Morning team I have to be honest I'm being addicted to this Chanel I'm watching this from SA.every time I get chance I go straight to this Chanel I don't wanna miss any episode 😅😅
It can be inherited from one or both parents. Some studies³ have found that epilepsy is more likely to be passed down from the mother than the father. Even if someone does have one parent with an inheritable form of epilepsy, it doesn't necessarily mean that person will inherit the gene.
Ini hangu I love headman chigodora kudari kama cheaf ese vanosiya musha vanhu vavekunzwana I'm watching u from s.a I wish ndikauya kumutare ndizovaonawo
Are you saying that you were married by your tete? How can a tete marry you?? Pari tricky ipapo. I hope it's a typing error,pawati"....ndakazoroorwa natete vangu..."
@@TheChekasshaaa munhu haagonere munhu wese. Chivañhu chiriko, chiModern Chiriko futi even chitendero Chiriko. Inini zvangu I don't believe in N'anga or Maporofita but I know kuti huroyi nehurombwa zviriko. But as a Christian Jesus is my refuge.
Chimboendesaiwo kusiri kwaTasvu. As far as i know, epilepsy is associated with genetic disposition. The fact that the mother and partenal grandfather had epileptic seizures is enough pointer to the reason why the child in question is epileptic too. Unfortunately our traditional court only focuses on the traditional aspect of uroyi, urombwa etc thus wanting the family to Tasvurise😂. I thought the headman' s advisors being young can try to strike a balance between chivanhu and science
True but also let’s not forget the traditional aspect of it. Mweya yetsvina iyi can manifest physically as anything including these medical conditions . I work at a hospital and some cases we see, we do ma tests for everything suspected and they will still come out negative kusvika munhu afa in extreme cases. Personally I believe people do both depending on your beliefs. Go to the hospital and also pray if you belief in that
@@nik26anesu26I agree with you. However in this case focus is only on the traditional side, hence I talked about the need to strike a balance. Hopefully this n'anga will be able to treat the epilepsy in the child.
Dayi Karanganda iri nyika ndingadayi ndave kutonzi (a Karangandian) a citizen of Karanganda nekuti pano handibvi. Dayi yanga iri religion ndingadayi ndichitonzi (a Karangandian) because I'm so loyal to this channel.
Mukomana ane green was talking point but problem dare rine vanhu vasingade kuteerera. It shows kuti dare raHeadman Chigodora rine commission vyarinopiwa kwa Tasvu.
Our Headman should have first asked for the Medical Card from the hospital to determine the problem affecting the muzukuru. This was supposed to be the first port of call. And not all cases should be resolved by kufamba kun'anga. Let us be objective trying these cases.
Since lm not finish the story but from the part l heard Headman and his team was very clear and correct. Sando kuna Headman l salute this man. Dai zvaibvumidzwa aimbouyawo kwedu kwamutambara kwa sabhuku Chimhaka dambudziko ririko hombe. Heyiii
The bullies are back at it again. Masters of coercion. I see a lot of egotistical characters there which is an unfortunate trait to have for person who should serve their people in an unbiased and non dictatorial way. And yes, epilepsy can be genetically inherited, so there's a high likelihood of this in this case. I think headman and his cronnies have a responsibility to do their research prior to deliberating on matters they have no expertise in. Not all ailments and/or conditions are linked to hurombwa or zvikwambo, these conditions are world over. Mwana needs to be on anti epileptic medications not busy traumatising them nekufumba kumaporofita or n'anga which may actually do more damage kumwana. Just my humble opinion.
Very true ,Its a pity that people are supporting this unlearned headman ,he does not even have appreciation of common traditional and customary laws, bullying and unjustified accustations have become order of the day ,and even human rights abuse ,how can we support such content
Adherence to our traditional courts is of vital importance, however not all cases are aligned to myths and superstitions. Epilepsy is and can be a hereditary disease,and can be of genetic cause. We should leave room for scientific explanations,these courts can be misused... Above all,the program is good...
