"Isusu pano apa hatiuyi kutonga vanhu. Pano tiripo kubatsira vanhu..." I wish all Chiefs in Zimbabwe had that kind of thinking when presiding over cases. I am proud of Mambo Mutasa. Munoti dadisa! Proverbs 29 vs 2, When the righeous are in authority, the people rejoice:
Yaaaa pita mwana wangu haanakumborambaba uyu ... Kamukonoketsambarapfuta. Wakanakirwa naAnna nhasi uno woda kumudzinga . Change mindset shuwa ... Anna is cute mhani ... She is cute mhani ... She is beautiful. Ngaaite serious baba uyu . Matonga bhooo shumbaa🎉🎉🎉🎉
Uyu Mukuru uyu anotsvinyira maSabhuku achiaderedza zvakanyanya plus pride too mch, I thinc he need to be educated abt nyaya dzeuSabhuku idzi azive kut uMambo hwunopfuura(in terms) bt uSabhuku ndehwedzinza haungobviswe seizvo! Arikutenderera zvake bt arikutoshandiswavo kana kudyidzana wth one of the family members inotodavo uSabhuku uhwo
Anonakirwa ne Karanganda TV show me likes 😂
Ndisu Team Karanganda TV. Baba Taps ❤❤❤
Mambo mutasa munotsvaka chikonzero chaita musoro uteme, isai like pano
Happy fathers day zviBaba zvese mudare umo nevafakazi vese nevatongwa vese Mwari vawedzere huBaba and more wisdom. Tokudai munoita zvifaye mungosiya kudzungaira chete sa Sekuru Fisher avoo neiwaya ndinoti Mambo Mutasa to the tasanura mapenzi 👏👏👏
One day, I'll go to Zimbabwe and visit this court. Very interesting
"Isusu pano apa hatiuyi kutonga vanhu. Pano tiripo kubatsira vanhu..." I wish all Chiefs in Zimbabwe had that kind of thinking when presiding over cases. I am proud of Mambo Mutasa. Munoti dadisa! Proverbs 29 vs 2, When the righeous are in authority, the people rejoice:
madziMambo ese anobatsira vanhu anotonga nyaya haatonge vanhu
Mambo awa Mwari zvedi ngaawamupe makore mamwe ekurarama zvekuda kti mari mbudzi mombe zvedare ngazvi iswe apo pamberi haaaaaaaaa ari kure nazvo chose anoziwa mutemo uye mabhii chaiwo akamatsenga dai zvaibvira kt mamwe madzishe nana Mambo wasopote wachiendeswa kwaChief Mtasa kuma refresher course nyika inotapira
Watching from lsrael keep it up mambo mutasa 🔨🔨🔨🔨🔨sando dzenyu baba🙏
Happy Father's Day Mambo Mutasa❤Tinokudai chaizvo
Cheers kwatiri tinoenda ku comment section tisakati taterera
I have shed tears for that woman 😢
So painful
Best Chief ever❤
Thank you karanganda Tv🎉
I will follow you my wisdom chief mtasa , thank you so much , watching from Jo'burg
Karanganda tv my pain killer ... Stress relief yangu ... Hoyoooo 🎉🎉🎉. Waiyepo ere
Hausi wega
Mambo akabva kuna Mwari mambo Soromon aiva neuchenjeri well done Mambo Mutasa mambo asina basa nekubira vanhu zvipfuwo wedzerwai uchenjeri
Uuuummmm mambo matonga ne huchenjeri
U are the man mutasa wow
Ko nhai munombozvionavo ere kuti kubva zvakabva karanganda kwachigodora hakuchisina chinobuda. Chief mutasa ndivo vanorira mazuvaano
Asi chichiri kuitika
Hmmm yawe competition hre
Yachiriko hre matare kwachigodora
Vari kumbo uploader here kwachigodora
KwaChigodora hakuna respect. Vanhu havapuhwe nguva plus kune mabullies aya vanotonga nachigodora.
Mambo Mutasa shumba mai wangu ❤❤,amutati muziso baaaa kkkk
Ndini hangu ndiri kuita binge watch
Chief Mutasa to to the people. Ndizvo Shumba
Chief Mutasa is a lawyer by profession. That's why vachipa these wise judgements.
