Zvekubudirwa izvi hapana belt rinombobuda apa I still remember madzimai vaye vakati ndakunonongedzera pane mapfupa emunhu vanhu vakachera hapana chavakaona then mumwe akabudirwa akati ndakunotora nyoka haana kuuya nayo😅 hapana kana nyoka yaakaratidza vanhu it's a waste of time kuteedzera zvinhu zvakadai,asvika ikoko anenge akataura nhoroondo kana kuti ndoda hama dzangu dzitange dzauya iye anzi anotora belt akabvuma ega pasina hama dzake
2025 Dare ra Chief Mutasa rose ruclips.net/p/PLWwQTW408h6dH5dO3Qkr590MY-GGpa8Un
Chief Mutasa Mwari vakuchengetei, vakupei makore mazhinji ekurarama❤
Mambo you are the best. Asi midzimu inida kubuda mudunhu menyu imwe yava yenhema.
Pamwe vaifamba vese pamabasa euroyika 😳😳😳
Part 2 please
Waiting for part 2 please
Waiting for part 2
Zvekubudirwa izvi hapana belt rinombobuda apa I still remember madzimai vaye vakati ndakunonongedzera pane mapfupa emunhu vanhu vakachera hapana chavakaona then mumwe akabudirwa akati ndakunotora nyoka haana kuuya nayo😅 hapana kana nyoka yaakaratidza vanhu it's a waste of time kuteedzera zvinhu zvakadai,asvika ikoko anenge akataura nhoroondo kana kuti ndoda hama dzangu dzitange dzauya iye anzi anotora belt akabvuma ega pasina hama dzake
Waiting for part 2 plizz
Iiiiiii kubudirwa kwacho kunge dram like demon symptoms
Wisdom at it's best
Zvorwadza hazvo kuona kurongeka kwaMambo MUTASA, anotokunda ana nhingi
Ndokugwara uku Chief Mutasa
Ndakwira pamusoro pedare ra chief mutasa 🖐️
👏👏👏
Man Roma ndiregererei but I dn trust you
Nei ngozi dzacho dzichingobudira pavanhu kadzi
90 % yekwaMutasa mabhinya ....90% ngozi ....
95% actually imwe 5% ndedze munda
waiyepo eree
Aaaaah Chivanhu chiriko
Tipei party 2
Vaifamba vose,bhande renyoka here 😅
Ndozvandafunga
🎉🎉🎉🎉🎉 KARANGANDA
Part plz
Hanzi maphone ngaasare ayas chief mkanyanya sure
Waiyepo ere
PaPa Taps munotamba hr
Great Chief apa magona kutonga we need to see V11 achoo ummmmm part 2 pliz
Vafamba vose muma basa akanaka here
Muroyi hamumugoni 😂😂😂 unokuitirai masrs asi iye achiziva zvake chokwadi
Hezvo izvo dzati hama dzanguzve wanamhayiyo imi😮
Maguwu are u from sherukuru
Zvakaoma waNdau imwi
Haa zvakaoma
Champions league yenhozi nemabhinya irikwaMutasa 😢
Fambai zviswatanuke izvi
Kubudirwa kwemanicakand kune hushereketwa mukati
Hindava zvakawandira ikoko kwega kunge nyika yese isina vanhu vanoroyana
Bhande ramaikuru😢😢
Chirikupisa Ichi uuuumm vanhu kuurayana chiiko
Part 2
Zvakaoma ende ane hasha
Mambo Mutasa, mungwarire ngozi dzerudzi ugu. Ngozi chaiyo haigwadzi mwana wayo. Yadini kugara pana maiguru kana mwana wavo? Ko, kana mwanasikana uyu ariye akaita plant bhande? Ko, kana akandotora bhande ramaiguru achiti ndiro ramai vake? Ngozi chaiyo, haimanikidzwi munhu, anotouya ega, agwadziwa. Iri idrama iri.
Inenge ichitosundwa kwaakashinhirwa ikoko ingozi zhinji dzinodzoswa kuzobuda mumhuri madzo nokuti Vaya vanenge vakasira kuona vomudxosera kumba kwake
Makaisepi mukotsanjera chief Mutasa ndiye muoedza zvese
Why will mwana budirwa nemhepo yamai vake??? Dzimwe ngozi dziri kunzi dziri kubuda idzi vana vanenge vachinzwa zvichi taurwa mumhuri oto funga zvake drama rake reku budirwa. Vamwe vakanzwa tsanangudzo dzekumasowe voto funga kubudirwa zvavo.
Something is fishy.
Emda unoona ngozi yatensen akabuda pamwana wake mkomana zviriko anenge achivharwa nemshonga ozoenda pamwana wake
Yanga iri ngozi yamai here kana yababa? Mwana haana dzinza rimwe chete namai@@RumbidzaiCharambira
KO kana vakasvika pamba vadzfuratidzwa kana kudzungaidzwa ...vachuya vachiti arishaya bhandi .....muchaitasey ...ngozi inotsipikwa wani
Zvevari vanhu wekumba nhai
Panochero maivako unosangana navo😅
Kkkkkkk ndasangana nambuya vangu panyaya iyi
Ko vakanoribvisa bhandi racho.
Taifamba tese ? Kupi kwacho vakaroyana or paukama
Next time rosy huku uise zvipebenheti risazotsunhuke tsunhuke
Vaifamba vese kuuroyi mumwe akazodyiwa
Vanenge vaifamba vese husiku ava

Part 2 plz