Basa ririkubatwa zvakanaka dare rose💪💪💪 Asi ndine mibvunzo ko zvamavakungoti kanyaya kese vada kufamba Tasvu kungodai Tasvu ko maZimunya / Chipinge /Nyanga kupiko hakuchina wo n'anga dzinoona hre ,,,dare iri umm kwazvakuenda kwacho 😳😳😳😳
Tinokutendai headman nemakurukota ese nebasa guru ramunobata watching from S.A. Ndimi mungatibatsirawo kugadzirisa maproblems arimumusha medu Ini ndnobva kuChipinge saka zvinoita here kuti tiuye ikoko headman
Dr Kanyemba I agree with you that definitely it can be Epilepsy. Not something to do with African Science. Even though am not saying African Science is there in certain circumstances?
This court must have powers,cz most of the people are bullying,,,,they must take example of chief Makoni,,,,they normally put the handcuffs,in the court
Chigodora needs to be investigated. He accuses people of witchcraft and then Bam “uyayi ne $300”. Where does he think people get that amount of money. Chinyamunzore is brutal, not nice at all. Magada is an empty vessel. Just echoing what others have said. Seriously people are being exploited by these goons.
Case should have been closed as soon as it was mentioned that the mother had/has epilepsy, it can be inherited, therefore treat accordingly and in time. Zvekuti it can be caused by ngozi hurombwa etc tongoti may be but this is mostly based on our lack of fundamental knowledge on the disease and our faith in spiritual agitators
Ya all need to be educated as well. Some type of epilepsy can be inherited or passed on. Machinda amambo ayo kuda kuziva too much. Ungati minduro yabuda just because u asked the audience kuti kuziva kwenyu epilepsy inotapurirwana here? Vanhu voti noo woti result yabuda 😂😂😂😂. Nxaa rubbish ask medical professionals vanoziva. Chidare ichi sometimes ma tuzvi...dzimwe nyaya dzoda ma doctor dzongonzi fambai kudyirwa mari chaiko
Karanganda is complicit in destroying this community. Chigodora is taking the community back to the dark ages ekungofunga zvekuroyiwa. Chigodora is promoting shanje, kuvengana, hunyope nehudofo.
Good job headman, ndaikumbira vanhu vasa publisher number dzema phone nema ID number pane ruzhinji ma secretary enyu ngaite kuti munhu asimuke anyore zvisanzwiki nenyika yese coz kune vanhu vanoda ku scammer vamwe ne that information iwe unenge uri desperate kuda kubatsirwa, mbavha dzawanda dzirikushandisa social media
Its a real shame human rights lawyers should step in to protect these vulnerable villagers. Epilepsy runs in families this woman had it before she was married they have been ripped off again paying money which this headman will share with his known witch doctors its a shame
@@TheChekas but ngavasaenda kwa tasvu chete ikoko kwamoenda.mwana kwaaiiti baba hanzi huyai vakadii kungoenda vakaenda kumatare ... hospital yes ngavaenda havo asi baba ngavafambe mwana wavo asunungukewo ...madzibaba edu aitora mishonga yeluck neyemangoromera saka haaa baba ngavafambe
@@TheChekasKo ivo vacho varikuenda kwaTàsvu sei vachinobatwa uye vachizobvuma kuti tinozviziva? If you can find an answer to this question everything settled.
There is a lot of anomalies in this court ,heardman amuna right ye decider kuti vanhu canoenda kupi and the way ma jinda enyu interogate vasungwa is wrong they need training kwte kushandisa chidofo
Haihwawo hamugone kutonga u take sides plus munotonga nedemo chandakaona kune vanhu ava ndechekuti aenda kunoreporter nyaya ndiye ari right mune hudzvinyiriri imi hamudi kuti munhu ataure side rake renyaya why????
Morning team I have to be honest I'm being addicted to this Chanel I'm watching this from SA.every time I get chance I go straight to this Chanel I don't wanna miss any episode 😅😅
Kana ini pkaipa
You can say that again💯😂
True💯
Kana neni ndomboti handichadi asi ndozongoona ndakuona zvakare😂😂😂
Watching from Zaka pamumvuri zvangu
Best show ever watching from S.A i like it ❤❤❤❤❤ best dare for the people
It can be inherited from one or both parents. Some studies³ have found that epilepsy is more likely to be passed down from the mother than the father. Even if someone does have one parent with an inheritable form of epilepsy, it doesn't necessarily mean that person will inherit the gene.
