Proud of you mambo mutasa,kwasekuru tasvu hapagone ku dealer nengozi mukonzanjera is the best plus kwasekuru tasvu uku ummmmm pakutanga mambonwiswa zvinhu ipapo manje
Chief Mutasa hanzvadzi ndini maDube Mbizi Manjenjenje Mutasa. Bva hanzvadzi makaoma. Ndimi mutongi gava maenzanise. I am so blessed by you. You are so calm cool and collected. Factual and well reseached. I just laugh and laugh at some of your subjects 😂. Thanks for making me laugh always.
Mambo I respect you .Asi you cannot force someone to do zvaasingadi.thats a breach of human rights .makambozvitaura . Vakadzi ava vane genetic condition ava
Mambo Mutasa shouldn't make unprofound conclusions about madzinza emisha evanhu, african spirituality is not a religion it doesn't have 'codes'. Usati munhu mukadzi wengozi iye ari ZITETE remusha risingaroorwe, Patriachy is not an African thing, Nehanda is a big thing a revered entity in Zimbabwe ZITETE revaShona. Mirai vaMutasa kutaura kwamusingazive.
could be too much acid ndozvazvinoita. maybe mishonga yacho were underdose or vaisanwa dose. maacids but am not sure hangu kuti maacids and ulcers anodiagnoswer ne scan here mmmmm hameno. Common tests & procedures.
Mambo vanobata nativity ese Munogona Mambo Chokwa N'nga ino ndinodana zvidhoma manyepo Mukotsa inoita kuti Njozi kana Mudimu unotaura wega.Moora anoroya pamwe ne Murume Hanzi havadi kunama ivo varivo varoyi
Vese vanofunga kuti Mambo Mutasa haagone munoona sekunge mambo vanotenderera asi vanenge vachida kuparura nyaya. Vanotonga vachiita kuti isu tinoda kudzidza chivanhu tidzidze. In the end judgment yavo will be on point
Mambo handione pavatadza vati fambai mese nekt veduwe maprofiter sanda kunyepera vanhu ikoko mambo vanoti endai kutatu kana kushanhu plus problem yakatanga kare munhu unonzi hauroorwe why ndopavano fanira kutangira kwete kumhanya mberi zvisina basa
I think Mutasa anofanira kumbonodzidzisa anaChigodora zvekungoti pese pese endai kwaTasvu. Chigodora angadai atoti ndipei mari muende kun'anga. Zvekuenda kunopihwa drug rekuti mutange kuita ma hallucinations izvo regai
Mambo is smart and intelligent. However, his education makes him overlook zvinhu zven'anga and he is very vulnerable to varoi. Mambo vanorohwa nemugara N'anga too bad. Apa he's lost it.
Mambo kana muchitonga musavenge tasvu haana chaakakutadzirai ini farirai masvikiro sezvazviri vakagadzwa kuti vabatsire vanhu manje imi kana makushora hazviite uye n'anga masimba adzo akasiyana iye anozvigonawo zvekuzvideedza kubva kumba zvidhoma zvacho dai makamboenda muone kuzara kwakunenge kwakaita maiona kuti kufamba door to door hakuite
Hello Hello Don’t Forget to Subscribe comment & share
Ngunduruuu kkkkkk mamukasei padare
Hatikqnganwi kkkkkk
Tiri pano takutoda part 2 yaMukotsanjera yacho
Ba tapu toda dzino mukotsanjera
Weduwe ndasarira nenyaya yebasa haa nyaya dzadirwa nababa taps nhasi handirari ndorara paKaranganda Netflixe😂
Mutasa mwavakurasika sa Headman Chigodora ❤❤❤ panyaya yaakatonga yemunda seanga arengwa
Mambo tongai nyaya sezvazviri munhu kana auya ne nyaya yake inzvereiwo musaprotector varoi
Ndabhoikana kuita sevasingazive kuti varoi variko
Nhai nhai, uuum @@TheresaMaps
Nhai.
