Hama dzamai ava hadzisiwo srs, betseranaiwo neumwe she needs your support pamwe pacho kana uriwe uri mu problem brain dzinotombonotomboremerwa not to say havade vana vavo or she is not srs. Vangabatsira mirai na mai ava, thank you in advance we are with you in prayers my dear.
I suggest amai kuti go to the Chief to report your case even if yaakumapurisa. I think Manicaland we’ve a brilliant mambo Mutasa. Anotonga nyaya zvisina corruption mukati. This story is so painful to hear. Or go to Tete Tilder zvibude pamhepo and now I know kuti vaPaul Nyathi mukuru wemapurisa anoteerera chirongwa che Star FM. Musanete kufambira vana venyu and Peace postmortem is needed kana mhuri iyi ichisungwa yosungwa zvayo mana yose including Sabhuku and Headman if they’re implicated.😢
Netambudziko mai Patie nyaradzwai nashe. Musanete fambirai kumutsa mweya waPeace musangoti zvese hoo hoo they're taking advantage of ur kindness and softness.Dai pamakaenda mwana avigwa makavaratidza kuti ndimi makatakura 9months vakoma.As a single mother am fuming right now💔😢
Vana varikushandiswa dai hanzvadzi isina kuendesa vana ava kwababa vavo.Let's hope vana ava havasi kuitwa vakadzi.vana variku abuswa endai kucourt amai zvakutoda kuvhenekwa nanachiremba vematare tione kuti hapana mushonga here urikukonzeresa zvese izvi.
Amai you are too soft for my liking. Inini ndinonovatora vana ivavo ndega. Bamkuru or Baba vevana will not stop vakatondiuraya zvangu. Custody ndinozo applier ndavatora. Amai avawo futi how do you live vana vatatu kumusha kwemrume wotogara hako peacefully. Pane vana vangu ndopandiri. Amai ava iiii
@@ClarahMuchawaya Asika hwani mwana afa vamwe vachiriko ikoko. Hope dziri kuuya how kusatya here kuti mumwe akaurayiwa. Kana family yekumrume isiri kunzwisisa ari kudii kunotora by force even if it means kunovagarira vakudzoka from school. I feel she is not doing enough as a mother.
I'm sorry mum for your loss but paFair momz Hamuna moyo wekubereka, makarikwira sei bus muchisiya vana kwaurayiwa mumwe, Hamuna hanya navo... Help yr kids please
Yaaah mai ava Havana moyo wokubereka aaaaah vana vangu ndogara navo ende hapana munhu anoramba nevana vangu kana ndichivada no no mhai torai vana muomerwe munevana venyu
Imi mai imi, Vana they are being ill treated! Endayi kwa Tilda then mopihwa Police hot line number, you need custody yevana vasara before it's too late!!!! Wake up!!!
It's so sad amai. Why mwana akavigwa pasina mai na baba.imimi torai matanho endai munoona office in charge mubatsirike panyaya yekufa kwemwanq..nekuti mutore vana venyu uyu mwana akapihwa poison na mainini vaigara naye
Hazvichada mambo izvi, help her get justice from ZRP, please. Stop zvamambo iwe its a police case, no one is allowed to be buried without a death certificate, period. Mambo isn't bigger than the law.
Ko kunoba vana kuchikoro nhaiveduwee ,,, haa be strong eeish ,,,,,,,,ini hngu I don't know kuty ndaiita seyi tht day ,,,mwari ndiye anoziva asi wese anemwana kufamily yemurume vese vaifa in one day
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
My favorite presenter
I like the way you present you are so humble God bless you
Amai imi you too.soft ini handiitirwi matakana akadai ini vaitondi ponda handisiyi vana vangu nemhondi dzakadai
@@SukaiMasvingise taura hako kana hembe ndaibisa avo vaitondiuraya vondiisa muguva nemwana wangu or else umwe ndaimubvisa mhino namai kudai
I feel for you my sister 😭😭😭
justice for this woman pliz
Moyo wangu watsemuka weduwee mukadzi uyu Ari kurwadziva wadikani
Ndaivapisira dzimba dzese kupinda ndichipisa . Ndarwadziwa vanhu ava havana moyo
Zim News Beat ndokutembai batsirai henyu mai ava nyaya iyi ikutoda mukuru wepolice chaiye sezvakaitwa kwamadzibaba Ismael
Ko madii kuenda ku police headquarters minotaur na commissioner we police
Tafadzwa Chidawa hero basa
Ndademba headman Chigodora shuwa. Mhuri iyi yaidaidzwa isingade ichida ikatongwa nenyaya iyoyi kwachigodora ikoko.