I always love these technical or scientific comments. They teach us the layman. Thanks user-iv
Yuu nailed it some people need to be educated
Spot on!
Muchaputsa misha yevanhu imi nekuda kungonyepera kutonga tonga nyaya yeTsviyo ( epilepsy) haiwawo kunyepera kuziwa
Always kufamba kudii kwacho neproblem iri pachena ye Epilepsy haiwawo
Ini hangu I love headman chigodora kudari kama cheaf ese vanosiya musha vanhu vavekunzwana I'm watching u from s.a I wish ndikauya kumutare ndizovaonawo
Inii ndaidonha ndakaenda kuhospital ndichipihwa mishonga mapiritsi zvakasiyana siyana everytime but hapana chakabuda hama wee ndakazonorapwa kuchivanhu ndakanga ndiine hudyiswa hwandakadyiswa ndiri mudiki asi ndakarwara more than 7 years ndichidaro and even kuschool ndaiendeswa ku hospital no change ..but baba vangu vaifamba neni kuchurch tichiritsiswa zvombodzikira asi zvisingaperi .ndakazororwa na tete vangu vakaenda neni kuchuvanhu haaa ndapembera na tete vangu kusvika tazoendeswa kuguruve vaudzwawo nevamwe vavakabatsirwa ikoko ndikanogara kumubatsiri 3 weeks .haaaa ndakazoona kuti not everything needs chipatara ukae da kuchipatara ukaona 6 months dzapera pasina change yedza zvimwe .. I'm a testimony myself 😢
I like this. ini chivanhu ndinochiziva. And i dont dispute kana zvichinzi vanhu ngavafambe. chivanhu chiriko zvechokwadi.
Chiriko shuwa chivanhu
Are you saying that you were married by your tete?
How can a tete marry you??
Pari tricky ipapo.
I hope it's a typing error,pawati"....ndakazoroorwa natete vangu..."
@@FungaiMuringa sorry it's ndakazotorwa * not ndakazororwa typing error ..thank you
Thanks for sharing your story
This channel ndoyandovinga ku RUclips...thanks ba Taps
Kkkkkkkk
Headman chidogora daii zvaivhotwa kuita mambo maiwe murimwiii the best chief
Tichivhotera dofo iro. Mazuvano taaluenda kuchikoro nekuzvipatara kwete zvake zvekubira vanhu nen’anga dzake.
@@TheChekasshaaa munhu haagonere munhu wese. Chivañhu chiriko, chiModern Chiriko futi even chitendero Chiriko.
Inini zvangu I don't believe in N'anga or Maporofita but I know kuti huroyi nehurombwa zviriko. But as a Christian Jesus is my refuge.
@@TheChekasawawo wekubatira zvinhu padenga
@@tichamatahe.5624 ndiko kutosiyana kwevanhu iwe wakamboenda kuchipatara nemwana kuno parwa nhova hr
@@tichamatahe.5624 enda pachipatara wogarepo week umboona kuti haufiii wakaona mwana anouya kuparwa nhova or munhu anorapwa akarohwa nezvinhu
Chimboendesaiwo kusiri kwaTasvu.
As far as i know, epilepsy is associated with genetic disposition. The fact that the mother and partenal grandfather had epileptic seizures is enough pointer to the reason why the child in question is epileptic too. Unfortunately our traditional court only focuses on the traditional aspect of uroyi, urombwa etc thus wanting the family to Tasvurise😂. I thought the headman' s advisors being young can try to strike a balance between chivanhu and science
Well said. Vanongonetsa kuti ndivana chandagwinyira vakati sika neside one havatsunzunure. Vanofainirwa kuita balance
True but also let’s not forget the traditional aspect of it. Mweya yetsvina iyi can manifest physically as anything including these medical conditions . I work at a hospital and some cases we see, we do ma tests for everything suspected and they will still come out negative kusvika munhu afa in extreme cases. Personally I believe people do both depending on your beliefs. Go to the hospital and also pray if you belief in that
@@nik26anesu26I agree with you. However in this case focus is only on the traditional side, hence I talked about the need to strike a balance. Hopefully this n'anga will be able to treat the epilepsy in the child.