But azoita hake mucheka kwese
@@TheresaMapsmambo apa vakutovhiringa munhu kuti vanzisise problem yemunhu vakutovharira mukonzeresi zvechikwambo mambo imi hamungazvinzwisise danai tsoka ndovanozogadzira imi bvumirai vanhu vabatsirwe imi mozotonga 😊
Mambo mashandiere e n'anga haafanani musiyane nekuti mudzekwete hamuna njere dzeun'anga ❤❤❤
Chief mutasa is the most knowledgeable and best Chief . He shld be used to train other chiefs
Very true all judges vanongobondera but Chief Mutasa he is absolutely 👍🏽 spot on
Mambo mutasa munogona henyu
Mambo mutasa apa imi ndimi matova n'anga yacho or muporofita wacho here, muri kutiza nyaya yapinda mudare renyu sezvairi batsirai chirikadzi iyo, kana masingazvigoni zvarudzi urwu isai kwaheadman chigodora
i think mwana uyo ndewe one of the sekurus thats why mai vasina kumuudza kuna baba vake.ndevemumusha as was said
How's that possible?
Proud of you mambo mutasa,kwasekuru tasvu hapagone ku dealer nengozi mukonzanjera is the best plus kwasekuru tasvu uku ummmmm pakutanga mambonwiswa zvinhu ipapo manje
As long uchienda pagirazi unotanga wanwiswa mudzepete
Muzepete wodhakwa wohumana
😂😂😂😂😂@@chingombedaries
A very informative case which mirrors African culture in its entirety
Mambo hwai makavenga Tateguru Tasvu sekunge vakambomutasvura munonyadzisa kana muripa media ❤❤❤ mind your words chinodiwa kukunda
Tasvu akati hunzai zvidhoma zvacho pane ere pamuchazvikwanisa kubata zvese iye asipo , it's not easy kubata zvidhoma iye N"anga asipo ,batsirwai na Mukotsanjera pamba ipapo , towatemba Kule Mukotsanjera
Tasvu aigona kudhara Ezvino rava zita akuda mari too much
Amen vanhu vanohwanda kuchechi vaine turo twawo Thank you Chief
Mambo Mutasa 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏 Ndo zvega zvandagona, kuisa zvanza kuhutongi hwenyu 👏👏👏
Iapai Mambo mutasa sando dzake . That’s why they say wise man from the east . He is the best of all chiefs
Kkkkk mudzepete mambo mutasa havatodi nezva tasvu kkkkkk
😂😂😂😂
Chief Mutasa hanzvadzi ndini maDube Mbizi Manjenjenje Mutasa. Bva hanzvadzi makaoma. Ndimi mutongi gava maenzanise. I am so blessed by you. You are so calm cool and collected. Factual and well reseached. I just laugh and laugh at some of your subjects 😂. Thanks for making me laugh always.
Mambo wenyika the most intelligent one . Enough respect 🙏
Panyaya iyi No No No
Semuwono wangu ,,mambo atonga bhol zvekuti,, munogona kuyenda kure kundopedza mare ko zamai kule mukakonjera ,,bcz boiz re harare uuuuuum rino rova bag harirare musi waramuka ,, maq ayaaaa😊
Yes yes kani baTaps🤝.We are following and liking with the hope of updates❤😂
Mambo varikungodzamba dzamba nyaya ...ngavangopa vanhu n'anga vafambe chete ....
True, akapihwa murume ndimai not mwana. apa mambo anyepa apa.
Vanenge vsbatwa ngemishonga
😂😅
Ko kwa Headman Chigodora chiiko kuti ziiii haaaa ndatambudzika inini
Tinhi media ndiyo RUclips channel yake asi ava nemwedzi kusina chakandwa
Solomon's Wisdom my dear brother chief Mutasa.
Endai kuGeneral Hospital or kune mamwe mahospital.Siyanai neteam yemaherbs nefake scan yavo haasi madoctor ayo
Inga vati akaenda ku visual scan wani
@@sadoprojects7823 pamwe ndapapotsa asi Tete wekutanga akawandira kuchi scan chekubatiswa chekuma herbal chiya. Wechipiri ndiye anenge akaenda kuBonda
True
Ka Scan kaya ndeke fake taura hako
Kkkkk team herb rinenharo
😂😂i hai hai hai mambo...ipawo makurukota amboisawo miono yavo.murikuzvitadza izvi
I love this Chief hey...
