Ummm pakupedzesera mambo havana kupotsa here is it his duty to also take care of baby mama, or he just takes care of the kids, actually baby mama must also help pane zvinodiva pakuchengeta vana she must also provide, kwete kuti naiyewo atochengetwe. Now that matare aya are now video recorded and publicized, it is very important for the Chiefs to be careful of misleading some viewers
@@kudakwashenobertmakwiyana2051chokwadi apo vati potseyi mutemo kana murimkadzi nemurume munoshanda mese weather varikushanda kana mkadzi haasi kushanda ir aisawo ruoko rwake ipapo no no no hakuna izvozvo kusheyana kusheyana mkadzi anotove neroll yake kutobikura ivo bba vachienda kubasa kuita vana kutsvaira kubasa guru chairo apa vatitsvedzeyi chief ndinovafarira hangu chief wedu😂😂
@@kudakwashenobertmakwiyana2051 Hapana kana pa1 paapotsa, mutemo we Maintenance world over ndozvaunotaura, mukadzi waunoDivorcer whether ane vana or haana if she was financially dependent on you, ngoma ndiyo ndiyo until divorce settlement muzvizive izvozvo. Mambo is on point
@judithnyakunuhwa2460 Havana kupotsa, inga vataura wani kuti kucourt kunobvunzwa what was your contribution let's say pakuvakwa kwemba wakataura kuti ukati ndaibikirawo mabhiridha or ndaichera mvura or whatever that's sufficient in court. Zvataurwa wani?
Watching from Sydney. Mambo muri number one. I love your sessions and I learn a lot. You are wise, knowledgeable and fair. May God take you to greater heights than you can ever imagine. Blessings to you and your court.
Karanganda we love Yu baba Taps ,,,nyangwe makutipa zvishoma this days.....ko headman chitiyo Havana nyaya dzinotapira here ... Headman chigodora vaka pera hakuchina soup uko .....waivepo ere
Please improve your titling. Sometime the titles are misleading. For proper archiving and easy searching you need a proper format of titles. For example you can number the episodes. I watch this every single day without fail. Been interesting stories. Keep up the good work content wise
But amwe maChief akaita saBushu,Nyamaropa arikuita property sharing wani ? hongu mai vanogona kugara pa that Stand in question ko akatanga kugara neumwe murume ipapo wobereka vana will it be fair?
.bambo awo ngawabude..murume asingachayi ...pamwe parikuperera marriage iyi ndipo parikutanga kunakidzwa kwe life yenyu ....vana hawasi kugara wega ,haasi mukadzi wako ,mushandi wako but it's your duty.......mashoko from my best Chief our best Chief of our life fulstop
Asi paSharing apo, tinovona matare akwanda achizvita zvawo; especially kana pasina kupokana kwakanyanya between the sharing partners. Coz ultimately kana property yacho yakatoti mbii itongori that business Stand otherwise it's not worth for them to follow those slow & long civil court processes. Pamwe pacho vanhu kupedzisira mabudisa mari dzakawanda kudarika property dzacho dzinoda kusheiwa kwacho.
I think mabatiririra pasipo, listen pane zvose zvavataura muchanzwisisa kuti he doesn't tolerate izvozvi but he was trying to be real kuti mudzimba mune kumarana
@@natashalavaya363 Chief vanongoteedzera zvinotaura mutemo, haisi nyaya yekufarira. Kana nyaya iri yeku civil court chief havangaisi judgement, its beyond him
Ahoyiii Chief Mutasa dai ari Chigodora izvezvi atogova ma properties kuita Headman asinganyatsorava mutemo zvonetsa sure 😂😂😂 Mambo Mutasa deserve a 💺 in Parliament
Vamwe ana mambo vanongosheya wani property imba munotunhudza varume Imi mambo BSN stand kwaNyamaropa yaitopihwa mukadzi ana bhangu ava vanoti vakaona marwei havachadi munhu akashanda property
Chief vati rasikei hameno ndini ndega hr ndazvion or mutemo wakachinja,isu taingoziva kti as long waita property uri une mukadzi even asina kucontributer ano benefiter.
