@charitymango4498 mambo vanoda kurohwa apa munenge mauya muchiti takahwinha kare takaisa mari imi mobva marohwa 10-0 neteam isina goal keeper. Mambo kuto chinja havo gedhi votoritaridzisa kuseri
Ukaona chechi yaakunoendeswa kudare kunyika haisisiri chechi. Zvaazvekupenga izvo. Apa mukurwira chii manje vanhu here or chiimba chakavakwa. ZvaMwari hapasisina apa
@jtaunyemba4111 you know and this guy mwana uyu aipinda inonzi Mugodhi akazouya kusungano baba wake wafa avakuda utungamiri,asi munhu aifamba nemudhara aikakama uya mupfupi ndi Goora and aitonzi muteedzeri..
Wagona mudare ,excellent,ramba wakadaro.Tinoda justice in Nyanga not some corrupt criminals wanoda kupamba zvisiri zvawo.Even if they take it to court,they will stil lose.uyo arikuzviti chairman achida kutaura tushirungu ndiwo warikunyepera vanhu.evidence is now on record,that faction wanted to bribe dare raChief.
Ko iye mumhangari zvaanenge ari kutya kutaura nyaya yake wani; asi haazivi zvaakatomhangarira kanhi? Zvoita kunge akatumwa kumhangara kwacho; achimhangara zvaasingazivi.
Hungu; inga maChurch evanhu vatema vose muZim ndomafambire aari kuita wani? Ndosaka Mambo vabata mienzaniso yaana Mwazha, Marange .... vakatosiya dzawandisa ndaana Guti, Utaunashe, Mutendi, etc. Chamungatadzavo kuvona kuti ndozvazviri chingava chii nhaii ipapa? Izvozvi munofunga kuti even Magaya , Makandiwa, etc vakange vafa Church yaMagaya/etc ingachinja ikanzi yava yava Tigere sure; even if you happen to be very senior in the church? Hukuna chakadaro wena. Nyaya iyi iri pachena; Church ndeya Chakonza.
Chakonza akatadza ku register church in His name achidya mari dzevanhu uyu,izvezvi church iri mu Zita raGoora why mambo asina kupa vanhu ava mukana wrkutsanangura,unotonga nekuti Marange Mwazha vainamata nemadzibaba avo uyu chakonza haana zuva rinwe raakafamba nababa wake akazouya baba wafa ndopakatanga kuziva vanhu, kuti eizve kuna Chakonza junior,
Big up Mambo. Haa! Ndafara nehunhu bwenu Down with corruption!. Really leading by example. Yes; munhu we$100 ngaauye muDare atonge achinatsa kubvisa mari chaiyo. But yava criminal case hayo hameno kuti mambo vachine ruramiro yakumutonga here? I would love kuti atongwe namambo becoz kumapurisa kwakadhakwa; anotongonobvisa iri $20 wotosiyiwa akadaro.
