Sound quality is bad this time. Please improve. I like your videos though. Chief Mutasa is filled with wisdom. Remain blessed Chief. May The Almighty Jehovah God Bless You Abundantly and Exceedingly.
Hakuna mukadzi anopa murume gupuro . Mukadzi haana kodzero yekuramba murume . 1 Corinthians 7:10-11 [10]And unto the married I command, yet not I, but the Lord, Let not the wife depart from her husband: [11]But and if she depart, let her remain unmarried, or be reconciled to her husband: and let not the husband put away his wife.
Apa mambo atadza kutonga. Murume uyo akawudzwa nemukadzi kuti akarambana nemurume wake. Chii chaaifanira kuita.? Kuvhuunza kuti gupuro riripi asati apfimba mukadzi here? Zvinireva kuti murume asati atnga kupfimba mukadzi anofanira kuenda kuvabereki vemukadzi kuti avhunze kuti mwana wavo ane murume here? Ko iye murume wacho aienda knoona vana vake kumba kwechikomba achiti mukadzi wake arikuitei ikoko? Akadii kuudza murume uo kuti arikuhura nemukadzi wake nekuti havasati varambana? So in actual fact the husband was pimping his wife with the aim of being paid. This is exactly what the mambo did - ie to promote pimping. The only good judgement was to ask the woman to pay her husband!! In fact the husband should have paid the other guy for taking him to the court. The guy was taking care of his wife and children
@@djflubby1172 True but murume anoda kunyenga/kupfimba mukadzi anoziva sei kuti akapuhwa gupuro asati amupfimba? Uyezve kana mukazi wacho achiti akarambwa anowana kupi proof yacho? Tinoziva kuti kupfimba mukadzi wemunhu imhosva chero akakuramba!! Ko ma records evakadzi vakapuhwa gupuro anowanikwa kupi? Ndiani anoachengeta? This is impractical and unfair. The only guilty party in all this MUST be the woman not the man who courts her!!
Murume akabhaiza dai akaenda kwana mbuya kuno taura kuti ndini ndava nemwana wenyu dai ari pasafe side nyaya yaizobata vabereki vemwana manje kuda bota remahara surrend kana kubvisa tsvagirai kuno hayo zvai mudefender
Very intelligent Chief,,,,nesuwo tirikutodzidza Thanks kuvashambadzi
Sound quality is bad this time. Please improve.
I like your videos though.
Chief Mutasa is filled with wisdom. Remain blessed Chief. May The Almighty Jehovah God Bless You Abundantly and Exceedingly.
Mambo anoruramisa ndisekuru wangu uyo Mwari ngawakuwedzerei njere👏👏👏👏
I' love Amai vangu Shumba Mutasa the wise Chief well done let's keep our culture 😁
i like the brain power in this chief's bench
Haaa Tich ndofunga kana kuchikoro waiva dofo ....hauteerere mafans ako uridofo last kutadza kugadzirisa sound quality nxaaaaa
Chief Mutasa will never disappoint. Shumba!!!! Tinodada nemi.
Tsvaga mumwe Mukadzi syana nehure remu compound unofa uri mudiki
Mukadzi uyu ndisatan achamudemba murume musvinhu warikuramba achida ka moskito kachamusveta ropa
Improve sound and picture quality
Chief Mutasa can tonga hey 😅😅😅
Mambo munondigonera. But pedzisai ya pastor veku lodge vaye
TICHKACH Usasunge bag... Ndibate tikutsvagire proper equipment yebasa..... Ruzha urwo.... No
👏👏👏👏👏yaaa mambo mahure ngaaripe vanojaira
Sound bambo sound kana muchudzwa abt sound chinjai
First one today isayi ma likes
Ndaisa 😂😂
Kwana iwe zvine basa reyi
tiiise ma like eyi
Talaika asi hatisi kuziwa kuti talaikireyi
Mfana iyo ava kunyepera kuzungaira manje: vabereki vemukadzi vano kuziya pakudini kana usina gogogoyi yawakaita kwavari? Demeti mhani mfana iwe!
Chief munoikonesa kudivi kurikwako chaizvo.Dare ririkudzidzisa chete kty vakadzi vevanhu havatorwi havasapoti chikomba zvoga.nyaya inoteneswa kkkkk
This is wisdom in practical
Mambo mutasa muri mutongi aneunyazvi.
