Breaking News Headman Chigodora Vabviswa Pahutongi Na Mambo Zimunya

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 ноя 2024

Комментарии • 1 тыс.

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 3 дня назад +81

    Hakusi kuguma kwenyika uko headman tokudai isu nebasa renyu thanks a lot for everything u have done to people mwari vakuitirei nyasha chose❤

  • @tauraichikotoart4141
    @tauraichikotoart4141 День назад +12

    I learnt a lot from Headman Chigodora. Ishasha yekuziva nekudzidzisa tsika nemagariro, kugona kuenzanisa uye unyanzvi wekuchuchisa. Chero vanhu vakarwadziwa sei naye uya hazvipedze Chipo chiri maari ndezvedenga zviye.

  • @watsonpetah3609
    @watsonpetah3609 3 дня назад +77

    We want to vote for Chigodora to be chief. Headman Chigodora to the world

    • @JefreyChibaya
      @JefreyChibaya 3 дня назад +2

      Chigodora kambavha iya karombe kemunhu
      Ndakambokuudzai Kuti chigodora imhata mukawawata

    • @PrimroseLovedTamanikwa
      @PrimroseLovedTamanikwa 3 дня назад +2

      Mari dzaanotaura anenge akutoda kupfuma nevanhu neeconomy yedu iyi ummm​@@JefreyChibaya

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 дня назад

      Munenge muchishandisa mutemo wepi pakuvhotera mutongi. He is fired, itounganidzai mari mumupewo yechigayo

    • @engelbertamakuku7870
      @engelbertamakuku7870 14 часов назад

      Kunge chief zimunya Mari haichasi kuuyawo kwavari but kune rimwe side wo chief chigodora vange vonyanya kupa vaye vavaitonga navo nyaya dzavo mkana vachivhundutsira vanhu. Zvisinei still life goes on

  • @runoreuben8160
    @runoreuben8160 3 дня назад +84

    kkkkkkkkkkkkkkkk Zimunya akarwadziwa naChigodora. Zvipo izvi Zimunya hakuzi kuda kwake Chigodora akangopihwa kugona naMwari

    • @JulieTangwena
      @JulieTangwena 3 дня назад +2

      Sure varikumuvegera kugona kwake

    • @otismarimo1762
      @otismarimo1762 3 дня назад +4

      Nyangwe kushaya social media, Chigodora was acting headman after the death of his father. According to the law, you can only act for two years, after which you must hand over to a substantive Headman.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 дня назад

      ​@@otismarimo1762chete zvako iwee!!
      Vari kuzviramba ndivo futi vanozofamba vachiti munyika hamuchina mutemo.

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 дня назад

      ​@@otismarimo1762kana iri acting ndipo paingofanirwa mambo kuperera kutaura

    • @Chidonyapfungweguidegmail
      @Chidonyapfungweguidegmail 3 дня назад +2

      Mupeyi basa Headman Chigodora. Anogona uyo

  • @Ethelsanyanga
    @Ethelsanyanga 2 дня назад +14

    jelous mambo mambo Chigodora is blessed with God.s wisdom

  • @maviselijah4581
    @maviselijah4581 2 дня назад +19

    Herdman Chigodora to the fullest ❤❤

  • @Sue31013
    @Sue31013 3 дня назад +75

    Chigodoro helped a lot of people nenyaya yehurombwa , he freed so many innocent people. Apa mambo marwadziwa nekugona kwavo

    • @ElliotKasere-hn3cm
      @ElliotKasere-hn3cm 3 дня назад

      @@Sue31013 nhai zvako iwe

    • @profqda3464
      @profqda3464 3 дня назад +5

      Aitongerei zvisiri zvezera rake. That guy aimbunyikidza vanhu mhani

    • @garikayialexiomandu9412
      @garikayialexiomandu9412 3 дня назад

      Asi Pana mwatutsa akapedza masports

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 3 дня назад +2

      Aishanda nyaya dzekunyepa achishandisa n'anga dzefake. But ngaasungwe vanhu vakabirwa mari dzakawanda nesyndicate rake ren'anga nemaporofita .....gucci namagraz ngavasungwe furi.

    • @EdmoreFarirai
      @EdmoreFarirai 3 дня назад +3

      Mambo is jealous of Headman ,Headman used to refer cases to chief.Zimunya is jealous ,I don't remember where and where Headman forced ppl to go to n'anga or maProfit

  • @Zimbabwedread8698
    @Zimbabwedread8698 3 дня назад +37

    Chigodora helped so many families during his time, maybe aka tsinga komzi yemunhu ari well connected.

