhu, more so that guy doesn't realise how embarrassing it is

  • @Spo7017
    @Spo7017 8 месяцев назад +3

    Ini pazvese my comment is.... Cameraman, zvawakaita pakutora step yababa neyamai vachiuyawo kuzotaura naTinashe ka kkkk you never disappoint 🫡🫡🫡🫡

  • @mercygurure5238
    @mercygurure5238 8 месяцев назад +6

    Next time Mr Mugabe bring ana Madzibaba pa live

  • @quillamaahmukwanda9139
    @quillamaahmukwanda9139 8 месяцев назад +14

    I love her smile she is beautiful

  • @reginamatiza823
    @reginamatiza823 8 месяцев назад +1

    Pauchazvarawo mwana wako musikana zvonzi ndevektambisa you are going to feel the deep cut in your heart hauna kundiitira mushe samai vane vanaskana

  • @nyashamagaya6124
    @nyashamagaya6124 8 месяцев назад +4

    A very humble lady mapudzi anowira kusina hari

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      Endai motora mapudzi ava nevana 3 achiriko munongoita Hari yacho

    • @RuthNdawana
      @RuthNdawana 8 месяцев назад

      ​@lifesaver190😂😂😂😂

  • @drmufukari9657
    @drmufukari9657 8 месяцев назад +17

    Todiiko nana madzibaba ava. Macases avo ekudhomoka awanda😂

    • @carlyndzeka73
      @carlyndzeka73 8 месяцев назад +1

      Sure mmm zvanyanya pasina ma dna ka vanhu vaiparadza Nyika vanhu ava

    • @OsmanBanga-y6u
      @OsmanBanga-y6u 8 месяцев назад

      Ichokwad ukatarisa ma shows akawanda unongonzwa Hee madzibaba vakazoti 😢

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 8 месяцев назад +1

      Yeah ndakuti masowe ese ngaavharwe with immediate effect coz pavarwadzisa pawanda now, ngavambomira havo.

    • @ZaneleDungeni
      @ZaneleDungeni 8 месяцев назад +2

      Maprofita akutomboda shamhu chaiyo coz imharadzi

    • @NondoKadzi
      @NondoKadzi 8 месяцев назад

      Maporofita akutokundwà nemushini wemaDNA kutaura chokwadi. Ngavachisiira nyaya idzi kuna Tinashe Mugabe

  • @CynthiaMaster-fg2zs
    @CynthiaMaster-fg2zs 8 месяцев назад +15

    Mface akangotora advantage nestate yemkadzi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 8 месяцев назад +6

      State ipi yacho?

    • @Treikasnation
      @Treikasnation 8 месяцев назад

      Haiwawo advantage ipikowo munhu mukuru atone vanhu 2 kare

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      Mvana yaitodawo munhu anokwenya bhinzi it's only that zvakazoenda nepamwe

  • @rhodahndoro9794
    @rhodahndoro9794 8 месяцев назад

    This woman is so beautiful all she needs is help so that she can be able to look after herself and the kids. I tell you akagona kunyatsa kuzvichengeta murume uyu anodzoka akumunyengerera.

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 8 месяцев назад +4

    Congratulations baba ndimi muridzi wemwana ❤❤❤❤ ndatenda hangu mwana sikana haana kunyadzisaba. Chichengetai mwana baba makasununguka. Ndatenda hangu baba havana kufara kkkkkk from facial expression after maresults but zvinowanikwa makadya bota risiri muplate

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 8 месяцев назад

      😂😂😂😂😂

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 8 месяцев назад

      Bota ronaka uchadya asi kana munhu azozvimbirwa ma1😅😅

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 8 месяцев назад

      Varikutya mukadzi we kumba cz mukadzi vekumba arikurwadziwa kut dangwe rababa awa ndereumwe mukadzi

  • @deliwemashingaidze27
    @deliwemashingaidze27 8 месяцев назад +25

    Mainini vasekerera shuwa.. Maporofita enhema akuda shamhu

  • @cynthiapasi
    @cynthiapasi 8 месяцев назад +7

    I like her face😍

  • @praisemujuru4611
    @praisemujuru4611 8 месяцев назад

    She speaks with so much pain........my sister you are loved chero benzi iri rikati chii

  • @MaxwellMakiyi-ok2cz
    @MaxwellMakiyi-ok2cz 8 месяцев назад +4

    Mkadzi uyo ndiye chaiye anochemerwa nevarume vakarongeka kwete Ako kamukono ketsambarafuta

