Age it's nothing but just a number,ndozvakada mukomana uyo ,moyo muti unomera paunoda,zvakange zvaitwa nevarungu zvinonzi zvakanaka wani ,siyai munhu ade munhu wake.
Yooo guys l know love is blind ,bt this is too much that boy suppose to be her grandson not a husband, ohhh God kwawe kuguma kwenyika vanhu vaMwari let's pray harder 🙏
From my science teacher At age of 70 it cant kt munhu achange achaita nhumbi nokuti haachaendi kunguva yavanhukadzi.Kunze kwemishonga ambuya ava ngavanoongororwa nemachiremba ezvechibereko
Hapana kana gwenzi raakapiwa Zviriko zvakadai Just vanhu tinezvatinotarisira at certain ages hence the reason why people hide. You will be surprised kuti vangani varikuita zvakadai chivandevande .Akadonyura murudo. At least they are not hiding. Nhubu ndedzirikuzviita murima
Kaunzenza kachiripo katoramba superannuation,kusekenyeka umm ndainyarira mbuya iyi umm
Uuuum mashura
Kana iye mkomana wacho haaseme here sinhi yambuya yachena vhudzi kunge gemenzi rekuma sowe shame on him
Komukomana wacho aripi, gogo ava ipfambi chero musekero wacho.
Uuumm ndakunyarirai gogo.kune waye wanoti mukadzi wang muhombe negore Muriko hre hezvoka izvoo
Ndosaka ndisingade mukomana mudiki kwandiri uuuuuuuuuuu ndatya nazvo
Asi gogo vakapenga. Kumitiswa at 70. Kutotarisira kuyamwisa at that age. Vane ginger. Pqwaaaaa
Ko kuseka? Sweet spirit. Pqwaaaaa!
Gogo ava vanoda zvinhu, nayiyewo mukomana wacho hadzina kunyatsoti kwesere.
Kkuzoti nzara zvakaoma
Vachiri kutevera here mai avo nhema idzo hachisi chimimba mutekwe here
Taura hako😂😂
Ndizvo anditi vati vakaona vajambira 🙌mbuya iyi ka iyi panechinodaro chete
Mbuya ava ngavaongororwe handifungi kt dzakakwna mumusoro zvavo
😢chokwadi
Imi tichiri muZimbabwe here kana kuti Zimbabwe yakatorwa nerupture tikasara tisina nyika🤔
Age it's nothing but just a number,ndozvakada mukomana uyo ,moyo muti unomera paunoda,zvakange zvaitwa nevarungu zvinonzi zvakanaka wani ,siyai munhu ade munhu wake.
Taura hko vari varungu tinoti congratulations
No hama vanhu mumazuva ano at 45 anenge atoguma so kana gogo avo vachinzi vane 60 but vachirikuteera uuuum zvinototyisa
Dhara kurora 12yrs zii nhasi gogo nepwere imi madhara heyo mhere mhere
Haisi nhumbu iyi.Isudo zvirimusoro mavo kufunga kuti vane nhumbu.Vakadzi vanosvika 70 years here vachiteera nguva yavo.
Mbuya haihwi iyi asi matauriro ayo very innocent zvavo kana kunyara zvavo
Saka amwene vairuka preparation yemuzukuru here kkkkkk
Vanoti havasati kwanisa 60 wani dzidzai kunyora chokwadi vanhu venhau
Lavd yo comment kkkkk
70 yrs still seeing maperiods sandiro drama here iroro😂😂😂😂😂😂😂😅
Drama iri sure aaa zvosemesa
Big drama
Mbuya vakashandisira mwana mushonga avo
Vanoda kuenda Jeri rimwe chete madzibaba Ishmael
Kusakwana uku hapana munhu ane70 anoita nhumbu kuti anoenda kumwedzi here ummmmm pakaipa
Muchiri kutevera here at 70 ? Ndongoda kuziva kana zvichiita kubata nhumbu usingachateveri.
Atowe Sara we mubible
😢😢😢😢 nhaimi zvakawoma hazvo imi gogo hamunyari hr arikurara nezvinhu uyu kwet gogo
Hapana mushonga apo akanakirwa ne gapu rechembere cz haana kuzvitangira pana mbuya ava dai kurikokutanga taiti pamwe ende mambuya Acho haatozivane aanonyenga haatozivane nagogo avo regai vazvisekere
Haa mbuya iyi kaa dai Mwari avawanira nyasha zhinji 😢
kkkkkk fanika Dhiki kaaa kana iyo kiss anoisa Pai pamazino anengura ayo😂😂😂😂 ndachema zvngu rikiti bvuuuu
Lam ngingu Mampofu ngaze nganyara veduwee😂😂😂
Uphambene wena gogo
Mashura nhai mvura inganaye here,nhamo ingapere here,havaende kumwedz ava vakaguma kare
Yooo guys l know love is blind ,bt this is too much that boy suppose to be her grandson not a husband, ohhh God kwawe kuguma kwenyika vanhu vaMwari let's pray harder 🙏
Saze sayangeka singama Ndebele kanty gogo sokwenzenjani sokutheni lona uhleko gogo ulokhe uzibona njenge nkazana 😢😢😮😮😮zinsuku zokucina
Lu Thando
Lo ufuna ukuhlolwa ingqondo.
