Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mutipevo nyaya dzinopera ,ko vanhu vekutsakatikira mugomo zvakazopera sei
Nhaimi ah unonzwa nekutsvaka uchiti pamwe yakandijamba izvo inenge yakaperera munzira
Toda kuiona nyaya iya sure
Taura hako, kana mapfupa egamba yakazongorova zvakare
I think ivo vano Poster zvinenge zvaitika. Kana pasina chaitika zvinonetsa kuti vaPoste nekuti panenge pasina cheku posta.
Kamai kaya kekutungamira vanhu kachiti ndirikunonongedza pakavigwa vanhu kanoda kusungiswa kadzoke kudare nekuti kainyepa kuti ndirikuziwa pawakaiswa
As far as I know, people are not at liberty to talk mudare but mai avo havana ari kuvanyaradza, I'm surprised.
Tokumbirawo nyaya yaSaGoro veduweee kugochwa mapasuru akadyiwa
My best ..hanzi sonai bhutsu kwete vanhu
"Sekuru vakaita first aid yeku Mine"😂😂😂😂😂😂😂
Ko nyaya iya yevanhu vekutsakatikira mugomo yakambozodii nhai
Kubhowa kwazvo
Yakazoperera kwaTasvu wani
Ko yamaMakibhorani
Yaitova ykunyep
Mukadz uyo aisvirwa nemudara uyo....ndonyaya ingoripo....
That's Wright warowa dedenemukanwa
Saka mwana anovaona achideedza zita ravo zviri kubatana papi
@@mangenjedorothy8257 vanenge vaine mushonga wavaishandisa. Kuti varare naye
Mambo mutasa sando dzenyu ❤❤❤❤❤❤
Nyaya iyi ndeyekunyeperana iyi
#9.Top 10 pfeee❤
Hamuna kumbodanana here
Part 2 Mukoma toida
Uyu blaz anenge ane munyamawo uyu...tiigirei pati tuu yacho tinzwewo
Karanganda imbotitsvagirai yevanhu vaya vekutsakatira mugomo ndatenda 🙏🙏🙏
Tayiyepo tayiyepo 🎉🎉🎉🎉
Mai vanotaura zvinobhowa
Hallo mangwnani munhu wese
Mamuka here
Nhai karanganda,nyaya yekwa mandiyanike yaapapi
Kurondedzera kwacho kunobhowa
Kubhowa kunoita munhu anotaura nyaya achitanga azvibunza mubvunzo soo, ndobva tadii? ndobva taenda, ndobva ndadii? ndobva ndavaona
😂😂😂😂😂😂 kubva ndazodii kubva ndabuda panze ..kubva ndazodii kubva ndadongorera kuti ndimuone aah akuna nyaya ingazonakidza kana zvatanga nekuzvibvunza nekuzvipindura
😂😂😂😂😂 ayaaas @@lorrainenembaware4606
😂
Yellow yellow guys 😂😂😂😂
Kkkk zvinobhowa
Tokumbiravo nyaya ndinopera ,,ko nyaya yevarume vekutumwa mushonga mugomo natete vavo ,vakazowanikwa hre
Remember these are next door neighbors, there must be a story behind a story, give us results from where they were sent to
Vaudzei Shumba🙏🙏 uuum bambo ava pane basa chairo
Koo mwana kusayaamwa chii
First💃🏻💃🏻
Ungandii ndatanga
Kkkkkkkkk koiwo baba wemwana wakango nyarara cei
👏👏👏
Èxcelleñt souñď
Third
😂😂😂 pane kanyaya karikuvanzwa
Sekuru Mukotsajera hero basa
mwana anoona face yemurume uyu ega sei yet muVillage mune vanhu hobho !!
Trikuda part 2 nhasi
Ifefe!!
Tiri kutsvagawo imbwa ye Gorongoza pano....takwira nekudzika😢
Top 11 pfee🎉
Karanganda followup on baba nemwana vekutsakatikira mugomo please.
Wai whandeiiiii paneyaya
Mambo wemunhu wese musandipikise
Ndapindaw mutop 20
Number 6
😮
Vri kutsvaga mari ykuti chiremba acaratidze
Mbuya avo ummm
Zvakaoma
😂😂😂 karanganda
Dhesheee
Inga iyo imba or hall yave kuda kutopera takaiona since foundation 😂😂😂
😅😅😅 kune ziso rako ndiko chaiko kune ranguwo
Ndimo muchange ma kuitirwa dare vabve panze
Wy baba vasiri ku report ivo vakaitika vese varipo wy mai maybe vakarambwa vachikuda
Ndauyawo anhuwe mwakaita wani
Tawepo
Asi baba kudxi soo ka kkkkk 😅
Baba taps asi tsoka variMoza hr kkkkkkkkkk
Nhai zvako i don't think kuti ariko
Ungoda kudii kkkk
Mai vanogona kusunga dhuku
😂😂
😂😂vati vanogona hre
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kwaaaa
Bamboo manzwa Bambo sonai butsu basi
Pamwe baba vari kutoshandiswawo mufunge
Kkkkkk
Ndavepo
Tasvika
Vanotaura vachibvunza bvunza ani manje
Kkkkk dzazvibatisa nemhosva pskuzovateverera apa
Chidokwa dokwa😂😂😂
Anoziva nyaya yake uyu haaaha vanhu varikutengeserwa mazizi ndiko kanhubu aka
@@memorygoromondo😂😂🦉 isikhovha
Kahuku😂😂😂
Ndasekawo😂😂
Ķkk

#9.
Top 10 pfeee❤