Very EDUCATIVE Episode. Thank you so much Mambo Mutasa for providing Free education of tsika nemagariro edu echivanhu. These are real issues affecting families in Zimbabwe.... NDATENDA BABA...👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Ndikaita mbinga chief Mutasa ndovaitira zvihombe. One Chief chaiye who rules with integrity, fairness, compassion and very knowledgeable which is very important and he's sooo wise. Well done Sir for standing up gor the vulnerable ❤
One of the best judgements I've seen so far in a community court. Mambo Mutasa does not suffer fools and liars. Case handled, with firmness, compassion and understanding of both traditional and white man's law. Big ups
Shumba ndiko kutonga dayi zvabvira, dayi zvayigona mayifanirwa kutsiwa imwe shumba iyi yedu irikutonga Nyika. Nyika yedu yaizowe Nyika kwayo. So far ndimi munofanirwa kutora chigaro China Chief Charumbira icho to be the Chief's President
Chief Mutasa to the people. Please can someone tell Chief Mutasa kuti ndiri kudawo pekugara mudunhu ravo because he is the best chief so far in Zimbabwe. I am serious please, I am in the U.K. right now. Chief to the people. Vane huchenjeri hunodarika even vari mu Hurumende.
If we could have 20 chiefs like Shumba, Mambo Mutasa, our traditional fibre would remain intact. May God and the ancestors protect you and give you more life and wisdom.
Mambo I think you need to start another program of just teaching people how to handle life issues it seems like most of us tarasa chivanhu and I believe we can all learn
Thank goodness Chief Mutasa for undertaking the program of Law. This should be asked of all Chiefs so there is no mix between judiciary and customary laws.
Amen amen amen Mambo wangu. Honestly mabatanidza GBV law as well pa hudhyire huri mumhuri iyi. Ndianiko usikazii kuti estate yemunhu is for the surviving spouse
Very EDUCATIVE Episode. Thank you so much Mambo Mutasa for providing Free education of tsika nemagariro edu echivanhu. These are real issues affecting families in Zimbabwe.... NDATENDA BABA...👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Ndikaita mbinga chief Mutasa ndovaitira zvihombe.
One Chief chaiye who rules with integrity, fairness, compassion and very knowledgeable which is very important and he's sooo wise.
Well done Sir for standing up gor the vulnerable ❤
Totally agree with you
Same here taura hako 100%
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊🎉😊😊😊😊😊😊😊😊
True mambo
Chokwadi kutora zviro zvemufi vachipa mai sara pavana. Apa mainini vakachengeta hama yavo aripo. Ivo anatete vemusha nevana vavo vanenge vachiita chizukuru chakadhakwa. Ndiriini mainini avo imba yeBulawayo ndinobva ndaitengesa ndodya mari since musha uripo futi kkkkkk
Money is evil, Mambo madzikisa apo, vaudzeyi ny'asire idzo....munogona Senator Chief Mutasa 👏👏👏
Thank you very much Chief
MUTASA, hama dzine udyere
Rudo runamambo Mutasa arukundikiba.. Mambo mazuva ose vanotonga nouchenjeri nerudo.. Muchengetwe naShe... Amuna kugara pahumambo asi kuti makagarwa nehumambo.. 👑👑👑
True I respect him
Well,well, well. Kufambwa nemi pore pore hake. Imi bvuuu zvese. Maivepi achibvisa hama yenyu madhodhi? Mambo raramai makore mazhinji. Musaende zvekumhanya.🙏🙏🙏👏👏👏
Ndimbuya wangu im happy chief help her vaidanana nasekuru wangu awa
Muhle umsebenzi wakho Mambo Mutasa 🙌🙌🙌🙌 Sibonge Mkhulu 🙏♥❤
Preach and teach, Senator Chief Mutasa 🎉! Watching from diaspora and getting educated about balancing traditional laws and modern laws.
Big Up Chief Mutasa, thank you so much, vanhu veukama vakajaira kudzvanyirira munhu anenge afirwa.
Mubvunzo wangu urikuna maiguru musara pavana ko muninina wenyu paakafa hamuna here kugova zvinhu zvake😊
Bvunzawo
Thank you so much Mambo Mutasa 🎉🎉🎉🎉
Excellent this is amazing keep it up chief
Thank you very much mambo vechirikadzi nenherera vanhu vane hudyire mudzimba umu
Chief you made me cry l also went through this situation
Thank you so much Chief you are wonderful be blessed about your rulling very educative.