😂😂😂 100 yakaita shoma pane yaakapuhwa ndiChakonza ndava dai yanga yakawanda aimirira kunzwa madivi ose bcz ava havana kunyatsopuhwa mukana wrkutsanangura i like mambo Mutasa uyu akudza kuda kuzviita seasingatambire ma bribes asi ndoshasha yacho
Mambo vatonga chokwadi hakuna vanhu vanobhadhara mambo vese kunowanikwa 1munhu anodhiza mari kudare not vese nekuti vangevachitozivakuti vanemhosva ndosaka vakabvisa marikutengamambo manjemambo havadyi mari dzemushonga🎉🎉🎉🎉🎉
Taura neshona iwe pane varungu here ipapo? Zidzoro
Kkk azotadza zvake kuti idare rechivanhu taura shona
Mdara Hondo zvadiii futi hanetsane nevanhu he's a very humble helpful oldman paChadcombe apo thanx mambo nekufumura huori
Yooh ska ndadzidza zvakawanda..vanhu mumatare mune huori umo
Thanks Mambo
Mambo magona kubvira nhasi ndakupota ndichiona nyaya dzenyu magona nekuti mukasadaro varombo vanodzvanyirirwa. Magona muri mutongi gava chaiye❤❤
Munhu akakumbira munda wekuita church akanzii ndakukupa munda wekurima asi ukada kuzovaka church zvava kwaurii .ndozvataura mai ava
Mambo mandinakidza. Mamborega vanhu vachirasika kutaura muchiziva zvenyu kuti imharapatsetsetse dzinounza bribe kudare. Ndatenda hangu. ❤
Chokwadi mambo vanoita
😂😂😂😂haaa mambo makapenga ndapa kutenda kusiya vanhu vachirudunuka mozongokanda matombo mugroup ka1 .kkkkk kunyadsisa varume nevakadzi vakuru
Good leadership mambo. Munoda zvejekerere mwari vakuitirei zvidhafu
Well done mambo
Mambo wacho kurega vanhu vachiita dzungu apa akabata hake chiJoker. Abva angoti Joker pick 2 close.
😂😂😂vachienda nhereka nhereka vaka viga chi joker
@charitymango4498 mambo vanoda kurohwa apa munenge mauya muchiti takahwinha kare takaisa mari imi mobva marohwa 10-0 neteam isina goal keeper. Mambo kuto chinja havo gedhi votoritaridzisa kuseri
😂😂😂😂
@@nicholasfungurani9677 🤣🤣🤣🤣size ino kwana wanike wakutonz une mhosva huya tiku tonge
@charitymango4498 ehe apa dzanga dzazviisa pa bench kuti nhasi handisikutamba dzichiziva kuti dzine red card. Dzatuma vamwe kuti endai munotamba munohwinha ndakatenga referee wanike referee akachinja mwoyo.
Ukaona chechi yaakunoendeswa kudare kunyika haisisiri chechi. Zvaazvekupenga izvo. Apa mukurwira chii manje vanhu here or chiimba chakavakwa. ZvaMwari hapasisina apa
Sungano ndeyaChakonza achiteverwa naGora . Izvo ndozviziva history yeSungano ndoiziva . I am happy to see Bishop Chakonza .
Hppy too to see Bishop chakonza
@TheresaMangwendere Baba Chakonza the first Bishop vaitungamira naSaGora vaigona . Sangano rainge rakabatana vachipo. But dzakazomboita 2 ka church idzi? Paiva neiyi Sungano then pobva pazoita imwe yange yavakuzviti Thopia New Vision . Ndaisanamata zvangu ikoko but history yemaChurch mazhinji kunyanya arimuNyanga ndoiziva. Bishop Chakonza taivatevedzera pavaiti Runyararo kuneni, isu taiti vati Nyakwekunemi hahahaha
@jtaunyemba4111 you know and this guy mwana uyu aipinda inonzi Mugodhi akazouya kusungano baba wake wafa avakuda utungamiri,asi munhu aifamba nemudhara aikakama uya mupfupi ndi Goora and aitonzi muteedzeri..
@maposap5632 Yes Goora aiva mutevedzeri vaChakonza and vainge vakabatana . Yes Chakonza mwana uyu avakutungamira izvozvi taipinda naye church kwaMugodhi. Ini ndokwandinopinda kwaMugodhi. Chakonza naGoora ndakavaziva pavakambouya kumaline kwedu neSungano vakagara from Friday to Sunday varipo haaaa vainamata varume vaye.
Headman uyuu ndeupi
vanhuwe imi nekukura kwenyu makambozviinepi chechi ichiindiswa kudare nekumapurisa munechokwadi here imi vanhu kusungisa imba yamwari
Magona. Mambo thank you very much mabuditsa corruption pasi nayo
Saka mabanana trees ayo ndecomunity hre or ndeamambo?