Mambo I respect you .Asi you cannot force someone to do zvaasingadi.thats a breach of human rights .makambozvitaura . Vakadzi ava vane genetic condition ava
Mambo uyu sharp sharp habvume kuti hushereketwa huriko anotengesa munhu arikurwadziwa
Mambo uyo anoziva kuti mapostori anopesanisa vanhu chero hazvo hushereketwa huriko
@@kumbulanimudubi4956anodaro chero ku n'anga akazviitira imwe mhuri yakamboinda kwa tasvu nevaya vakasvikirwa nemudzimu wavasingazive vekwahonde
anozviziva inga anototaurira vanhu kuti fambai kutatu
Saka mambo muri kuyedza kurambira mwazha hre
😂😂😂 Mambo Mutasa ne mudzepete wa Tasvu zvakamakana
Mambo ava vanobvunza zvinhu zvisri appropriate and the way anobvunza yakapusa
Thanks Karanganda ❤, tange tasuwa Mambo Mutasa
According to Witchcraft act Chief Mutasa nyaya idzi havadi kunyanya kutamba nadzo very sensitive vanoziva end result yazvo
the dude looks innocent. Kwatasvu uku kwekunwisa munzepete no way. Maybe Tsoka is better kana vafunga zven'anga
Ngavaende kwasekuru Mukotsanjera havatengwi nemunhu vanotaura chokwadi
Kkk ndiro rimwe tsotsi iroro
Handione chaanogona ini kungotaurisa chte ndochipo chake
Ingovapai anobatsira kuuya ikoko kutosa force inobva ipapo ❤❤❤ pamwe maisirwawo tumushonga kani
Yeeeee havabatsirwe nemunhu wavo kwete rambai sekuru mambo maita basa vakatenga munhu wavo iyeye
I love this mambo❤ anogona
Great chief hakuna n,anga kana muporofita anodana chikwambo kuenda kwaari its true vaudzei vana
Saka makapora here pamakabviswa tsono. Kushaya zivo kufa
Chief havana kana chavatadza,mbuya vakanganisa kusvika kwamambo vachinongedza munhu uroyi dai vati ndoda kufamba nemadzisekuru kuti titsvage kuti sei ndichirwara,kunongedza munhu uroyi imhosva
Kunongedza munhu huroyi unozomuripa futi anzi Haasi muroyi
Plus ndisekuru hanzvadzi ya amai ....Saka ndiamai mukadzi uyu achatanda botso uyu itori ngozi iyi anongedza amai kut muroyi
Vakafambazve vakavabata botso rei ravanotanda
@@EmmaMugwagwa-o2g zvakangonzi anopfeka magemenzi ko kana asiririye arii mumwe
mmmm asi matadza kuexplainer kuti hugariri chii. Ugariri hwandinoziva kuti munhu asina mari yepfuma oenda kwatezvara kunoshandira pfuma ikoko
Mambo Mutasa shouldn't make unprofound conclusions about madzinza emisha evanhu, african spirituality is not a religion it doesn't have 'codes'. Usati munhu mukadzi wengozi iye ari ZITETE remusha risingaroorwe, Patriachy is not an African thing, Nehanda is a big thing a revered entity in Zimbabwe ZITETE revaShona. Mirai vaMutasa kutaura kwamusingazive.
Muroi ngaayende kwa Tasvu please 😢😢😢😢😢😢
could be too much acid ndozvazvinoita. maybe mishonga yacho were underdose or vaisanwa dose. maacids but am not sure hangu kuti maacids and ulcers anodiagnoswer ne scan here mmmmm hameno. Common tests & procedures.
