Murora Akaisira Tezvara Mushonga Muchikafu Dare Rachief Mutasa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 окт 2024

Комментарии • 71

  • @SydneySanhanga
    @SydneySanhanga 3 месяца назад +1

    Chikafu chakaiswa mvura mvura mvura iyi hachina kudiwa nemunhu wese here. Sei charwarisa munhu 1

  • @tendaithomasmadiro3894
    @tendaithomasmadiro3894 4 месяца назад +8

    Muranganwa family yakamboita sei chaizvo ndainzwa yodeedzwa futi at the end 😂😂😂

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 4 месяца назад +11

    Newewo muroora ungabvuma kuisira mushonga sure

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve 4 месяца назад +1

      Kubvuma kuroya atori muroyi uyu😢

    • @ruvimbochagonda8105
      @ruvimbochagonda8105 4 месяца назад

      😊😊😊😊😊

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 4 месяца назад +5

      Muroora looks young, possibly underage marriage apa. She was manipulated and naive, but who would suspect kuti sister can poison bro wavo

    • @TakundaMakoni-f9w
      @TakundaMakoni-f9w 4 месяца назад +2

      Nzwisisai nyaya hama dzangu mwana akapihwa achiti ndewekuvhura nzira. Dai aiziva kuti ndiwei mushonga handifungi aimbobvuma ndosaka from the wrd go airamba.she was just being manipulated na tete avo chete.

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 4 месяца назад

      Please listen to the story carefully, hazi ndakapiwa zvechizi mushonga wekuvhura nzira, and she is young

  • @MunyaradziMutonga
    @MunyaradziMutonga 4 месяца назад

    I'm waiting for next part tichkach 🎉🎉

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 4 месяца назад +5

    Iyo mvura yenzira inobikirwa vanhu vese musadza kuti vane mimba here???? Tete budai pachena semabvi ebhudzi 😂

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 4 месяца назад +4

    Vanhu ngavagarisike padare apooo.....ruzha nokufamba famba ndekweiko 😮😮😮😮😮😮

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 4 месяца назад

    Part 2 ba Dee please

  • @plaxedeschidzungurwa3152
    @plaxedeschidzungurwa3152 4 месяца назад

    Mutipewo part 2 yacho please

  • @LuckySithole-zi9uq
    @LuckySithole-zi9uq 4 месяца назад +4

    Ko nyaya yamadzibaba vetsvimbo yenyika how far tiudzei ka zvakafamba sei kurufaro stadium.

    • @BrianChiwundura
      @BrianChiwundura 4 месяца назад +1

      😂😂😂😂kana neni ndakaimirira

  • @TariroChikomo
    @TariroChikomo 3 месяца назад

    ❤❤❤❤❤❤ mambo vangu

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 3 месяца назад

    Ko Muranganwa family yadiizve haaaa mhuri iyi kkkk.

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 4 месяца назад +1

    Haaa tete makatadza chokwadi kupa murora mshonga wekuuraya hanzvadzi murikurwei chokwadi better va hanzvadzi Havana kufa

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 4 месяца назад +1

    Ranga ririsiri dombo shuwa ko kuzoteverera dombo chii 😂 life ma 1

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 4 месяца назад

    Noise nekusa gadzikana vsnhu vekwaMutasa.too much fidgiting.dzorai anhu venyu chief they should be quiet and steady and respect the courts

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 4 месяца назад

    Muroyi ungabvuma kushandiswa zvakapusa kudai so....kuda kuita ngozi 😮😮😮😮😮😮😮

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 4 месяца назад

    👏👏👏

  • @tinayetinago8381
    @tinayetinago8381 4 месяца назад

    Kana zvanetsa enda onyepa kwaChief mutasa uchifunga mopedzerana 😂😅😅 munenge makungoti masori sori

  • @gamuchiraigorima
    @gamuchiraigorima 4 месяца назад

    Tete ibenzi ava,muroora anopiwa mushonga wemasuwo kumba kwavo hama wee

  • @preciouschiwara
    @preciouschiwara 3 месяца назад

    I know this tete lady mhm zvakaoma nhaimi Yoh

  • @SibusisiweZhou-ik3xq
    @SibusisiweZhou-ik3xq 4 месяца назад

    Zvakawoma ma dressing rudzii akaita muroora 😂😂 akutoita seanezvaanoziva iye arimwanana

