MHONDORO NEUSO ......... MWANA OITA SENYOKA UYEWO SEMBWA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Комментарии • 78

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 месяца назад +11

    Mazuvano hapachisina kutrusta munhu nyika yese dzangova mhondi nevaroyi😂😂

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 2 месяца назад +9

    Taura zvenyu mr Neshamba. We are Africans no matter how educated we can be or how long we can live in America, UK or any other western countries, we remain Africans. My first son is a prophet and one day he said he knows if he stops church and praying he will defo be a "Sekuru" because of the family background. The last two kids don't believe in any African cultures and customs. So one day I told them kuti tingagare zvedu nevarungu like this but we can never be them.

  • @rudothenga5244
    @rudothenga5244 2 месяца назад +8

    Mhondoro hakuchazi kumusha kwangu mmmmmm zvanyanya veduwe chief action makuda kugaurwa huroyi hwanyanya

    • @Dorothy-i4u
      @Dorothy-i4u 2 месяца назад

      Kana neniwo hachave weko kwakutoda mukotsanjera

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 месяца назад

      Murinechepapi ini kwakanga chena kufiregard​@@Dorothy-i4u

    • @stellahchakwenya1335
      @stellahchakwenya1335 2 месяца назад

      Mhondoro yagara inevaroyi dear takakura zviriko but hapana aitaura

  • @MarianMarian-mk4vg
    @MarianMarian-mk4vg 2 месяца назад +2

    Hi Drewmas people Long time guys .thank you Drewmas media
    U take us to another level ❤

  • @Nunec
    @Nunec 2 месяца назад +1

    Shamwari inenge mai Hugh is a good friend❤

  • @charityzanga7604
    @charityzanga7604 2 месяца назад +5

    Drewmas media taking u to another level

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 2 месяца назад +3

    Ini handichabve Mhondoro hangu ummm

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 2 месяца назад +4

    Pamba penyu kuratidza pane zviripo😢😢😢

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 2 месяца назад +2

    Mazita ataurwa ayo nemwana paange achirwara vane nyaya ngaiende kwamambo padanwe mubetseri paitwe rerun

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence 2 месяца назад +6

    Muridzi wemombe ndiye muroyi

  • @Suewally
    @Suewally 2 месяца назад +2

    Muridzi wemombe ngaataure chokwadi tisati tamurova uyu. Zvaida kuuraya mombe ndizvo zvakazouya pamwana uyu fullstop

    • @MemoryNdoziy
      @MemoryNdoziy 2 месяца назад

      Taurai henyu muridzi wemombe anoziva zvaakaita

  • @SamuelZengeni-us8fo
    @SamuelZengeni-us8fo 2 месяца назад

    Muridzi wemombe... mai Yuuu vane nyaya

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 2 месяца назад

    Pamombe ndopakabva chirwere chemwana uyo

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 2 месяца назад

    Thanks shumba, tinodzidza zvakawanda chokwadi

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 2 месяца назад +3

    Mangwanani Shumba

  • @AraChasheMutorera
    @AraChasheMutorera 2 месяца назад +1

    Tipei#dzamadzibba

  • @RegisSigauke
    @RegisSigauke Месяц назад

    Ende zvakaoma

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana 2 месяца назад +1

    Mhondoro kuvaroyi kunototyisa

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 месяца назад +1

    Kushaikwa kwemari vanhu muzimbabwe vaimbofanira kubva kumbotiza kusiya Zimbabwe isina munhu😂😂😂 mosara mhondi nevaroyi

  • @luciabanga1677
    @luciabanga1677 2 месяца назад +6

    Haisi satanism here

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 2 месяца назад

    Madzibaba veMan U. Team yasimbiswa gore rino haidyiwe

  • @FaithGotora-sy9cl
    @FaithGotora-sy9cl 2 месяца назад

    Umm inga zvakaoma veduwe,

  • @SimbaracheMabande
    @SimbaracheMabande 2 месяца назад +1

    johane masowe yenyenyedzi nomwe 🙏🙏🙏🙏

  • @Thandiwe-km7ip
    @Thandiwe-km7ip 2 месяца назад

    Shumba makadiiko❤

  • @ephraimchadada5441
    @ephraimchadada5441 2 месяца назад

    kumaraini kwangu shuwa zvakaoma veduwe

  • @rachaelmamvura8797
    @rachaelmamvura8797 2 месяца назад +3

    Home

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 2 месяца назад

    Madzibaba havasi vetsitsi ndeve hondo, vanhu veMhondoro munojairira nxaa

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 месяца назад

    Zimbabwe yese munhu wese angova muroyi bcz every day huroyi ,kupondana munhu wese angova muroyi ndatenda

