That woman anoshandira mambo is just too dramatic and it’s unnecessary!!! Why kuuya konyadzisa a fellow woman like that in front of people. Never even bothered to say excuse me to that poor lady, just started touching her and tying the zambia on her!!! That really upset me . I honestly don’t understand why as women we derive so Much happiness from being negative and ugly to each other!!!
Sorry but that's the protocol in most madare echivhanu. Even kuma church. Reason being most women can't sit properly on chairs. They forget to put their legs together. This runs across most African cultures. I don't think it's meant to be disrespectful.
Handisi kununudzira hangu Sabhuku pakuita zvinhu zviri out of bounce but the way the court proceedings were rolled out looks like there is a hidden agenda to dethrone the village head. Has there been an attempt to ask the village head to subordinate himself directly to the headman (Ishe) and indirectly to the Chief (Mambo)? Kana azoramba then pochitorwa hapo matanho ekuti mhuri igadze hayo umwe Sabhuku.
Planned issue zvimwe zvese zvangove zvekusungirira zvazvo bt Mambo avo vatorineumwe wavarikuda kupa uSabhuku uhwo kwete zvekugarira munhu pasi vachiita zvekumunyorera mhosva dzese idzo it seems he was on spotlight
VaMutasa vanofanira kudzidziswa kut uMambo hwunotenderera hwuchienda kunedzimwe dzimba nekuderovo ivo kana mhuri yavo vachatozosaravo varipasi paSabhuku kana uMambo hwapfuura! So ngavasiye kuitiswa vadzidze kuremekedza maSabhuku nemaSadunhu ayo. Thoz who kno mch abt how these things goes will understand bt kunevasingazvinzwisisevo I kno it might b tough to understand the powers n boundaries of these two bt u can watch the space
Ehhh ndizvozvo chaizvo Ba'Taps ngavateverere nyaya iyi to the end! Vanhu ngavasati kana vakapiwa mikana yeLeadership vobva vabata vatana vakaita seava neseri kweruoko, vachivadzikisira in public like. Leadership need to b neutral n not b weaponised nekuda kweudyire
😂️ munhu wese anotoenda kune ma views that's vana tasvu vakagara vazviita clear .....just imagine kut same nyaya inobuditswa ne 10 ma channel ..they are now all forced to release ma episodes fast or else unobuditsa zvaakuziikanwa kare
iyewo Baba Taps is letting us down why taking long to release mapocha anenge atobudisa apa their quality is bad manews news its a parishable commodity watoona zvavharana
Asi in this case I feel sabhuku uyu was victimised,sei the so called Ishe akamirira kuwanda kwe mhosva ounza dzakabatana dzese,madzishe acho ane dambudziko wo,kwaakuseenzesa our beloved Mambo Mutasa pa personal dzavo na sabhuku
I have a ask. Is there a school of sabhukus in Zimbabwe where prospective sabhukus are taught and get oriented before being sworn in personally I don't blame this sabhuku it appears haana kuverengerwa mutemo ye jurisdiction yake. Akagadzwa nani in the first place
SAbhuku is wrong zvake, but ndine question 1, vana sabhuku ava do they do for training or seminars that teaches them mabasa ava, up to date laws etc eg mambo talked about the new law ye age of consent has he passed that knowledge to people down him ? Mazimbo should have seminars nema juniors to keep up to date, with changes and general retraining of roles etc
Guys I feel so addicted to this programme it's like nditori one of machinda a mambo I'm loving the king I tell you. Matongero acho ari very fair
toda mutorese vanhu miko kkk
Before I start watching,I hope kwekuoedzesera kuna Mukotsanjera😜😜😜Ndasuwa Mukotsanjera hangu
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkk
Haaaaa chief mwari ari kuridyi nemwi kkkkkkk munozonyanya kuti dyoooo
Sabhuku Tegwe hudyire wenyu waperera ipapo now you are back down to earth, ndege yemashanga yamauzvikwidza yapera peturu 😢
Wow
Thanks ba Taps
Sabhuku wakadhakwa last. Ndi fombolani dzerengende
Hhhhh nyaya dzawawandira sabhuku kudiwa hamuchatidiwe zveee
Ndirisabhukuwo kwedu asiumwewangu dzanyanya mhosvadzacho ndashayawo kutindoku vharidzirasei zvinowanikwa wena
😂😂😂😂
I luv this chief. haapedzeri vanhu nguva.anoshanda nezviripo.