Taurai henyu
Hama dzamai ava hadzisiwo srs, betseranaiwo neumwe she needs your support pamwe pacho kana uriwe uri mu problem brain dzinotombonotomboremerwa not to say havade vana vavo or she is not srs. Vangabatsira mirai na mai ava, thank you in advance we are with you in prayers my dear.
Amai vakashaya akavapa mazano, vaifanira kuenda kwasabhuku,,onovaudza kuti mwana wangu afa zvisinganzwisisiki, uye mhuri yaviga mwana musiripo,then moenda kupolice ipapo ipapo,
Ndofunga vanhu avo varikuita futi zvemushonga it's sad mouo wangu waputsika
Exactly how I saw it ,koz kuvhuringika vhiringika kurikuita vese varikuita nyaya yavo even murume wavo can't see kuti hama dzake dzakashata
I suggest amai kuti go to the Chief to report your case even if yaakumapurisa. I think Manicaland we’ve a brilliant mambo Mutasa. Anotonga nyaya zvisina corruption mukati. This story is so painful to hear. Or go to Tete Tilder zvibude pamhepo and now I know kuti vaPaul Nyathi mukuru wemapurisa anoteerera chirongwa che Star FM. Musanete kufambira vana venyu and Peace postmortem is needed kana mhuri iyi ichisungwa yosungwa zvayo mana yose including Sabhuku and Headman if they’re implicated.😢
Manje ku22 Miles uko mambo wacho ndiZimunya
Okay. I’m not familiar with Mambo Zimunya. Asi he doesn’t allow media people mumatare avo here?
@@SheStoicForLife77kubva zvaakamisa headman Chigodora hatichaoni nyaya iye haadi media hanzi idare rechivanhu
Ndarwadziwa nenyaya iyi ummm ma organization anobatsira plse vana tete Tilder batsiraiwo mukadzi uyu for justice yemwana wake plus vane apihwe
You can say that again
Mapurisa emuzimbabwe haashande, kuenda kwavari kupedza nguva, vanotokuseka kunge urifuza mari ndooyavanokudza chete
Justice for this little boy
Amai endai kuharare munoona mukuru wemapurisa kune vaye vakabatsirwa paTilda Live vakashayikirwa nemwana wavo munobatsirwa
We need justice
Netambudziko mai Patie nyaradzwai nashe. Musanete fambirai kumutsa mweya waPeace musangoti zvese hoo hoo they're taking advantage of ur kindness and softness.Dai pamakaenda mwana avigwa makavaratidza kuti ndimi makatakura 9months vakoma.As a single mother am fuming right now💔😢
Keep up the good work Frank Hwesere unogona basa rako
Thank you so much❤
Painful indeed my sister
Justice for Peace
Mhamha hamuna moyo imi shuwa pamakatonzwa kuti vana vari kwabamukuru kuseri maingonanga ikoko kundotora vana chete maizoenda ku court mutori navo shuwa shuwa mhai itai Moyo imi aaaah paitoita chimoto panhamo ipapo
Vataura wani kuty takaenda tikaona mukadzi avaive vakugarisana navo, vakawana vana vasipo
Usadaro
Ko varikudii kunotora vana kuchikoro the way she is handling ths issue haina kana urgency..hama dzavo dzikuvaregerera futi hapana akuvabatsira..
Haa kutora vana zvomboda police here ndongotora ndozoonana ne police ndinavo vari soft vekumusha kwemukadzi uyu iiiiiiii😢😢
Endamuone sekuru Nyangatayani vakauraya mwana vakaita marituals nemwana
Vana varikushandiswa dai hanzvadzi isina kuendesa vana ava kwababa vavo.Let's hope vana ava havasi kuitwa vakadzi.vana variku abuswa endai kucourt amai zvakutoda kuvhenekwa nanachiremba vematare tione kuti hapana mushonga here urikukonzeresa zvese izvi.