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      She is available go and take her

  • @isaactapera5295
    @isaactapera5295 8 месяцев назад

    The smile of the young lady after results announcements says a lot, she is a no cheater. God bless the younger Lady

  • @LisaElsie
    @LisaElsie 8 месяцев назад +21

    mukadzi. uyu has massive pain within her heart. her heart is heavy, shame.
    baba avana kufarira ma results

    • @bernardtsuro6898
      @bernardtsuro6898 8 месяцев назад +3

      True anotoda rubatsiro uyu ndovanhu vaya vanongozonzi adonha akafa...challenge yandirikuona Paari ndeyekuty haagoni kunyatsotaura interms of expressing herself

    • @CarolineMapurisa-hk9gy
      @CarolineMapurisa-hk9gy 8 месяцев назад

      Her neck shows kuti shz really troubled....ende itype dzinoti bottle up matters zvongomudya anyerere....😢

  • @Rachael-Chigwedere
    @Rachael-Chigwedere 8 месяцев назад +1

    maporofita siyanai nawo kupedza nguva ndapedza ,what a lovely wife 🔥

  • @KudziMujaji
    @KudziMujaji 8 месяцев назад +12

    Kamurume ako kanga Kachida mbama iri strong 💪

  • @hoshikihoshiki7110
    @hoshikihoshiki7110 8 месяцев назад

    So touching episode zimurume iro zibaba remasvosve nxaaa arina kana moyo dai rikafa richitambura zi sasikamu kutoshinga kuti ndaisada ku muroora nxiiiii

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 8 месяцев назад +5

    Ini ndofunga mudzimai Ana baba ava ndiye akufurirana nemu profita kuti anyepere murume uyu nenyaya yemwana.

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 8 месяцев назад

      Or mwana wekumba ndiye aridubious. Aaah maporofita aya

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 8 месяцев назад

    This lady has a good heart, ini paipfumbuka huruva

  • @jestatanya1970
    @jestatanya1970 8 месяцев назад +10

    Mai vane condition baba ava vakatora advantage chete the ladie not well

    • @mutsaipmuguta5954
      @mutsaipmuguta5954 8 месяцев назад

      Why wadaro

    • @nancychlomai6743
      @nancychlomai6743 8 месяцев назад +1

      Nhamo inoita kuti uite zvese pamwe nemaspiritual attack unoshaya kuti woraram upnyu hwakait cy murume uyu ndoadvantag yaakatora aangataure ka kuti aisamuda imbwa yemurume iyi aningoti ziso rakachonyeka mxa

  • @tsitsidzashesabeta7804
    @tsitsidzashesabeta7804 8 месяцев назад +1

    This woman ane pain yaarikuzama kuhider. She is a beautiful lady behind all that sadness

  • @VaPunungwe
    @VaPunungwe 8 месяцев назад +4

    Tinashe usatongese vanhu. Dzimwe nhumbu ndedzekubhadharana chigwishu pasina rudo. Saka siya zvakadaro. Chinodiwa kuchengeteka kwemwana chete. Zvekuti ndewe short time here kana we long love must not be asked nekuti mangwana mwana anonyombwa pamusaka pezvinhu zvaasingazive.

  • @siletamus2016
    @siletamus2016 8 месяцев назад

    I like how they’re both respectful and calm without hurling aggressive words at each other. They’re individual stories were very similar and from that I suspected the outcome. I hope the lady finds someone anomuda nevana vake

  • @NesterSaranewako
    @NesterSaranewako 8 месяцев назад +7

    Kamurume aka kanopenga ungati waitamba uchitamba nebota here😂

    • @ianzibagwe
      @ianzibagwe 8 месяцев назад +2

      No sex before marriage

    • @lifesaver190
      @lifesaver190 8 месяцев назад

      So did you marry everyone you slept with

  • @emaraldnyamoto6428
    @emaraldnyamoto6428 7 месяцев назад

    Aiwapo hr muporofita iyeye pamaidya bota muangwarire maporofita enyu aya kunevakatumwa kozouya wekunyepa saka pafungei ipapo panoda kuongororwa dna is the best

  • @clarischivandire7597
    @clarischivandire7597 8 месяцев назад +3

    Nyaya dzevarume vanoudzwa nemaporofita kuti haasi mwana wake the prophet must be there when results are revealed.

  • @angelinechitemere
    @angelinechitemere 8 месяцев назад +2

    Tinashe anenge akabatikana nehunhu hwemurume uyu, kusabata musikana zvakanaka. Nyaya iyi arikuramba achingobvunzurudza bvunzurudza.