Mambo vanobata nativity ese Munogona Mambo Chokwa N'nga ino ndinodana zvidhoma manyepo Mukotsa inoita kuti Njozi kana Mudimu unotaura wega.Moora anoroya pamwe ne Murume Hanzi havadi kunama ivo varivo varoyi
Maporofita enhema Aya aparadza Misha ku Zimbabwe
Vanoda back to sender chete mukadzi wacho anotomirira murume wake shame😢
Mukadzi anodyaka nazvo
Mambo mutasa mutongi gava ndaisa maoko samutasa woye👏👏👏👏
Mambo mutasa makurasika tongai nyaya zvakanaka huroi huriko sei mukuramba zvirikutura mai mawoyo
Maona kusvika kwekupedzisira here
vanhu vano mhanya kushoora hawaziwe chivanhu kuti chinofamba sei
@@dellonmzala6222even kusatoziva kutaura kwemumatare. Kumhanya kutungamidza ma feelings 😅
Munenge musina data moona 10 min mot mambo wat wat onai kusvka kumagumo😅
@@natifmobile2923 unotaura kunge urikuziya hunhu hwavo 🤣🤣🤣
Mambo avavakayenda kuchikoro ndovada zvekuti🎉🎉🎉
Vese vanofunga kuti Mambo Mutasa haagone munoona sekunge mambo vanotenderera asi vanenge vachida kuparura nyaya. Vanotonga vachiita kuti isu tinoda kudzidza chivanhu tidzidze. In the end judgment yavo will be on point
Vanogonesa pamberi namambo wedu
Mambo Mutasa is very wise. Vanotarisa both sides vachikuonesa if muchida kuoneswa.
Hapana chavarikuona apo kuprotector muroyi kudaro sei sekuru vachiti handifambe and sei vachingobatwa kwese
Mambo vanotya kusungiswa Zim yacho iyi ukaendesa munhu kuN'anga zvekumumanikidza anokusungisa and unosungwa. Chigodora akazvisungirwa izvi now avawo kunyengerera varoi cz ukaita mawira mawira panyaya uswera wava muchizarira.
True under constitution unosungwa chigodora chadzikama
hezvo akasungwa zvariini
@@brendamberi-mw7ci atori nenyaya hobho in court Chief Mutasa ndovakazomupa lawyer
@@chingombedariesyowee inga zvakaoma
Mambo mapiwa chioko muhomwe Mwana wehure anoroorwa
Kwasekuru uko akati endai ikoko ndiani tsvagirwai kwekuenda naMambo
😂😂😂mambo....avo varoyi vakaita line kkkk
Kkkkkk unzayi imweyacho kkkk Mukonzanjera akayipedzasei iyi kkkkk hokoyoooo
Chefe vane mbol3 hawo 😂😂😂😂 ndiani hazviona
Tipei nyaya inoteera
Apa mambo vatonga dondo
Ndanzwira mukadzi uyu
Tsitsi
Musazomwiswa mudzepete kkkkkkkkk
Semuwono wangu ,,mambo atonga bhol zvekuti,, munogona kuyenda kure kundopedza mare ko zamai kule mukakonjera ,,bcz boiz re harare uuuuuum rino rova bag harirare musi waramuka ,,
The wise chief Mutasa well done job mambo
Tamhanya kupopota tisina kunzwa nyaya 😂😂😂
KwaMutasa uku Tasvu akavengewa haadiwe
Pa 36min apo bho ere dziso rasekuru vakatarisa mambo uhmm pane nyaya
Baba Taps motipawo kuti zvakafambasei kwa sekuru mukotsanjera pamhuri iyi
Kudzurwa zvinhu kutambisirwa nguva nevanhu vemashiripiti. Kurapa chaiko hakuna zvekudzura zvinhu hamadzangu; uko kumbaanyeperwa.
Haunyepi.. Vanonyepa vanhu vaya kutsvaga mari chete, apa zvinenge zviri zvavo zvamudzuri wacho
Kune Nyaya ye mukomana wakabekwa ne hazvanzi ne hazvanzi
Sekuru kunyera kuzungaira asi chokwadi vanacho. Kuzotya pfuma yevana vevakuwasha chii ichocho
Makuita muchinonoka mukoma TAPS mukande zviro fast
Asipo ndiye anemhosva thats true
Maporofita ane saikoloji kkķkkķkkkk
Kunamata kwakanaka Asi Endai Kwa Tasvi mose Tionekuti makachena here Baba Imi Vemagemenzi
Kune scan yeUS 5 gere?
