Barika reiko mwana mudiki akaita sewe. Hurirwa. Pamwe uri kungoenda kuna mainini chete neglecting your first wife. Dai ukahurirwa futi nemukadzi wako wechitwo .
Mmmmm truly vanhu vavekuda kutorera vanhu mombe vachipfurirana nevakadzi vavo. This man is innocent but uyo nemukadzi wake varikuda mombe. Ko uyo muridzi wemukadzi akadii kuramba mukadzi pfambi yacho???
I agree women must so be charged. Isu madara edu aipa mhosva mukadzi nokuti ndiye ruva men will always try anything woman and it's their duty to refuse
@@dominicdeka7771 yes 29 years 9years mu marriage I know the feeling yekuitirwa tsvina idzodzo zvinopedza rudo ane respect at the same time ndicho chokwadi chamusingadi kuudzwa siyanayi nekutihurira hatizvidi tazviramba hatidiiii 😂😴
@@dominicdeka7771 for your own info zvekutosanganisa varume handiite tsvina dzakadaro ini Saka neni handidi kuzviitirwawo zvemunhu anongoti uko ouya kwandiri I get very disgusted waibata munhu iva ne dignity kwete kungozivikanwa muviri wako nemunhu wese wese be it murume or mukadzi hapana chinhu chinonakidza sekungoziva kuti munhu wangu ndenga asina umwe anomuziva zvaari mu bedroom
Mambo mune tstsi dzinobhowa murume uyo aifana kuripa mombe 6 kupa muridzi we mukadzi 1 kuna mambo kusvibisa nzvimbo yakazorra vafi then mukadzi aifana kuripa mombe kumurume wake mbudzi mbiri kuna mambo
Mambo. Regai tiise maoko kwamuri mambo 🙏🙏🙏🙏 . Mabatiro amaita nyaya iyi pachivanhu pedu chaipo magona.
Tukadz twekumamisha turi kuhura veduwe 🙌
😹😹😹😹mahuriro
Taura hako wena 🤣😂
Kana mumaguta zviripo..chihure hachina kuti kumamisha
ko kuzoti vemuharare
Varume varikusiya vakadzi kumba havachengete
Newewo ,barika at your age. Hausigona kuchengeta vakadzi vako ndosaka vakukwata kumaraini.
Kunyangwe akanzwa kusaguta
Ngaende zvakanaka kwete kuhura Uri pamusha pevanhu
Hubenzi ihwohwo
@@HappyPufferFish-pu2hkiye murume ayitorereyi mumwe mukadzi ndichi chihure chatisingati kuitirwa sevakadzi zvinopedza rudo ne respect
Ndozvinoita mukadzi asiri kuchengetwa here izvo?
nhayi mkoma machengetero anoitwa mkadzi kuti asahura machengetero rudziyi,,,, nhau hayisi pamachengeterwe nhau iripa hunhu hwe munhu,,,,,
@@MelissaJays kkkkk zvekuhura hazvinei ne barika, kana uri hure uri hure.
Haiwavo, inyaya dzinoda kuenda kudare here dzechihure idzodzo. Akarorerei hure. Ngaasiye hure rake iro. Akutotsvaga kupfuma nehure bratishiti.
Taurai.henyu anoti anorega here
Iwewe usanyenge mkadz wemunhu,,Period
😂😂😂 bratishiti dhemeti kkkkkk
@@tatendaamavhanga7790 pane anofamba akanyorwa kuti ndakaroorwa.
Bhuratishiti yepfambi 😂😂😂😂😂😅
Vanhu vekuziva. Uyu akatorerwa mukadzi was my classmate kuPrimary 😢😢
Iwe wekutorerwa mukadzi ndiyani ndaziva sekuru ras chete
Pry ipi asahwira
Why are there no repercussions for the adulterous wife? Why do all these rural courts not punish the other offending party, who is the wife?
