Mambo awa wanenge wakawerengawo ma books he is intelligent and haana favour ,asi ane gurukota rake risiri kumu backer ane kaelement kekuona senge iye anofunga kudarika Mambo . Mambo musatongwe nemapositori wakaromba wanhu awooo
Mudzimai ndofunga ndi Madhuve chete chishongo haakendenge anotaura chaizvo haadzadzarike pakutaura straight to the point l salute you usatyisidzirwe nokushungurudzwa ndiwe wakafirwa isu tinoziva pain yauinayo svitsana navo kuma penaa
Well done Mambo you are in the right direction baba ava vanoda kucover up mwana wavo. Gurukota raMambo next time tsika patsika mambo kwete kuita against mambo please. Unodzingwa basa mambo vane wisdom ava
@@pessysachakaza9479 but ahuudzirizve ma professionals how to help you azvina kusiyana nekuenda ku court wonoti judge ndipei bail or ndipei mutongo wakati, he's just stubborn
Mambo awa wanenge wakawerengawo ma books he is intelligent and haana favour ,asi ane gurukota rake risiri kumu backer ane kaelement kekuona senge iye anofunga kudarika Mambo .
Mambo musatongwe nemapositori wakaromba wanhu awooo
Hamuone mhuno yebhunu here iyo akafunda uyo
Barika rakaoma Joanne marange bodooo
Yeah emakuakadxi akawanda aya ahatadxi kuromba diko
Gurukota iro is dangerous, he must back the chief ,chief is intelligent
Mudzimai ndofunga ndi Madhuve chete chishongo haakendenge anotaura chaizvo haadzadzarike pakutaura straight to the point l salute you usatyisidzirwe nokushungurudzwa ndiwe wakafirwa isu tinoziva pain yauinayo svitsana navo kuma penaa
Very true
Excellent Mambo, mapositori anyanya. Musikana uyo aitoita drama kufinhura maiguru. Well done maiguru, usadzvinyirirwe.
Thank you chief for the wisdom
Mambo is very blunt at the same time he has got a sense of humor. He knows his job.
Tsano ndafarira vagona kumira nehanzvadzi yavo.
unoti kumukadzi wako "uyu" hayi bodo its a lesson to one and all siyanai nemadhara aya. Chief is very articulate and clear and factual
Mambo bisai we pink shirt uyo.anokanganisa dare
Ndamuonawo we pink uyo anobhaiza
Pink shirt ngaabviswe
Mapost iri getaway what’s so special about you moda kupa mambo mutemo here imi
Dare rakachena plus ruzha harushoma well-done.
Chirume chine purple shirt icho mambo chiri kukudzikisira chakuto zviita mambo chibvisei apo
Yaaa ndiye akutoita mambo ve purple uyu
Why you locked comments kwaChief Ngorima? How old is that chief Ngorima
Imi baba imi nyaya ngaitongwe kwamambo kwete kuchurch kwenyu
Good vasingadi kutongwa budai muende munorongedzeswa
Saurombe 🔥🔥🔥🔥🔥well done Manicaland kune machief manyama 😊
Mambo akangwara. Arikuti mwana ngaauye becoz arikuziva kuti mwana achaudza baba kuti mukunyepa. Baba varikuziva kuti vachanzi munonyepa saka varikutya kuzoripiswa
Baba vanoziva nyaya dzavo.
mambo vanogona baba Ava inhubu
Murume ari paside paMambo uyo , hatidi kumuonazve padare raMambo . Mambo atopedza but murume uyu ane nharo dzinobohwa sei . Kutoita simba rekunongedza vanotaura nekunyaradza mambo , haikona mhani .
Ngaabve uyu
Ngaabve
Baba ava vakurwadziwa kit mai avo havachad zvekwamarange .....saka vakuita kuvarwadzisa kut vadzke kuchurch
Mambo uyu ndamufarira zvangu
Chief Saurombe sando dzenyu
Mutumwa Nimrod akasunungura vanhu vake akati tangai manochenesa misha mozodzoka mopfeka gemenzi mugonamata ngozi haipedzwe nechurch.
KANA NYIKA IKARAMBA ERIYA ANODAIRA:::::::IN MUKOTSANJERA'S VOICE.
Iyi ngaenda kuna sekuru mukotsanjera imbobvondorwe
Mambo vanoziva ava🙏Assessor we purple shirt haana kuona huchenjeri hwamambo panyaya iyi uye mupostori uyo????? Mukadzi akangove critical chete anorongerwa politics dzeku church tozviziva izvi.
