Zvimwe zvinhu muchaunzirwa mamwe ma problems kupfuura zvamuinazvo. Parents are very dangerous hatirambi asi ummm hatisi tirikuzviwanza here veduwee. This is a curse. Baba vakabereka baba vangu ndakanzwa kuti he was against vanhu canopa muzepete, so i have to ask vanoziva nezvazvo and i heard kuti unogona kutorasika pfungwa because of hallucinations wadhakwa.
These guys come with their snake, kuchembera wonzi wave muroyi. Old man anofanira kumbobata nyoka yacho kana iriyake or to ask him tizive kuti ndeyake here. These are FAKE N’angaz. Old man vanenge vane Dementia, very confused. Boyz raenda nenyoka yaro for next assignment plus Ca$h.
Mambo is being bribed nanaTsikamunda now: Hanzi Mambo ngaapiwe mombe. Ko iye Mambo haagoni kuzoripisa oga sei, kana zvakakodzera kuti aripwe - since maSabhuku/machinda ake aripo zvichiitika izvii?
Sekuru ava kuroya vanoroya zvavo..last time he wasn't paying attention kune n'anga yakatanga kuuya vasatomboda kuvapo vaida kuenda kumunda iwe une vana 2 nemukadzi varikupenga then few days ago vakati hupfu unogara kumunda kutone maplates nemapoto vanobikira ikoko..ndokunenyoka dzavo ikoko..the last n'anga akati kunezvikara zvavo kumunda ikoko that's why vaida kuenda vachisiiya vabatsiri
Sekuru kuroya vanoroya havo but the snake is not his..he is in shock yekumoneredzwa nyoka muhuro...that was very wrong ana sekuru n'anga...and the other thing sekuru n'anga must let him confess with his mouth kwete kuvapomera that's wrong..sekuru Hungwe was on point
Mwari havazvide izvi. Sekuru ava munhu mukuru, mubereki haanzwaro. Kudza vabereki vako mazuva ako azowedzerwa panyika. I will never allow this to be done to my parent.
Shoko ra Mwari roti ndiani ko pakati penyu asina kubvira ambotadza Ummmm yes offcourse vakataxza but the way yavari kuvaita zvakaoma hazvo ndiri ani hangu ndingatonge
Lyk the song ayiiiiiiii👏👏💃
Aaaaah dzimwe n'anga chenjerai nhema ndomasaramusi chaiwo ayo please please
Haunyepi
Ndaonawo ayo madrama chaiwo no clue kumanikidzira sekuru ,each onoita play yake just check Maposition avarikumba as a team
True
Mudhara ave kushungurudzwa uyu ummm
Justice for this skru veduwee, kuchembera imhosva here
Team malawi yazowana kwekutsvagira mari manje kkkk
Bho here nekamudamburirwo kaitwa musoro wehuku aaaah sekuru musadaro imi ndatanga kuzviona izvi pamuri
Kuzvigure zviriko
Zvakaoma kudya huku mbishi umm ma1
Drewmas Media taking us to another level.
Thank you vaNeshamba,
Sekuru avo vanwiswa mudzepete unodhaka thats why vakuti udzai mukaka hapana zviripo apo chitsotsi chacho tochiziva chose
Automatic taura hako something not right
Very true this is fake zvinorwadza vanhu voparara ne kushaya zivo
Uuuuuumm zvakaoma hazvo neni handisi kuzvinzwisa ini 😢😢😢
Masaramusi ayo
Madziva makakundikanaka vana sekuru msadaro imi makatengwa kani
❤❤❤❤rwiyo runonaka urwu yeyyyyy ndanakirwa zvangu.
Thanks DM
Mbavha idzi
Hatina kunyatsoona zvakanaka panyoka apo
Vasadaro sekuru Kani vakura
Chiperehumwi
Kasong I nice
Eishy huku yaita munyama iyo
Pakaipa
Shato haishandiswe nevaroyi,inyoka inoshandiswa nevemudzimu hakuna chikwambo cheshato
Saka pane maths dzakatambwa
ukutaura chokwadii
True
Zvimwe zvinhu muchaunzirwa mamwe ma problems kupfuura zvamuinazvo. Parents are very dangerous hatirambi asi ummm hatisi tirikuzviwanza here veduwee. This is a curse. Baba vakabereka baba vangu ndakanzwa kuti he was against vanhu canopa muzepete, so i have to ask vanoziva nezvazvo and i heard kuti unogona kutorasika pfungwa because of hallucinations wadhakwa.