  • @richardtarehwa8704
    @richardtarehwa8704 2 дня назад +10

    Headman Chigodora munogona chose. Ndine urombo maitirwa jealous Headman. You made a difference. You are loved and saluted for your outstanding fairness.❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @JohannMcFarlane
    @JohannMcFarlane День назад +6

    Hardman chigodora for the people ❤🎉🎉🎉zimunya anegodo anenge muroi zimunya uri dhongi

  • @WELLISMUZHIRAMOYO
    @WELLISMUZHIRAMOYO 3 дня назад +43

    Kkkkkkkkkk Saka zimunya arwadziwa here nachigodora

    • @mosesmakunike9033
      @mosesmakunike9033 3 дня назад +1

      Haaa wangu kurwadziva nembiri yemunhu basi

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 3 дня назад +2

      Ehe arwadziwa.Uye mudhara haana kufunda

    • @JulieTangwena
      @JulieTangwena 3 дня назад +1

      Ndoshanje dziri pa white idzi

    • @EmilyMunawa-j9d
      @EmilyMunawa-j9d 3 дня назад +2

      Arwadziwa

    • @emelykapita4181
      @emelykapita4181 3 дня назад

      Apa zvamakaita makasvetuka weti muchinotsika dozvi munhu wemurume haufanirwe kuita godo rakadaro, mambo avavakabva nekupiko chokwadi iro ndiro zimunya rembida chete

  • @SimbarasheHanyani-em6sc
    @SimbarasheHanyani-em6sc 3 дня назад +48

    Hakuna mambo akakotsira kudaro dununu ramambo Chigodora ishasha chero mukamuvenga hamufe makatonga saChigodora

  • @OwenGokoma
    @OwenGokoma 3 дня назад +8

    Bt ndarwadziwa zvangu hmHeadmen Chigodora 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 День назад +2

    Headman Chigodora couldn't even listen munhu akati ini hangu handisikuda kutorwa mufananidzo
    Mawandiro akaita vanhu varikuti vaigona Headman anoshamisa, vanhu vainakirwa nekuona chembere dzichinzi dzinoroya , pamuchachembera maakunzi nevana nevazukuru munoroya ndopamuchanzwisisa kuti ana mukotsanjera vanongotsvaga mari
    Thank you for liberating the people

  • @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
    @DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 2 дня назад +22

    Tichie honestly ndaikuona senge unogona basa bt now you proved ur self kt utori dofowo zvako

    • @bsmazzy6304
      @bsmazzy6304 День назад

      Akarwadziwa coz vakange vasisabvumidzwe kutora mavideo coz herdman vakange vavhura channel yavo 😂😂😂

    • @SennyMuchabveyo-pd1bs
      @SennyMuchabveyo-pd1bs 8 часов назад

      Yoo newewo zvakaoma

  • @maxwellkusarakusebwa4048
    @maxwellkusarakusebwa4048 3 дня назад +23

    We need our headman back

  • @thandikuzvinzwa2838
    @thandikuzvinzwa2838 2 дня назад +11

    Ini ndakagara ndichitaura ndichiti headman ne team rake vaive mabullies. Thanks very much for highlighting this issue. Headman Chigodora had some knowledge but lacked wisdom to apply the knowledge. Thanks very much Tichkach TV

  • @sabhukumberikwazvo1672
    @sabhukumberikwazvo1672 3 дня назад +32

    Headman vaitonga nyaya we leant a lot .ko vamubvisirei kana pane vasingadi dare ravo vaingoendaka kune umwe headman or kwa Zumunya kwacho.asingadi ma Ok anoenda ku PicknPay

    • @sabhukuchoko263
      @sabhukuchoko263 3 дня назад +2

      Sasabhuku Ini ndinoti headman Chigodora pavakandirasikira panyaya yevhu yavanoti ukasabhadhara mutero wemunda for 5 years munda unotorwa nasabhuku wopiwa munhu that's not correct.
      Dongo remunhu nderake chero akaenda kutown for a long time pavadzokera ipapo munda ndewake

    • @sabhukumberikwazvo1672
      @sabhukumberikwazvo1672 3 дня назад +1

      @@sabhukuchoko263 mutemo from Smith asi most Sabhukus ignore that they dont enforce it asi mutemo utoripo kazhinji vanozoti pakupiwa zvemahara paye tangai ma bhadhara mutero thats how they make most people pay.

    • @ashygrace2956
      @ashygrace2956 3 дня назад +1

      True best headman agadzirisa zvizhinji

    • @FaustinaMoyo
      @FaustinaMoyo 3 дня назад

      Head Chigodora vakanga vasingatyi Mwari uno manikidza munhu kuti rasa chitendero chako bite zve nganga ugadzirire hama dzako midzimu

    • @sabhukumberikwazvo1672
      @sabhukumberikwazvo1672 3 дня назад

      @@FaustinaMoyo ko anoroya onohwanda ku church beside vanhu vaiuya kuzoyananiswa Kwa Headman zvimwe wacho arikunzi ari kukonzeresa oti ndiri mu kristu .apa ndiye mukuru asara munzinza. Tofanira kuziva kuti hakuna proper training inopihwa ma Sabhuku ma Headman ne Madzimbo all they have are some guidelines interms of charging. Apa vano dealer ne nyaya dzakasiyana siyana zvimwe kutotangira ipapo .kutadza kutonga kuripo chero kumatare mahombe yavanoti miscarriage of justice asi unoenda kune rimwe dare hamudzingi mutongi .

