Kwete mwana ndewaButterfly,zita rake Tariro was on the baby scan on music video.Shugeta doesn't want to simply say the truth chete for what we don't know.Maybe kunyara😅😅😅kuita mwana nemvana
If u dont know u ask not to judge u can use first name yerelative inenge iripo wen issuing birthcertificate and the first name inenge yatove surname for life but pane zvinenge zvichiitika
Isu hatichina hedu basa Kuti Mai ndiyani .... Am happy that you're taking a good care of your child . Very important 🤞🏾👌🏾👌🏾
Haiwa Shugeta siya Anna azvifarire ukuda kunyepera kumuda apa kut angosiiwa nemunhu wake
Mwana ndewa butterfly don’t confuse us
😂😂😂😂😂shugeta akakwana here guys ,imbondiudzaiwo ane ma jokes akawandisa anotondinakidza
Haana uyu akazhangandira zvinomara
Mwana belongs to butterfly
Ndakambomuona paLetombo akabereka mwana
Thanks uncle Saint the conversation was lit.🎉
Zvimwe ndezvimwe Shuheta atori munhu bho hake. Mufree spirit chaiye.
Then uncle saint we appreciate you😊
Kkkkkk ukunyara kuti butterfly kaaa munombotambireyi nevanhu vamunozo nyara nawo
Exactly 💯 nyadzi😂😂😂
Vamwe vanezvipo zvekungotuka munhu imikwamuri motukwa nani kana musina comment ko kunyarara munobveyi😢
Iwe warambidzwa nani
Happy to see you Slimmy
Murisei Uncle Saint,Shugeta nababa Juju
Uumm Shugeta arikunyara naButterfly shem
Hapana zvaarikutaura uyu mai vemwana ndi butterfly 🦋
Wazobuda pachena nhasi munhu haangaite move on ane mwana wako 😮, butterfly is the mother.
Smile yaitwa naShugeta paabvunzwa zvemwana ndeyefake
Butterfly ndomai vemwana zvebasareiko kutaura
Zidzoro rako Shugetta
Mwana ndewa butterfly
Ko mwana ana Chipo muchengwa haasi waShugeta here
Kumagtom tiriko kushamhu yestrees❤❤
ndewa butter hake
Happy to see baba jujy
Slim is number 1
Mwana ndewa butterfly ndakatomuona anaye kunhamo yemuzukuru wangu
Ingochani chero anemwana ingito
Annah ndiye mai mwana
Zvimwe zvese unoda asi chokwadi chaicho Anna unodiwa
Akaroora hake here mukomana uyu
Shugeta haana kuratidza kufara paabvunzwa zvemwana
Butterfly aka flyer naChamatama haaa kana veduwe
Ah bajuju kkkk mohwa zhara.
Ana na butterfly hapana Mai vemwana vose
Butterfly akakukoshera coz ndi baby mama😂😂😂
Aslong uchichengeta mwana wako bhoo zvkuti
Can't wait to know the mother
Shugeta wakunyaraka kutaura kuti wakaita mwana na Butterfly
Mwana wekubasa kkkkk
Ichembere kkk
Let's learn to respect one another.Stop shaming women giving them names.u can't differentiate between chembere & mvana.chembere ndodzave pamenopause
Nxa zvimatama zvako shugeta
Oh Slimy baba Juju thank uncle Saint.