Saurombe watonga apa ngozi unonamatira chii ichida kuripwa.Church neupenyu chakakosha chii ,vana Mungabiya mishonga yoga yoga tovaziva bt mohwanda nechurch, vedzichurch ndivo vatoipa mazuva ano kudarika avanoti maHeden
chief is intelligent and patient... Wisdom!!!!!!
Mambo muri right, asi musatongerwa dunhu nemusungwa murume uyo mumisei kuenda kuchechi kana asikadi mudzingei mudunhu menyu. Chief Mutasa vamisa mapositori ekwamarange neekwamwazha akawanda kuenda kuchechi vachienda kun'anga kwaMukotsanjera vachindobatwa vachiripa ngozi dzavo. Saka avo mapositori maratidzei Simba renyu
Mambo 🎉🎉🎉🎉🎉 tokupai maruva enyu 🎉🎉🎉 munogona
Endai kuchipatara mutemo wenyu wenhema wekuita semune mweya wekuporesa sa Jesu ,nxaa varoyi kuhwanda nechechi ,mavagona Mambo
Mazijena murebvu ekwamarange akajaidzwa maningi
Big up mambo , Magonesa , mwana arikufurirwa nababa namai vake
I respect this chief 👏 🙌 🙏 💯 👌
Amen Amen Mambo
Vanowirirana neni kuti Chief Saieombe matongero avo havana kunyanyosina na Chief Mutasa na Chief Nyamaropa
😂😂😂😂❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉
Manyika very humble, smart in thinking with wisdom and don't use harsh words Gentlemen
Vakadzi 7 ndebvu kutivuwe haapindai mega😂
@afronews7034 kkkkkkkk afronews.Taura zvako vakadzi 7 anovadiiko vese ivavo. Ne ndebvu dzakaita junge weave kudaro Inini ne ndebvu hatiwirirane zvachose.😂😂😂😂😂😂😂🙌
and Chief Bushu too makeke
Welldone chief thi is a creative story...keep pulling your socks up nyika yedu inake iyo another educated chief for ppple
Sando dzenyu chief 👊👊
Mambo dzingai zibaba iro mudunhu menyu plzzz
Uyo gurukota wenyu akadhakwa uyo ngaabve
Better tane 3 vanotonga jekerere
Mutasa no 1
Chigodora 2
Saurombe 3
Vepurple shirt avo vane problem kuda kutungamirira mambo .
Ngavape mambo chinzvimbo chake
Mambo sando dzenyu. Avo baba vari ku left kwenyu hapana chinozivikanwa apo. Ko kunyarara munobvei nhai baba.
He's talkative apo achitaura zero
Ah nhai nhai kkkkkk
Mambo u the best ,dzingai chimurume chiripaduze che pink shirt hes not fit plus dangerous kwamuri mambo
Thank you mambo .
Church yemarange haiite chief munongona❤
Musatywiswa chief nevanhu vekwamarange❤
Well done mambo wangu
Asi nhaimi kwava kutochema kt mwana ashaya muLabour iye asiri kuchipatara shuwa.Nhumbi imwe inotoda chiremba veOparation chaiyo.Dai inini ndakaponera kumba muna July shuwa ndaifa,kufira mumba chaiko.Kuchipatara ndizvo saves life vasikana weeee
ndoomaurayiro avanoita vanhu
Uyo ngaadzingwe secretary uyoo
Mapostori aya kana vakadzi vakaonana hutsotsi nehuroyi hwavo vanenge Voda kudzinga mukadzi, ndidzo nyaya dzana madzibaba Ishmael, well done Saurombe
Well done Mambo you are in the right direction baba ava vanoda kucover up mwana wavo. Gurukota raMambo next time tsika patsika mambo kwete kuita against mambo please. Unodzingwa basa mambo vane wisdom ava
True vane kakuganhira kakanyanya ndivo vakutitungamira mambo instead
Rakaromba zibaba iri mukadzi number 3 mudzimu yake yakasimba vanhu vekwamarange utsinye nekuuraya vana zvakaoma 😊
Big up chief, munogona kutonga nyaya vachinzwa maside ose compared nezvinoitwa in other tribunals
kkk chief makoni and marange useless chiefs
❤❤❤❤❤ mambo manyama
Mambo ndinokutendai apa magona chaizvo
Mapositori ndovaroi vakuru maybe baba ndivo vakauraya mwana
Mambo chibaba chenyuchi ❤❤❤❤❤❤
Tapera neMapositori ,wanoda mweya yekuchurch kwawo yawakatsipika hawabatwi
My new favourite Chief 😍
We done Chief ✔️
My favourite chief vanotonga nehungwaru sando dzenyu🔥
Vokwamarange vanovanda nechuch asi uroyi ndomahwakazara
Vanhu vekwamarange plz church iyi yawanda huroi baba ndivo vakadya mwana wavo ava
😂😂😂😂Mambo vanotaura nemo nemo hanzi musatiudzira zvekuita
Mambo ndapota bvisai baba vari kuleft kwenyu ngavabve padare.Ngavanyarare baba avo.