  • @fanwellmakichi3752
    @fanwellmakichi3752 8 дней назад

    Tete avo vakambonetsana naMukotsanjera nenyaya yekuuraya muroora

  • @jimmymupeti5635
    @jimmymupeti5635 4 месяца назад

    Part 2 Please

  • @anesuchenge3322
    @anesuchenge3322 4 месяца назад

    Mwari vanhu vaya vatanga😅😅 teteka maida kupedza chii

  • @FebieChari
    @FebieChari 4 месяца назад

    Chitete icho chimuroyi dhemeti wacho

  • @Siphaty91Siphaty
    @Siphaty91Siphaty 4 месяца назад

    Haaa tete ndi Goliath chaiye

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 4 месяца назад

    Varoyi soo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 4 месяца назад +4

    Kudenga kunaMwari and mudzimu inochengeta vana vayo.

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 4 месяца назад

    Murangwanwa woye futire mudare😂😂😂😂😂😂😂

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 4 месяца назад +1

    Good sound quality

  • @JohnTarinda
    @JohnTarinda 4 месяца назад

    How many minutes to make a vedio on tiktok, Facebook or RUclips? Go straight to the point taneta nenhoroondo plz,

  • @IreneMusekiwa
    @IreneMusekiwa 4 месяца назад

    Muroora arikunyepa sei paakabvunzwa kuti urikumwei akati hapana katsotsi asi tete vakanga vamutsindidza here tete vari innocent

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 4 месяца назад

    Iripiko 😂😂nhau yacho kwayaka perera

  • @ItaiMuseve-dx3uv
    @ItaiMuseve-dx3uv 4 месяца назад

    Kkkk ma one

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 4 месяца назад

    Upenyu hworem hey

  • @goldenceemwanawamaijoze2592
    @goldenceemwanawamaijoze2592 4 месяца назад

    Muroora might be lying

  • @Eusee-f7l
    @Eusee-f7l 4 месяца назад +1

    Vamwe vachingoti uroyi hakuna hoyo hwauya live zvisina magic uhwo

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 4 месяца назад

    Tete vane mhosva awo vakangwarisa kuramba hawo vakadii kuisa vega pane kutuma muroora dayi hanzvadzi yakafa vaida kuti ngozi iyende kumuroora kutorwa Tete itayi mushe imi

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 4 месяца назад

    Hakuna zvakadai muroora uyu inyoka ngasaiswe pedyo

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw 4 месяца назад

    Tete vanoda kugogodzwa

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 4 месяца назад +1

    Mvura should have been taken for testing... izvi zvekufamba ratoove drama

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 4 месяца назад +1

      Isusu hedu vanhu vatema zvinototiitira. Inga Chechi yanga yakazvibata wani.

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 4 месяца назад

    Indava vanhu vazvarwa ne munhu mumwe chete vaka kura vese vachi wirirana asi vazongo kura chete vakuvengana vakuroyana chii chinoitika

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 4 месяца назад

    😂😂

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 4 месяца назад

    Vanhu vari kunyanyofambeiko kumashure uko

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 4 месяца назад +2

    Face yatete ungati ibhinya

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 месяца назад +1

    Ivo tete vacho vakarema

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 4 месяца назад

      Vese nomuroora wacho , mukati dzakakwana ,kudzidzisa chiri mudumbu huroyi

  • @patrickmarwenze6306
    @patrickmarwenze6306 4 месяца назад

    Muroora ndoona seasingadiwi mumusha imomo

    • @ruel1703
      @ruel1703 4 месяца назад

      Pakunetsa

  • @georgenzero4181
    @georgenzero4181 4 месяца назад

    Chii chakazoitika apa

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 4 месяца назад

    Kkkkkkkk zvakaoma

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 4 месяца назад

    Tete vanoda shamhu ava

  • @JohnTarinda
    @JohnTarinda 4 месяца назад

    Chief learn to tell you clients to go straight to the point, handidi nhorondo, for instance ndakadya sadza nikarwara ndofungira muroora totangira ipapo, don't wast our time and your time thanxs