Mwana ndewa Butterfry akataura Wani paye achitanga kuintroducer mwana wake,kuda kutivhiringa msoro chete Shugeta
The word love means alot , mese i lov u too
Saka mwana ndewani veduwee,,isu toda guhwa😅😅😅
😂😂😂😂😂😂ndewa shugeta 😂
Haanyarare akroora ani ..aripi mkadzi wacho ..shai_shai nahonde
Kkkkkkkkk sekuru matora zvimwe nhasi kkkkkk
Valilo hamuna kuzotipa update
Une drama shugeta yr baby mama is butterfly
Shugeta kaaaa
Uncle Saint how are you
Nguva yese ndikuti une 35 haaaa
Those who know 🦋 butterfly pane akamuonawo aine pamuviri hre 2022. Same as anna
Anna move on saka mwana ndewa butterfly
@saint tv, tipeiwo nyaya dziri nani
Mai vemwana imistake ndosaka usingade kuvabudisa
Big mistake plus zvinonyadzisa
Mwna ndewa butterfly hake zveew 😂 pachena sa driver wetructor
Yaa apa dzakunyara kuti dzizvitaura nekuda kwekuti butterfurayi ndigogo
Buttefly is his blood sister
Mwana ndewaAnna
Unonyepa hasi sister yake@@mazvipedzamhlanga
Iiii mazviwanepi @@mazvipedzamhlanga
Nonsense explanations
Ndaseiya sub
Mwana ndewa anna im surprised y pipo r saying butterfly😂 butterfly makambomuona aine nhumbu here past 2yrs
Ko Anna akaita here
Butterfly akaita nhumbu she posted about it this year
Haaaaa @ shugeta kaaaa Mai vemwana ndavaona zvangu
Slimie to the people
Hello unckle saint❤❤
So u mean yaive mistake nabutterfly 😂😂😂
Is very clear kuti Anna is the baby mama 🤐
Mwana ndewa butterfly not anna
Butterfly is the mother.Anna haana mwana
@Tapera-c2q hooo aaah isu hatizivi coz hpna watakaona ane 🤰pavari vese.anotoziva chokwadi ndevakaona mimba ine muridzi wayo 😂😂😂😂else vanenge isu will suffer with confusion
@@PrettygirlTato hamuoni ma post a butterfly here ndiye akatotanga tanga kuposta mwana uyo vanhu vachitoti chinenge shungie chi nhanha ichi
Kwete mwana ndewaButterfly,zita rake Tariro was on the baby scan on music video.Shugeta doesn't want to simply say the truth chete for what we don't know.Maybe kunyara😅😅😅kuita mwana nemvana
😂😂😂😂😂😂😂😂Shugeta aaah😅😅😅
why vanhu muchingonakidzwa nekutuka munhu asina chaakutadzira
Ndozvinongoratidza kuti Havana hunhu
Sure nhai aaaaa vanhu tisadaro
Tamirira
Haaa baba Junior kuseri🎉
Butterfly is the baby-mama
Anna Anna Anna ever loved
Ndiye baba vaRibon here
Aaah
Haasi
Butterfly is the mother
Iriwo ramoti shugeta rozvida kuita semkadzi kusvika pakuchinja tone chaiyo shuwa
Oh no baba juju
Mwana aimbopostwa nabhata kubva pakaita chematama takeover kuposter mwana bhata haachaposte
She did recently
Baba Juju my favorite
Tikwanir iwe
Yeeeeee baba juju
Slimmy
Bva ndafunga dzimwe dzibaba soooooo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
My poor data
uri kuvadzirei asi hauna kuroora hre
BaJuju tsotsi😂😂😂😂
Nderekupenga iro razoita nani na Thomas uyo
❤
Slim yoooo
Haaa baba juju 😅😅😅
Ko vaye vamwe sisi vatsvuku 😂😂😂
Hakuna muShona aneSurname yekuti Ben
If u dont know u ask not to judge u can use first name yerelative inenge iripo wen issuing birthcertificate and the first name inenge yatove surname for life but pane zvinenge zvichiitika
Inga akatii family yake ndeye kuMozambique wan
Akat mu Mozambique
Bba juju imwai mvura bba juju
Wakaenda ku DN hre
How can u sleep with your core presenter.shame.
Hanty vese vanhu vakuru so vakabvumirana kuita izvozvo
Baba juju
Wasted my time
Tozviziva akaita Na butterfly
Kkk maybe is married to Anna haadi kuti zvizikanwe
Butterfly is his blood sister guys vakatofanana na shugeta
😂😂 blood sister
Bba juju
😂😂😂😂 dj shugeta bodo😂😂
Mwana akatofanana nabutterfly
Ndewa butterfly mwana
Baba juju😊😊😊madii
Ko iwe hausi mubhrandhaya here iwewe
Baba oros musoro unenge chidrum chemuxhomboti chikokiyana chemjoni
@tsitsi grace manhanga