  • @honestmuringani4335
    @honestmuringani4335 3 дня назад +14

    Aida kudzitonga kupi iye ainge asati agadzwa. Mambo aivapo haana kumboita problem naChigodora sei.
    Mambo vagara vaine nyaya yavo ava.
    Kana 2years dzakwana adii kungotaura izvozvo bedzi kuti time yake yakwana

    • @PetronellaMafumbate
      @PetronellaMafumbate 2 дня назад

      Point

    • @Ethelsanyanga
      @Ethelsanyanga День назад

      nhai semunhu mukuru adii kungodaro zvenyu kutsvaka kuroyana nezvisina basa kutsvaka mbiri ngaachidzitonga dzese kutsvaka kufadza vanhu pamedia ko iye arikutsvakei pana Tich kach zidofo

    • @dennisnyadundu288
      @dennisnyadundu288 День назад

      but honestly headm chigodora mismanaged a lot of cases. and the allegations dzekuti he forced everone to go kun'anga are true. his rulings were questionable. and his counsel was the worst

  • @saunyamazvepasi5119
    @saunyamazvepasi5119 3 дня назад +17

    TichKach waakudaro? Zuro nanhasi wakapinda machena nekuda kwenyaya dzekwaChigodora. Nhasi waakumufuratira? Musazodaro

  • @ElliotKasere-hn3cm
    @ElliotKasere-hn3cm 3 дня назад +25

    Uyu mambo haana kugadzwa izvezvi here , chigodora aigona bsa weduwe musarwadziwa, iwe Tee ndokutadza bsa wakamuonepi munhu anotora nhau akarerekera kune munwe munhu ukwane weduwe unoti uri kudiwi rashe kuti ziite sei, ini ndobva kwa mutoko but chigodora anogona bsa

  • @MavisChandiwana
    @MavisChandiwana 3 дня назад +20

    Matirwadzisa kubvisa Chigodora mune jealous mambo Zimunya aibatsira vanhu murume uya

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors 3 дня назад +22

    Headman Chigodora is one of the best of all headmans😢

  • @Alex-fx9bf
    @Alex-fx9bf 3 дня назад +12

    This channel must hear both sides, this content is one sided in my view, why not interview Headman Chigodora and hear his side.

    • @tatendamutepfa1125
      @tatendamutepfa1125 3 дня назад +2

      Haabvumi akatodzinga BaTaps paChidare chake,uyu anofarirwa nevanhu vasingamuzivi in person he is too evil

    • @profqda3464
      @profqda3464 3 дня назад +1

      Akadzingazve uya aiva musoja a.k.a Gucci akapinda basa naMagirazi

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 дня назад

      ​@@tatendamutepfa1125zvepersonal hazvina basa totarisa pavakagonera nyika

  • @proudlyzimbabweantv1775
    @proudlyzimbabweantv1775 3 дня назад +17

    Chief Zimunya uridako,wakarwadziwa nekugona basa kwaiita headman Chigodora

  • @Wairasamfana4019
    @Wairasamfana4019 2 дня назад +5

    Mambo Zimunya apa maratidza masimba enyu asi ari ekudzvinyirira.Right now vanhu warikufara vanhu wakaromba newariku suppoter hurombwa.Tingati chii since muchiti nyika ndeyenyu asi hudofo hwanyu huri kuoneka.ChiZANU ZANU ndochirikunetsa munyika yedu yeZimbabwe.

  • @richardtarehwa8704
    @richardtarehwa8704 2 дня назад +11

    Tich manga muchindigonera but panyaya ya Headman maratidza kutora divi pane kuva Neutral, gadzirisai.