One of the best Chiefs in the world, brilliant Chief, l salute you
Chief Mutasa you are great watching from here in Matebeleland North Sakubona Nduna yabantu bakwaMutasa
Kungoliker video kwakatikoshera munomboziva
Ndakuno liker 👍🏾
Chief Mutasa tino liker tisati taona
Baba taps❤ ta liker
Kwakatikoshera zvekuti dhuuuuuu
Tofamba nachief mutasa hedu vachigodora kwanyararisa mazuvano kozvakafambasei kuda kuzvotorera mavideos vega hanziiko
Chief Mutasa you are the Best mogonesa veduwee munobatsira.God Bless you Chief.
Chief Mutasa I thank your judgement Ngiyabonga ndoda yamadoda you are far sighted. Watching you from the City of kings Bulawayo
I thank you
Very very WISE, smart Chief. Zvinofadza kuona our traditional leaders vane huchenjeri, knowledge nerespect of the law. Munogona CHIEF MUTASA
Ummm pakupedzesera mambo havana kupotsa here is it his duty to also take care of baby mama, or he just takes care of the kids, actually baby mama must also help pane zvinodiva pakuchengeta vana she must also provide, kwete kuti naiyewo atochengetwe. Now that matare aya are now video recorded and publicized, it is very important for the Chiefs to be careful of misleading some viewers
@@kudakwashenobertmakwiyana2051chokwadi apo vati potseyi mutemo kana murimkadzi nemurume munoshanda mese weather varikushanda kana mkadzi haasi kushanda ir aisawo ruoko rwake ipapo no no no hakuna izvozvo kusheyana kusheyana mkadzi anotove neroll yake kutobikura ivo bba vachienda kubasa kuita vana kutsvaira kubasa guru chairo apa vatitsvedzeyi chief ndinovafarira hangu chief wedu😂😂
Mambo ndizvo
@@kudakwashenobertmakwiyana2051 Hapana kana pa1 paapotsa, mutemo we Maintenance world over ndozvaunotaura, mukadzi waunoDivorcer whether ane vana or haana if she was financially dependent on you, ngoma ndiyo ndiyo until divorce settlement muzvizive izvozvo. Mambo is on point
@judithnyakunuhwa2460 Havana kupotsa, inga vataura wani kuti kucourt kunobvunzwa what was your contribution let's say pakuvakwa kwemba wakataura kuti ukati ndaibikirawo mabhiridha or ndaichera mvura or whatever that's sufficient in court. Zvataurwa wani?
Wooooo what a lesson to me .. ndadzidza apa Chief Mutasa. King Solomon of our days ... Aiwa ndafunda heey
Watching from Sydney. Mambo muri number one. I love your sessions and I learn a lot. You are wise, knowledgeable and fair. May God take you to greater heights than you can ever imagine. Blessings to you and your court.
Aya ndoo madzimambo chaiwo , big up to Mambo Mutasa.
Ngatikandei malyk Pana chief Mutasa
😂Taura chawakamukwapurira😂😂😂
Hey denga rakanaka zvaro look how it looks sky blue with clouds ❤
Yess that is our Manicaland in chief Mutasa❤❤❤
Chief Mutasa should teach chigodoro
Karanganda we love Yu baba Taps ,,,nyangwe makutipa zvishoma this days.....ko headman chitiyo Havana nyaya dzinotapira here ... Headman chigodora vaka pera hakuchina soup uko .....waivepo ere
Haunyepi chigodora kubva paa kangoda kuzvimiririra pa Media... Dare harichanakidze, zvisinei fambai na Mambo Mutasa ivawo tichadzidza zvakati wandei.