Tasvu vambouitisa mari nhaka
Well said its all about genetics
Baba taps makutirasa maEpisode amashoma mazuvaano as you know we are now addicted to your channel iri rakapera hatina kwekuenda
Very true
Also tozoda ma feedback wenyaya dzacho
😂😂😂Hanzi hatina kwekwenda
@@fortunatemuchekadzese1939 🤣🤣🤣🤣kumwe kunobhohwa ka pano panonaka
Padare Ra Heard man Chigodora munhu ane mhoswa unomuona pakupika unokakama uye kugwara gwara 😂😂😂
kkk taura hacooo
Stress relieve 😂😂😂 I love this dare ndombokanganwa nhamo veduwee
Stress inotowedzera, hudofo hwacho hunorwadza. Epilepsy inorapwa kuhospital, not nema300 achigodora naTasvu
Dayi Karanganda iri nyika ndingadayi ndave kutonzi (a Karangandian) a citizen of Karanganda nekuti pano handibvi. Dayi yanga iri religion ndingadayi ndichitonzi (a Karangandian) because I'm so loyal to this channel.
Headman and team ka… Mwari ngaakuchengetei 🙏🙏🙏. Imi na Chief Mutasa sando dzenyu
Mukomana ane green was talking point but problem dare rine vanhu vasingade kuteerera. It shows kuti dare raHeadman Chigodora rine commission vyarinopiwa kwa Tasvu.
Corrupt and abusive court
Ha vakadhakwa varume ava, handitongwi nechidare chkadai, ptuuu
Vakanga vasangana vanoti ndini ndogona kutaura varume vanotsikirira vamwe
Musambomira Headman
Vanhu ngavasiye hurombwa tigare mushe
Thank you baba Taps
Our Headman should have first asked for the Medical Card from the hospital to determine the problem affecting the muzukuru. This was supposed to be the first port of call. And not all cases should be resolved by kufamba kun'anga. Let us be objective trying these cases.
It seems like he is an Agent waTasvu. Maybe he is getting something out of it, cz every time anoti vanhu endai waTasvu.
Vanomborambirei kufamba kana vakachena vanotyei
Order mudare
Ivo mdhara ava ngavangofamba vanorambirei?????
@@mathewmukosera9136then kwaTasvu kwacho chii chikuzoitika zvimwe tendai on behalf of wabatsirika
My favorite channel
Even me I am addicted to this Chanel, watching you in SA Roodekop Alberton JBG
Since lm not finish the story but from the part l heard Headman and his team was very clear and correct. Sando kuna Headman l salute this man. Dai zvaibvumidzwa aimbouyawo kwedu kwamutambara kwa sabhuku Chimhaka dambudziko ririko hombe. Heyiii
Karanganda my stress relief well done headman chigodora awa chimbowaendesaiwo kusiri kwaTasvu
Morning BabaTaps and Karanganda TV family, mhoroi Headman neteam yenyu yese kuti chuuuu ❤❤❤
My best channel.... Ever. Order mudare..... Kkkk order. Chigodora all the way...
The bullies are back at it again. Masters of coercion. I see a lot of egotistical characters there which is an unfortunate trait to have for person who should serve their people in an unbiased and non dictatorial way.
And yes, epilepsy can be genetically inherited, so there's a high likelihood of this in this case.
I think headman and his cronnies have a responsibility to do their research prior to deliberating on matters they have no expertise in. Not all ailments and/or conditions are linked to hurombwa or zvikwambo, these conditions are world over. Mwana needs to be on anti epileptic medications not busy traumatising them nekufumba kumaporofita or n'anga which may actually do more damage kumwana.
Just my humble opinion.
You correct
Very true ,Its a pity that people are supporting this unlearned headman ,he does not even have appreciation of common traditional and customary laws, bullying and unjustified accustations have become order of the day ,and even human rights abuse ,how can we support such content
But the family doesnt have history ye epilepsy the father started throu injuries . Ende for 3 yrs clinic yakatadza here kuyibata epilepsy yacho.
@@florencedzinodya2757vanenge vagumira kuclinic or small hospitals asi kuti vakaenda kuma main hospitals inobatwa.