Iyezvino mambo ripisaiwo vakadzi coz mukadziwo anenge achiziva kuti anemurume asi anonoda mumwe murume, ngavaripe even kutoripira mukadzi wemurume iyeye mombe, chihure chakafumuka kudaro vakadzi ngavaripewo
True vakadzi ngavaripiswe
Ehe mungadaro varume vanoita zvekunyenga vakadzi vevanhu vazhinji vanoshandisa mishonga manzwa kuti uyu hakisi kekutanga kubatwa nemukadzi wemunhu
Vava kutoita pic job rechifambi vakadzi
Chokwadii vakadzii vakunyanya
@@SenzeniGanyani eee ende varume havasi kuzoramba vakadzii vachoo kutii ahura ratova business remombekaa ngavambova ripisa
Chief vakadhakwa ava. I remember vakambotora foni yemusungwa. Nhasi vazviita futi
Very bad habbit inoitwa nedare iri🤬🤬🤬
Hahaha
@@frankkaraga7523vachiitorerei? Panenge pasina mhosva here?
Kwakatorwa ndekwevamwe headman so vekuChiweshe
Like serious foni vaitorereyi
Mambo ava izanu kkkkk😂😂😂
It's high time Ana MAMBO vatange kuripisa Vakadzi ava coz vangatojairire chihure
Ngavaripiswe mombe 10 chaidzo. Kana kunyara kuti uyu chikombo changu ummmm zvinonyadzisa.
I think ma deals anoita between husband and wife cause nyaya dzacho dzawandisa and zvakutobhowa
I zera rekuparikwa hre mukadzi iyeyu.Muchazvirega henyu
Aiwa Mukadzi haasi kuguta saka rega ahure.
MaSabhuku avava chokwadi. But rightly so honestly mamwe madzimai chiiko kuzvivhiringira pawakaroorwa
Haa mufana uyu akukundikana kudhonza ngoro mbiri .Ndosaka mukadzi akuhurirwa nemukadzi .Barika ramukunda.
Barika reiko mwana mudiki akaita sewe. Hurirwa. Pamwe uri kungoenda kuna mainini chete neglecting your first wife. Dai ukahurirwa futi nemukadzi wako wechitwo .
Ko barika rine age ere nhy
Zvinonyadzisa izvi,asi nei vanaamai muchiita izvi,kusavimbika kwanya imhaka yei,nhai nhai hove here.Vanaavimbikai,koshesai wanano dzenyu.
kovarume
Barika reyiko mwana mudiki akadayi ahhhh
Kana ndiwewo nxaaaa
That lady z 100 good,chiwenga haasi ryt he likes critisizng others but why why where are we going with such streets pastors😂😂😂
Siyana nepfambi iyi haikudi
Iye mukadzi wacho anotsanangura achiti iripakati nepakati, anoziva ngani zvekusvika pakutoziva kuit iyi i average.
Unogona kuramba kutongwa nevanhu ava handiti ka? How do you do it? Handidi kutongwa neteam iri, especially kana ndichipomerwa 😮
I fear because of this way iri kuitwa dzimwe mhuri will end up framing vane zvipfuyo kuti vahura nemukadzi just to benefit vakadzi shld pay too
2 weeks 5months dzandakatongwa Mambo 🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔ko iwe unoita wakadzi wairi zera rako irori unozogona here kudya bota zvakanaka kune wese? Kubva wasungiswa futi wakanyengerwa mukadzi😮😮😮😮kumakuwa futi
😂😂😂ndafungawo kuti ndini ndega ndaita is not to make sure😂😂😂😂😂
Makuva avo futi
😂,😂😂😂😂 2 wks 5 months
Kkkkk
@@RobsonTongogara-c1vkkkk
MUKADZI akaita chihure ngaarovepasi mangwana anokuuraisa nezvikomba zvake
Taura zvako
Same negf
Varume vemazuvano vanoti ndinoda mukadzi wangu, unotozvishaya.
Kunge bhiziness rekuti mukadzi anohura woripwa mombe danga shaku nemukadzi hure.
Pamwe mukadzi haasi kuguta bonde coz murume ane barika l think lula lula ari kuwanza kwamainn achishotesa gulez😂😂
Chinoziva mukadzi kuti idhafu here kana kuti itete...