@@LiamSuncutter-fh9rxkkkkkkk ndafunga muchati kubva paakatanga zvekwa Tasvu
Dare iririzere neuchinjere and respect human values, well-done Chief Mutasa
Yes yes yes mambo ndikoko. Magonesa and dzidziso kumadzimai and marriage. Weldone mambo mutasa name madzimambo must copy
Thank you Mambo for staying within ur jurisdiction vamwe vanenge votoda kuzviita vanoziva yet Hakusi kwavo
What an intelligent chief - excellent. Watching all the way from Ireland
Mambo ava vane uchenjeri and very calm
Ko Headman Chigodora vanosheya wani property. Dare ravo rine raramiro iyoyo here yekusheya property or vanongomanyira kuita zvisiri zvavo
Please improve your titling. Sometime the titles are misleading. For proper archiving and easy searching you need a proper format of titles. For example you can number the episodes. I watch this every single day without fail. Been interesting stories. Keep up the good work content wise
But amwe maChief akaita saBushu,Nyamaropa arikuita property sharing wani ?
hongu mai vanogona kugara pa that Stand in question ko akatanga kugara neumwe murume ipapo wobereka vana will it be fair?
Nice one... Mface ange achida kubvunza kuti, ko kana akazoroorwa anoramba achigara ipapo here ne new hubby 😂😂
Baba imimi musarove vakadzi kwakudhara ikoko. Chizvigadzirisai pana mainini vamaanawo avo. Mukadzi ukamurova anotoita ndururani worse muudze nemashoko anonzwa handiti.
Wakamboona vasinganzwe zvese kurohwa nemashoko?
My chief, I'm proud of you sir .
#50-
Hezvo kuti mukadzi wacho mwana wake here kikkk
.bambo awo ngawabude..murume asingachayi ...pamwe parikuperera marriage iyi ndipo parikutanga kunakidzwa kwe life yenyu ....vana hawasi kugara wega ,haasi mukadzi wako ,mushandi wako but it's your duty.......mashoko from my best Chief our best Chief of our life fulstop
Mwari ngavachengete Chief Mutasa, full of wisdom
Mutasa,Chigodora ua e best in uniting & judging big up chiefs
Bushu ,marange ,nyamaropa ua still learning
Mamwe ma chief kungoshama muromo wakunzi mombe 7 ...
Baba taps ndasvika munondigonera awo ndi Chief vngu
Risungisei zimhondi remunhu. You are still beautiful my sister
Things simplified...women are going through hell in the hands of mercy less men...❤
Asi paSharing apo, tinovona matare akwanda achizvita zvawo; especially kana pasina kupokana kwakanyanya between the sharing partners. Coz ultimately kana property yacho yakatoti mbii itongori that business Stand otherwise it's not worth for them to follow those slow & long civil court processes. Pamwe pacho vanhu kupedzisira mabudisa mari dzakawanda kudarika property dzacho dzinoda kusheiwa kwacho.
Samaita mutasa chiTubu chezivo muzere neuchenjeri gadzirisai dunhu❤
Zvimwe zvacho unotokna kuti kuramba muriwarombo kutori nani
Pakangoita mari zvinhu zvachinjq
Eeeh pamwe pacho unotoona zviri nani munenge musisiri compatible 😅😅😅
Chief ndaita dambudziko mbijana pakurohwa kwemudzi, hamufaniri kuti zvinowanikwa mudzimba, Chief Bushu hawajaidzi warume wanochaya madzimai. Mangwana muchatonga auya aremadzwa kana kuuraiwa.
Ini hangu chief Ava vanotonga zvandisinga fariri , 😢
I think mabatiririra pasipo, listen pane zvose zvavataura muchanzwisisa kuti he doesn't tolerate izvozvi but he was trying to be real kuti mudzimba mune kumarana
@@abrahamnyawanhu3218Kuchaiwa kumarana here?
31:20 Chief vataura wani kuti i am surprised mairohwa musingatauri kumapurisa abuse yaiitika, pataurwa
@@natashalavaya363 Chief vanongoteedzera zvinotaura mutemo, haisi nyaya yekufarira. Kana nyaya iri yeku civil court chief havangaisi judgement, its beyond him
Chief Mutasa is the best...He is a learned and wise Chief
My best chief i respect the way you hold the case
Tawepo kwa Mambo Mutasa thnx baba taps bhora mberi baba Taps karanganda u a the Best ever
Iyi Court iyi yakaenda ku private school, period!