  • @BlackSaddam01
    @BlackSaddam01 3 дня назад +6

    Chigodora was doing good in the beginning and he later became very polarized and toxic ruling with an iron fist like Bob.. maybe he shud have changed his team because many of the complains whr mainly for magirazi and Gucci who whr very aggressive and bullying... Chigodora was warned first abt his conduct bt he ignored the warning.. many great leaders fell on hard places because their friends they keep arnd in this case his advisors caused his demise now they will focus on being ana mdumeni...they all deserved their sacking

  • @givemorebuta6891
    @givemorebuta6891 3 дня назад +3

    Kana musiñgazivi zvinoitika don't tolk too much kana uri kubatira Hushe doesn't matter kuti uńotonga zvakanaka cy time kana yakwana Hushe unoenda kune imwe imba. So for Headman Chigodora hapana paanopinda pakutonga because Apa aibatira baba vake it seems like you guys you are very happy néchiitiko ichi but hazvibvisi Headman muimba yeHushe

  • @tapiwamuchetu6083
    @tapiwamuchetu6083 3 дня назад +8

    ma Zimba makajaira kudzvinyirirwa thats why muku supporter chigodora

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 дня назад

      Hausati washungurudzwa neteam rekuromba iri ndosaka ukudaro and muroyi nemhondi hazvidi kufamba anobva akuudza kuti ndopinda SDA or watchtower mhuri dzichichema

    • @tapiwamuchetu6083
      @tapiwamuchetu6083 2 дня назад

      @nomsanyika151 munhu ane right yekusafamba imimi mune problem fambai kah

    • @kingstonegombedza4104
      @kingstonegombedza4104 2 дня назад

      Mazimba makajairira kuromba mishonga ndosakamurikudzingisa headman chigodora

    • @tapiwamuchetu6083
      @tapiwamuchetu6083 День назад

      @@kingstonegombedza4104 totonzwa nemi mukutirombesa 🤣

  • @KnowledgeMakudo-e8p
    @KnowledgeMakudo-e8p 3 дня назад +33

    We need headman Chigodora back

  • @fungainyakabawu6094
    @fungainyakabawu6094 3 дня назад +8

    Pane nyaya dzekare apo mambo wasati wagadzwa...he was waiting kuti agadzwe humambo and have powers to remove headman

  • @maxiewaini2267
    @maxiewaini2267 3 дня назад +18

    Nhaiwe Kich Kach Headman vange vakutorera ma viewers akawandasei kuzosvika pakuvaumbirudza kudaro uchisupporter zimunya , even though zodzo haribvisike it's charismatic.
    Guys fired without a warning!!!!

    • @ashygrace2956
      @ashygrace2956 3 дня назад +1

      Tich naye anegodo😂

    • @IsayaMabhera
      @IsayaMabhera 3 дня назад

      Iye atitomboendawo kootora maVideos achiwana maviews

    • @chelseaganda3629
      @chelseaganda3629 2 дня назад +2

      T 1 imhata

    • @mbewez619
      @mbewez619 День назад +2

      Ini ndato unsubscriber chiChannel Tichkach

  • @PreciousMavingire
    @PreciousMavingire 3 дня назад +11

    By bye headman 😂😂😂😂 in ndakange mdabvawo kudare kwenyu nekuganyidzira kwamaiita vanhu muna magirazi nagucciii. Hino makadzinga Gucci naMagirazi kudare nhas madzingwawo😂😂😂😂😂 svogodongo😂😂😂😂

    • @EasterMapetese
      @EasterMapetese 3 дня назад +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 3 дня назад +16

    He was exceeding his jurisdiction zve social ndaaaa

  • @gladysmacky9881
    @gladysmacky9881 День назад +1

    Zimunya Vanegodo vanorwadziwa .You are loved so much Headman Chigodora❤

  • @trevormpta4504
    @trevormpta4504 3 дня назад +8

    Nobody is perfect. Mhosva dza Chigodora:
    1 - his term has expired
    2 - azofadza vanhu pa social media
    3 - didn't refer nyaya kuna mambo
    4 - didn't quickly refer nyaya to police
    5 - small house
    6 - own channel and blocking other channels from reporting
    7 - nyaya that were not put online
    All these other issues did not need to come out. Why cause him embarrassment over petty issues. You'd just publicly use #1 and that's it. #5 questions his character, but that too can be handled according to their internal code of conduct yemadzimambo.
    Chigodora was effective. I learnt so much about our culture and traditions from this content. To address #6 and #7, govt can just develop a social media policy for the filming of traditional court proceedings. Mambo is wrong to raise all these issues in public like this.
    And @TICHKACH, you're just a snake in the grass. Show some respect and handle nyaya responsibily. Apa muri kuita kunga two girlfriends vari kuita guhwa kunyeya kurambwa kwe shamwari yavo yavaiitira shanje.

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 дня назад

      Ko hudofo

    • @emmersonnyamombe9327
      @emmersonnyamombe9327 19 часов назад

      You are on point Tickkach exhibited some element of unprofessionalism with regard to journalism. Since they were quoting Chief Zimunya I didn’t hear where he talked about the issue of small house.