Haaaaa Headman Chigodora mushonga unorapa ipapo ipapo.Ndokugona kutonga,wanoromba warimunhamo wakomna hei.Siyai urombwa uhu,haaaaa but nhunhu raHeadman Chigodora ririkugoborwa kuchena kuti ngweeeee.Headman Chigodora mondipawo pekugara nekuti ndimi chete munotonga zvinofadza moyo wangu-watching from UNITED KINGDOM ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Watching from Lusaka Zambia
Hello mamukasei karanganda wooooooye❤❤❤❤
Ndofarira pano nekuti panoitwa nyaya dzechokwadi..Karanganda woo❤❤
Karanganda na Headman Chigodora with team 🎉🎉🎉🎉🎉ahoyiiiiii
Waiyepo here thank you Karanganda tv
Headman Chigodora havagoni kutonga nyaya dzeurwere zvine ruenzaniso, uye vanenge vanodya naTasvu. Seyi ndichidero?
1. Vanhu ava vakatofamba kare asi mwanakomana haana kuzvitaura. Anyepera dare. Ava Headman havadi kuhwa zvakataugwa nen'anga iyi nokuti vanoda yavo Tasvu iyo yavanoudzira kuti muroyi ndiyani.
2. Mwanakomana haana kuudza dare kuti mukadzi wake ane chigwere chimwecho, nokuti anoziva kuti chiri genetic.
3. Dare harina kuvhunza kuti kuchipatara vakati kudini nezveugwere hwemwana.
4. Machinda amambo anopumha munhu uroyi, zviri against bumbiro remutemo wenyika.
5. Headman anoita threaten vatete, ivo vachitaura zvokwadi yavo.
6. Tasvu anoterera mavideo aya before vanhu vauya kwake, uye headman vanenge vanodya nen'anga. MuZimbabwe hamuna n'anga imwe chete, uye vanhu havafaniri kumanikidzwa kuenda kun'anga imwe chete.
7. Machinda haana ruzivo nezve Epilepsy nokuti havasi maNurse, asi ivo vanoita sevane ruzivo nazvo.
8. Kumagumo kune nyaya.
Headman ngaasiyane nenyaya dzeurwere haazive anything urikutouraya misha yevanhu ,ndicho chokwadi dzimwe dzisinei neurwere ngaatonge.
Muroora nehama dzake are the ones who know the story ,pane chitsotsi cha tasvu apa
Muroora nehama dzake are the ones who know the story ,pane chitsotsi cha tasvu apa
Anhu woye muri Wadi here ❤
This channel is good ,i learn a lot.
Grace
@@maxwellmavi6712 umm ndatova addicted nayo,unokura through pakutongwa kwenyaya
@@gracengunduvery true l have learnt a lot thru this channel
Watching from Brighton Uk.
Good job 👌 Headman
Chigodora my favorite be blessed baba❤
Mupurisa wa headman is well composed.
Adherence to our traditional courts is of vital importance, however not all cases are aligned to myths and superstitions.
Epilepsy is and can be a hereditary disease,and can be of genetic cause.
We should leave room for scientific explanations,these courts can be misused...
Above all,the program is good...
Chigodora is corrupt
@@TheChekasvery true he is getting something ku n'anga dzaari kutumira vanhu.
Anodya naTasvu uyu
Vanhu vakaromba vane nharo
@@ROCKstar-me5hx Ukashanda nesimba unogona kutopedzisira waakutopumhwawo hurombwa nemadofo nenyope dzekwachigodora. Try it
Basa ririkubatwa zvakanaka dare rose💪💪💪 Asi ndine mibvunzo ko zvamavakungoti kanyaya kese vada kufamba Tasvu kungodai Tasvu ko maZimunya / Chipinge /Nyanga kupiko hakuchina wo n'anga dzinoona hre ,,,dare iri umm kwazvakuenda kwacho 😳😳😳😳
Aiwa nice Karanganda kuti chuuuuu. Tiripo padurban SA. Munotigonera keep it up
Tinokutendai headman nemakurukota ese nebasa guru ramunobata watching from S.A.