Itsotsi kamudara aka panenyaya apa thank yu baba mutasa the best chief
Mdara uyo ndiye akauraya mwana wamai avo musoja
I really don't know why this woman is clinging on to this man? It doesn't make sense. This man has an Omen following him. Vanenge vakaromba baba ava.
Vakadzi vazhinji vakazungaira or hushingi hameno
@@RebharaVeduwee ka😂😂😂.chiregai kudaro.asi Haurevi nhema hako.
Iko kutosiya kumusha kwake kwaMtoko kwaakaita says it all
Asi vakasangana mukadzi ft anemweya uripa ari murume uyuu akaromba ft
Do u know the effects of abuse, mentally?
Thank you Mambo munotonga nehuchenjeri
Why did that man run away from Mutoko??? Abuse of the highest order apa irombe rakavakirwa musha rakudzinga munhu.
This man is a con man.........a big con man. Thank you mambo.
😂😂😂😂
Chief Mutasa is the icing on the cake for Karanganda 😅
Chief mutasa manyama mu C10 chaiye big up chief
Ndikaha marii iyi ndaha mhosva kkkkk thumps up to you maikuru
ThumBs 👍🏾 not thumPs
Stand ngaipiwe mukadzi uyu cz mwana wamai ava ndiye akavakisa imba
Cheers kwatiri isu vazukuru vevaera Shumba🦁
Kana vana vacho futi❤
Mambo mutasa proud of you,full of wisdom
Baba taps #1 kubva zvamabva kwaChigodora hakuchina chirikubudako sofa rese
Haaa Mambo Mutasa murimambo. Dai maigona maimbotorawo anaChigodora vachiuya kuzodzidza kugadzira nyaya.
Baba avo muroyi ndivo vakauraya mwanakomana wamai avo.
Chokwadi ichocho
Itsotsi Un stable man he bad 😮
First on likes
Mbuya yataura iyo eishh ndarwadziwa
Sando dzenyu maikuru mai Tendai 👏👏
Best Chief ever,thanks Karanganda ❤
Best ever Mambo Mutasa ❤❤❤
Baba ava vanogona vakauraya mwana wemukadzi
Musangoti baba awa ndoproblem koiwo mai awa kubva 2007 till now wakagara nemunhu wausingaziwe kumba kwawo kupenga here
Mambo mutasa rambai makadero 👏👏
Happy father's Day Mambo mutasa
Mambo Solomon weMuZimbabwe 🙏
Painful story 😢😢
Afro ya secretary kuseri😅😅😅
Sekuru avo tsotsi chairo ,vakabvirei kumusha kwavo kwa Mutoko .Vane nyaya sekuru avo.
Mambo mutasa munogona. Keep it up
Zvakaoma mukoma veminin'ina varwadziwa weduwe😢
Mambo mutasa tsvimbo yenyu iyo haina kumira zvakanaka .murivakuru mambo .huchenjeri ngahuwedzerwe mambo
Mxxx kwai rima beans ugowana mari yekunorapiwa ziso zimuroyi redhara kusanyara msoro wachena
Best Chief ever🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Yaaaa pita mwana wangu haanakumborambaba uyu ... Kamukonoketsambarapfuta.
Wakanakirwa naAnna nhasi uno woda kumudzinga . Change mindset shuwa ... Anna is cute mhani ... She is cute mhani ... She is beautiful. Ngaaite serious baba uyu . Matonga bhooo shumbaa🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂 Your Hynes Mambo Sekuru wangu Mutasa .kkkkkk.
Chief mutasa 👏👏baba Taps motamba hre
Thank you chief ❤❤❤
Kkkkkkkkkkkk chief Mutasa nhasi vandisetsa Hai bota morya henyuzve
Afro yababa vanonyora ndoifarira hangu
Aikaka 😂😂😂😂
😂😂😂me too
Kkkkkk afro
Ndandisina kuona mushe i thought vakapfeka wool hat
Hezvo I thought its a hat ini
Ummm Mambo Mutasa 😂😂😂😂 nemenoposi wakainzwisisa even ane40yrs awekumonoposi
Kkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂
nhai imi uyo ane husky voice anonzi ani
Ishe works under Chief. His area yaanoshanda is smaller than that of a chief. Mambo ane madzishe akawanda ari muarea make all reporting to him.