Biguup mambo wangu, apa mandipa matibatsira nesuwo tikudzvinyirirwa pamusana pekusaziva
One of the best judgements I've seen so far in a community court.
Mambo Mutasa does not suffer fools and liars. Case handled, with firmness, compassion and understanding of both traditional and white man's law. Big ups
Excellent teaching Shumba
Mambo munongonesa kutonga nyaya ndatodzidza zvakawanda❤❤❤
Haa mambo havavharwe zvechihwai hwai 😂😂😂
Havana kupusa 😂😂😂
Mambo vakadzidza Hava vharike
What an excellent Chief we have ?He has the wisdom just like Solomon from the Bible
GOD BLESS YOU
One thing i like from Shumba Mambo Mutasa vanoyananisa kunyange pakaresveka sei rambai makadaro Shumba we love you
Thanks Very much Mambo Mutasa. Mukutibatsiravo
Chief you are a true leader keep up the good work 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Shumba ndiko kutonga dayi zvabvira, dayi zvayigona mayifanirwa kutsiwa imwe shumba iyi yedu irikutonga Nyika. Nyika yedu yaizowe Nyika kwayo. So far ndimi munofanirwa kutora chigaro China Chief Charumbira icho to be the Chief's President
Chokwadi chaicho ndazvifungawo
Thank you nedzidziso chief Mutasa...one of the unsung hero of our time....😢maita basa baba🤝👏👏👏
Chief of the year Mambo Mutasa ndimi munokodzera kupiwa dzimota through your knowledge.
Thank you, Chief Mutasa. You are a wise judge and an insightful educator. Magombiro awo adzidza.
I learnt so much thank you Mambo no wonder each time my husband buys me an asset anoisa muzita rangu
Vakapusa murume wenyu
@@DavidKandiyeroiyaaa 😮
@@DavidKandiyeroanoziva zvauriitira anenge achiziva kti hama dzake madhinamutuna.
Munhu ngaadye cheziya rake nevana vake
Aka kuudza kuti ndiye anotanga kufa ndiyani
A very educating traditional court sitting so far.
Mambo Mutasa munogona kutonga, makapiwa njere naMwari zvakaitwa Samson, Mwari vawedzere mazuva ekuti murarame murambe muchibatsira nyika, tiri kutodzidza zvakawanda kubva pamuri mambo
Thank you Chief. Nyika yose ikaziva dzidziso yenyu tinobatsirika
Karanganda TV ❤❤❤
Wisdom at its best Shumba is very intelligent
Thank you Karanganda asi nhasi picture yatinetsei zvishoma. Your picture quality and sound is usually very good
Skuru Mwari ngaakomborerei mine Wisdom Shumba may God keep you long
Mambo Mutasa ndikutoshaya chekukupai handinawo chandiinacho panyaya dzeJustice muri No1 Mwari ngavakuwedzerei mazuva ekurarama isu kuMashonaland tinokudai
THANK YOU MAMBO!!
Woow I like this chief🎉
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Chief Mutasa to the people. Please can someone tell Chief Mutasa kuti ndiri kudawo pekugara mudunhu ravo because he is the best chief so far in Zimbabwe. I am serious please, I am in the U.K. right now. Chief to the people. Vane huchenjeri hunodarika even vari mu Hurumende.
Yaaaaa tikudzidza yangu ,now ndikawana zvondishupa mumba mngu mondionawo pamba penyu shumba hama dzoshupa
Mambo we shirikadzi ne nherera well done sir
varume avo hutsinye humbava kuda zemufi mwana komana usanyengerwe nanabamunini iwe unotorerwa futi
Pfuma yenhaka inoparadzanisa hukama chokwadi. Vanhu ngatidzidze kuzvishandira uye kudana
If we could have 20 chiefs like Shumba, Mambo Mutasa, our traditional fibre would remain intact. May God and the ancestors protect you and give you more life and wisdom.
