Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ukaroorwa Pana vamwene vanobuda iwe muroora usingabude unopinda busy hama
Hapakarike kani
Unosimuka chete ende mwana anogona kusazoroora
@@blessingkendo102 haaaaaaa worse kana vakaita zvekuda kukupa zvinhu uchiramba unopinda bsa chairo idii
Unopinda busy chaiyo imba yacho inozongoparara kazhinji kacho mukasasimba
Chokwadi unovengwa vanototi uende chete😊
😢😢😢haa vamwene ukatadza kuwirirana navo mukuroya haupagare ndati
Mbuya iyo ndiyo iri kudya mimba dzemuroora, haaaaa team yechurch Marange yatora chimuti hobho varoyi
Chirongwa chedu chakanaka, but kana tave kucommenta ngatisarasa hunhu. Ngatisataura zvinyadzi, nokuti vanhu vari kutongwa avo pamwe havatombooni macomments iwaya. Comment yemunhu inongoratidza hunhu hwemunhu acommenta. let's try to avoid zvinyadzi.Mambo munogona kutonga. ndinoteerera chirongwa chedu everyday, rambai makadaro
Mai ine drama iyi😂😂hanzi BP yangu yakwira😂😂 fokof taurisai apa
Kushanda kana kusa shanda mwana anifanira kutengera mai gumbeze so mum you are blessed.
Aaaah ava amwene hpna chirikmbonzwisika chavari ktaura baaaa😂😂muroyi ava
❤ matare ngiyawathanda from bulawayo ❤ love tradition ❤ king mambo
Thank you
Ahhhhhh zvinhu zvacho👐👐👐kozvekutengerwa gumbezi zvabvepi…..kokungoti ndakapumhwa huroi basi
Pane anzwawo here explanation yaamwene umm zimuroi chairo vakunyepera BP kubata pahuro nenhoroondo 1000 dzisinganzwisisike nxaaa
Kwamarange kunoroiwa munhu rough. Tumai turiko tunodya munhu kwete zvekutamba, turume mibobobo nekusvira pwere
kkkkk kuitahuroyi hunozadzagonyeti ndobvumirana newe
Ndazoseka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndini ndega here ndirikuona kuti that building iri kufamba zvisingaite
Haisi kumira, ipapo maona.
Mai avo muroyi zvemachokwadi atanga kutawura nhawu isineyi nenyaya hanzi tinewukama katsotsi muroyi amai avoo
😂😂😂😂bp mirai ndimbodzikisa bp yangu ahhh kuita kutenderera
Apa muroora ngaanake hake
Kufemuruka kwemunhu arikunyepa,😂😂Mai ava varikunyepa
Confusion yauya navamwene koiro drama hanzi bp yangu😂😂😂😂
mbuya iyo kunyebera bp kurikuda kufunga zvekutaura
Mamwe ma marriage siyai haana pundutso
My classmate 😢 i wish you well
Mbuya muroyi ava vanhu ve kwama range vanoroya vakavanda vacho
Mwari ndipeiwo vamwene vasingaroye... Ummm vanasika tiri munhamo
😢 sorry Kudzie Mwari vachakupa ma twins manje manje
True
Zvino anopagarq nambuya avo
Kudzi kamanura ndomuziwa mwana uyu
Mother avo varikutiza nyaya ngavaende kwamukotsanjera
Kkkkk vakaenda
Igweeeeee akadyiswa namai ava varoyi amai ava kuvhara mbereko yemuroora vanoda wavanoroya naye❤❤❤❤❤❤
🥺🥺🥺🥺 sad
Mukore uno vanamwene nevarora ngavagare kwakasiyana 😢
Yoh mainini vairoya naamwene saka maiguru vakarambirwa kuti havana kujoina amwe muhuroyi
@@TambuNechiwowe spot on wangu kana ukaramba kujoina chiCult unovona flames masikati nana moms vedu ava vanenge vachida kujoinisa vatorwa huroyi kkkkk