    • @TheChekas
      @TheChekas 19 часов назад

      @ wakamboona mambo anotadza kurima gombo kana arida? Iwe ndiwe unoita small house kwete mambo

  • @rathnakabasikoro3807
    @rathnakabasikoro3807 19 часов назад

    Chigodora handichatenga data futi nhayi vanorwadziwa mambo zimunye ini ndanga ndakuda kusvaga musha kudhuze na headman chigodora coz I love this man mhani he is the man of the year chigodora to the pple

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 3 дня назад +7

    Chigodora akatanga boo but hey pane kahudjire kanga kapoo , anga ari kurefer vanhu kunanga dzake , that raised suspicion kut ari kudjawo

    • @chipodumba5641
      @chipodumba5641 2 дня назад

      Une humboo nazvo here izvi

    • @mosesmukonowatsauka5827
      @mosesmukonowatsauka5827 2 дня назад +2

      @chipodumba5641 chexk most of his videos , he was now forcing pple kutsvaga 400us everytime kut vaende kwaTasvu

    • @harrisonmawoneke5455
      @harrisonmawoneke5455 2 дня назад

      Chief Mutasa vanoda Mukosanjera and he hates Tasvu, zviriko kwese wani

    • @LegOfGal001
      @LegOfGal001 День назад

      @@harrisonmawoneke5455 Wataura idi chosee

  • @jah13765.
    @jah13765. 2 дня назад +1

    Headman is the best, you are destined for greatness

  • @MisheckMaganura
    @MisheckMaganura 3 дня назад +11

    Chigodora aisagona kutonga. Mambo mutasa chibaba chavo

    • @bsmazzy6304
      @bsmazzy6304 День назад

      Haaa mambo Mutasa vane too much pride and vanotomborasika big time

    • @rockmaposa3109
      @rockmaposa3109 День назад +2

      MY last time kuteerera Mtasa ndepaya pavakatonga nyaya yemkadzi aihurira murume wake naPastor. First day vakatonga zvakanaka, but the second day umm

    • @CharityMuchacha
      @CharityMuchacha День назад

      Mutasa haapi vamwe mukana anotonga ega

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 День назад

    The only headman who has got his only youtube channel 😅

  • @chelseaganda3629
    @chelseaganda3629 2 дня назад +6

    Tibvireipo apo tuvanhu imi, maidii kuzvitaura pazvakaitika makunyengerera kunotora news kwazimunya. Sando dzenyu Headman Chigodora. May God Bless you.

  • @victorchaputika2194
    @victorchaputika2194 10 часов назад +1

    TichKach please mutipewo nyaya dzedare raZimunya we also want to check his ability to rule.
    tinoda kumbonzwawo matama awo pakutonga vanhu

  • @ManyaRee
    @ManyaRee 3 дня назад +13

    Sad news indeed Headmen was doing good i was following his vidioes he was fair mosi

  • @LilliKidy
    @LilliKidy 3 дня назад +6

    Show me the secretary ange ogara naheadman chishona chaicho chinoti kangoma karirise kaparuki ngavabve zvavoo vadzokere kumba bcz kutonga hushe ndokunge vanhu nevadzimu vachifara 😂😂😂😂😂vanyaaaa ngavanokanga mhandire kumusha ❤😂😂😂😂 chief Zimunya i salute u mur munyoro naMwari

    • @profqda3464
      @profqda3464 3 дня назад +1

      Vaye vaitaura zvinyadzi too much

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 2 дня назад

      Chimukadzi chitsvuku chaive nedread ma early days of social media coverage before he started filming on his own and promoted that pompous loudmouth Magirazi mbavha inozviita mupprofita.Gucci has a rotten past.Very corrupt and abusive!!!Chinobhururuka chinomhara chete.Chisingaper chinoshura musoro wegudo chave chinokoro!😂😂😂😂

  • @MusikanzwaMusikanzwa
    @MusikanzwaMusikanzwa 2 дня назад +7

    Im glad someone brought the chigodora madness to an end . Headman chigodora vaitonga nechitororo , especially when a man was being accused by a lady. Chigodora aigara atora side , and ukange urikuside risiro waisatombopiwa mukana

  • @MrWilliamtm
    @MrWilliamtm День назад

    Headman Chigodora had been the best. He has made pple want to watch these traditional courts. U presenters u hav a side already, however, Chigodora remains the best headman. He should actually be the chief

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 2 дня назад +6

    Glad he was dethroned! His team bullied people, they convicted before vatonga. He allowed those 2 guys and Allan neumwe wacho to bully people vasisatonge zviri fair. I salute Mambo for finally dealing with the big headed headman and his team

    • @emilyguyo-iw8vt
      @emilyguyo-iw8vt 2 дня назад

      Also mari yangonzi ndipei mari yedare pamhuri inane baba 4 vonzi imba yega yega ndirikuda $20 ipai sabhuku mari haangafambira mahara. Kwotonzi tirikuda $400 ndikuratidzei kwekuenda. Vanga vasinawo here mari yavazopihwa nen'anga dzavaiendesera macustomer. Plus kutora maside vaigara varoverera vanhu

  • @Lulue05
    @Lulue05 21 час назад

    Chigodora tinokudai zvakadaro we learnt a lot from you especially dzeTsika nemagariro mine wisdom Zimunya aita jealous chete

  • @shumbanyakurungwa8814
    @shumbanyakurungwa8814 3 дня назад +5

    Finally!