Ndokutwasanudza munhu apa. Unoita straight chete.
Mambo panyaya iyi makurowha nemuteuro,makuenda kuside kwemahure ayo kkkkk
Tichkaz madiii mambopavo vamwe mukana. Bvumai defeat.
Well done Chief
😂😂😂Mufundisi toda kumurova kuti anomhangarewo yake
Well done chief vangu munogona
Aiwaka , but murume aifanira kunodzora gupuro rake , raaiva aendesa .
Baba Taps muudze mambo Mutasa kuti uyu anonzi Tich Tach kana auya ngavamudzinge ...hapana zviripo
Kkkkkkkk akabvuta chimhuti chaasingagoni kumhanya nacho
@@faithbungu9136 🤣🤣🤣🤣nhai.nhai
😅😅😅
Shumba yerudzi yechiJudah makatikoshera Dad
Vanhu awazorore sure mwedz 3 munhu atokugara nemunhu mm amai vane zemo rembwa 😂😂😂😂😂
Mambo thanks
Chief kufanana baJoe Mutasa babava Yo
Mhai wemukadzi itsotsi
good one
Tichmak improve please too much noise most of your videos
Mambo ah-ah haasti amuramba !!!!😅😅😅😅
Apa matonga nyaya mambo Mutasa ndokugona uku keep it up
Picture quality is good. But please improve on sound production. Its very poor😟
Paita zvezihure apa, grade reaya ekwa chief bushu chairo chairo
KwaBushu kwanetsa
Kkkkkkkkkkk tapiriree kemukadzii mamboo Mutasa
Hakuna mukadzi anopa murume gupuro . Mukadzi haana kodzero yekuramba murume . 1 Corinthians 7:10-11
[10]And unto the married I command, yet not I, but the Lord, Let not the wife depart from her husband:
[11]But and if she depart, let her remain unmarried, or be reconciled to her husband: and let not the husband put away his wife.
Makunana Kuna amuri kutonga mambo
tibvireipo
vanhu havasi kumira panyaya dzemijolo 3 months anga ato move in next husband😂
Sound yaTichKach ma1 😢😢😢
Dai akasiiwa be that new guy shez very silly well done Mambo
Mambo anenjere
Ko yaCardwel makatadza neyiko nhayi mambo mutasa
Chief Mutasa munogona kani
Messed this one chief
Mambo Mutasa munogonesa 👏
Uyu anenge ari paside namambo uyu ane dzungu mhani apa hapana kana chanoziva dzingori speed kupera nxaaaa....
Ndiye honzeri ngaarowe pakuru
Siyana nenzenza sha unoonda
Uyu tichkach hapana zvinozikanwa
Mambo wedu tinodada navo
Kkkkk ambuya vati zvese bhooo hr
Gurukota ramambo iro rigere pa left hand yamambo inokuroverera pamuchinjiko kusvika waits straight like a ruler
Zvinhu zvacho Soo ka
Varume vese kwamuri vakadzi ngavaurawe
Mukadzi uyo haana kukwana mujolo unokuva amai
❤❤❤❤❤❤❤🎉
Chikomba ichi chakadanana nemukadzi uyu kare achiri kumurume wake uye hahumude murikuita mahubwe
Kkķkkkkk yoowee
Sound yenyu yakadhakwa Tichkach TV
Sound ya tichkach yakadhakwa
Gadzirisa mic yako ikuita noise
Soko raMwari harina kuti mukadzi asape murume gupuro aiwa.Soko riri kutendera asi chararamba kuroorwa zvakare nemumwe murume.
Mukadzi aputsa imba yake nechhure
Sound is still poor.. Bye
Let her get in touch with me we can get for her proper journalism equipment
Vana vose enda navo kwaTinashe.Kuramba kunwa kureva haasi wemudzinza.Tinashe anoipedza iyi
Mambo messies again
Vari kurwirana shuka kkkk
Mufundisi makatengwa nayee hre
Sound ma1
Amana itai muchitigadzirirawo sound yakanaka.
Ko nyaya ya cardwell chiteka makazotii nayo shumba vakadzi vanohura vanobhadhara varume
zvakaoma
Sound yako inobhohw
Ingoisa mombe dzechikomba icho
Mhepo irikumbotivharira kuzwa mamwe masoko dii
Matonga zviri clearly
Gadzirisai sound
Idzi dzopenga kwazi ndakuzikanwa nani?