Uyagula Lo , okunye yimithi abayinathayo bebadala ngoba ayilumi lento
Syndicate rehusiku iri panenyaya apa
Kusakwana hanzi ndichirikunzwa 😮😮kusatonyara futi chembere yacho zvakaoma hazvo
Nekuchembera ikoku mbuya vachiri kutapirirwa nebota 😢😢😢😢
Ndisaka mvura isingachanhayi munyika aaaa zvinotyisa izvi
Ah kuyayangisa ukulala lomtwana omncane ongaba ngumzukulu wakhe
Yimhlolo leyi ugogo ongaka osafuna icansi yikho izulu linganethi
Yeah cabanga
Makambonzwawo kuti 70yrs ichiri kuenda ku Mwedzi Amai ava inhamo zvayo but 70 havasati vaswika taurai chokwadi kana muchi record
Haaa 😢😢😢 ndokusaka kusingachanayi vana vari kurara nemidzimu straight
70years haiyachaendi kumwedzi hapana mimba zvimbuya zvoshereketa kudyisa mwana
Saka gogo vari kuruka vava kutogadzirira preparation here yemuzukuru here kkkk .
😂Gogo avo vakadyisa mwana
Iyo shawl yeblack
Kkkk dhiki anemabasa
Dhiki hoyeeeee Dhiki 😂
From my science teacher At age of 70 it cant kt munhu achange achaita nhumbi nokuti haachaendi kunguva yavanhukadzi.Kunze kwemishonga ambuya ava ngavanoongororwa nemachiremba ezvechibereko
True
A Ugandan woman has given birth to twins at the age of 70, with the hospital claiming she is Africa's oldest mother
Amwene looks bettr than muroora imari hayo isipo
Hybrid language 👏👏👏👏 nice makes want to visit that area😁
Ummmm mukomana im sure dzakarasika
She is a free spirit kana amwene vagere bhoo nemuroora saka ngazviende mberi maMpofu 💃
Saka mati boy boy arikutokisa miromo iyo here 🤔
😂😂😂😂 obvious hapana ka bota parinodyiwa musingakisane arikutonakirwa mwanakomana😂
Iiiiiiiiiiii mbuya inokara iyi yuwi🙌🙌kukara chaiko zvekurevesa ,kuruta chaiko yuwi , vaneutsinye vakaisira Mwana mushonga chingasingeni Chavo icho chaunyana , zvinorwadza hameno boy Wangu akandiitira zvakadai hameno ndorw 4:48 adziwa kusvika papi veduwe😢 apo Mai vake vanetenge same age nemuroora or vatori vadiki
If you have a boy child nyaya iyi haisi yekuseka asi yakuda kuti tinamatire vana vedu .Tava kurarama mazuva ekupedzisira
Ndoona sekuti mukomana aneimwe pfungwa one yakashota
Amai vangu ana achihera muno shooter mafirimu heyika ndapererwa 🙌🙌🙌
Izvi zvakaipa kwazvo asi dai Ari musikana murume Ari mukuru zvaiva nani
Guys let's pray for Zimbabwe bcs iiiiiii aya ndomashura chaiwo ummmmmmm mambo dhuterere uripi huya uimbe zvinonyadzisa zvingura imba iyo chingochinja mashoko chete
Gogo vane mushonga ,mkomana uyo anoda kurutsiswa.
Waze wayangisa mama ngokuba yisiphingi uluhlazo ngabona uyahlanya
Mbuya ava vane demon rechihure kana vakawana nguva vakwane
😂😂😂😂😂😂😂😂 iyi nyaya inonakidza iyi zvikuru sei ichitaugwa nemuridzi wayo, mampofu special 😂😂😂
uuum mbuya avo pane imwe pfungwa inodhonzera dzimwe kuside
Hapana kana gwenzi raakapiwa Zviriko zvakadai Just vanhu tinezvatinotarisira at certain ages hence the reason why people hide. You will be surprised kuti vangani varikuita zvakadai chivandevande .Akadonyura murudo. At least they are not hiding. Nhubu ndedzirikuzviita murima
Gogo vanechimimba mutekwa.Chidumu chinoitwa nemunhukadzi anorara nevarume iye aguma kuenda period haisi mimba inobuda munhu
I think so
Ngedwa jikelezi mbuya iyii ine 60yrs or 70yrs?
Ko vasikana vanoroorwa nemadhara wani, whats the difference here
Very true
"Neni ndinobata andina stema nabo". Kkkk then the laughter. . Mthakathi wesgogwana akula mpofu enje ungasisukeli thina.
😂😂😂
Ugogo lo shuwa!