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 3 дня назад

      Haunyebi I remember a case yemurume aiabuswa headman ignored that.he also stripped that guy kuseri kwemakwenzi ...he also didn't involve health people he came up with his theories

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 дня назад

      Haiwa hapana madhara aye haasi ekunzwira tsitsi​@@fadzaidickson58

  • @ayandaali5286
    @ayandaali5286 21 час назад

    Headman Chigodora to the people ❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @edsonmaduwura9189
    @edsonmaduwura9189 2 дня назад +3

    Mambo Zimunya vanenge vakapusa, nguva yakapfuura muripiko mambo Zimunya! Dzakapusa

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 2 дня назад +1

    Vakange vanyanya kubira vanhu. Ahhh the way he charged people and rudeness. This one hapana kutonga kwaigonekwa. Let him go. Hopefully the next headman will be good

  • @forexkingmaster5680
    @forexkingmaster5680 3 дня назад +6

    You can't destroy what God has anointed!

  • @TheZuluman7
    @TheZuluman7 День назад

    Majerasi ayo .We want Headman Chigodora back.

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 3 дня назад +14

    Chigodora woyeee zvamakabata zvakaonekwa Basa renyu munogona henyu

  • @MlauziDhliwayo
    @MlauziDhliwayo День назад +1

    Mambo Zimunya waita hutongi hweZanu Pf hazvisi fair my vote Chigodora

  • @Bw-2chips
    @Bw-2chips 3 дня назад +3

    Jealousy can complicate traditional leadership dynamics, especially when a headman gains significant recognition or popularity within the community. However, both leaders serve important but distinct roles, and collaboration is key to maintaining harmony.
    If Chief Zimunya feels threatened by Headman Chigodora’s growing fame, it might stem from a perception that his authority or influence is being overshadowed. On the other hand, Headman Chigodora’s fame could reflect his effective leadership and community engagement, which should ideally complement the chief’s role rather than compete with it.

  • @yingiedwin2690
    @yingiedwin2690 2 дня назад +1

    At least someone came to their senses to stop that Chigodora madness

  • @wilbrodmadzura8456
    @wilbrodmadzura8456 3 дня назад +3

    Sabhuku to Ishe (Headman) to Mambo (Chief).
    Sabhuku anogadzwa naIshe; Ishe anogadzwa na Mambo! Mambo anogadzwa naPerm Sec.

    • @profqda3464
      @profqda3464 3 дня назад

      Not Sabhuku, Ishe ndiye Headman here?, saka Headman mukuru wemaSabhuku

  • @TafaMutsaru
    @TafaMutsaru День назад

    We love you headman Chigodora❤❤

  • @TawaMoyo-w4p
    @TawaMoyo-w4p 3 дня назад +3

    Byie byie hdmn😅😅😅

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 дня назад

    It's not end of the World mhani imi. Life goes on for Headman Chigodora

  • @CelestineMeza
    @CelestineMeza 3 дня назад +8

    Aigona Chigodora ,asi ndongoona sekuti Mambo vaona kunge anga asi nga acknowledge ivo Mambo nekuti panenge pasina nyaya zvakawanda dzaivapa kuti idzi ndakundikana chipedzai nyaya iyi Mambo ,

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 дня назад

      Handiti vakagadzwa zuro uno here mambo Clayton Zimunya but akange aripo wacho dzaienda nyaya

  • @tsitsimrisina7953
    @tsitsimrisina7953 3 дня назад +2

    Haa ko mambo Zimunya makuita sei futi shuwa mabva matotanga basa nekutadza basa racho here vakomana indawa muchizvishoresa kudai. Itai semunhu mukuru. We want Chigodora back please. Tirikutoda Chigodora na Gucci kuti nyika yedu isimuke. Mhondi dziite shoma imi makuuya kuzoputsa why why why muchidaro?

  • @MunorweiMhlanga
    @MunorweiMhlanga 3 дня назад +10

    Murikutaura zvekunama murikutofarira mubvisa kwavo pamuchaita problem muchavademba

  • @CliffordSithole-r3k
    @CliffordSithole-r3k 23 часа назад

    Akusi kumiswa iwe Clayton zikubenzi usati takamubvisa chenge anga asina kugadzwa aiva samarinda kuchitswagwa umwe anobata 2 yrs cheta then family inobva yatsvaga umwe. Chigodora apana chakareswa nyaya yose inotongwa padare musangoita like kuva mambo wava mwarikaa.