Mambo vanoda pane nyaya kwete nhorondo kkk big up
❤❤malove nemalikes to our wise chief. Vakadzi tereresai advice purizi
😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉 panot bota apo chief mandipedza nhas maiweeee zvangu .......❤❤❤❤❤
Bota
This man has got wisdom
Kkkkk...Chief Manyama. Ndotemba nemwi vaMutasa. Hakunawo nzvimbo yekuvaka ikoko ndizogarako ndochikuonai misi nenguva wo muchitonga kudai...kkkkk
Ahoyiii Chief Mutasa dai ari Chigodora izvezvi atogova ma properties kuita Headman asinganyatsorava mutemo zvonetsa sure 😂😂😂 Mambo Mutasa deserve a 💺 in Parliament
Chigodora ane dzungu last number.
Momuvengerei chigodora akagova zvaani
@@lebraingwanzura8383 ane dzungu he must learn from Chief Mutasa. Dzungu dzungu
Educate them chief. Knowledge is power
And mukadzi musvinu chayizvo good structure and black beauty clean and young for sure
Wanhu wekwaMutasa ngatitsvagirei Mambo wedu kaGazebo asatsve ngezuwaba.😊😊
Baba Taps .. big up .. munotipa zvakakosha mhani ..
I love mambo mutasa he is wise and fair
This Chief is leaned 💯.
God bless chief munodadasa
I admire you chief Mutasa
Thank you Mambo Mutasa you are mambo Solomon chayiye help mukadzi uyu
Mambo Mutsa was muArmy chete before becoming a chief his wisdom is too much he is a very good leader
Aiva headmaster
Ko mai vaya vakaverenga kwaNyamunokora varipi vanoverenga zvinonzwika
I love this chief
The best Chief wisdom wisdom
Chief Mutasa must be the President of the Chief's Council
Pamberi nasekuru vanejacket reblack varikufambisa basa mberi
Mambo Mutasa 👏 👏 👏 👏 👏 👏 munogona
Saka vana Chief Makoni naNyamarota pavosheya property vanenge vachitotyora mutemo ka. Big Chief Mutasa wisdom nechikoro zvakasangana.
Ndosaka ichiona kana achitonga anenge achitaura achityisidzira munhu achituka sometimes haangone kutonga uya Hakuna Chief anoti ndakufona kubasa kwako ndichikudzingisa Basa like zvaanoita masoja ndiri Ini ndinomuti dzingisa Basa pane nyaya yaakazoendeswa Ku court Atora mombe dzemunhu akanzi dzidzirere nemari yange atorerwa machief nyamaropa
Chief Nyamaropa ordered to return a cow and US$1 200
Irimo muherald nyaya iyo
Yes they are so wrong... U just go to civil court and have the poor judgement overturned...
Chief makoni anoda kudzidziswa matare pamwe pacho haagoni kutonga mepedzero enyaya yacho haa judgment yacho uuuum anoda kuti atodzidziswa
Chief mutasa munotonga uye munogona chose
Baba avo katsotsi Mambo vavazviona ....akuti chero 30yrs ngaagare nevana. Kkkkkkkkk
Chief Mutasa to the world 💕.
Baba Taps tokumbiravo Profile ya Chief Mutasa, I also want to donate a Teak chair to him
Zvinombotinakidzei kwechinguva chipfupi nemukadzi mudiki asi pamberi apo muchinda achatanga kunzwa kuda mukadzi mukuru futi. Mukadzi achange ave independent zvake pobvapaita mapere ekunze anoda kumudya bota. Bambo avo vachatanga kuita shanje vachiitira mukadzi vavakaramba. Mhedzisiro dzichati aaaa ko ndadiii kungozvidyira waneyi imwe mimba tuku.
Ngaadyiwe zvake. Vanodya vachingodarikawo zvawo. Tsime repanzira rokomberedzwa here?