Ndimi mungatibatsirawo kugadzirisa maproblems arimumusha medu
Ini ndnobva kuChipinge saka zvinoita here kuti tiuye ikoko headman
Taiyepo chigodora woyeeee🎉
Chief Chigodora Big up
Watching from South Africa
Ko atezvara kubata mabag emuroora😮😮😮vanoshinha zvivindi zvavo ndezvei
Good morning headman chigodora and team manga matinonokera
Dr Kanyemba I agree with you that definitely it can be Epilepsy. Not something to do with African Science. Even though am not saying African Science is there in certain circumstances?
Watching from Capetown
Munotigonera woye❤❤❤
Haa Chigodora akupinda nemwenje mudziva panyaya iyi, ngaasamanikidza vanhu kuenda kwaTasvu. They are conning families now.
Ngawaendeswe kusiri kwaTasvu ngavachinje n ,anga
My Headman Chigodora mhondoro yejindwi pandinouya kumusha ndoda kumbokutengerai maDrinks murikutigonera❤
This court must have powers,cz most of the people are bullying,,,,they must take example of chief Makoni,,,,they normally put the handcuffs,in the court
Mkanya wish you many more years, please clean our area
Good morning Headman Chigodora and team
We need to push this channel to reach 1 million subscribers because Karanganda huchi
Our best headman baba chingodora , asi chimbochinjayiwo kwatasvu muende kumwe
Chigodora needs to be investigated. He accuses people of witchcraft and then Bam “uyayi ne $300”. Where does he think people get that amount of money. Chinyamunzore is brutal, not nice at all. Magada is an empty vessel. Just echoing what others have said. Seriously people are being exploited by these goons.
Spot on
Channel iyi inonakidza wena.watching from Cape town
Headman chigodora nedare renyu hamgoni kubatanidza vanhu vamunotonga.Imi munoita seva porofita kana sen'anga hamugoni kutonga itai saMambo Mutasa
Baba Taps nekutipa our daily dose ❤❤❤
Kkkkkkk tichafa neAddicted
Case should have been closed as soon as it was mentioned that the mother had/has epilepsy, it can be inherited, therefore treat accordingly and in time. Zvekuti it can be caused by ngozi hurombwa etc tongoti may be but this is mostly based on our lack of fundamental knowledge on the disease and our faith in spiritual agitators
Plus the paternal grandfather was also epileptic, hence high chances of inheriting the condition
Taura hako @ ngara. Even ini❤❤
Makamboona kuti vanemhosva vanoita confusion pakupikamhiko😅😅😅
Vanonga vachibvunda 😂pakaipa
Ndizvo zvinoita kutongwa, every court
Ndanga ndichida kuzvitaurawo. Kkkkkkkkkkk wese anotadza kuita mhiko straight anonetsa, kana vebeans vaye🤣
Baba Taps thanks for the daily bread
Thank you for helping people
Ya all need to be educated as well. Some type of epilepsy can be inherited or passed on. Machinda amambo ayo kuda kuziva too much. Ungati minduro yabuda just because u asked the audience kuti kuziva kwenyu epilepsy inotapurirwana here? Vanhu voti noo woti result yabuda 😂😂😂😂.
Nxaa rubbish ask medical professionals vanoziva. Chidare ichi sometimes ma tuzvi...dzimwe nyaya dzoda ma doctor dzongonzi fambai kudyirwa mari chaiko
😅😅😅 mazino ane mbishwe salute Headman
Headman CHIGODORA fixing the country❤
Well done headman nema soja enyu awo enema suilts
Baba makachena here for me 😂😂😂
Iphari Iyi torai mwana kuchipatara
Kana iri pfari kuchipatara kwacho futi hairapike.ino rapika kuchivanhu kana usina kumbotsva nemoto once ukatsva hairapike
Phari can be managed well kuchipatara amai Vemwana uyu vane phari y 300 pese pese better start with medical advice
🎉first 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽Chigodaz hoyeee 😊
Morning karanganda team
Let's support bataps for bringing exclusive content taisaziva kuti kuna anaMatutsa
Karanganda is complicit in destroying this community. Chigodora is taking the community back to the dark ages ekungofunga zvekuroyiwa. Chigodora is promoting shanje, kuvengana, hunyope nehudofo.