Madzimai vakasvika shuwa and vari smart and fresh
Aaah imi mbuya imi musanyepere kuzingaira taurai nyaya yenyu nemo nemo makapumhwa sei
Ndiri in muroora ndaisiya zvangu marriage yacho iyo... vamwene avo vakangwarisa ,chero kuroya vanogona vachitoroya
Apa munhu bho zvekuti muroora uyu
Vanonyepa mbuya awo muroyi
Chiheti musoroo varora vakasunga madhuku
Anoroya amwene muchirungu im saying mother is a lawyer mani
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Izvo zvekuti munhu waroora, wongoramba uchigara mumba mevabereki ndezvekushaya. Buda unogarawo pako
Amongobuda here kana kuti anobikiswa
Vangu vamwene takagara 3yrs mu kitchen yavamwene ivo vamwene vechi4 😢😢.ini ndini ndaive mainini nana maiguru 2 vakadzi vana bmkuru.varume vedu vaisha kuma Town vamwe kunze .paive pakaipa😂
Haaagh inenge iri hondo kuhondo kkkkkk
Mai iyi kuzama kurebesa nyaya kuzama kunyepa haa pfutseki
I grew up in positori vanhu vakaoma zvavo ivava
Ndovaroyi futi vahombe ivavo vanidyirana vana
Mai avo varikupedza nguva kuvhara nyaya yavo muroyi uyo
Hamusikumira Nhimbe Tv, fambai nebhora👏👏👏👏👏
❤️ Tinodada nemi
Amwene sunungurai muroora azvare
😢😢Dai ndiri ini ndaivamamisa amwene avq
Amai ava varikutooneka kuti vanemhosva havana confidence mukutaura kwavo
Chembere iyo itsotsi iyo tsola chaiyo 😂😂😂🙌🙌🙌🤣
Hahaha chivaregau
Muroyi haisi tsotsi zimuroyi
Kana nguva yamwari yakwana ine yakwana ende mwari haarambe akanyarara talk from my experience zvinobuda chete
Amen
Kuda kunyepera kuita hunhu kkkkk hnz bp yangu imboti dzikire, inoita zvekuudzwa hre kut idzikire
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂hnzi Bp yadiiiniii ava vnofanirwa kuno actor na Mama Vee
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwari vane nzira yavo yekubuditsa chokwadi ndafara zvekuti Kuti ako kaburitsa chokwadi
Thank you Nhimbe ne nyaya
Someone like my comment plz
Mai imi royai zvakanaka husikupindura mambo
Hpna zvamuri.kutaura imi gogo ,muri nhikwi chete
Bp kuita sei muchiroya muroora 😅😅😅
Great job mambo mutasa
Waiting for second part
Muroyi mai iyi kúnyepera BP
🤭🤣🤣🤣
😂😂😂 vakutsika tsika vamwene avaa ngavaende kuseri
Munhu kana aroora ngaende kunogara kwake why stay with parents
Chokwadi
Very true Don mfowethu
Move away rumuka munhu
Munya yakawandisa uroyi kt mwana adzoke kunovaka pamba
Mwari variko vakonzera mainini kuti chalavanzile chibude
Vane kakusabvarura machira amwene ava, sorry hako maiguru😢
Yakude kupomera muroora mhosva yemakunhakunha yakadini kuzvitaura musi wasvika muroora, muroyi chaiye
Wakaita lucky muroora pakafamba Mwari waibirwa chibereko nevaroyi avo please ngwarirai kwamunzi endai munobatsirwa unoendeswa kuvaroyi usingazvizivi
Amwene avo vanoda Mercy
Ka gogo kakangwara aka😊
Mbuya vanechihood😂😂😂
Nyaya yavamwene ava haisi kana kubatana kuti ndakabvuma nekuti panga paine vanhu 39 🤣🤣🤣 ungabvuma kunzi unoroya uchiziva hauroyi?