Vazhinji vavo vava zvidhakwa vanhu ava!! Mambara!!
Unongoona nemamwiro avo katembeya woziva kuti zvidhakwa
Murume uyu anga akaroora Munin"ina wangu Josphine akafa zvisinga nzwisisike uyezve atorine vamwe vakadzi vakafa zvakupfuka ngasaudzire mambo zvekuiita
Baba avo vanoziva chakauraya mwana wavo vakutya kuti zvichabuda zvava kabata ndiye muroyi nemukadzi anemwana ari kubudirwa hoyoooo😂
Mambo good. ❤ Tongai kana kuti ngavabude mudunhu renyu by 24th 😂😂😂
Munhu haamanikidzwi zvaasingadi
@@pessysachakaza9479 but ahuudzirizve ma professionals how to help you azvina kusiyana nekuenda ku court wonoti judge ndipei bail or ndipei mutongo wakati, he's just stubborn
Ngaagare atobuda 24 ndaona kunge kure kkk
Mambo dai mabvunza kt mwana anga akurasei akafa
Murume uyu anotovagona vakadzi 7 vakadzi tinongo bvuma zvakapusa sure
Anotadzei
Mambo chenjerai weoink shirt uyo haas kukupai mukana wekutaura ....ngaatsiuriwe
Well done mambo
Welldone mambo muri kugona sando dzenyu
Chief makoni ngaadzidzewo kunana saurombe ,mutasa,chigodora,bushu etc
Kuchuch musainde ko vakadii kuuinda kuchuch pakauya mwana achibudirwa
Hey mom chisiyai zvekusimudza muoko ka100 kani aaah. Ndokuzopedzisira motaura zvisizvo.
Madara ekumarange akaroomba especially ivavo vevakadzi 7 ava vana gondwa
Kana baba vasingadi kuuuya nemwana varipisei mombe mambo
Ngavabude mudunhu raMambo by 24th it's another alternative. Touya topa Sabhuku mutete wavo topagara isu pavanenge vabva 😂😂😂
@@jayr9347😂😂😂😂❤
Nyaya dza mai Dion
Ava ndivo Ana mambo nyika inoenda mberi nemi
Cheif Saurombe munogona basa renyu shuwa
Avo mambo-lite vanoda kutsiurwa please
Mambo chiii😂😂😂😂
@@fadzaidickson58mambo-lite😅😅😅😅
Mubatsiri wamambo is undermining authority yamambo.
Zvima Chechi zvapedza vana vadiki vachisununguka vasina medical help instead of kusunungukira ku hospital kune ana Chiremba .
Ma hospital apedza kuuraya vanhu achirapa pasina spiritual help
Well done mambo munogona kutonga sure zidhara rekwamarange rakafaofungwa fokoro
Hanzi next time nganobudirwa ari mutoilet 😂😂😂
Avo mudhara varipaside pamambo munotaura but chief ndiye arikumberi kwenyu
Uyo mudhara wekwa marange itsotsi ndiye akauraya mwana awe kupfuka zibemzi iroooo
Mambo kuseri musajaidze madhara ekwamarange vanoroya vanhu ivavo
Uyo secretary wenyu mambo mubvisei uyoo anokuurayai
Bba wanoziwa zvawakaita pamwana awo waroyi awo wanhu wekwamarange
chief ane good reasoning
Kkkkkkk its true the lady sounds innocent. Bambo vapinda pa tyt. Mambo anogona.
Mudhara uyo anenya church yamarange ndeipi yaaeikutaura wemwe wekwamarange varikubuda church wozodzoka vani vagadzirisa zvinhu vani
I didn't know kuti kune madzimambo ane wisdom semi mambo. Wanzirwai nyasha mutonge makore akawanda. Be patriotic. Musacheuka
Baba ndovakauraya mwana wabo nemukadzi mudiki 😂😂
Mambo nedare rake havazivi kutonga dai vaiyendesa kwa Mutasa baba avo vanemwana akabudirwa ivo nemwana wavo havana kukwana
Chief Saurombe chengetwai namwari tinokudai munogona
Sabhuku nyarara iwee
Mambo Saurombe Sando dzenyu ndiko kutonga uko
Sando ndedzenyu mambo🎉🎉🎉
Changamire is very fierce and wise.🎉🎉🎉
Chief please be careful of vadare venyu pane vakupfuura level ravo