Thank you mambo mutasa magonesa
Ku matenance kkkk hakubatsiri bcz unogona kupihwa 5 us pa mwedzi iri kuma bond ikoko
Hello hello zvirikutsvobida ere vamwe vanondit taura naye dealer naye kuti chuuuu😂
Thank you Chief Mutasa
Baba avoo vachirikuda bota 😂hanzi tichiri murume nemukadzi apa ivovakatomhanya kuroora kkkkk
Karangaaaanda weeeeeee❤❤❤❤ waiyapo errr
Tinashe Mugabe's vocabulary is now official language 😂😂😂😂😂😂
Bota❤
Chief munogona 😂 Hanzi mhanyai musati makumbirwa bota 😂😂😂😂
Vamwe ana mambo vanongosheya wani property imba munotunhudza varume Imi mambo BSN stand kwaNyamaropa yaitopihwa mukadzi ana bhangu ava vanoti vakaona marwei havachadi munhu akashanda property
Kucourt kwacho murume anobhadhara malawyer majudge acho kwazara huori futi .Mambo havana kutonga zvakanaka havo especially pamatongero echivanhu
Makutoda zvamusina kushanda ka...😅😅😅
@@angelagaranti8838maida vadii 😂😅
Chief Mutasa big up
Wise man thank you
Motor inoita ma owner 2 hre? I dnt know mayb kusadzidza kwangu.
hanzi you buy-out the other partner or munotengesa mo sheya mari
Hongu chief vanoziva mutemo asi dzimwe nyaya dzavari kuti havatonge vanokwanisa kudzitonga.
Mambo havasi kushandisa masimba avo zvizere.
Chief Bushu vanopedza ipapo.
So Mambo Mutasa, I think pedzai nyaya idzi, dunhu ndedzenyu, ivhu nderentu uye vanhu ndevenyu.
Vanenge vane ukama nemurume or mudzimai saka kune zvimwe zvinhu zvinoda kunotongwa nemutorwa
Baba ava vaishungurudza mukadzi big-time,baba vaichengera ava zvekurambidza mukadzi kuenda kurufu, hanzi booker nguva 3 days before,kkkkkk mdhara imi gupuro makabvisa zvekumhanya musingazivi kuti richakuisa pama1,now maona kuti mapjsira makufunga kuti makabhaiza makuda kuti moda mkdz apa wakatonoroora mumwe ,manje ndiri ini ndotokurambira tuuu,kana wada kuti ndigare namainini totanga tambisheyana zviripo first,then totangisa kuti hwani
Bab Taps kana mambo vataura kuti garapo ngepako kuti chuu 😂😂
Chief vati rasikei hameno ndini ndega hr ndazvion or mutemo wakachinja,isu taingoziva kti as long waita property uri une mukadzi even asina kucontributer ano benefiter.
Vataura wani kuti mutemo wakachinja.nyatsotererai.
Ndrikuuya yo ndrisamanyika wepasherukuru muera shumba ndrikuda munda sekuru
Ndoozvinobhowa kudanana nevarombo kungoita kamari
My favorite
Uyu mambo anogona kutonga kwete mambo makone yyyyyy ma1
Ndakamboona vamwe ishe vachitogovanisa vanhu varambana property,ignoring the duties of civil court
Aaaaa mambo akuna zvakadaro nokuti mukadzi akangoti baba isaiwo zita rangu pachinhu chamurikuda kutenga zvatodhakwa kkkkkkko
Ndichatomhan 'arawo kut ndikunyimwa bota ini aaaaa kunge takagarira vana here chokwadi aaaa nhas ndadzidza zvakawanda
Karanganda weee ❤️❤️
The guy was a year ahead of me in school and the lady was a year behind. Ndatorwadziwa hangu.
makore api awo 😁
2001-2004
Warume wakaoma akaita mari ...ya problem
Baba ava itsotsi. Shumba apa maona kuti bota richakumbirwa kk
Karanganda to the world ❤❤❤
Chief Nyamaropa of Shamva needs lessons of how to respect people from Chief Mutasa
Vana Solomon vachirikurarama, very wise
Saka ana Chief Bushu vari kuresva vachi share property yevanhu vanorambana
True. its beyond jurisdiction of traditional courts.
Chief Mutasa, muri muhombe
amwe madzimambo arikugovera property wani, hw come Mutasa is saying he doesn't have jurisdiction, it's confusing now
😅😅😅How come to u
Vamwe kusaziwa
Chief Mutasa must rule Zimbabwe
Weldone chief