Good outcome. It has to be adjourned as Nyarai is clearly a victim and she clearly is under duress and unable to talk. She chose to please the greatest number but it’s clear she is a victim and Sekuru vakaremerwa and vane mwoyo wehumai.
Nyarai itype iya yekuti anogona kunge akanzi ndokubhadhara panyaya dzedu nemurume wake but maonero angu nyaya yake iyi achazoitigwa zvikuru zvichada kuti abuditse chapupu but it will be too late coz mathreats ekuda kuurayiwa achazoitika for real.dai angotaura nyaya yake abatsirika than kupesvedzera murume
Nyarai she's right because sekuru vasati vatora nyaya vayenda kudaro vayifanirwa kutaura nemhuri iyi yese because nyaya ayiperere kudare chete kuchanoripiswa mhombe apa ahuna kana chamunacho saka kana nyaya yakataura yakapera ndizvozvo kana patadziwa next anoyenda kudare ndiro basa redare Nekuti apa vanhu vabva vachiwirirana kutadzirana kuriko saka vanhu tisamutsa nyaya dzakapera kare hakuna asingatadze chero kudare ikoko ingori nyaya yekugadziriswa saka hapana nyaya ngavayende kumba
Even kupolice chayiko vanoti pahukama nyaya dzakadai tangamai gara pasi Sekuru vakavenga muzukuru rume nenyaya yehunhu asi chakunetsa mukadzi anoda murume wake and life tofanirwa kuziva kuti dzimba dzorema asi uko kwavayenda kuchadiwa mombe kunyaya dzakapera was saka ndipo patadza Sekuru dai vavhunza vasati vayenda kudare nenyaya tese totadza guys asi nyaya yekubva watongera nhunhu hutsinye nekuti watadzirwa hakusiko kugona
Good outcome. It has to be adjourned as Nyarai is clearly a victim and she clearly is under duress and unable to talk. She chose to please the greatest number but it’s clear she is a victim and Sekuru vakaremerwa and vane mwoyo wehumai.
😊😊😊😊😊😊⁰⁰😊😊
Nyarai Nyarai Nyarai. Zvanga zvitori nani kuti uti ndakanyepa pane kuti sekuru vari kunyepa.
Uchazoziva hako kuti anokuda chaiye ndisekuru here kana murume.....
Chokwadi red dress mom mataura Chokwadi ichoooo❤
Nyarai itype iya yekuti anogona kunge akanzi ndokubhadhara panyaya dzedu nemurume wake but maonero angu nyaya yake iyi achazoitigwa zvikuru zvichada kuti abuditse chapupu but it will be too late coz mathreats ekuda kuurayiwa achazoitika for real.dai angotaura nyaya yake abatsirika than kupesvedzera murume
Nyarai uri benzi guru.Sekuru uchavatsvaga mira uone
Chokwadi Nyarai inzenza
Sekuru vane mazwi akanaka muzukuru ndiye benzi 😢
Nyarai dofo remukadzi abva kumba apihwa 3rounds dzebota akufunga nemafeelings
Munhu atyikidzirwa neMurume dare raifanira kupa kuchengetedza Nyarai romupa confidence yekuti ari safe from murume wake becoz murume uyo imhondi uyo
Haasi dofo asikuti akatoona kuti nyaya iyi ndeyemushonga murume wake akaromba ndosaka achirara nehanzvadzi yake
Saka Nyarai akutya kufa😢
@@kelvinmarwizi8769 zvese tototi midzi herr
😂😂😂😂😂😂3 rounds
@@CarolineMapurisa-hk9gy 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Good job bustop tv mukugona mumbosvikawo kwachief seke
kukoshesa murum kupfura amai vake benzi uyo
My advice go 2 chief Mutasa vanoipedza in 20min😂
Nyarai uchavatsvaka Sekuru avo😢
Iye nyarai uyu haasi premiture here,secondly akabaiwa injection re polio here??
Kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂
Wandidzipisa 😂😂😂😂
@@ChristyMapasure-ef4db aaah unoita zvinonyangadza ndiwe nyakuudza sekuru dzokezvo wovarambira hakusi kusakwana here kwe mwana sikana
Pamwe haana kubaiwa reCovid
Amana kaa ma premature tadii hedu
Musiye kushandisa ma Itel kutora ma video
Paachaiswa banga nemurume wake ndoapachaziva kuti hupenyu hautengwi
I feel for Nyarai vanhu vanoabuswa vachiramba vachishingirira. Asi sekuru uchavafunga hako ndimai vako.sekuru ava (((hugs Nyarie)))
Nyarai urimhata ukarohwa unomhanya kuna kule but wakuvapusisa nhasi saka uchavatsvaka
Best narrator
Nyarai wakaoma🙌🙌🙌
Good job Bustop
Nyarai uri rombe
Sekuru vandinzwisa tsitsi, Nyarai ari kunyepa to cover murume. She will regret tomorrow, that is if she has the opportunity to do so.
Ko sekuru kuzotaura sagodobori boe here😂😂😂😂😂
Ndotombobvunzawo ini kuti isangoma here
I think ndigodobori ini
Kkkkkk sagodobori
Mukadzi anyadzisa uyo 😊😊😊😊
Nyarai kwana iwe!
Nyarai anoda shamhu
Nyarai kana wakanditarira chaiko, uchurawa ne murume wako and uchauraisa sekuru vako nebhinya remurume wako. Mujolo uchakuurayisa nxaaa
Quality yesound bho, kwasara picture quality chete otherwise good work guys.
Nyarai varume hauvazive kana achipihwa beans nasisi vake urikuifira nyaya iyoyo mark my words vakutoziva kuti watifumura chete uchaona dai urimumwe wataura chokwadi ubve mumaoko enyanya idzo
Muregei azungaire zvake
The basis of any court case should be about the evidence of wrong doing by the accused.
Achavatsvaga sekuru.
Busai zvakunyora kuti bustop pa video mowedzera light
😂😂😂 picture quality yavo yakadhakwa kani
Sekuru pana Nyarai gezai maoko. bvisai nyaya kudare penyu mazama. Asi here kkkkkkk Nyarai uchazodemba zvako
We need more evidence
Nyarai uyo irombe unopandukira sekuru varikukubatsira kuti usauraiwa ne bhinya iro uchitsigira bhinya handisati ndimboona benzii rakadai
Nyaya yacho uchaiona musikana
Sekuru wash your hands
Nyarai, sekuru havanzi vari kunyepa. Uri kupara imwe mhosva ipapo
Uchabaiwa hako mira uone
red dress to the world
Apa unenge uchiti wataura zvinemusoro wobva wanz wapedza usati wataura.😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka mhoti
Ndaseka. Zvangu hanzi vapedza zvako usati vatanga kutaura
Ini hangu ndine nyaya dzinondinetsa haaaa ndaabhoo madzimambo anotonga nyaya
Mambo vanofanira kumboendawo kune mamwe matare vanodzidza matongerwo enya varikurasika big time
Ko sei mambo ngezi vachigara vasipo? This guy ndiye akutopinda matare zvakanyanya
Haa munhu anokurambira zve shuwa, Nyarai, Nyarai, Nyarai... How many times did I call you
Muzukuru uyu ibenzi shame and for sure uchabaiwa nebanga
Nyarai zi saskamu shuwa kuchinjana murume na tete handzvadzi yemurume yoweeee huroyi huri pachena manje uchafira mahara urikushandiswa
Nyarai anyadzisa sekuru vake kanhi
Nyarai arikutya murume
Nyarai benzi nemkadzi
Nyarai hakarware nepfungwa here uyu.
Mambo awa wanotonga awa
Nyarai anga achida a hot slap nxaaa
Nyarai chava chimumu mudare😂😂
Nyaya ye hanzvadzi iripo yakaitika
Sound quality pliz improve
Nyarai uri dhunyasi
Chegutuchegutu musatipe nyaya dzamunenge matora mavedios nemaitel pliz
Nyarai she's right because sekuru vasati vatora nyaya vayenda kudaro vayifanirwa kutaura nemhuri iyi yese because nyaya ayiperere kudare chete kuchanoripiswa mhombe apa ahuna kana chamunacho saka kana nyaya yakataura yakapera ndizvozvo kana patadziwa next anoyenda kudare ndiro basa redare
Nekuti apa vanhu vabva vachiwirirana kutadzirana kuriko saka vanhu tisamutsa nyaya dzakapera kare hakuna asingatadze chero kudare ikoko ingori nyaya yekugadziriswa saka hapana nyaya ngavayende kumba
Sekuru voramba vachidigwa havo doro,
Mambo havana huchenjeri ava, havatozivi kana chivanhu. Ndivo varikutokanganisa dare , kuita kunge vakapiwa chioko muhomwe😢
Siyanai naNyarai mhani
Nyarai iduzvi chairo ...
