Ndakaponda Vanhu Vaviri, Umwe Wacho Akundimukira Chipoko

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 ноя 2024

Комментарии • 59

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 2 часа назад +1

    Tsvaga Jesu ,siyazvekuponda

  • @sozinyuenjura1202
    @sozinyuenjura1202 2 часа назад +1

    Kutadza kurimo muvanhu..hama dzemukomana uyu regererai mwana..Mwari vakatomuregerera..

    • @teacheapmoregain
      @teacheapmoregain 2 часа назад

      Chero vakaomesa moyo kuti hatinei naye ngozi haizvizive izvozvo munongoiripa chete inorova mese kusvika mati twasu

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 5 часов назад +4

    Saka government iri kushaya mari yekuisa paint pamabuldings awo here

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 9 часов назад +10

    Wakazvikurumidzira 17 years watova mhondi and wakumbira ruregerero kuhama dzako asi kuhama dzevafi hauna chawataura Unoda kubuda unowedzera nhamba uri kuda kubuda kunze ko vari mumakuva havadiwo kuva panze iwe unotova panze uri kudya kuona zuva kufamba Ko vafi Gara ikoko

  • @JaneShonhiwa
    @JaneShonhiwa 5 часов назад +2

    Vakagarisa vamwe vanhu kumakuva forever iwe vakuda kunzwirwa tsitsi mhuri dzavo uchadzichengeta hr

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 2 часа назад +2

    Uuuuu zvakaoma yanga iri self defense chaiyo

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 8 часов назад +5

    Vese vanouraya hameno sei vachida kunzwirwa tsitsi garai ikoko kuuraya haaa garai ikoko

  • @EdwardMapopo
    @EdwardMapopo 5 часов назад +1

    Kkkk hanz ndikaudza mai pamwe ndicharohwa kkk tsek

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c 3 часа назад +1

    Ndezvekare RIP my data

  • @HarryMukwada
    @HarryMukwada 7 часов назад +3

    Yoh kuuraya it's a no no life matters

  • @imbewuconstruction3164
    @imbewuconstruction3164 3 часа назад +1

    Security staff???????? Asi hamusi kuiona mese here

  • @samanthamkono5076
    @samanthamkono5076 2 часа назад

    Chikorokoza mukuchinyanya muri vana.apa.chikoro pasina futi saka.muchizourayana. apa.mashirugwi imi munombonesa vanhu ndondo kana.wava mujeri ndopaunoona kuti zvakaoma ...mwana iwe kuzopihwa nickname yekuti Sadam nokuda kwe hutsinye

  • @JanetSihole
    @JanetSihole Час назад

    Kana munhu abvuma mhosva yake ngaregererwewo😊

  • @silentchomunacho7572
    @silentchomunacho7572 6 часов назад +2

    Asi hamusisina zvekutipa , vasungwa vakawanda wani ..makungodzokorora

  • @AngelicaChifura-i6v
    @AngelicaChifura-i6v Час назад

    Akauraya hake bt uuuuuum zvinosiririsa

  • @christerbelchemhere6904
    @christerbelchemhere6904 9 часов назад +1

    47 yrs kuuraya vanhu 2 here kna kt anedzimwe mhosva

    • @allenmuyengwa4688
      @allenmuyengwa4688 8 часов назад +1

      47 years is lenient. Wakauraya vanhu vaviri unofanirwa kuurayiwa.

    • @chiedzadube
      @chiedzadube 7 часов назад +1

      Mutongo wekumusha wakaoma shaa zvakasiyana nemuno mujoni mune paroll

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 7 часов назад +1

      Ukauraya munhu unofana kungogara ku zandom forever

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 5 часов назад

    Akauraya yes but yauwa self defense

  • @Saskobw
    @Saskobw 5 часов назад

    But this was self defense, if he had gone straight to the police after the incident he would have probably been out

  • @stannlymtambikwa7144
    @stannlymtambikwa7144 9 часов назад

    Kuuraya munhu ma1 ummmmmmmm 😢😢😢

  • @obviousmapiye4847
    @obviousmapiye4847 7 часов назад

    Terminology yacho kuseri. Vapfanha ava dzatova mhuka.