Mambo mutasa ❤
Mambo murikuita kunge matovharwa pfungwa nezvidhoma , chingoitai kuti n'anga dzitange basa chete , zivai kuti varoi vanoita maths dzakawanda Wanda kuti nyaya ishaye basa
mambo hamuzivi mashandiro anoita tasvu ivo ngavaende kuna tasvu ndiye anoziva zvaachaita anouya kuzopedza basa kumba
Chief kupositori kuno fumurwa zviro ndosaka zvichibuda angli nemetho kunohwanda dzoke woinda kumapositori usiku kobatsirwa ,tirikuzviona
Mambo vavharwa nemushonha yemudhara uyu
Mambo mutsa dzidzai kupa munhu nguva yekutsanangura chiii chakadaro nhai
Sekuru makangwarisa how come kudya roora remwana asiri wenyu
Vane right ndopaakakurira
inga zvataurwa Vani kuti Mai wawo ndewe ngozi vakanzi hawaroorwe
Mambo.maporofita haatenderi kutaura mazita emnhu akakuroya they js describe.kuitira vanhu vasapesane.ndosaka muchiona vamwe vanongokupa matombo pasina tsananguro
A wise chief
Mambo handione pavatadza vati fambai mese nekt veduwe maprofiter sanda kunyepera vanhu ikoko mambo vanoti endai kutatu kana kushanhu plus problem yakatanga kare munhu unonzi hauroorwe why ndopavano fanira kutangira kwete kumhanya mberi zvisina basa
I think Mutasa anofanira kumbonodzidzisa anaChigodora zvekungoti pese pese endai kwaTasvu. Chigodora angadai atoti ndipei mari muende kun'anga. Zvekuenda kunopihwa drug rekuti mutange kuita ma hallucinations izvo regai
Munoda kuzofamba munhu afa here,zvakaipei kunochenurwa,kana uchida kufa nenyaya idzi enda kwaMutasa vanoprotecter varoyi zvinobhowa vanhu avo ngavafambe tione kuti sei sekuru vachiti handifambe isuspect avo sei vachingobatwa kwese
Mambo mogona Tasvu haagone zvose uye mari yake yakanyanya chero kanhu kadiki tasvu ngaaite zveharare ikoko
Kuzvikwambo tasvu chikwapuro zvake
Mambo ingotii fambai chete madhara nechembere dzakaromba idzo tatambura nevanhu ava
Ichokwadi ndochiporofta cheKwaMwazha hahwataure kuti munhu anokonzeresa vanongoti ukuroyiwa.
KwaMwazha kudhara vaipa kundiso kwete zvekuudza munhu kuti urikuroiwa. Zvinopesanisa nekut vamwe vanonyepa
Mambo mutasa vanobvuma kuvhiringidzwa nemigaran"anga vanorasika nyaya votanga kurwisana neauya nedambudziko. Tsvagai kumwe wekuenda mambo mutasa no deal
Mambo is smart and intelligent. However, his education makes him overlook zvinhu zven'anga and he is very vulnerable to varoi. Mambo vanorohwa nemugara N'anga too bad. Apa he's lost it.
Zvekudzurwa ndezvekunyepa chokwadi vanhu vemashiripiti musadaro kutambisa nguva yevanhu muchitora mari yevanotambura
Haaaa tadzoka kwa Chigodora kwatakatiza
Mambo panyaya iyi marasika .
asingaroorwi ndimai asi mwana uyu anoroorwa haasiye wechikwambo, mambo mutasa panyaya iyi vene side vatoitadza varikumiririra sekuru
Muzukuru kana kuti means wechikwambo saka choita zvachoda naye
@@munyaradzinherera3383sekuru vakabata sei vachiti havafambe
Mukadzi wasekuru ndimambara, ndiye anorambidza murume kuti agadzirise zvirikunetsa mumusha. ibenzi. haazive kuti kana vazukuru vapera kufa zvichaenda pavana vake.
Vanoroya vese
but mambo vazorireva chaiko pana mai apo zvakaoma chaiko vabereki vanehutsinye srs😢
Cases like this anoda Headman Chigodora.
Mukotsanjera huya kubasa if you available asap 😂😅
Ummm... Chief Mtasa vanosota nyaya big tym
Mambo mozviziva here kuti kunze uko kune varoi here?