Be careful of these married women nowadays...
Vamwe varikurarama mufake marriage vachiita mari nokuripisa vanhu
Waiting ✋
Varume varikuripwa mombe idzi vakaroora here first of all
Vakadzi vekumusha hunhu hwavo varume vacho vanotofara vachipiwa mombe izvozvi haamurambi akahura futi oyenda kwamambo opiwa dzimwe mombe vakadzi vacho Navo ngavatongwe vabhadhare
Haana kuroora mupostori uyo,,,hawana mwana ..hapana chekuripa en mupostori haana kubata chikomba ...varikufungidzira ...madzimambo afuka hudyire ...he must overturn ngayende kupolice mombe dzikatorwa
Varume havade kuhurirwa vanoda kuhura variivo ndazviona hence wange uri musi wa27 . Mwedzi handichaziva. Waive musi weChitatu kkkkkkk🤣🤣🤣🤗
Ndozvazvitori. Murume anogona kuita vakadzi 2 zvake. Vakadzi handizive. Imboedzai tione hedu. Kkkk
taurai amai isu anababa zvetidzimba hameno masikihwe atakaitw here
tineda tirisu
Mrume ndiye anotenderwa kuita vakadzi vakawanda kwete mkadzi kuita varume hobho
mukadzi haana barika
Vakadzi vekumaruzevha vakuzvinyanya madzimambo ripisai akanyenga neakanyengwa kusiya kwerapecase chete
haa mdara uyu akugarisa munhu mujeri two weeks five months ku remind manje..haa ngaasadaro mdara uyu..
Ngavaite appeal at high court.ngaaripe mombe 6
Ma 2k aya anotaura zvese haana secret kana kumbogaya kuti yaipinda ichimhanya kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂 ha mukadzi akapenga uyo 😂😂😂😂 banga straight away paIntro 😂
Amanaka tech ma1 sure nowadays kuhura urikumusha usina 4n unoonekwa neshamwari dzako dzinoswera pa youtube 😂😂😂
Mt darwin chihure wakuchinyanya hudofo kuvakadzii
Just wondering if it was me how I was going to explain to my wife that we where partying with 5 cows . 1 round = 2 cows haaaaaaaa🥺🥺🥺
Mambo vagona jutonga pasi nehupombwe
Mukadzi wacho ngaainde futi
Mukadzi ngaaripe mombe iye anodanana ne murume we munhu iye akaroorwa
Baba awo ihure kurereka kasoro mahara kunyenga vakadzi vevanhu wovasingisa futi zviwindi zvacho?Apa vakatombo nyenga veumwe futi?
Munhu ngarohwe chinhu ola ola😅
It's a heading for me 😅😅😅😅
Saka murume uyo achatoita pfuma yekuisirwa mukadzi. Iiish life ma1 uchiona mombe unenge uchitoti mombe dzekukwirwa kwe mkadzi wangu
Uribenzi saka wanga Uchida kuti arambe mombe dzacho here ? Nature mombe and fire mukadzi.
😅😅😅 Zimbabwe ndaitadza hngu 😂😂😂
Headlines 😂😂😂😂Ayayayaya Vakadzi Vakadzi Vakadzi Imi ka
UMJOLO UYANYISA ❤
Well done mambo 👏👏👏👏
Ahhh 2weeks 5 months ku reminder (Remand)😂😂😂😂😂
Murume muridzi wemukadzi ngaasiye mai ava vakuru kwaari murume mudiki uyo
Munhu ngaave nomukadzi mumwe uye aiitire mukadzi wake zvakafanira nyaya dzechifambi chevanhu kadzi nevarume chaodza tsika nemagarire evanhu - murume abatwa achifeva nomukadzi womunhu anofanira kuenda kujeri kwemakore kana guminamashanu
Anopinda achonhanya 🏃♂️🥶
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ashawoooo
Akunakuna kkk
Mukadzi aidawo hove 😂😂😂 uye kwaana mainini pamwe anga akushotessawo🔥
Kkkk iye arikututa vakadzi vaasingagone kuchengeta
Mmmmm truly vanhu vavekuda kutorera vanhu mombe vachipfurirana nevakadzi vavo. This man is innocent but uyo nemukadzi wake varikuda mombe. Ko uyo muridzi wemukadzi akadii kuramba mukadzi pfambi yacho???