  • @marthamugagami4966
    @marthamugagami4966 6 часов назад

    Haa vanhu vanouraya denga hamuna henyu gara hako ikoko

  • @allenmuyengwa4688
    @allenmuyengwa4688 10 часов назад

    Robert is now back to Slymedia?

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 9 часов назад +1

      This is an old video that was recorded while he was still with Slymedia.

    • @espinamugabe379
      @espinamugabe379 8 часов назад

      ndeyakudhara shuwa

    • @PreseviaranceMarangwanda
      @PreseviaranceMarangwanda 6 часов назад

      Aizve ndaifunga ndeyake ka Sly media saka ndeyanani , educate me

    • @allenmuyengwa4688
      @allenmuyengwa4688 6 часов назад +1

      @@PreseviaranceMarangwanda Slymedia ndeya Silvester Tapfumaneyi, Robert Tapfumaneyi now has ZimNews Beat Tv which has been operating for about 11 months now.

    • @espinamugabe379
      @espinamugabe379 5 часов назад

      @@PreseviaranceMarangwanda brother vake iye ava neyake ndakanganwa zita rayo

  • @mutututswablessed439
    @mutututswablessed439 6 часов назад

    Chipo chacho dai chichi kumamisa every 1hr

  • @NellyMbegerwa-km9gc
    @NellyMbegerwa-km9gc 6 часов назад

    Sorry home whandara inemweya

  • @VimbaiKufakunesu
    @VimbaiKufakunesu 5 часов назад

    Wakazvikanyira wega garako wavakaurayira vanohweyi uchanaka chte

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 7 часов назад

    Pandangonzwa kwanobva ndabva ndaziya nyaya yake kuti ndeyei

  • @Masline-q6b
    @Masline-q6b 9 часов назад +1

    5yres ago or to 10yrs this vidio amheno kuti makushaiwa content hre endai munorima uko

    • @marthazulu9369
      @marthazulu9369 8 часов назад +2

      This is a repeat I once saw this video also

  • @cjsibs
    @cjsibs 4 часа назад

    300 vanhu .. how can you mobilise more than 300 people pa argument yevanhu 2

  • @LucyChitovhoro
    @LucyChitovhoro 7 часов назад

    Ummm zvakaoma

  • @PreseviaranceMarangwanda
    @PreseviaranceMarangwanda 6 часов назад

    Yea kuva mushurugwi hakuna kunaka vanhu ivava ndiwo mararanire avo, vanenge vachizvi kudza vari panze

  • @Ashley-pj1ku
    @Ashley-pj1ku 5 часов назад

    Zera rako nekuteverwa ne mweya wevanhu vakafa kkkk shame

  • @SimbarasheChigwiko
    @SimbarasheChigwiko 9 часов назад +1

    Munonyevera vanhu kuti takudzokorora

  • @tambudzaimuvingi
    @tambudzaimuvingi 9 часов назад

    Mkomana aitonhorwa zvedi,

  • @cuthbertchakudzuka9950
    @cuthbertchakudzuka9950 8 часов назад

    Mukomana akambobuda futi achitaura nyaya yake

  • @ktm9853
    @ktm9853 9 часов назад

    Iwe mdhara Robert ungati kune mwana wako uyo mukoma,asi urikutambudzwa ne midlife crisis iwe mudhara iwe.

    • @Mels-rb9hu
      @Mels-rb9hu 4 часа назад +1

      Is everything okay with you ?

  • @FlorenceBingura
    @FlorenceBingura 9 часов назад

    But victim is very wrong why vakatadza kutaura nevamwe zvakanaka kuti vashandidzane mune zvakanaka .He deserve to be in jail .

    • @cricket694
      @cricket694 6 часов назад

      thats what I've been asking myself kuti the victim also wanted to kill him first hanti ndivo vakamudenha. dude was just defending himself.

    • @ThembloMatemavi
      @ThembloMatemavi 3 часа назад

      Yah but if he is telling the truth

  • @MissPam08
    @MissPam08 5 часов назад

    This show is now boring. Why repeating

  • @stannlymtambikwa7144
    @stannlymtambikwa7144 9 часов назад

    Repeated......