  • @BlessingMudimba-o4k
    @BlessingMudimba-o4k 3 дня назад +7

    we were watching Headman Chigodora and this chief was very jealous of him unfortunately this TICH isite is busy supporting an unfair decision this is unfortunate

  • @thandikuzvinzwa2838
    @thandikuzvinzwa2838 2 дня назад

    Senator Chief Mutasa is in a class of his own. The man has got the wisdom of Solomon. Fair and just. Mutongi Gava maenzanise va Mutasa.

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 3 дня назад +5

    Vanofanira kunge vakaromba vaZimunya handina zbizhinji

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 дня назад +1

    Vanity comes before a fall.😂😂😂😂Chigodora wanga wadziyirwa!!!👏🏿👏🏿👏🏿🇿🇼✊🏿👍🏿.Aisiya mukadzi nevana achidya mari dzaaibira vanhu achidya nemahure.Ndakagara ndazviona kuti secretary aidyiwa bota uyewo team rake yanga yave syndicate yembavha!

  • @knowledgesango6369
    @knowledgesango6369 3 дня назад +5

    We need our Headmen back...this is unfair to Chigodora.

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 дня назад

      Iye ari fair here chigodora, anzwa butter.

  • @ChidoHlombe
    @ChidoHlombe День назад

    Ini ndakarwadziwa pavakafumura sekuru vakazviitira weti padare. Haaa nyange munhu atadza but nezera ravo vaisafanira kufumura zera rababa vavo kudaro coz its was not obvious kuti vazviwetera nekuti vabatwa nenyaya, hauzivi utano hwemunhu. Ndakabatikana. Uye vaisagona kuisa order padare ravo, ndorimwe redare randakaona rine vanhu vanoita noise mberi kwaheadman vachingotaura pavadira

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 дня назад +4

    Being loved by many people doesn't mean you are right.MaZimba mungori ana gundamusaira,kungoita kunge hwiza dzinongotevera neakananga mudondo.Kana kuriko kwamunoti kugona murivarwere vepfungwa.Tarisai zvaakakanya nekugona.Time up is time up!Chero hure ukarimanikidza unoenda kujeri.Musapusa imi!!!✊🏿🇿🇼

  • @CharlesMagura
    @CharlesMagura 3 дня назад +1

    Thanks for correcting uyo haazive kuti ishe nechirungu ndokuti Headman.

    • @oldschoolmusicmakwarimba2455
      @oldschoolmusicmakwarimba2455 3 дня назад

      Chief anonzi mambo,headman ishe

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 дня назад

      I stand to be corrected here Headman hazvireve sabhuku here? Mambo ndo ishe / chief. Ma headman must be the sabhuku

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 дня назад

      Masabhuku anopiwa masimba ekutonga at village level only then dzimwe vanodzopfuudza kumadzimambo manje Headman chigodora dzimwe dzavaitonga Dzaive dzisiri dze office yavo

    • @EternalBlessings1
      @EternalBlessings1 День назад

      Kune ma Sabhuku ie village headman, then Headman ari another level like Headman Chigodora, kozoita Madzishe ne MADZIMAMBO. Mambo na Ishe vakasiyana. eg Chief Mutasa and Mambo Zimunya. Zimunya ndiye mukuru. Also headman Chigodora ari pamusoro pemasabhuku I think he had about 15 village headman under him. I stand to be corrected. Nyembe dza Headman Chigodora you could see ana Sabhuku vedu Havana and they couldn't do matare saiwaya.

  • @Csm274
    @Csm274 3 дня назад +10

    Tich tach ukufarira kubva kwachigodora ndiwe ukutevera kubvawo

    • @ElliotKasere-hn3cm
      @ElliotKasere-hn3cm 3 дня назад

      @@Csm274 pamwe akarombawo

    • @pureHazvi
      @pureHazvi 3 дня назад

      Ko iye handiti ndiye ari kuoinda mese maiendwa neKaranganda.Kwese kwana Mutasa uko ndiye aako apa quality and sound very poor Tich Kach..Delan aiziva zvaaiita shame

  • @OnardSaruchera-gf7ns
    @OnardSaruchera-gf7ns День назад

    Makashaiswa platform kwa Chigodora makurwadzirwa

  • @JohnTapera
    @JohnTapera 2 дня назад +4

    Chief Zimunya wacho is sleepy. Handioni seanogona kutonga. Panenge paita uori. Chigodora abvisirwei?
    ... Kuti term yake yakwana here?
    .... Kuti haatongi kwazvo?