Ndenyika akangomerawo ega kumathunhu uko michero inongomera
Better you go mambo ndavafarira ko Mari munoibvisirei kana makachena ungati wakurumuka mumba maBaba na Amai woti imi wabereki budai cos ndarumuka er
Aaaa😂😂😂 mambo vati NO pano hapaitwe corruption
Wagona mudare ,excellent,ramba wakadaro.Tinoda justice in Nyanga not some corrupt criminals wanoda kupamba zvisiri zvawo.Even if they take it to court,they will stil lose.uyo arikuzviti chairman achida kutaura tushirungu ndiwo warikunyepera vanhu.evidence is now on record,that faction wanted to bribe dare raChief.
Vanhu vacharoyana nenyaya dzemasvondo idzi
Ka tare aka kano mbunyikidza vanhu munhu ngaa piwe nguva yeku tsanangura
Nguva yei Iwo wangawatogara waita huori hwekubhadhara kna nyaya yawo iri fear wy wabhadhara church ndeya bishop chakonza
Ipaiwo chairman one minute please mambo kkkkk dzaida kuvhara dare nechingezi dare rikati nikisi
Ameni Chakonza big up Sungano yedu
Tokumbirawo kuona face ya koffi olomide 😂😂😂
Hapana kana chatongwa apa madhara ayo aachitonga ari kutokonzera confusion chaiyo..
Ko iye mumhangari zvaanenge ari kutya kutaura nyaya yake wani; asi haazivi zvaakatomhangarira kanhi? Zvoita kunge akatumwa kumhangara kwacho; achimhangara zvaasingazivi.
Yes akatumwa neuyo anonzi Hazangwi and He doesnt knowvthe History of church akaita haijeka pamusoro baba wafa munhu uyu aipinda church yekwaMugodhi
Imwe mudhara wesutu munekakusaziva kutonga musamhanyira mberi musingazivi nyaya
Iyii nyaya inotongwa kwamambo here?
Good judgment
Ndokutonga uku .kubudisa chioko muhomwe padare
Mambo ndakutendai hangu, dai mawedzerwa makore nenjere dzekutonga. Uye mamwe madzimambo dzidzai kusatambira chiokomuhomwe nyika ifambire mberi.
Very smart Mambo
NdiMambo aniko avo. Ehe vagona chaizvo kuita expose corruption Mambo asiwo zviri wrong kuti Church inzi ndeyemumba manhingi becoz tese tiri vana vaMwari. Hutungamiri hweChurch hunofanira kufamba neseniority, kana ichizokwanawo nguva yaChakonza Junior inongokwanawo, wopindazve pauBishop ipapo, kwete zvekuisa church pa family inheritance.
Mambo Mautsi herdman Madongonda
Vakabuda endai munotsvaga kwenyu kani
Iniwo ndanga ndichida kuti vakutaurirei nechirungu 😂
Ko Headman ava vakatonga nyaya yeChurch yeSUNGANO vachishandisa model yekwaMarange/Mwazha kuti ndeye kwaMarange/Mwazha here?
Asante Sana 😂😂😂😂😂
KO mambo wacho ndeupi
Ndatenda hangu neutogi hwejekerere
Mambo vatonga apa munhu akavamba church yako enda unotsvaga kwekunapatira not kupamba abaiwa ndabude
Mweya wakaburukira pamusoro pambuya Chakonza ndiwo waitaura NaMwari asi wakazopa baba sezvo vavariwo musoro.
Hapana kana chamwari apa😂😂
Kana mazoita Minda yenyu musavaka maChurch ipapo .