Mambo I think you need to start another program of just teaching people how to handle life issues it seems like most of us tarasa chivanhu and I believe we can all learn
Chief of the chief mr justice l love you you talk justice
Shumba, munogona dzidziso ye nhaka inokosha, am proud of you sekuru vangu
God bless you mambo tadzidza zvakawanda chokwadi
zviro zvachoo zveraramo yoooo,deno murume wacho akasiya apa mukadzi uyu zvinhu zvke pasina shura iro😅🙌
Kuita kutonga nekururamisira chirikadzi chaiko,long live mambo
Yes yes thank you Mambo. Insight neruziwo rwemutemo mumarural areas does not exist
Thank u so much chief Mutasa
Wanyangira yaona. Wakoma wangu wanga watoona kuti shirikadzi iyo yazingizirwa nemakawa. Big up Shumba 🛠
Bambo inzwai nyaya first
Mambo Mutasa munotonga zvinondipasa manyemwe
Thank goodness Chief Mutasa for undertaking the program of Law. This should be asked of all Chiefs so there is no mix between judiciary and customary laws.
I Salute you Chief Mutasa mabaya dede ngemukanwa vaudzei gwinyiso.
Magona henyu chief shirikadzi dzirimunhamo
Mambo Mutasa munogona yananisai thank yu so much Hondo yekuti kana murume akafa vakadzi time nhamo huru
Ndokumbirawo nr dzamambo mutasa ndine nyaya yangu iyoyi yenhaka pls
Takakumbira kare Karanganda kuti utisvitsirewo chichemo kuti basa raJacob Mudenda ngavape Chief Mutasa ...asante sane
Kwaaa exactly
Well done Mutasa
Pandangoona kuti nhaka mu title ndabva ndaziva kuti pane achakwapaidzwa na Chief.
Chief Mutasa vanogona kutonga nyaya! Keep it up Chief!
Amen amen amen Mambo wangu. Honestly mabatanidza GBV law as well pa hudhyire huri mumhuri iyi. Ndianiko usikazii kuti estate yemunhu is for the surviving spouse
Muchaita order naMutasa vana Samanyika
Mutasa is blessed to have a Chief like you
Mambo mazuva ano mava kuwanza hasha, answers are not always binary give people chance to speak.
Mutasa ❤❤❤❤❤
Weldone Mambo Mutasa
Mambo excellent munogonesa chaiko
Chief Mutasa for the people ❤
Job well done Chief
Ko iyo Nyaradzo inopa wanhu MOTA chete pasina Mari hre zvaida kuenda kobvunzwa maybe wakatora awa
Maybe ipollicy yawoo.
Kana imba yakashandwa mai vakafa haitirwe nemukadzi auya mushure. Chenjerayi ngozi vadikani.🤔
Mambo Mutasa munogona kutonga. Sure you are a wise Chife. ❤
Thank you chief Mutasa 🙏
Thank you chief Mutasa mavaudza chokwadi
Uyo nyakunika ane shirt yekaita green ndomuziwa kuchikobvore kwarusape ndimu dhumeni
Chapter 5:1:1 ❤❤❤
Thank you Mambo🙏
Mambo Mutasa itai National Court yekugadzirisa mhuri. Makarongeka chaizvo. Zodzo ngariwanzwe.
Thank you Mambo, kusatonyara kuda kubatirira mkadzi wemufi hama idzo, ngavashande zvavo?
Wakasa gara matare emusha wako uchiri mupenyu, anogarwa nevasara nenzira yausingadi
Eish haaa nyaya yatongwa
Mambo munogonaaa veduweee haaaa.ndakupai🔨🔨🔨🔨
Haaa karanganda mukutikuvadza ne focus yecamera yenyu
Muzukuru uyo itsotsi, sei vemhuri vasina kupa number yemzaya weByo vatya kufumurwa matsotsi ayo
Happy New year baba Taps and Mambo Mutasa
Well done Mambo
Ndinoda kutenda Chief Mutasa munogona kugadzirisa mazvita Sa Mutasa ne dare renyu.
Ndinodada nemi Mambo wedu Shumba Mutasa
Munotonga neuchenjeri
Ishumba iyoyo chokwadi chemahara
1st comment 1st viewer 😂😂😂
Rambai muchitomga shumba. Muri mambo we vanhu ✊🏾✊🏾✊🏾
Ko quality ye video madii nhasi nhai Karanganda? Kasi makatsvaga vamwe vasingagone kutora?
Mambo vatonga bho zvavo. Nice one
Mambo Mutasa sando dzenyu ,kutonga mune chipo henyu
Mai wakanyepa awooo 😢😢😢😢
Seyi mukadzi ati akapa babamunini iye akapa Tete? Tete vatobvuma wani?
Mai vanonyepa Ava.
Hama idzo indyire dzevanhu. Well done King Solomon
Muzukuru ataura chokwadi pasangana matsotsi, ko vakabvumirana wani pakugova zvinhu
good one