Innocent? Phone yake yakasvika sei mumaoko ababa avo? Secondly mambonzwa achiramba hre panzi mufoni umu mune ma audio avo vachitaura zvekunoenzerana kuma grave yards.
Kudai mati face yake iri Innocent not iye. Ndevaye varume vanonyebera kunzwisa Ngoni kana vapara mhosva
Unotanga watora mombe first then woramba mukadzi. Istrategy
I agree women must so be charged.
Isu madara edu aipa mhosva mukadzi nokuti ndiye ruva men will always try anything woman and it's their duty to refuse
Haaa apa murume wavo atori better than chikombaa iiii 😂😂😂😂😂
Ko mavanga echikomba,😂😂😂hona kukotama kotama kwamai vacho henge hunhu
Mukadzi haakubati kana musingadanane akutamba ne pfungwa dzenyu chief
Ndikariwerenga zvakanaka ndonzwa kt David paakatamba paye Mai wakapopota paitorohwa mbira , our problem ndeye kuzvigadzirira chitendero chedu chatofunga kt that's being holy
Endayi ku econet ma message ariko
Haaa saka mumamisha umu vanhu varikuita basa rekukwirana nevakadzi vevanhu zvakaoma
Saka sowe rakatadza kuona kuti mkadzi ari.kubviswa brugwa.siya church iyo
Kkkkkk kumaraini kwangu ikoko ndanyara shem 😂😂😂😂vagarisani musadaro
Namatirayi dzimba dzenyu varume vakadzi ipwere mufunge
Simba reku namata ndorishandisa kutsvaka evidence yekubat chikomba
Tirimo mu Remind😂
Ini dare raisara rotongwaa ndadya vaivaivai kutizaaa
Kana mukadzi ari wechipiri, regai ahure nokuti haasi kupiwa twake twakakwana. Kuita vakadzi vaviri zvoreva kuti vangadzi ngavahure nevamwewo varume. Musadzvanyirira vakadzi imi muchipihwa zvinhu nevanhu vakawanda.
Akapinda achiziva kuti kunemumwe hanty.....aifunga kuti achadzingisa mumwe mkadzi kahi??hezvo kaaa
Mukadzi chisiya hanzvadzi
Naiye mukadzi wacho ane Error 😂,ngaaendewo kumusha kwake IPFAMBI
Mambo phone vanoyidii 😂😂😂
Iwe barika unoridii nhywe mwana mudiki
Mmmmm vakadziidziswa veku Darwin indava vachaita zvinonyadzisa kudai
Anopinda acimhanya muburi rehuu
chi🎉
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chikomba chine kadiki zvake kkkkkkkkkkiiiiii ndokanopinda kachimhanya pamwe pacho mukadziwo ane dhamu rake dziva hombe ,woti une kadiki woti kuda kunyenga nyenga
@@stuwartgumbo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Madzimambo aya should start finiing mukadzi uyo ane chipfambi chinosemesa
Haaa vakadzi takuzvinyanya,,,iye ayiendereyi kumakuwa achiziwa kuti mukadzi wemunhu
Mamwe madzimambo 😂😂😂 proof yekuti munhu handimuzive😂😂😂😂😂
Barika richiitirweyi ndimi munokonzeresa vakadzi vaite hunhu wakadai imi munotipisa hasha
Varume vashoma dear barika rikasaitwa 3M woman we will remain single and lonelyness
@@priscillahchiromudzimu1632 hazviko izvo ka statement ke pfambi rume ako Saka bible zvarinoti nekuda kwehupombwe roora mukadzi mumwechete kureva kuti mwari vanopenga here vobva vadika varume vashoma barika haritotenderwi zvamwari chaizvo ukatarisa vayiita ma birika mu bible magumo azvo aive asina kunaka
Melissa wakaroorwa here iwewe saka urikuti mukadzi uyu akahura nekuti aripa barika here?
usada kudifender zvinhu zvisinga difendeke unotiratidzawo hunhu whako wakangofanana nemukadzi wekupindwa ichimhqnya.