I'm impressed,you are very objective.Keep up the good work
I want them here .Mambo supper star🎉🎉🎉🎉
Mutasa anogadzirisa nyaya haa fixe vanhu but he solves issues peacefully and amicably,wisdom,intelligence, hearty,culture
😂😂saka Sabhuku ava vatoveMambo zvavo. Corruption yanetsa.
BaTaps and team. Hope you have a great weekend🫡❤. Keep us updated panya ya Tonderai.
Mmm kugare muruzevha kune basa ijooo
Nyaya dzacho ndedzekuzondana😢
Icho chimoko chiri shure kwa Mutasa chakasunga mucheka we pink chi hombe
Aaaah ko mask kwanzi manje ndokuda kuziva nhema
Zambia rakakosha anhuwee pamberi paishe kana mambo.
hembe yavo yanga isiri pfupi ba iyo
@@fadzaitaderera3929 haisi nyaya yekt hembe ipfupi. inhau yechiremerera.
Taura hako unoziva muteno patoshota zambia futi😊
Wise man mambo Mutasa
uuuumm sabhuku anodawo masimba uyu asi kakumakwa karipo mudunhu umu
👏👏👏
That woman anoshandira mambo is just too dramatic and it’s unnecessary!!! Why kuuya konyadzisa a fellow woman like that in front of people. Never even bothered to say excuse me to that poor lady, just started touching her and tying the zambia on her!!! That really upset me . I honestly don’t understand why as women we derive so Much happiness from being negative and ugly to each other!!!
Ndazvionawo hangu. 😂😂kuda zviro
You can say that again
Sorry but that's the protocol in most madare echivhanu. Even kuma church. Reason being most women can't sit properly on chairs. They forget to put their legs together. This runs across most African cultures. I don't think it's meant to be disrespectful.
Vanenge vachizviita madziashe
Hauende pamberi pamambo usina dhuku neZambia
Kuti dheshe but pasina Mukotsanjera basa harisi kufamba wangu Dheshe ita tione mk
Mhosva yasabhuku ndeyeyi anopinda papi kunemumhu akafa mhuri ndiyo yaifanhirwa kuinda kumapurisa
😂😂😂😂😂😂😂😂sabhuku sorry henyu zvakumomoterai asi zvimwe maizviitisa zvenyu kana kukurevererai ndakoniwa ini
Uyu sabhuku ndewekubvuta bhuku nechisimba
Tiripano baba Taps ya Tonde nyaya yakazodii
Sabhuku Ava ndiRigion nyaya dzavo dzakawanda ,😂😂
Sabhuku uyu ngaabve uyu
Nyaya dzacho dzawanda
Ba taps mukutangirwa na chibanda media cy
Chibanda chirikuseri these days. Hapana anomirirana naye over bout 5 weeks. Chirikukanda
Sabhuku ndaakuvanzwira tsisti hangu kutadza kuriko asi mhosva shanu plus 1
Ko mai avo vari kumashure kwaishe vakagara pamachair apo ndiyani mukadzi wa changamire
My ? Also
Mutsvuku uyo anema eyebrows mukadzi wavo
Uyu haasi sabhuku. Mutungamiriri anoita mhosva dzakawanda so...