Ummmm koiyo miromo yacho kna kusasema kwacho
70yrs nyere dzacho vanodziwanepi nhaimi nhaimi haisi nhumbu I menopause.or vane mushonga Gogo Ava it's not normal
Hazvisi normal vachiri kuenda kumwedzi hr. Mbuya iyi vane mushonga
My question exactly
Matraburu ndereyi. Ndo pane problem yose ipapo
Hmmmm at 70 vanga vachiri kutevera inhema haisi nhumbu itsvina iyo 😂😂
Chembere yocherera imwe chembere mvura nehuni😂🙌ava gogaz ava ngavakwane
Gogo hamuna nhumbu mawe pamenopause
Now I understand coz Dai arimwana wenyu chaiye Dickson maisambotaura muchidai vamwene
Gogo vakaroya mwana
Haaa ma 2 k Aya varikuwanza mutoriro vose vakomana nevasikana vacho varikuda zvakapfava se honye. Vasikana varikuenda kumadhara vakomana kuchembere haaa pamwe ndiyo generation kuchinja kwayo
I like how she mixes shona and ndebele😂😂
Ugogo uyangibulala ngembambo lo😂😂
Haisi nyaya ye chokwadi but Dicky ari kuda kupa chidzidzo kuna Mai vake. Akamboroora ane mwana 1 vakamuramba, abva aunza chembere😂.
Mbuya yakadyisa mwana uyu
Gogo avo vanofanigwa vachiroya ,ndofunga iye anoona kunge arikurara nhavo ,izvo acirariswa nezvidoma, kutosekerera kudaro kunge ukutaura zvinemusoro
I feel you,this world hey😢😢😢
Kanotoroya chete
Gogo vakuda kutotora journalist tarirai smile iyooo.
Makore afamba gogo ko iye mukomana pfungwa dzake dziri sei aharware here
Panenge pakashanda mushonga apa
Please take this gogo to sekuru tasvu 1
Kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkk hanzi baba hakuna mushina ha ha ha ha ha ha ha ha ha ha
Uyu mwana iproblem chaiyo mmm baba vebenzi havana mufaro shuwa
Chimimba mutekwe icho chinoitwa nemunhu unoda varume akura
Sperm bank
Yes hapana mimba apo, inhema,zvose
Kkkkkkkk zvakaoma anzi anoda varume akura
Kkkkk zvakaoma amai ava vakadyisa dickie mushonga haana chaanombofunga zvese zvaarikuita arikuona sezvakanaka anoda kurutsiswa
Mwari tinzwireiwo tsitsi , vana vedu Mwari 😭😭😭
Muroora anemotokari ka uyu vakufamba nyore chikomna kkk hazvisekesi guy
Aaah 70yrs ingaita mimba here😂😂😂😂imika musada kutinzwa
Ko munhukadzi anopedzesera kuenda kumazuva emwedzi avenemakore mangani??
Menopause starts from 50 to 60 varies from person to person
Even from 45years
@@SusanChitsongayou are right, some even start earlier. Zvambuya awa zvogona zvichida medical check up coz it's not normal
Shemuuu kuda mudzimai wangu mukomana uyu hanziizvee
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndakanzi uchikunzwa kkk mbuya iyi soo katori kahule hule chaiko
Kkkk tuchembere twema zuva ano kusanyara
Aaa vese vari vaviri vane mental problem, vanotoda kubatsirwa mufunge, hazviite izvi, imi hamuone kt mai avo vane problem upstairs here, hazvifadze izvi
Moti Nyika inganaka here pakadai😂👐
Iyo mvura inganaya pakadayi here
Musanyepa imi 70 years achirikitevera here ummm
ziki wacho anoda kuongororwa kuti akakwana here,handifungi kuti aribhoo dzinombobuda chete haaa avo chihera ummm dambudziko chairo sure unorongedza ma bag kutizira cheche yakadaro?
I would want to hear Shadhaya”s response to this
When you think that you have seen it all then boom 😂😂😂😂this one again
Everyday knew discovering!
Hayi bo ugogo kahambe ayedinga osowabo.l think they drink together
At this age our mothers bahleli ekhaya abasela madoda at the age 67 abenzi Lutho luhlanya lolu
😂 ndapererwa hangu vari normal here gogo avo😂
Hawana wese nemukomana wenenge wanorwara nepfunfwa
Ini ndrikutonyara mbuya avaka ngavasungwe
Mmm mbuya vanyatsori ryt ryt here avo
Vanenge vari but chikoro
Stepmother is a wonderful woman
Gogo ava ipfiti chayo.vane mushonga ava.
Uuummmm mwari dai vapindira sure .... Gogo avo Havana kukwana
Benzi chairo vanoda zvinhu
Ko kuzosvipa svipa Kkkkk Kkkkk Kkkkk Kkkkk zibete remabhachi
Mbuya vane zvawakaita mwana shame kutonhodza ropa remwana why
Aish pakaipa just imagine this boy ari mwana wako yooo marwadzo shem 😢😢
Kanyika keZim ma1😂😂😂😅saka murehwa ndiyo yazogona kududzira tsumo iye yekuti 😂😂chembere mukadzi hazvienzani nekurara mugota😅😅
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 zvakaoma kani
Eish zvonzwisa tsitsi mai ava vanoda rubatsiro upstairs pane tambo ikuregedzera dzimwe chete
Nonsense