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад

    Uri wehondo hre or urimuroyi munoroya pamwe munozivana vanhuvenguvo tsvuku varoyika ava zvakangofanana nen'anga vanozviti trivakuru vevaroyi nokti vanozivana pauroyi hwavo kuti ava vanoroya asi panevakuru vavo totenda nokuporesa mwana

  • @LindahTarwirei-nu5fs
    @LindahTarwirei-nu5fs 2 месяца назад

    Mai vemombe iyo ndovaroya mwana apo zviri pachena

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 месяца назад

    Maswera sei

  • @PreseviaranceMarangwanda
    @PreseviaranceMarangwanda 2 месяца назад

    Haa huroyi

  • @Jenny-yi4qu
    @Jenny-yi4qu 2 месяца назад

    Dai Amai vaye varikusvikirwa nemhepo yeku1985 vakawanirwa vabatsiri samadzibaba ava vabatsira mwana uyu

  • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
    @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 2 месяца назад

    Muri sei mukoma neshamba mhoresai Mai maka nemuporofta kkk

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 2 месяца назад

    ❤❤❤

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 2 месяца назад +1

    Tavepo Drewmas❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @MitchellMashaire
    @MitchellMashaire 2 месяца назад

    Ndokumbirawo # dzanadzibaba avo baba vangu vatambura😭😭😭

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh 2 месяца назад

    Yaa modzoser shuwa

  • @WalterMakona
    @WalterMakona 2 месяца назад

    Kumusha kwedu eyy exactly areas yangu ,

    • @edmoredharara
      @edmoredharara 2 месяца назад +1

      I even know the family kumusha kwangu exactly

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 2 месяца назад

    Haisi ngozi hr

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад

    Musandione kunonoka ndanga ndichauya ndasvikawo

  • @Dorothy-i4u
    @Dorothy-i4u 2 месяца назад +1

    Mukotsanjera anopedza zvese izvo

    • @Monica-z3t
      @Monica-z3t 2 месяца назад

      Anopedza zvese hake ASI a Tangikiba anodhura uyo

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 месяца назад +4

    Vamwe tongoisa ma likes tichidarika

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 месяца назад

    Hesy mukoma Andrew munotigonera rambai makadaro muri kubata basa

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 2 месяца назад

    Makadii vaNeshamba

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад

    Mhepo yacho iripamusha penyu ipapo

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 2 месяца назад

    Ko vanozivawo kana makatumira hembe kana kuti ndedzemumbero dzidzisayiwo vamwe kuti vabvise mazita emakambani aripanhumbi dzavanenge vatenga kana kutumirwa. IKEA name tag iro riripa fleece jacket rakapfekwa naamai avo dayi makaribvisawo.

  • @ChristianMukwasi
    @ChristianMukwasi 2 месяца назад

    Mhondoro hatina zera nayo

  • @gm4781
    @gm4781 2 месяца назад +4

    Chero kuvarungu kunevaroi vanotoiti witchcraft.

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 2 месяца назад

    Chirwere icho chinonzi RABBIES kana kuti Chimbwamupengo.....ukarumwa nembwa munofanirwa kubaiwa to prevent it chisati chabuda or else hachizorapika

    • @wekwamazorodze8660
      @wekwamazorodze8660 2 месяца назад

      Saka apa murikuti rabies yakarapwa neMadzibaba here nekuti mwana uyu haana kuenda kuClinic

    • @Nunec
      @Nunec 2 месяца назад

      Akarumwa here?

    • @norestchiranda6282
      @norestchiranda6282 2 месяца назад +1

      Musangobvotomoke iwe akarumwa nembwa hr

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari Месяц назад

      Ko kungonyarAra duzman

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 месяца назад +3

    Nyaya iyi inoda Mukotsanjera

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 2 месяца назад +1

    Chandinodira Drewmas Media mavideos avo ari very crear no noise anonakidza kuteerera

  • @clementmrehwa9885
    @clementmrehwa9885 2 месяца назад

    Rabbies

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 месяца назад

    Satanism iyo zvotoda kuchivanhu

  • @Anotidaishe-m9d
    @Anotidaishe-m9d 2 месяца назад +2

    Zvinotyisa

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 2 месяца назад +2

    I think Satanisim

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda 2 месяца назад

    Satanism yakazara