@@dominicdeka7771 yes 29 years 9years mu marriage I know the feeling yekuitirwa tsvina idzodzo zvinopedza rudo ane respect at the same time ndicho chokwadi chamusingadi kuudzwa siyanayi nekutihurira hatizvidi tazviramba hatidiiii 😂😴
@@dominicdeka7771 for your own info zvekutosanganisa varume handiite tsvina dzakadaro ini Saka neni handidi kuzviitirwawo zvemunhu anongoti uko ouya kwandiri I get very disgusted waibata munhu iva ne dignity kwete kungozivikanwa muviri wako nemunhu wese wese be it murume or mukadzi hapana chinhu chinonakidza sekungoziva kuti munhu wangu ndenga asina umwe anomuziva zvaari mu bedroom
Hezvo nhai sekuru😢
Royerai kure vakomana.zvakare musati kana munemari motorera varombo vakadzi vavo.Ukaramba uchidaro iwe uchava murombo kupfuura wawatorera mukadzi.
aagh neweo kuita barika at your age,haus kugona kungengeta mukadzi
Mukadzi ipfambi.
Mambo nemachinda makungotuka murume sei tukaifutiukadzi ibenzi remukadziwo
Vskadzi zvimwe zvivindi ka regai muchizoutaiwa
I think varume nevakadzi ava vave kuita ma deals ehe vanogona vachidanana nechikomba but inenge yave setup yekuzoona kuripisa vanhu 🤦🏾♀️🤦🏾♀️. Zvakubhowa imboripisai vakadzi ivavo mazihure ayo
Ichokwadi
Police hairegi kusunga munhu as long archway chero abatwa achinyenga mukadzi wemunhu, assault is unlawful
Vanenge vanonaka Amai Ava SA Mai Dhenzi
Tongai nyaya imwe. Munodirei kumanikidza munhu
Amana ka😂😂😂😂 aaa nyaya dzacho
Wadzanai chifamba kkkk ayitsangura
Aaaaah amai avo vaihurira fish here aaaah zvakaoma vaindotsvakei ivo vane murume
Mambo mune tstsi dzinobhowa murume uyo aifana kuripa mombe 6 kupa muridzi we mukadzi 1 kuna mambo kusvibisa nzvimbo yakazorra vafi then mukadzi aifana kuripa mombe kumurume wake mbudzi mbiri kuna mambo
Nekuwumbuka kwawakaita woita barika dhemeti
Mudzingei adzokere kumusha kwake Mozambique hatide nhubu kuno nhundira matsime hatidzide kuno.Benzi rinonosvibisa makuva evanhu nehupombwe ngaende hatide mabhinya akadaro.
Murume nemukadzi vanozivana varikutoita bzness ava
Aah yafakwako iwe Chikomba dere remhu
Kumakuva here vakomana chihure chacho minozochinyanya pa Darwin apo handiko kunoiswa runyoka here ikoko sei vanhu vachihura kudai
Vanopinda at 120 kmh😂😅
😂😂😂 apa kachikomba kacho kanoita kunge kanorwara njere
Dzochekwa😢
Saka mukadzi ane mhata hombe uyu😂😂😂😂😂😂😂
Ngabude mu village murume uyu anokonzeresa achapedza kurara nevakadzi vese imomo , zidzoro kunge rwaivhi.
Hanz tanha dzaunosvikira
Mahure munomadiiko hure kwamai varo arinyenga toisa demo
Mombe 6 iwe wakaendesa ngani kwatezvara,kungoti chikomba chime hutsinye chinenge chinemushonga anoda kudzingwa mudunhu
Kupedza nguva kuenda kwaMambo uchida kubhadharwa.ko akazohura zvakare neumwe ucharamba uchiripisa zvikomba here.chakanaka kusiya hure richienda kumba kwevabereki vake