Haaaa veduweee nehasha dzandinadzo so ka....ndinopedza dzinza maiweee😢😢😢...zibaba racho zibebzi...dai aita zvekunovaba chaiko
@@marblemoyo-us9nl paidzurwa vanhu ndebvu mainini seni vaitoparara vese kana dzimba ndaitungidza paifiwa chaiko munenge ini henyu seni ndirikutobvunda nehasha vachitaura kudai ndirikuita sekuti mwana wacho ndemunin'ina wangu kunzwa kuda kudzvinya some1 huro chaiko haayi mhani
Or vana vacho kutiza
Ndarwadziwa hangu ini. Mwari dai akutungamirai Mai Peshi mapiwa vana venyu
Amai you are too soft for my liking. Inini ndinonovatora vana ivavo ndega. Bamkuru or Baba vevana will not stop vakatondiuraya zvangu. Custody ndinozo applier ndavatora. Amai avawo futi how do you live vana vatatu kumusha kwemrume wotogara hako peacefully. Pane vana vangu ndopandiri. Amai ava iiii
Kupisa dzimba dzose kani
Honestly, I don’t think she’s living peacefully. No woman is at peace without her kids. She didn’t take them there though.
Teereresai nyaya mai vakaenda nevana vavo pavakarwara ndoopakatorwa vana
@@ClarahMuchawaya Asika hwani mwana afa vamwe vachiriko ikoko. Hope dziri kuuya how kusatya here kuti mumwe akaurayiwa. Kana family yekumrume isiri kunzwisisa ari kudii kunotora by force even if it means kunovagarira vakudzoka from school. I feel she is not doing enough as a mother.
Easier said than done😢
Kunenge kuromba kwavakaita nemwana. There is more to this!!!
Zim news batsirai mai avo please mwana uyo ane zvaakaitwa shame so painful 😢
I'm sorry mum for your loss but paFair momz Hamuna moyo wekubereka, makarikwira sei bus muchisiya vana kwaurayiwa mumwe, Hamuna hanya navo... Help yr kids please
Its easier to say than done
Veduwe,batai mashoko zvakanaka, mai avo vakarwara for two and half months so handioni mhosva yavo asi kuti murume wavo nehama dzake ndivo vane problem
Ingawani varikuedza veduwee moda kuti vaite seiwo ,dai vainewo mari vaitengawo mapurisa
Vasikana hapana munhu anonzi hauna mwoyoba
This statementis unfair and heartless... mamwe masituation hamumanzwisise kunze kwekuti uri mazviri.
I'm speechless 😢
Ndarwadziwa nenyaya iyi mwna akapihwa poison uyu mumm batsiraiwo Mai Ava pliz justice kuvana Ava veduwe mummm
So sad wish you can have your girls to stay with you and hope you will have justice for your loss god will wipe your tears 😢😢
Ruwungano rwamaida kuita manzwa rufu rwemwana dai rwurirwo reamakaita at first ,maybe dai nhasi mwana ari mupenyu
On the other side Hanzvadzi yenyu mum inenge yakaendesa vana zvekuramwa that's why vakuramba nevana...
Chisingazivi vanhu mwana haasi wababa chete ende hapana ane mvumo yekumbunyikiza kodzero dzemunhu akagomera mwana wake pasi pezuva😢😢😢😢😭😭😭😭kana zvichigona mwana ngaafukunyurwe uyo please please murikunyanya kupora pora dai mwana akatovhukunyurwa that very day ramasvika mhai paifanirwa kuitwa jweeechweeeee rekuti vaindiurayawo vondicherera 😭😭😭😭maitofanirwa kusvika muine police since manga matoudzwa kuti atovigwa sabhuku atrngwa maisvikirei musina police 😢😢😢
Haaaa pane nyaya apa. Vanhu awa wakauraya mwana. Zvakamboitika kupi kuti mwana ofa ovigwa within 5 hour's. Amai awa vari two soft. Wachibva parufu waifanira kuenda kwa Mambo straight. Hakuna zvakadaro. Sabhuku wacho anofanira kusungwa futi.
Mukoma Robert endai navo kwasekuru tasvu please
I agree with you
Ko kunovaba kuchikoro nhai😢
Mum if you are reading this message Endai kupg headquarters muhararemunoswera mabatsira
Ini handiudzirwe zvokuita pavana vangu mai imika koshesai vana plz
Makadii henyu mkoma Frank, happy happy new year 🎉
Ndinofara hangu thanks happy new year 🎉
Nematambudziko kumhuri iyo. Kubuda furo mukanwa kwakaitwa nemwana asati afai, I poison. Mhangarai kumapirisa mwana afulunurwe aitwe examination ye post mortem. Mwana akaurayiwa uyo.
