Welcome Headman Chigodora tanga tasuwa kukuonai. Where's the other guy the one of your man ( Machinda amambo) uya aiva ne voice hehutongi very talented pakutaura
I agree with you.. Akaendepi nhai mu face uya kk it's two boys not one... The other one airowa ma Suits and the other one kk ainyora book kk warip nhai
Mugaran'nga wa Tete washanda pano Mambo inga manzwa kuti ndivo vasingadi kuti vabatsirwe wani.Mangogona pa Mafundisi vanozviita kunge ndivo vanotaura na Mwari direct
Hello hello to all who like Headman Chigodoras couts watching from here kwabBulawayo
Welcome Headman Chigodora tanga tasuwa kukuonai. Where's the other guy the one of your man ( Machinda amambo) uya aiva ne voice hehutongi very talented pakutaura
I agree with you.. Akaendepi nhai mu face uya kk it's two boys not one... The other one airowa ma Suits and the other one kk ainyora book kk warip nhai
Aripo ndakamuona achitenderera anenge ava mupurisa va headman
pamwe ndiye anenge akabata camera
Good morning everyone headman Chigodora basa mberi watching from Cape town
Keep it up headman nekuyananisa vanhu watching from cape town
Hello headman chigodora kutonga munogona zvenyu baba pamberi nemi watching from capetwn
Headman Chigodora vanogona kutonga, magrazi uyu supports you very well, mamwe matare atinoona anotongwa nemasaskam chaiwo
The best headman ever munoyanisa mhuri I love it rambai makadaro baba vevanhu vose.
Headman Chigodora pamberi nebasa watching from Harare may God bless munogona chaizvo
Headman Chigodora pamberi nebasa watching from Harare may God bless munogona chaizvo❤
@heardman chigodora please keep them coming please
Headman Chigodora l am watching from Pretoria, you are the best
Watching from UK well done
Makadii headman Chigodora long time...Magirazi well done
Watching from Midrand Gauteng
My favourite Headman❤
Anovenga Headman Chigodora muroyi.
Well done my headman
The best Chief👏👏👏watching from Capetown 👌
Headman pane Murume wamaitonga naye hatichamuone aripi mazuvano kana ariiye aneCamera pliz ngaadzoke aiziva zvaaiita manje
Watching from Capetown Chigodora kuseri tirikukudai paKurauone apo😂😂
Munhu nembasa Ake ndachida ❤❤❤
❤chigodora were loveyou
Chigora ndizvo
please put English subtitles. kune vasinganzwe varikuda kuona
Headman Chigodora to e people ❤
Number 1pano
Magina manga magarisa pasina zvirikubuda I love you mkanya
We have missed you headman. Long live
Taapo yeee
Headman mungaite sei iye akaramba kutengesa kanzvimbo kekuti vabatsirike
Pamberi nekuwaka madzinza head man Chigodora munogonesa kuwaka misha Mwari wekudenga wakuitirei zvakanka
Muri kupembedza gona nerinobata mai. Ngawagadzirise musha vawo
Order mudare akaendepi ngaadzoke pls
Chigodora the best
Saka nyaya dzeuku ndedzengozi nehuroyi nehurombwa😂😂😂
Herdman my herdman
Immm pashanda midzi apa
I like the intelligence of Headman Chigodora
Headman marohwa nemugaranganga
Mugaran'nga wa Tete washanda pano Mambo inga manzwa kuti ndivo vasingadi kuti vabatsirwe wani.Mangogona pa Mafundisi vanozviita kunge ndivo vanotaura na Mwari direct
Asi Tete ummm vane mugara N'anga chaiwo
Why ana tete vari dambudziko mumhuro zhinji?
👌
Bora mberi
To heir is human, well said human. Cases are never solved on the strength of the emotions.
Long time
Manatsa vafa
Headman godbles u
❤❤❤🎉🎉🇿🇦
Rova ngoma mdara Number iwere
Avandivo bba vanodzororadza mhuri munogona
Ndasvika chose
Please dzosai mukomana ayiwanzopfeka 🧢 please
Headman chigodora tovadawo kwedu kuChinhoyi vazombotonga kwegore rimwe chete ,😂
Headman chigodora to the people. Long live soko
Vana vababa vangu ngatiwe nerudo pachedu kudanana
Headman chigodora manga marova
Headman ndange ndakusuwai pano
Enniea ma1 , pamuromo neutsinye
Headman Chigodora mhunhu vevanhu anoda kuti vanhu vagare zwakanaka
Me from Capetown
Ko nyaya dzaMay dzakuuya now dzangadziripiko
Tete muno rambirei kubatsirwa
Hamusikumuziva musikana uyu. Akambopotswa nemheni
❤❤😊
Ana soko😂😂😂😂
Ko mkomana aigara ku left kwa headman akaendepi
Ava pacamerà
Taapo imwiwoye
Chadhakwa ichi
❤
Modzi yerunyararo
Tiripo hatirare
Chii chinonzo mufumho
Chigodora chopedza ma spots
Hello hello to all who like Headman Chigodoras couts watching from here kwabBulawayo
Watching from Manchester not far from the noise neighbours .
❤