  • @zdfmidmzezewa5730
    @zdfmidmzezewa5730 8 месяцев назад +4

    Tinashe : baba hanzi maigara muchiputitsa 😅😅😅😅😅😅😅 that line 🎉🎉🎉🎉🎉🎉💨💨💨💨

    • @EstellaChikudza
      @EstellaChikudza 8 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂zvakaoma

    • @RuthNdawana
      @RuthNdawana 8 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @AbigailNdabambi-ol2fe
    @AbigailNdabambi-ol2fe 8 месяцев назад

    Apa mainin ndivo vakaudza muporofita nyaya yese haaa zvakaoma team canan 🙌 ayi sarenda

  • @hannahdaki4117
    @hannahdaki4117 8 месяцев назад +7

    Tinashe your question mutupo ndiani can be hard and emotional to someone asingazivi baba vake or dzinza rake ufunge. Maybe the type of questioning you can ask ‘mune mutupo here’ Not everyone ane mutupo Tinashe. Like your shows.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 8 месяцев назад +4

      Hakuna mutema wemuzimbabwe asina mutupo. Anongodairaka kut m not sure coz baba handivazive. Inganzi imhosva here?

    • @potiphajerenyenje6870
      @potiphajerenyenje6870 8 месяцев назад

      I sort of understand you but those are rare cases. On the other hand Zim people generally enjoy flaunting their mitupo with everyone proudly thinking their totem is the best

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 8 месяцев назад

      ​@@shingiraitrevormboto2105ataura chokwadi cde

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 8 месяцев назад +2

      Unongotaura kuti handiuzive.Zvinouraya here?

    • @majajakarasi6622
      @majajakarasi6622 8 месяцев назад +1

      Kutaura mutupo wako to everyone zvinoita kuti uroyiwe. Patrilineal membership sometimes enhances witchcraft and sorcery. It is a protection not to say it to strangers. It's a sacred identity or sometimes an honour. So it's a sensitive question...

  • @PelaChibvongodze-wq6mc
    @PelaChibvongodze-wq6mc 8 месяцев назад

    This lady is beautiful anongoda help zvifambe bhoo❤

  • @sophiabweya
    @sophiabweya 8 месяцев назад +10

    Varume musadaro Imi💔💔💔💔💔

  • @fortunechikwanha3924
    @fortunechikwanha3924 8 месяцев назад +2

    What goes around comes around kutambisa kwawakaita mwana wemumwe munhu ndiko kutambiswa kuchaitwawo mwana wako wemkadzi wawaida wawakazoroora iyeye kamkono ketsambarafuta

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 8 месяцев назад +6

    😂😂😂😂😂😂 umwe achangoti kwaTinashe ziiiii akadaro.asi panenge pokweshana simbi ere kuputika

  • @TsitsiTheresaChingozha
    @TsitsiTheresaChingozha 8 месяцев назад

    A down to earth woman who has met man who wanted to use her...Girl wakakosha ...tell God u are a beautiful soul

  • @jonasikapungu
    @jonasikapungu 8 месяцев назад +4

    baba havana kuenda kumaporofita asi vanga vasingade mukadzi chete

  • @LibertyDenzelTsambirwa
    @LibertyDenzelTsambirwa 8 месяцев назад

    may God favor you my dear sister i see pain in your eyes but God will surely heal you

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya 8 месяцев назад +6

    Zvotohwisa hurombo veduwe. Type yemkadzi uyu haisi yekuhura nemanyariro acho akanyanya

  • @GordenBrown-o8z
    @GordenBrown-o8z 8 месяцев назад

    Maporofita venyu Ava. Gyz mother avo vari very cool Dai Turi twumwe twumhengera mumuzi twatotanga kurova murume

  • @ShellyMhwadzarira
    @ShellyMhwadzarira 8 месяцев назад +4

    Isu tatoliker kare and waiting 7 waiting now

  • @SylvieMaphosa
    @SylvieMaphosa 8 месяцев назад

    Ndaona uncle prophet vakwapaidzwa ini.
    Pasi nezvi n'anga mupovori.

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 8 месяцев назад +8

    Type yemurume uyu ndodzinochemera kuroora vakadzi virgins apo ivo vachihura kunze uko

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u 8 месяцев назад +2

    You are too proud to admit your guilt.
    Why not say sorry whole heartedly?you lose mothing.
    This is a decent young lady and very respectful