Eish very sry mama ,, some people are heartless ndarwadziwa. Dai musina kuzosiya vamwe
Yaaah mai ava Havana moyo wokubereka aaaaah vana vangu ndogara navo ende hapana munhu anoramba nevana vangu kana ndichivada no no mhai torai vana muomerwe munevana venyu
And police inozotosvika ndatora vana vangu kare handina anondimisa chero ani zvake aaaah nhai veduweee
Pliz vaendesei kwatete tilda vanobatsirwa ikoko ndidzo nyaya dzavo chaidzo
True plus tête tête anema connections vana vanoswera vatorwa chop chop
That's y kusingadiwe wanhu wane Chokwadi saka Headman Chigodora, nyika yazara waroyi
My sisi vana vadiki avo you have the right yokugara nevana venyu.Endai kwachief musa tambise nguva.
Vanopa hasha vanhu ava ini ndaivatora zvenharo taitopakandana zvibhakera imbwa dzevanhu vanhu avo nxaaa.vamwe varume vatinosangana navo so🙌🙌🙌let's normalize kunamatira mhuri dzaticharoorwa nedzatakaroorwa nekuti vazhinji ndanasatan
Why didn't you go and report to court musapusa zvakadaro
Aaaa shame so painful 😢
Zvakaoma some people are full of evil. Sorry my dia sis
Uuu mhai makaomeserwa uuuu makashinga kani mhai
Zvakaoma
Amai makanyanya kunyarara so vari kuita advantage endai. Kwa chief muno mhan'ara nyaya yenyu unobuda zvakanaka Chief Mutasa tongai nyaya iyo ndinoziva munogona basa renyu
Ngavaende kwa Mambo vapihwe vana vavo plus justice ku mwana wekufa uyo it’s not fair and mai Peshi itosimbai pliz mutore vana
46:43 its true though vanosvika sei asi? Nyaya yacho iri complicated
Varume hatina zera navo Chokwadi. 😢😢Ndarwadziwa.
Mapurisa muripi naDispol justice for the dead boy pliz
Imi mai imi, Vana they are being ill treated! Endayi kwa Tilda then mopihwa Police hot line number, you need custody yevana vasara before it's too late!!!! Wake up!!!
Babamudiki thanks ne presenter nyaya yemwana .
1. Mupurisa akatanga kuonekwa muroi
2. Mapurisa anehuori hwakanyanyisa tete zvirinani kureporter nyaya ku fosset security much better zimbabwe hatching mapurisa sevakare
3. Tete endai kwa mambo tete aababa vevana vakutoromba Nevada venyu tete be srs nevana vanopera
Yoooo Mai patie makanyanya kupfava ini ndaisiya ndapedza dzidza rese
Tafadzwa chidawa please assist mai ava or maLawyers please please. Ndanzwa hasha chaidzo dzekunotora vana
That's why muchiona kuSA muchinzwa kuti family yese yaurayiwa, vanhu vanodherera.
Justice for prince
It's so sad amai. Why mwana akavigwa pasina mai na baba.imimi torai matanho endai munoona office in charge mubatsirike panyaya yekufa kwemwanq..nekuti mutore vana venyu uyu mwana akapihwa poison na mainini vaigara naye
Hazvichada mambo izvi, help her get justice from ZRP, please. Stop zvamambo iwe its a police case, no one is allowed to be buried without a death certificate, period. Mambo isn't bigger than the law.