Itaiwo kuti masabhuku vadyewo zviri Nani tisazosvika apa
Uuuuum sabhuku haachadiwa uyu
Handisi kununudzira hangu Sabhuku pakuita zvinhu zviri out of bounce but the way the court proceedings were rolled out looks like there is a hidden agenda to dethrone the village head. Has there been an attempt to ask the village head to subordinate himself directly to the headman (Ishe) and indirectly to the Chief (Mambo)? Kana azoramba then pochitorwa hapo matanho ekuti mhuri igadze hayo umwe Sabhuku.
Planned issue zvimwe zvese zvangove zvekusungirira zvazvo bt Mambo avo vatorineumwe wavarikuda kupa uSabhuku uhwo kwete zvekugarira munhu pasi vachiita zvekumunyorera mhosva dzese idzo it seems he was on spotlight
@@patrickmazhara6879 yah mambo vangu ndinovafarira kuti macases mazhinji vanozama kuratidza fairness in handling them but on this one, I smell a rat.
VaMutasa vanofanira kudzidziswa kut uMambo hwunotenderera hwuchienda kunedzimwe dzimba nekuderovo ivo kana mhuri yavo vachatozosaravo varipasi paSabhuku kana uMambo hwapfuura! So ngavasiye kuitiswa vadzidze kuremekedza maSabhuku nemaSadunhu ayo. Thoz who kno mch abt how these things goes will understand bt kunevasingazvinzwisisevo I kno it might b tough to understand the powers n boundaries of these two bt u can watch the space
@@patrickmazhara6879Zviri kwese, kunzi Leader hazvirevi kuti vave neassport yekubata vanhu nekunze kwemaoko. Ngatikudzanei tese sevanhu. Ini ndatova ne interest zvakanyanya nayo case iyoyi. Toda kutoziva kuti zviri kuzopera sei zvaChief naHeadman navo Villave Head avo ve ma cases hobho hobho avo. Karanganda teerayi nyaya iyi kusvika kumapena kwayo
Ehhh ndizvozvo chaizvo Ba'Taps ngavateverere nyaya iyi to the end! Vanhu ngavasati kana vakapiwa mikana yeLeadership vobva vabata vatana vakaita seava neseri kweruoko, vachivadzikisira in public like. Leadership need to b neutral n not b weaponised nekuda kweudyire
Uyo moringa ka muti uyo...
Karanganda woye
Sabhuku tendai Mwari kubviswa murimupenyu cz magarirwa dare pachaunga Mambo naIshe this time mmmmh Makonewa kahudyire karipowo futi maikwanisa kubatsira Sabhuku in closed doors not kusasikana kudaro cz nemiwacho hamusi watsvene ityai Mwari cz kna ishe wacho unonyepa ruvengo too much kutadza kurimuvanhu
Sabhuku haanamhosva APA umm
Mbuya yekuisa mai avo Zambia inopenga, ndoyekukamanisa Mukotsanjera kuti akurumidze kuita basa.. Ngaidzingwe, yakaganhira nxaaa
Jahaman upload nhau fast tinenge tichida kuona penyu apa manje mukasatumira in time tinenge tadziona from another channels hamuchawani ma views
Karanganda to the fullest
Sabhuku kana usina kusimba tiza
Fair Judgement.
First one here
Ukangonzwa munhu achitaura achibvunza tumibvunzo bvunzo ozopedzisa sendenisi, zvopangidza anenge asina confidence nemashoko ake
Sabhuku woye
lol this sabhuku don’t respect his job 😂😂😅
Madzisabhuku acho anogadzwa naani? Ishe na sabhuku vari pakudhonzerana uye sabhuku haasi kuziwa pekutangira kana pekugumira . Zvimwe zvino😢dzidziso mumabasa macho please.
Homeboy munenge makutangirwa kuburitsa nyaya...video iyi takatoiona pane zvimwe zvibvitibviti. Kasiakayi kupakura takupedzera miseve kumakunguwo
True
Kkkkkkkk sabhuku uuuu murikuda hutongi tumuch hamushandiki neni
haaa sabhuku indururani ava.