Eish it's scary
Team Drewmas murirudadiso
These guys come with their snake, kuchembera wonzi wave muroyi. Old man anofanira kumbobata nyoka yacho kana iriyake or to ask him tizive kuti ndeyake here. These are FAKE N’angaz. Old man vanenge vane Dementia, very confused.
Boyz raenda nenyoka yaro for next assignment plus Ca$h.
Kuti kudaro hre veduwee
Musadaro baba heyi chero varoya mhani denga amupindi
Wataura chokwadi.
Zveshuwa uuuumm ngavarege kudaro shem
🎉eish huku iyo yadyiwa iri mbishi
Zvakaoma kani. Vanhu regerai zvekuromba izvi.😮😮😮😢😢😢😮😮😮
Vakunyepa
That snake haisi poisonous, ishato yanzwa nenzara yakachengetwa nanabharanzi vanengundu avo. Zvinhu zvemishonga zvinoonekwa physically here kkkkkk muchanamata zvenyu
Ende futi 😂😂😂😂😂 chokwadi chisingaputse hukama
Drewmas zvazvinhu
Mmm drewmas honestly elderly are being abused this is too much on public too 😢
Zvinorwadza imagine ari mubereki wako arikitambudzwa so 😢why vachibata nyoka dzisingarume ana python
@@regreatdoreka ini handiitirwe matakanana akadaro ndotandanisa vanhu
Drewmas media sando dzenyu God bless you 🙏
Ndonhema idzo
Kudya huku mbishi chigure icho
Dremas tendererai mhondoro yese
Murirudadiso Drewmas rambai makadero
Inyoka yekenyepa iyo mapipi ayo
Drewmas media taking us to another level
Uuuuuu
Mhondoro ndokumba
Avo vaakudyao huku mbishi uummmm hausi huroyi here
Uuuuuumm kutomwa ropa chaiko uuuumm 😢😢😢
Mambo is being bribed nanaTsikamunda now: Hanzi Mambo ngaapiwe mombe. Ko iye Mambo haagoni kuzoripisa oga sei, kana zvakakodzera kuti aripwe - since maSabhuku/machinda ake aripo zvichiitika izvii?
Ngamanga lamanga , its a comedy
😂liqiniso awuboni bayamcaba
Idzo nanga idzi dzese dzinoda kutaura chimalawi apa vasingachigone futi
Vanhu ngatinamatei veduwe munyika makaoma umu
Zvakaoma
Ndatadza kuripedza video iri pandaona achinwa ropa rehuku eyshhhhhhh moyo wangu wasimuka
Murume uyu ane mukadxi hr kunwa ropa rehuku uuumm shem
Chigure icho zvigure ndozvinodya huku mbishi plus kunwa ropa mmmm yaamhepo yechikwambo here
Vapfanha vano chuna sekuru musiyane nazvo zvekuroya izvi nhasi magerwa bhibho
Avo amai vaneka top ke purple vakangwarisa kwazvo vanotaurisa kusanyara pakaroorwa munin’ina
Aai N'anga adzina kuuya ne nyoka here
Dzauya nayo
Vaneshamba murikushanda
Ummmm 😢nhaimi Kuchekwa chekwa kudai 😭🙆
The elderly are being abused,what a shame
Sekuru ava kuroya vanoroya zvavo..last time he wasn't paying attention kune n'anga yakatanga kuuya vasatomboda kuvapo vaida kuenda kumunda iwe une vana 2 nemukadzi varikupenga then few days ago vakati hupfu unogara kumunda kutone maplates nemapoto vanobikira ikoko..ndokunenyoka dzavo ikoko..the last n'anga akati kunezvikara zvavo kumunda ikoko that's why vaida kuenda vachisiiya vabatsiri
Tasvu apana chanogona
Tumadhara utwu nxa
Zvosemesa
Mubhedha uyo
Sekuru kuroya vanoroya havo but the snake is not his..he is in shock yekumoneredzwa nyoka muhuro...that was very wrong ana sekuru n'anga...and the other thing sekuru n'anga must let him confess with his mouth kwete kuvapomera that's wrong..sekuru Hungwe was on point
Chizigi ndechekuMamour chirikurambwa nemamwe mabandiko ehurumende yacho 😂😂😂 ifokororo yechinhu
Lista
Vamwiswa zvodaka havachaziva kana simba hapachina veduwe ka
Malinso
Pakudya huku mbishi ndapererwa
Zvakaoma
Mwari pindirai tizive mwari izvi zvakaoma izvi😢
Ma1
Kuzvigure zvechimalawi vanodya huku mbishi
Drewmas zvimwe zvacho mmm makuzvinyanya iwo masaramusi ana n'anga venyu venhema ndoatingapedzere data
Ma T shirts manyama
Drewmas dzidzai kuita zvoita vamwe vatori venhau kuty part 1 .2.3 kuty nyaya dzenyu dziteverereke
Mwari ndemumwe asi iye akapa rudzi rumwe nerumwe nzira dzekumunamata nadzo asi isu vatema takabva tarasiswa yedu nzira kwakuti yevarungu ndiyo kwayo
Uuuuummmm zvakaoma shuwa
Mfitu
😂😂 mfiti
Bataps musei
Ndi Andrew Neshamba uyu cuz
Even though muroyi but ...vakuvaiteiko
Shumba nyatsopindai mudariro mutsike jaivhi😄😄🤣
Mwari havazvide izvi. Sekuru ava munhu mukuru, mubereki haanzwaro. Kudza vabereki vako mazuva ako azowedzerwa panyika. I will never allow this to be done to my parent.