Betserai Amai ava mhuri yeZimbabwe
Very sry my sister asi usaneta unopedzerwa vana fambira zvinoita chete mwari vachakutungamirira chete
Sure ndarwadziwa last born dai vakagara naye pose pavari
Zvakaoma & zvinorwadza tongai mwari chokwadi chibude pachena sure muhukama ngatidzidzei kubatsirana, dai brother yamai avo yakachengeta vana dai zvimwe pasina rufu shuwa unochema sei pakadai
Mmmmmmmmm amai ava ka hameno pamwe kuzvara kunosiya.watomboendako wosiya vana ikoko kwete wangu babamukuru vacho vaitozorova ini nevangu zvese
So sad my dear endai munoreporter kwamambo Mutasa
Mushamarari wakadhakwa munhu auuya achitsvaga help iwe wakutomotongesa instead yekuoffer help
Iwewe uri worse, after watching, did you helpnher
Haasi mushamarari uyu, haaridze ma records kana kushevedzera pamuchato wako Sibiti
Ko number dzekuti tivabate tivabateirewo hatina kudziona mukoma @@robertapfumaneyi
Kwa Chigodora varikwaniko vana vacho?mwana anofanira kifukunurwa kusiyana kwevanhu ini wangu hangavigwi sembwa kudaro😢
Ahh ava mai ava, I feel for her but more for the kids..how do u leave kids under such conditions..ahh
Saka vari kuramba nevana kuti vauraye here nhai veduwee.Siyai zvemapurisa muende kwamambo Mutasa tione kuti vano handler sei haa ndarwadziwa ini💔
Tirikuda justice nyaya iyi
Ndaradziwa zvangu
Ummm so painful zvakaoma.hama dzekwababa ava makaoma veduwee.bamukuru vane nyaya ..ipai mai vana vavo moda kupedza vese here😢😢😢sorry mama nekurasikirwa nemwana.mainini mkadzi wabamunini muri muroyi chaiye 😢😢😢😢
Mai ava vaisafanira kubva parufu vasina vana. Ini ndaisabvapo kusvika vandipa vana. Ndarwadziwa zvangu.
Mwana akatofa akabatwa neumwe wakeee hakeee😢😢😢😢
Zvakaoma wena so traumatic, ndarwadziwa
The trauma 😭😭😭😭
At 11yrs akutoziva kubata chitunha asikanaka vanhu vasatirwadzise ava kani
Zvorwadza veduwe
Tafadzwa Chidawo ndiye anongopedza nyaya iyi haana zvinoera
So painful 😢😢😢
21:31 vakatora advantage yamai ava yohwee mheno ipapo paiitwa sei shame
Mambo Mutasa vanoswera vapedza nyaya iyi reporter endesai Mai ava kwaMambo Mutasa
😢😢So sad zvakaoma ,veduwe kaa pain iyi ndoiziva ini yekufirwa nemwana
Endayi kuna Commissioner Nyati . Sabhuku. Mupurisa. Babamukuru nemurume wako vese kujail
Ndiri kunza hasha dai ndiri pamuri uyu mukadziuyu ndaida kumurova uyu kuti nditi kupusa oro chii mai avaka imi mai ka
Taurayi zvenyu ndikunzwa hasha dzekutorova mai ava havaimbofanira kusiya vana pavakavaona ipapo
Hazvina kuviga imi ba musadaro kana musina zvekutaura nyararai
@MAVISTHOMPSON-j8h ndichinyararei uchiona kuti mukadzi uyu atongwa sey usina kuroorwa uye panyaya yakadai ugoti ndakanza vachiti anani vanhu vauraya mwana hausi kuona kuti amai ava varikuda kuita zvekukudza munhu kunge kana munhu achitaura tereresa zvaari kutaura
Ko kunoba vana kuchikoro nhaiveduwee ,,, haa be strong eeish ,,,,,,,,ini hngu I don't know kuty ndaiita seyi tht day ,,,mwari ndiye anoziva asi wese anemwana kufamily yemurume vese vaifa in one day
Mother endai mutore vana venyu
I knw the pain yekushaikirwa nemwana very sorry my sister
Mai ava vatevedza mutemo dei vakatora nechisimba ponoita dambudziko seizvozvi paifambiswa sei
Nematambudziko hama but muri too soft amai marwadzire anoita mimba Iwo ndiwo vaitozoenda kumapurisa vangu ndatora
Chivanhu chacho muri kutochiwanzawo amai nei muchipotera kuudza Sis muchitadza kutaura nehanzvadzi yenyu chii chakadaro. Taurai nehanzvadzi yenyu muende naye vana ndevenyu. Dambudziko mwene waro moga amai munogona kumiririra vana venyu. Murege kungoti Hooo
Apa manext door edu aya ndokwandakaroorwa kwaderembwe kujindwi uko ndabatikana zvisingaiti heyyyyyyy
Mai munesimba rekumutsa mwana uyu akafa apedze dzinza iroro
Ko number dzavo hamuna kudziisa pa screen
Indai munomhangara kwamambo. Mother you are so soft
Sory my sister , vanhu awo imhondi chaidzo moyo yawo hairwadzi here😢😢