Ko mambo ndeupi apa aburitsa mari hre or ari panext uyu akangoti tuzu
Akapusa wacho uyu ndiye mambo
Aripa next ndiye mambo
Ndi headman haasi mambo
Kkkk kkkk
Church inofamba😂 senhaka here ummm kudzidza hakuperi😂
Hungu; inga maChurch evanhu vatema vose muZim ndomafambire aari kuita wani? Ndosaka Mambo vabata mienzaniso yaana Mwazha, Marange .... vakatosiya dzawandisa ndaana Guti, Utaunashe, Mutendi, etc. Chamungatadzavo kuvona kuti ndozvazviri chingava chii nhaii ipapa? Izvozvi munofunga kuti even Magaya , Makandiwa, etc vakange vafa Church yaMagaya/etc ingachinja ikanzi yava yava Tigere sure; even if you happen to be very senior in the church? Hukuna chakadaro wena. Nyaya iyi iri pachena; Church ndeya Chakonza.
Yes yes yes
Very wise Mambo and all his intelligent chiefs. Matifadza tose tose. Many must follow your leadership example
Chakonza akatadza ku register church in His name achidya mari dzevanhu uyu,izvezvi church iri mu Zita raGoora why mambo asina kupa vanhu ava mukana wrkutsanangura,unotonga nekuti Marange Mwazha vainamata nemadzibaba avo uyu chakonza haana zuva rinwe raakafamba nababa wake akazouya baba wafa ndopakatanga kuziva vanhu, kuti eizve kuna Chakonza junior,
Mambo manyama with no corruption
Corruption is now the system dai vadya mari
Mwana waMarange kna Mwaxha ainamata nevabereki uyi Chakonza uyu ainamata kwaMugodhi akazouya kuSungano baba vafa,taisamuziva kubva tichikura taixiva sekuri Goora naChakonza
Chirungu ndechei mudare ramambo 🙄🙄
Haaa chikoro hachishande mudare shuwa
😂😂😂😂😂ndaseka veduweee
Uyu mambo ndewekumama
Kuvamutungamiri we church vanhu vanokutevera saka kana zvadiyi itayako vanoteveravotevera vanosaravosara
Chokwadi
Maoko kuna mambo huori taramba kkkkk nyaru nyaru majaira chioko muhomwe bhasteti
Ngavaende kwachigodora
Kunodii iye Chigodora wacho akamiswa basa
Mambo varikuda kutsvaga mbiri cht uyu kuti kunzi ndakatonga nyaya,nyaya arikuiziva kare imi musanyeperwe He knows everything ndava pakafira vanhu pa Gomo Chakonza hasna kurakidza kubatikana akaita sezvinonzi anga akazvironga,mutungamiri rudziii asina moyo
Varume kunamata kwakaoma Maida kuti chakonza avhare wanhu hr taurai zvamwari zvinonyadzisa kuita chioko muhomwe hr
@hamufarimandiwangira7259 noo imi mabatabpechioko muhomwe why mambo wakatonga nyaya yavaiziva kudhara ndava Coffe haasiye mbuya Goora summon rakanzi mbuya Goora,plus mambo wakatambirireo mari valadii kunyatsonzwisisa kuti ndeyei imi ungatenga u favour wakatadxs kuwirirana hre memuromo uyezve kutambira mari kwaakaita munhu agara anodxitambira asi sincce aiva nekuziva kuti church iyi ndoda chakonza atungamirure akada kuratidxa nyika kuti handidi corruption asi anotooiiita sei mambo akajairirwa kusvika pakutsikirwa mukowa wake opuhwa mari bcz munhu uyu anogona kumurambira luti asi yakanyorwa kuti yakabva muhomwe mangu,Mambo ngavatonge nyaya Mwana waMnangagwa haasi president mazvinzwa ka
@@maposap5632 ndiwomawonero ako iwawo usafungidzira zvisipo iwe chiwoko muhomwe chinopiwa kana uchidakukundiswa panyaya yako zvorewa kuti unenge uchiziwa chokwadi kuti hauna nyaya wawakutoita zvekutonyora ? ?