Kkkkk yaa ndabvuma wanhu watema tagara hatinatso wirirana.. issue yekuti "wakabva kwamutoko kuuya honde valley, ko hakuna nzvimbo here ikoko " sounds wrong somewhere..😂😂😂
But hazvo samutoko wari wrong..tsotsi kkkkk
Mambo pafonicall mandipedzera 😂😂😂foni yacho kna kumboita voicemail
SaMutoko mandinyadzisa choowadi kuita tsotsi rakadai 🙌🙌🙌
Tikati "hambayi" in maivhorogonya 's voice
Ndukuona Charles Chimbadzwa newazukuru apo helping Shumba padare
Vanhukadzi vanehuzhingi, yoo!!
This guy was prevented from marrying years ago now he is being penalised for not marrying. These courts are unfair to men usually
Pane the whole story ndozvega zvaita kyt uone ktt this courts are unfair.....
Baba Ava vaneta nekushandisa mukadzi uyu vakumuramba now nezera iri kubva 2007 hr uum
Ibhinya Murume uyu
Mmmm vanonzi varume chokwadi hatina zera navo shame sorry amai
Kuti dhesheeee,karanganda ❤❤
Mambo wangu murume uyu muroyi
Itsotsi murume uyu. Mambo tsvakai mambo wekwa Mutoko akatiza kumusha
Kwakabviwa ikoko kwa Mutoko kunenyaya
Ngavaende kumusha kwaMutoko
First
Vanhu mukati wanewo nguva yekushanda here vanongoenda kunoti dheshe pa sofa rese.
Kune musi unoendwa kunyaya kwa mambo akuendwi everyday ndokumusha kwandakaroorwa KwaMutasa
Good transfer letter iripi pane zvaakatiza
Mambo Mutasa munogona. A very sad sorry.
Ane nyaya dzaari kutiza kwaMutoko munhu uyo. Ngava tsvage hama dzake uyo.
Mambo chengetwai naMwari
Nice one....
Mambo ava vane vakwasha here?? Ndovimba vese ma good boy!😂
Abuser ngadzoke kwamutoko hatimude kumanicaland
Ndini Number 2 nhasi 🤸🤸💃💃💃🤸
Kkkkkkkkk haya
😅😅@@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
And wafara wena kkkk
Apa dzaida kuenda kumozambique kune inwe stand
Kunenge kusitorina stand yacho futi richinyepa zibaba iri
I really like this chief nuff respect
Zera racho veduweee kkkk
Ndimi mune yese Chief ,panyaya yekwa Mutoko iyo ,umm vane nyaya baba ava
Uyu Mukuru uyu anotsvinyira maSabhuku achiaderedza zvakanyanya plus pride too mch, I thinc he need to be educated abt nyaya dzeuSabhuku idzi azive kut uMambo hwunopfuura(in terms) bt uSabhuku ndehwedzinza haungobviswe seizvo! Arikutenderera zvake bt arikutoshandiswavo kana kudyidzana wth one of the family members inotodavo uSabhuku uhwo
Kutata munhu mahara varume musatitata mahara 😂😂
😂😂😂tarega kutata mahara
Baba avo vakadzingwa kumusha kwavo nenyaya yehurombwa ndosaka vasingataure nehama ummm mukadzi uyo ngaasiyane hake nezimurume ir
King Solomon ❤
Mambo tsvagai kuti what happened to his alleged wife and child?
Mambo wangu gadzirasi mhuri idzo.
Baba ava kutiza kwaMutoko pamwe ndivo vakatotiza ngozi
Mambo mutasa ndokudai kudarika hama dzekwababa
Zvinochemedza eish baba ava vanoroya.
Mmmmnnn baba ava kwiri kwiri
mambo ava is confused civil partnership ndokuroora kwacho pachivanhu
Mambo wabantu