This is not life, the guy is in pain he can't stand up Hapana bere.
Apa makanyeperwa apa akutopedza huku dzevanhu ka next tym musatiratidze zvakadai vanhu vakuitiswa ava
Yes muroyi zvawo. But this is wrong. Kinyadzisa sekuru panharaunda yese
maminini shame nyika ine masaramusi
😢😢😢
Zviriko zvekudya huku mbishi ndakazviona kaviri kese kubirchenough nen'anga dzekwaanachibuwe
Taura hako ndakatombozvionawo ku we kunonzi kwama sugar sugar kubocha
Nyoka inoshandisa kutora chikafu indara kweshato
Drewmas bhora mberi but muchandidzingisa basa nekuteerera drewmas media kudakadza ndokoshiwa çhero kudya imi
Yoweee sekuru vakachekwa nemagaro 😮
They all catch shato isina poison ngavabate maCobra or mambas
Vanorumwa
Nhaka nyoka dzichapinda busy nen'anga fake drama
inini hangu pakudya huku mbishi apo ummm hakuna zvakadaro nyoka iyo ndeyemu mvura haishandiswe nevaroyi
Why n'anga dzese dzichingobata nyoka chete pne kakuhwandirana karipo
Maya nyoka haina kuuya nemachinda awa
Shoko ra Mwari roti ndiani ko pakati penyu asina kubvira ambotadza Ummmm yes offcourse vakataxza but the way yavari kuvaita zvakaoma hazvo ndiri ani hangu ndingatonge
Kwa Tasvu vanongobatwa wani varoyi nezvinhu zvavo pajekerere,ko apa muri kurambei
Sekuru Tasvu havaite masaramusi akapusa kudai plus munhu anonotora ega zvinhu zvake hauye nezvinhu zvausina havawanzoenda kumba kwemunhu
@@chipomundava8735 Yaa zvesure,
Mmmm anatsika mutanda vasamanikidze munhu zvaasingazive sekuru chero vachiroya but zvabatwa hazvisi zvavo vanhu avo vanofamba nezvavo why vachingo bata nyoka vanhu ngativhurekei
Ummmmm nyoka boe ere iyoo ko sei isiri kupfakanyika
Idzi n'anga idzi mwari awe nadzo vanwiswa mudzepete sekuru awa hausi muteyo,, kumusha kwedu kwakambouya wana madzibaba vakanwisa vanhu wese muteyo ini ndkatoumwa vanhu vairoya vkatanga kuita zvawanoita husiku bt hpn mukaka vawakapihwa vkatakurwa vkaiswa kudzimba dzavo 3 days vachingodaro bt zvakazongopera zvega,ska nyaya yangu iri pakuti fake godobori
Asi huku yafirei guyz 😭
Eish for his privacy sake.Please cover him from the genera public. 😢😢😢😮😮😮😢
Zvaakanga achiroya aita privately here
Kudya huku mhenyu ndokudii? Uyu ndomweya wetsvina uyu.. Ziva kana mweya wetsvina zvekubatsira unogona futi. Dzimwe n'anga ngwarirai. Moses akadzionawo dzaigona zvaaiitawo. Kudenga kuchanakidza uku
Handisati ndambòna Tasvu achibata nyoka..ava venyoka l don't trust
Devil at work, shame false nganga
this should be banned! what kind of abuse and dehumanising others is this :(
Stop disrespecting the old man makuzotisvota manje
Ipapo nyama dzedzichirwadza nenyora wonzi wafamba sebere😂