The story of ngozi yaFata ndakaiona hangu kwaMukotsanjera n'anga iya yakataura kuti pamba pevanhu avo panetsa nemashiripiti enyoka its like chief Mutasa makatengwawo panyaya iyi
@@PedzisaiSixpence I follow Mutasa court proceedings of similar nature but never shown seen him showing such hostility to plaintiffs. " Did you see that snake? The guys was very clear that the allegation was made by the n'anga/propfet
Mwana amhan'ara uyo ari kutyiswa neapproach yenyu mambo. I believe you are an educated individual. Please don't be judgmental mambo. Military approaches are not good for court proceedings. You disappointed me mambo.
Hakusi kuoma musoro but vanenge vachda kunyatsobata dambudziko then vopa the right judgement because vamwe vanhu havanyatsogona kutsanangura zvakatsetseka
Mambo Mutasa mandibhowa munombunyikidza mumhan'ari musadaro muri munhu mukuru dzidzai kuteerera munhu kana achitaura
The story of ngozi yaFata ndakaiona hangu kwaMukotsanjera n'anga iya yakataura kuti pamba pevanhu avo panetsa nemashiripiti enyoka its like chief Mutasa makatengwawo panyaya iyi
Vnhu vebharabhara
So lovely chivakwa chedare raMambo Mutasa chakazopera
baTaps tokumbirawo mumboenda mumbobuditsa more videos nasekuru bamabatsita Tencen ngozi yakanetsa iya👏
Court building almost completed. Nice. Mukomana anyepa kuti akaona nyoka. Ayo manyepo. Zvinoda vanogona kubatsira pachokwadi.
Aiwa afunga kuti kungoonawo nyoka kwete yababa ava mambo is biased zvavo.
Why is the Chief so hard on the complaint.
???
That's interrogation, vanoitira kut manatee kubata musoro wenyaya then vozopa mutongo wakakodzera
So that people don't bring to the court some childish claims .
@@PedzisaiSixpence I follow Mutasa court proceedings of similar nature but never shown seen him showing such hostility to plaintiffs.
" Did you see that snake?
The guys was very clear that the allegation was made by the n'anga/propfet
Not complaint but COMPLAINANT
Mambo mutasa for the pipooooooo gather her wanga wakamirira our Chief Mutasa
Pic quality on point
First to like and comment
Mambo batsirai mwana uyo asi matengwa kani
Mambo batsirai.mwana varoi havabvume
This guy needs help Chief
SaMutasa tarisa mhuri iyo muibatsire mabhinya haabvume
Wow tamubuilding yedu😊
Ma chiefs aya vanotonga nemakuhwa they claim to know better than mumhangari
😅mukomana uyo akachena ndini ndadaro
Veduwee mambo batsirai mwana,haa madhara Ayo ane multi.mambo grilling mwana instead of helping him
Secretary havanete kunyora here avo
Haaa avo havaneti ba.
Mambo Mutasa again again oooo❤
Apa paita ane mugaran’anga chete 🤦🏾♀️
Mudhara uyo itsotsi pakabuda ngozi yakamunongedza wani ikatoti haabve mun'anga
Kkkkkkkk murume ane tshirt ye white ngaagare pasi
Ko uyo anogara paFront sit orara mudare zvinotenderwa here
Improve picture quality please
Mambo mwana haazi bada renyokaba muridzi wenyoka ndiye anoziwa basa rayo batsirai mwana
Haaa boiz makutopa Mukomana pressure apa auya kuzo batsirwa haaa musadaro
Seriouse yababa vekunyora ava kkkkkk energy yacho ma1 ko ku recorder nema foni hazviite here
Mambo witness ne accomplice zvakasiyana musaisa mazwi mumuromo wemunhu zvakare mambo musatyise vamhan'ari mudare renyu
Chilasto all the way
Problem munhu wakataura kana kubata nyaya yenyoka obva arega kudealer nenyoka yacho sezvo ari iye akaona nyoka yacho. Endai kune akabata nhau iyoyo abatsire. Ukangoti pane hama yenyu yakaromba usikataure munhu wacho watodyara fungidziro neruvengo pakati pemhuri.
Mutasa intimidates vanhu mudare sometimes.. its unfair
Mambo ropa ravo rinodairira mugaran'anga
Zvisingaiti
❤❤❤❤
Zvinotwendwa mambo avachanaiwi nemvura
Mwana amhan'ara uyo ari kutyiswa neapproach yenyu mambo. I believe you are an educated individual. Please don't be judgmental mambo. Military approaches are not good for court proceedings. You disappointed me mambo.
Mutasa akuda kuoma dzoro unopererwa
Dzimwe nguva mushonga unovhiringa dare.
Hakusi kuoma musoro but vanenge vachda kunyatsobata dambudziko then vopa the right judgement because vamwe vanhu havanyatsogona kutsanangura zvakatsetseka
Haiwa varikungooma msoro nemugaran'anga@@ltm454
Mambo, kuPalace kuri right right here hasha idzo?😢😅
😂😂😂z
Saka pakaipa
Varikupopota manga majairaka kuona chembere nemadhara achishungurudzwa nachigodora
building yafamba