Asi chimboko chisabhuku ichi
That 2nd issue haina kujeka sabhuku atsikirirwa
Sabhuku uyo itsotsi
Chibanda Media hatiide pliz KwaMutasa
😂️ munhu wese anotoenda kune ma views that's vana tasvu vakagara vazviita clear .....just imagine kut same nyaya inobuditswa ne 10 ma channel ..they are now all forced to release ma episodes fast or else unobuditsa zvaakuziikanwa kare
Inoba zvaburitswa nevamwe
Vakadhakwa vashurukwa vaye
@@francisfarirai4208no anenge aripo but videoing yacho ma1.
iyewo Baba Taps is letting us down why taking long to release mapocha anenge atobudisa apa their quality is bad manews news its a parishable commodity watoona zvavharana
Nyaya idzi ngedzese ere dzinoinda kwa mambo or vanopedzawo dzimwe
Toda karanganda
Sabhuku vakawengwa naIshe.
Chigsro chaenda sabhuku 😂
Zambia rakakosha wanhu woye
True and yes
True true❤
Manje koshitomu maivharira mkati kaa😂😂😂
Very true
Ishe naMambo hazvisi chinhu chimwe here kkkk
I think Ishe ndi Headman then Mambo ndiye Chief
Kushona zvinoita kunge chinhu chimwe chte asi chirungu kuna sabhuku kraal head, then ishe headman the mambo chief
Headman anotonga masabhuku mambo anotonga munhu wese😂
Camera baba tap namasi ngeiyakashata irikutora chidima
Sabhuku dzavamonera
Sabhuku vaizopa seyi munhu wamwa poison ipolice case
Mambo mutasa seiko varikutèndera ma media akawanda
Sabhuku dzakava momotera.
Baba Taps ko ngozi yaTonderai yavapapi
Yakabva yatopera paya 😅
Karangandians how are u guys
Asi in this case I feel sabhuku uyu was victimised,sei the so called Ishe akamirira kuwanda kwe mhosva ounza dzakabatana dzese,madzishe acho ane dambudziko wo,kwaakuseenzesa our beloved Mambo Mutasa pa personal dzavo na sabhuku
Vasikana vari kumashure vakafanana na Mambo Mutasa, vakunda vake chete
😂😂😂ndsvoda pazambiya apo
Ko nyaya yechipikiri paguva haina kuzoenderera mberi sei
Ndofunga vakaona kuti raive drama kkkk
Hayisi nyayayekuti irikwaChigodora here since vasisashande vese
Makuti akarambidza futi momama imi madzimambo
Dzimwe hadzo ndirikuona kuto sabhuku mamambo paita kuvengana apa saka pakuratidzanwa hukuru kkkk
Udyire too much sambuku
Mukotsanjera
Kuti dheshe sofa rese haa sabhuku zvavawandira 😂
I have a ask. Is there a school of sabhukus in Zimbabwe where prospective sabhukus are taught and get oriented before being sworn in personally I don't blame this sabhuku it appears haana kuverengerwa mutemo ye jurisdiction yake. Akagadzwa nani in the first place
Umwe unonyura apo
Iri kutadza kukwana kuzasi uku
SAbhuku is wrong zvake, but ndine question 1, vana sabhuku ava do they do for training or seminars that teaches them mabasa ava, up to date laws etc eg mambo talked about the new law ye age of consent has he passed that knowledge to people down him ? Mazimbo should have seminars nema juniors to keep up to date, with changes and general retraining of roles etc
😢
Ishe masoko ese aya vanomanzwa nani uuhmm makuhwa murume Mukuru, nguva ngavachiisa Sabhuku wavanoda kushandidzana naye aaah, vakatadza nei kudaidza sabhuku nekukutsiura first before reporting kwaMambo?
The Wig is not make Sure
😂😂😂😂😂😂
Kana stand inopihwa nasabhuku rubbish
Remekedzai dare vanhu kadzi