Kkkkkkkkkkk hanzi mirai Bp yamboti kwirei
Yah,vamwe havasi right zvachose😮
Vamwene avo vanotoroya chaiko itsotsi iri
🤣🤣🤣🤣ahhhh
Part 2 plz
Wakamutambirirei iye anga ari maikuru
Mukomana uchanyara mai vabatwa paseri api
Gud mambo mama's boy angaachida kutii
👏👏👏
Merenji idzi 🙌🏾
Merenji here😂😂😂😂
Gogo muroyi awo vakangwarisa 😅
Mambo Mutasa vano ndigonera
Mbuya iyooo zitsotsi 😮
Tongai nyaya iripo Mambo kwete kutsvaga makuna kuna,,,,zvaava makuna kuba vakadii kuuya kare
Chief vaendesei kwa tsoka
Kamai kakangwarisa kutaura zvisinganzwisiski😂😂😂😂
Vamwene shuwa kupfeka chi hood mumusoro hamuna kukwana mashaya dhuku here? Hamuna hunhu kukundwa nevaroora vaka cover musoro zvine hunhu. Shuwa kuda kuita Justin Bieber padare
😂😂😂😂
Kunyar kudakuvhara kumeso😅
Kkkk
Kkkkkkkkk ndaseka zvangu nhasi 😂😂😂😂😂....vamwene nemuroora
And she is still call vamwene (Mhamha)
Munhu ngasunungurwe aite mwana
Muroora mudoko akazozviona kuti arikufurirwa zvakaipa manje it's too late nokuti nyaya kwayava ava makata.
Vamwene vane face yemuroyi chaiyo
Amai varikunzvenga nyaya muroyi uyo
Ummm mai ava vanotaura ngano pamberi pamambo hukama wei
Mbuya ava vakunyebera kurasika network, itsotsi mai ava
Munhu uyo anonzi Chief Mutasa dai taiwana maChief akadaro nyika yedu ingadai iripariright chaipo anotonga zvinotaridza kudzidza nehuchenjeri
Amwene vanopenga here ava havasi kunzwisisika😅
Ambuya vakanzi gwati 1 paaaaaaa bp inodzika vobva vataura chokwadi chavakaita pamuroora nxaaaaa
Sure
Kuuya kuDare makapfumbata mushonga , hamunyari ere Mai imi
Mai avo danger vane mugaramambo
Mai kunjanduka akusi kungwara
Asi mukadxi uyu aiwe n'anga here weduweeee imi maitariswa chibereko yaiwe hama yenyu here zvakaoma
😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai vanorasanyaya kuti zvivhiringe nyaya
Amwene nyaya yavo ainzwisisike boys… vanonyepa, muroyi chaiye
🤣🤣🤣🤣
Haa mbuya awa nyaya hpna ba hayiwawo, vanotosvota kuteerera
Taura hako 😂 ini nda fast forwader
Ko continuation yacho
MMM Mai about muroi varikungotsengatsenga
🤭
Mai imi taurai kwte kunyepa kwamuri kuita makagadzira muroora
Ukaroorwa Pana vamwene vanobuda iwe muroora usingabude unopinda busy hama
Hapakarike kani
Unosimuka chete ende mwana anogona kusazoroora
@@blessingkendo102 haaaaaaa worse kana vakaita zvekuda kukupa zvinhu uchiramba unopinda bsa chairo idii
Unopinda busy chaiyo imba yacho inozongoparara kazhinji kacho mukasasimba
Chokwadi unovengwa vanototi uende chete😊
😢😢😢haa vamwene ukatadza kuwirirana navo mukuroya haupagare ndati
Mbuya iyo ndiyo iri kudya mimba dzemuroora, haaaaa team yechurch Marange yatora chimuti hobho varoyi
Chirongwa chedu chakanaka, but kana tave kucommenta ngatisarasa hunhu. Ngatisataura zvinyadzi, nokuti vanhu vari kutongwa avo pamwe havatombooni macomments iwaya. Comment yemunhu inongoratidza hunhu hwemunhu acommenta. let's try to avoid zvinyadzi.
Mambo munogona kutonga. ndinoteerera chirongwa chedu everyday, rambai makadaro