Matutsa naChabodo vakavhura hombe 🤣
Morning Headman and your team... Taivepo
Good day Headman and Team ravo pamberi nebasa
I wish Headman Chigodora vambotongawo Dunhu rekwedu
Magirazi unepfungwa dzinoshanda well done man
Manicaland Woye nomutamba here
Karangaaandaaaaaaaa🎉🎉🎉🎉🎉
This dare is number 1......and ukauya unedzungu rinopera rese kuti dhuuuu .kkkkk
Let's respect our elders!!!!!!
Munotamba ere anhuweeee
Kamudhara karikuita seiko aka😂😂😂😂😂
Good job headman, ndaikumbira vanhu vasa publisher number dzema phone nema ID number pane ruzhinji ma secretary enyu ngaite kuti munhu asimuke anyore zvisanzwiki nenyika yese coz kune vanhu vanoda ku scammer vamwe ne that information iwe unenge uri desperate kuda kubatsirwa, mbavha dzawanda dzirikushandisa social media
Its a real shame human rights lawyers should step in to protect these vulnerable villagers. Epilepsy runs in families this woman had it before she was married they have been ripped off again paying money which this headman will share with his known witch doctors its a shame
Headman madhara Aya anoda kumborohwa chaiko.... Baba avo itsotsi vanoziva zvinorwadza muzukuru wavo
Musadaro imi,kurwara kwese hausi huroyi kana hurombwa,dare iri sei risingamboti makamboenda kwaDoctor ere ,mhamha wake vaidonha dzinogona dziri nhodzerwa.muroora nemukorore ,family yese hapana ari kuside kwawo,munoti vakapusa ere.chirwere chinogona chakauya nemuroora,saka baba vakambotaura masoko ekuti vakaroora mukadzi vemunhu.
Nonsense
Aaaah, shame, Victor Biriwasha, my classmate at Santa Werb primary school...! My prayers to your child mate...!
Udza bhururu wako arapise mwana epilepsy kuhospital. Hamuna kudzidziswa here kuSanta Werb kuti zvirwere zvinoda chipatara not feja feja dzaanaTasvu naChigodora dzekubira vanhu ma$300
@@TheChekas but ngavasaenda kwa tasvu chete ikoko kwamoenda.mwana kwaaiiti baba hanzi huyai vakadii kungoenda vakaenda kumatare ... hospital yes ngavaenda havo asi baba ngavafambe mwana wavo asunungukewo ...madzibaba edu aitora mishonga yeluck neyemangoromera saka haaa baba ngavafambe
Ndatenda changamire wangu
Muzukuru has been bullied out of explaining what was happening. He would have helped dare.
Ahh ehe nhai
Ndaona vaendeswa kwaTasvu
Chigodora anoshandira commission, chake kutsvaga vanhu vekumha ovaendesa kwatasvu. Apa dunhu rese rakazara madofo nenyope, kungorwara nekushaya mari vototi vakaroyiwa.
@@TheChekasKo ivo vacho varikuenda kwaTàsvu sei vachinobatwa uye vachizobvuma kuti tinozviziva?
If you can find an answer to this question everything settled.
@@tichamatahe.5624vanonwiswa mudzepetezve vodhakiswa zvakataurwa nambuya maombedze. He might be hypnotising people if you understand what it means
Tasvika Chigodora woyeeeee
Karanganda hoye, please itai muchitipawo King Mtasa futi
Magada woyeeee🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Headman dai zvaibvira maiuya kuhurugwe kuzotonga zviri mumusha wedu😢😢
Hurombwa huripo asi pane rovambira iri kutyiwa apa kuti vanhu veFamily vataure chokwadi.lts obvious the light blue jacket!!!!
Ayewa Headman apa hamuna chamuri kutonga makudzvanyirira vanhu and dzimwe nyaya dzamuri kutonga munoita dzekunzwa regai kudaro vangawauye nenyadzawo
There is a lot of anomalies in this court ,heardman amuna right ye decider kuti vanhu canoenda kupi and the way ma jinda enyu interogate vasungwa is wrong they need training kwte kushandisa chidofo
Hello pipo,,,, ❤❤❤❤ channel iri manyama big Taps sando dzenyu
Mazvizwa here kuti sekuru waya wekuzviwetera mudare ra headman chigodora wabatwa kwa sekuru Tasvu
Vakomana vaheadman Chigodora hamuna respect kuvanhu vakuru dzungu muri kurivanza imi