Gupuro rinoshanda asi akapa gupuro akadzoka chinenge chava chikomba,Saka zvese zvikomba
Akadzoka akakumbira vabereki saka mukwashaa, uyo haatombozivikanwe,kwatezvara
Sound quality please ngaidziriswe tichkach learn to read comments
It's windy
Magonesa mambo ne ahura ngaaripe
Sound quality is bad
ihure iro
Blump inoparira kkk
Mhosva tikungodzipara isu majaya vangani vadzidza zvakawanda panyaya iyi mugore ra 2025
The way yematawuriro chimudhara chevoice rakazhezhera icho that's not good anotaura zvekuvhindutsira haagoni kutaura nevanhu that's not good
Chikomba icho chinoda kurohwa
Taura hako kuto challenger plus Mukadzi I stupid kutopunza imba yemunhu coz chikomba icho chine Mukadzi
Akanyenga mukadxi wemunhu vake varikutambira
Nhasi wagona kutonga
Mkadz unonyadzisa uyo
Ihure iro
Apa mambo atadza kutonga. Murume uyo akawudzwa nemukadzi kuti akarambana nemurume wake. Chii chaaifanira kuita.? Kuvhuunza kuti gupuro riripi asati apfimba mukadzi here? Zvinireva kuti murume asati atnga kupfimba mukadzi anofanira kuenda kuvabereki vemukadzi kuti avhunze kuti mwana wavo ane murume here? Ko iye murume wacho aienda knoona vana vake kumba kwechikomba achiti mukadzi wake arikuitei ikoko? Akadii kuudza murume uo kuti arikuhura nemukadzi wake nekuti havasati varambana? So in actual fact the husband was pimping his wife with the aim of being paid. This is exactly what the mambo did - ie to promote pimping. The only good judgement was to ask the woman to pay her husband!! In fact the husband should have paid the other guy for taking him to the court. The guy was taking care of his wife and children
Kuramba Munhu igupuro not kungoti handichadi kkk chief vagona chaizvo well done 👍
@@djflubby1172 True but murume anoda kunyenga/kupfimba mukadzi anoziva sei kuti akapuhwa gupuro asati amupfimba? Uyezve kana mukazi wacho achiti akarambwa anowana kupi proof yacho? Tinoziva kuti kupfimba mukadzi wemunhu imhosva chero akakuramba!! Ko ma records evakadzi vakapuhwa gupuro anowanikwa kupi? Ndiani anoachengeta? This is impractical and unfair. The only guilty party in all this MUST be the woman not the man who courts her!!
Murume akabvisa pfuma ndobva vazotadza kunzwisisana ndokurambana but murume akazonzwira ana ake Tsitsi ndokudzokera kunobvisiswa mari imwezve yekudzikunura gupuro rake madam ndokuzotangidza kuhura zvakare saka mukadzi uyu anokodzera kuripira baba ve vana vake bcs akamupedzera time pamwe chete ne mari dzaaisenza mombe 2 kumukadzi 3 kumurume kuti pfuma yake yaakabvisa idzoke yese Ambuya washa vabvuma kuti mukwasha akadzikunura gupuro wani zvoreva kuti mwana wavo unemhaka kuna baba vemwana 😢😅😂
@@MikeMoyo-t1e Ini ndirikuti chikomba hachina mhosva. Vakadzi havafambe vaine chidhindo pamhanza chinoratidza muti vakaroorwa. Isu hatigone kufembera kuti akaroorwa here kana kuti akarambana nemurume. Isu tinoshanda nezvatinoudzwa nemukadzi. Panyaya iyi murume aitofanira kuudza chikomba kuti mukadzi wake, kwete kuenda kumba kwechikomba kunoona vana vake. Chikomba chaitofanirwa kubhadharwa nemurume nekuti chaito muchengetera vana uyezve chichiita service mukadzi wake. That's what a pimp does!!!
Murume akabhaiza dai akaenda kwana mbuya kuno taura kuti ndini ndava nemwana wenyu dai ari pasafe side nyaya yaizobata vabereki vemwana manje kuda bota remahara surrend kana kubvisa tsvagirai kuno hayo zvai mudefender
Asi mufundisi vakanzi vafambai henyu Mari inoshanda
Confused woman, chihure changozara mumunhu
😂😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkk Mambo dzamurikusangana nadzo dzinotoda zodzo.
Hazvinzwikwi