  • @princemandigo568
    @princemandigo568 3 дня назад +2

    But headman chigodora anga ane kakuda mari achibatirira vanhu... but why ana ticha na karanganda manga musisatore ma videos kudare rachigodora . Tanga tawa kuona yangowa channel ya headman chete .. where you guys banned kudare rake😢😢😢

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 3 дня назад +5

    Mambo maita shanje apa headman Chigodora ngavaitwe mambo nekuti vanogona kutonga vakagadzirisa mhuri dzakawanda pane mhuri iya yababa vekwa mwazha vaya vanenge ndiwo vadzingisa headman

  • @ndimugo
    @ndimugo 2 дня назад

    Chigodora will always be the best

  • @JamesMudara
    @JamesMudara 2 дня назад +3

    Tichcach usarwadziwe iwewe

  • @sharonmakuyahundi.kappich8613
    @sharonmakuyahundi.kappich8613 День назад +1

    Zimunzwa uyu anotongorwadziwao, hapana chakaitwa na chigodora chakaipa, mambo zimunya munotoroyao henyu

  • @lookout1234
    @lookout1234 3 дня назад +3

    Imombe dziri kudiwa na mambo zimunyq imhata

    • @jenniferkimpiobi8905
      @jenniferkimpiobi8905 3 дня назад

      But why kutuka

    • @MusikanzwaMusikanzwa
      @MusikanzwaMusikanzwa 2 дня назад

      Your headman was stupid. Aitonga nechitororo,lots of young men were abused by that guy , and he never gave them a chance to explain their side . Good Riddance!

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 3 дня назад +2

    Zimunya haasi mambo heandmen chigodora vakanyanya ungati ndimambo tsaga iyeye😂😂😂😂😂😂 hapana chanoziya

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 3 дня назад +6

    Huh Headman Chigodora vaiva ndizvo,regai tione zvamuchaunza. Vaigona VaChigodora.

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada День назад

    Mavakutanga kuda kuva tsvagira tumwe tunyaya manje kuti muwane mari nezita remunhu. Yes term yavo yange yapera no stress. Kana nemiwo zvese zvamuri kuita zvichapera wo nenguva yacho. Saka musanyanya zvenyu kubuda tsinga nepasipo muchitaura life goes on kuna vachigodora. Zvinhu zvese zvine magumo azvo naiwovo mambo Zimunya nguva yawo ichasvikawo
    Ndatenda mambo Havana kukanganisa

  • @allenkupeta4736
    @allenkupeta4736 3 дня назад +6

    uuuuu munenge ma LUKAZ imi ana tich tv

    • @CaroleTembo
      @CaroleTembo 3 дня назад

      Ovius. Tich idofo. Andifinhura. His taking sides

  • @ngonidzaishemasvanhise3958
    @ngonidzaishemasvanhise3958 3 дня назад +2

    VaChigodora is a calling from God , Saka vaZimunya Pasi nemusoro wenyu unegodo

  • @talentmanyika852
    @talentmanyika852 3 дня назад +2

    Chigodora ayitonga zvakanaka Wanmi Ma

  • @JesussSaviour-u6f
    @JesussSaviour-u6f День назад

    ❤ super praise the Lord

  • @WelcomeMachaya
    @WelcomeMachaya 3 дня назад +11

    Kkk mambo vakambotonga nyaya ipi inobatika kk kurwadziwa kwenyu mambo uko

  • @berzy7777
    @berzy7777 2 дня назад +1

    Headman can still proceed nekupa ma counselling and advices mukuyananisa vanhu zvrikunze kwematare nekubatsira kufamba ,iro zimhuka ronzi zimhunya muroyi anegodo chete uyo hapana chimwe

  • @kolonyoni3458
    @kolonyoni3458 3 дня назад +4

    Headman Chigodora breached the first law of Power. " Never Outshine the Master"

  • @justicentwana
    @justicentwana 2 дня назад

    Headman Chigodora I salute you fox❤

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 3 дня назад +3

    Inini hazvina kundiitira mushe why kubvisa headman Chigodora he is a star hamufe makabvisa chipo mumunhu. Zimunya remember Chigodora akasvatanudza nyaya zhinji misha yakachena iye Clayton Zimunya amboiteyi or nyaya inooneka yatongwa or kubata . Dzoranayi pahukuru hwenyu kwete this way kuita kudayi. Maivepi pakapihwa judgment. Zimunya haana zvisvinu ndiani akaromba anobvuma. We want Chigodora back

  • @Peeshava
    @Peeshava День назад

    Ndopakuzojamba weti uchinotsika dhodhi ipapa ..yes mungati heee heaedman chigodora vadi vadii but this chief Zimunya havana 5months vaganzwa pachigara so aisafanirakutonga nyaya dzacho here
    Vakabatsirika vakatobatsirika patime iyoyo😊

  • @admiregovha3440
    @admiregovha3440 3 дня назад +3

    Vakarwadziwa nekufumirwa kwaitwa vanhu vakatua kuti one day vachaunzwawo mudare,thanks for good job Headman chigodora

  • @PetronellaMafumbate
    @PetronellaMafumbate 2 дня назад

    Head man Chigodora is a chosen man guys