Nyarai roda kurohwaa mhani saka sekuru vanopenga hr randirwadzisa zigadzii ir
BusStop TV sound quality muri kuti kuvadza
Mambo hamutongi pasina nyaya. Uye ko kubva 1 muchingotonga mega
Nyaya yaigadzirika mumhuri pasina dare raMambo. Sekuru vakamhanya kudare pane kut vagadzirise nyaya. Yechipini iyo havasirivo vanofanira kuikwidza dare asi kana vakainzwa vangatova witness. Nyarai ndiye complainant kana akaona murume natete vakarara vese.
😂nyarai ibenzi remunhu
Picture quality yacho zvakaoma tengai camera isiri zhing zhong
Nyarai uyo muendesei kuNgomahuru
Even kupolice chayiko vanoti pahukama nyaya dzakadai tangamai gara pasi
Sekuru vakavenga muzukuru rume nenyaya yehunhu asi chakunetsa mukadzi anoda murume wake and life tofanirwa kuziva kuti dzimba dzorema asi uko kwavayenda kuchadiwa mombe kunyaya dzakapera was saka ndipo patadza Sekuru dai vavhunza vasati vayenda kudare nenyaya tese totadza guys asi nyaya yekubva watongera nhunhu hutsinye nekuti watadzirwa hakusiko kugona
Mambo uyu anogona chaizvo Dai akasatengwa zvakaita chief mutasa
Nyaya dzevaviri hadzipindirwe
Muzukuru uyu achademba muhupenyu hwake hwese
Nyarai uri duzvi raunoita iwe tsvina yemunhu
Nyarai haana proof asi akaona something manje anogona atoudzwa kuti ukanotaura zvinhu uko tikabatwa nemhosva urikufa 😢😢😢
Akuzononatsouraiwa manje
Nyarai izungairwa chairo
Chief wakapusa avo
Chidhara icho chiri kutokotsira chichatonga sei nyaya yacho kkkk
Iri ibenzi iri Nyarai dei wakangotaura
Isangoma here sekuru
Kanopenga ako kamusikana uchavada sekuru avo
Chokwadi amai vane red dress mataura chokwadi chaicho. Thanks amai nemuono vakadai. Nyarai usadero sekuru vako. Ndarwadziwa asi imba yako ichaparara chete vashandiswa nemurume vako
Chief ipai mukadzi nemurume wake mutongo chete aende asaine mupihwe mombe dzenyu dzemakunakuna chete not kunyengerera iye a nenyaya muchimuona
Vanhu vari kuhura nehama dzavo
Bharanzi nyarai
Umm mwana uyo hapana kukwana sure kunyadzisa sekuru kuda imba yevanhu vakafumuka kurara hanzvadzi ne hanzvadzi ummm muroyi chaihwo
Zi chief nedare rakaneta
Nyarai anopenga
Mambo kozvekunyeperana kwemuzukuru nasekuru vake zvisinei nekunyepera dare mutongo wemombe yamoda ndeyeyi mambo kana varidzi venyaya vachiramba nyaya yavo munoshungurudzirei vanhu kopai zvakanaka kubva kuna Mambo mutasa
Pakaipa
Idrama or idare chairo?
Mambo havana huchenjeri makuna kuna mudunhu moti haaaa dzidzai kuna mambo mutasa
Kamukadzi ako chidheshure ichoo acharikitwq zvake
Humboo uhu ka pane pamwe pahusinga diwe
Nyarai ibenzi remwana idi kudai
Nyarai amai havapusiswe panevanhu , uye uchavademba
Why are they sitting on the floor in 2024
Chero ini ndanga ndichida kubvunzawo??
Hamuna space as you can see
You knoe your country ...vanemhosva vanogara chero pamoto 🤣🤣🤣🤣
Chidare chevanhu varikurasika brain kubva kumusoro kusvika pasi.
Sekuru vanoda zvinhu avo kovaigozo yendesa nyaya kumatare zvirikunze kwemuzukuru sei sekuru avo vanenge vanozivana nemuzukuru varikuda kurambanisa vazukuru kuti vawane kuchigara nemuzukuru
Nyarai ibenzi iri yhoo
Nyarai akatouya audzwa kuti ukanotaura chokwadi vafa
Nyarai ilabishi