Nimbe.nhimbe ❤
❤
Huchairman hwakaiswa pachuru kkkk zvimwe bvunzai mweya
Big up Mambo. Haa! Ndafara nehunhu bwenu Down with corruption!. Really leading by example. Yes; munhu we$100 ngaauye muDare atonge achinatsa kubvisa mari chaiyo. But yava criminal case hayo hameno kuti mambo vachine ruramiro yakumutonga here? I would love kuti atongwe namambo becoz kumapurisa kwakadhakwa; anotongonobvisa iri $20 wotosiyiwa akadaro.
Madudunu evanhu hanzi church ndeyemwari
Haaaa zvaendwa🤣🤣🤣🤣
Yaaa haudi zvisinabasa toda kukuita president nyikayedu inganakee
😂😂😂 100 yakaita shoma pane yaakapuhwa ndiChakonza ndava dai yanga yakawanda aimirira kunzwa madivi ose bcz ava havana kunyatsopuhwa mukana wrkutsanangura i like mambo Mutasa uyu akudza kuda kuzviita seasingatambire ma bribes asi ndoshasha yacho
Ndavanyarira
Yaaaa
Dhonyooo😂😂😂😂
YOU GOOOO😂
Mdhara Chakonza akafa karee imika
Taurai neshona😂😂😂😂
Taurayi neshona😮😮😮😮😮😮😮😮
Machechi enyu aya
Nyaya haina kutongwa zvakanaka iyi i say this 10 times mambo uyo haagoni kuenzanisa Nyaya.
Ayifanirwa kutonga sei wakambona munhu asinanyaya anodhiza kumapurisa hre
Nyaya haisi yekuenzanisa nyaya ndeyechioko muhomwe chete
Ko zvatiri kutrender
Mambo varamba pfumba muromo kkkkkk
Taurai ne shoña
Ndimi ani moudzira vanhu zvekutaura
@@TirivafiMubuyayi asi ndimi vamwe vakafoira English vanodakutaur English isina musoro
Coffee ☕️
Cofee olomide
Matonga mambo
Zvinhu zvacho sooooo aaaah
Church haisi nhaka
😂😂😂😂😂😂Bvondo bvondo
Hokoyo 😂😂😂
You go 😂😂😂🎉🎉
Hazvina Mwari mukati😢
Imbotiudzawo zvawakaregera kuenda ku church imagine uchipinda church yakadai moindepi
Can you imagine.
Kkkkkkkkkk apaaa hapana hapana zvatongwa apa asi chaitika ndechekuti vauya chete padare kuzotaura zvavakataurirana kare anditi
Munhu aka Mhan'gara nyayaa yake kudare inotanga yataurwa kubva payakatangira kusvika vazonetsana heree then monzwa rimwe mochisanganisa mashoko emativi maviri ayaa moona kuto anemhosva ndeupi
Apa hongu maburitsaa $100 tazviona chakaita kuti murerukire munhu kuti akupei 100 dollars chii first of all nekuti it's not easy kuti ungoenda kuna Mambo woti oyi $100 tongai in favor of me immmm ndaramba ipapo zviripachena kuti Avaa vakupai $100 vamwe mukaudza kuti tatopiwa mari $100 ivo vakaisa more than 100 mukati ndichanovafumura padare
Nekuti apana hapana kana 1 chatanzwa kuti nyaya irikubvepi ichienda kupi arikupikisa ndiyani aripa Church ndivani murikungobvunza mibvunzo imi munhu asati arondedzera nyaya yake mibvunzo yamurikubvunza maiwana kupi
Mambo vatonga chokwadi hakuna vanhu vanobhadhara mambo vese kunowanikwa 1munhu anodhiza mari kudare not vese nekuti vangevachitozivakuti vanemhosva ndosaka vakabvisa marikutengamambo manjemambo havadyi mari dzemushonga🎉🎉🎉🎉🎉
True mambo nyaya aiiziva kare iyi ndava even Hazangwi nezvaataura hapana chatanzwa kuti akamhangara nyaya yei