Pane akubudirwa pano : Dare raChief Mutasa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 янв 2025

Комментарии • 133

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 17 дней назад +6

    Sa Mudzimu is gifted.Zion I can relate💯. Kwete Madzibaba vakabata munhu aya. SaMudzimu very humble and wise. I like his honesty. Total respect to the man❤🫡

    • @MelodyBoniswa
      @MelodyBoniswa 16 дней назад

      Mabhinya sei muchiramba zvamakaita

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 18 дней назад +9

    Nhasi murikugone basa baTaps weee❤❤❤❤iwe woshora

  • @MateuSithole-f9o
    @MateuSithole-f9o 13 дней назад +3

    Big up muprofita kasongo yeye mombali nanga

  • @MarshieM.JMajarira
    @MarshieM.JMajarira 18 дней назад +9

    Weldone Mudziimu Shumba yedu, apa waive mwana mudiki pakaurawa Jaya iri
    Munhu haarove kana mazogara

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 4 дня назад +1

    Chimbokurunga tinzwee 😅 muporofita

  • @ElizabethManyarara
    @ElizabethManyarara 17 дней назад +4

    Muporofita uyu chibaba😊
    Ku crossa boarder kuita humhondi shuwa .kurwadziwa nemunhu azvishandira baba ava i chupet chaiyo
    Ana nyatoti mapositori naana mufakose vese ndoo godo

  • @TafaMutsaru
    @TafaMutsaru 18 дней назад +5

    Mambo Mutasa best chief shumba mai wangu chikara ,well done bba Tapusi

  • @PatriciaMarikano
    @PatriciaMarikano 18 дней назад +13

    Madzibaba vanotaura zvonzwika

    • @Trabablas
      @Trabablas 18 дней назад

      Chokwadi muhombe uyo

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 18 дней назад +8

    Volume Picter Quality 💯

  • @NomsaMadzore-f2p
    @NomsaMadzore-f2p 18 дней назад +3

    Karanganda munotipa zvizere well done

  • @MarshieM.JMajarira
    @MarshieM.JMajarira 18 дней назад +2

    Haa Njesera comeon, ko kungobvuma .Solomon akangofawo zvisina tsarukano haa big man usadaro

    • @Trabablas
      @Trabablas 18 дней назад

      😂😂😂😂😂

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 18 дней назад +5

    Baba vekuuraya musaremedza vanhu sungurai mhuri

  • @Mabatho-ds6vd
    @Mabatho-ds6vd 8 дней назад

    ndadzidza zvakawanda panhau yekuuraya munhu hayisi mhuka inongobayiwa munhu munhu hkoyo😢😢😢

  • @MemoryMudhari-db7eb
    @MemoryMudhari-db7eb 8 дней назад

    Vanhu vanourayireiko haaa ndarwadziwa mhani

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 18 дней назад +2

    Mazita emabhinya ndiwo mamwe chete iwawo. Dunhu rakaoma haro iri 🙌🏾

  • @StellaBanda-u8v
    @StellaBanda-u8v 18 дней назад +5

    Vakadzi vane nhamo. Mwari tibatsireiwo panhamo dzenyika ino shuwa.

  • @MarshieM.JMajarira
    @MarshieM.JMajarira 18 дней назад +8

    Chokwadi vana Amos mufakose vakatenga dzimota,macombi vakaita mari chimbi chimbi asi zvakataurika zvekunyangarika kwemujaya uyu
    Haa ngozi yakaoma,heey ko maitove cyndicate yemabhinya heey mandinyadzisa team

    • @ProsperHuta
      @ProsperHuta 18 дней назад +1

      Motoiziva nyaya iyi

    • @husseinchamatumba6984
      @husseinchamatumba6984 18 дней назад

      Tipeiwo more infor pls

    • @blessy74
      @blessy74 18 дней назад

      Chii chaizvo chakaitika

    • @MelodyBoniswa
      @MelodyBoniswa 14 дней назад

      Mufakose wanyadzisa urizibhinya guru vanhu muchenjere kubatirwa vana imhondi idzo😢😢

    • @MarshieM.JMajarira
      @MarshieM.JMajarira 11 дней назад

      @ProsperHuta ehe ndouziva

  • @tavongabhebhe231
    @tavongabhebhe231 17 дней назад +1

    Mutare ndakutyayi makaoma

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 17 дней назад +2

    Mutare😂😂😂 haaa makaoma.

  • @tendi_xo
    @tendi_xo 18 дней назад +1

    Karanganda Woye 🎉🎉🎉

  • @MemoryMudhari-db7eb
    @MemoryMudhari-db7eb 8 дней назад

    Muporofita bhoo uyo anoziva

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 18 дней назад +4

    Muhall futi monetsa newungira panze bhoo zvokuti

    • @Trabablas
      @Trabablas 18 дней назад +1

      Yaaa munoda ceilling kkkk but zvekumusha ma 1

    • @SamanthaKabayanjiri
      @SamanthaKabayanjiri 16 дней назад +1

      Kkkkkk neniwo panze bho

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 17 дней назад +2

    Manicaland hubhinya muri kuti nyadzisa chokwadi

  • @Masimba-z2p
    @Masimba-z2p 18 дней назад +1

    Chief wisdom dzenyu ndipaurireiwo

  • @PinkMhlanga
    @PinkMhlanga 18 дней назад +2

    Uyu mufesi unoda shamhu

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 18 дней назад +6

    ZIMRA inzwai pane bag richauya nemapfupa kubva jbg mazvinzwa here uyai pano vanhuve ZIMRA

  • @EdgarGudyanga
    @EdgarGudyanga 18 дней назад

    Wayingepo ere 😂😂 sofa reshee kuti .....

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 17 дней назад +1

    Bba avo vari kuratidza kuti anoyiziva nyaya

  • @RebeccaWashaya
    @RebeccaWashaya 15 дней назад

    Mudhara uyu anoda kumborohwa strong

  • @Trabablas
    @Trabablas 18 дней назад +5

    KO hakubvumidzwi kurova here mudare haaa

  • @ChatayiMavis-ky9xw
    @ChatayiMavis-ky9xw 15 дней назад +1

    Munhu uyu avanekakupenga

  • @livymusampa6096
    @livymusampa6096 18 дней назад

    Baba Taps murisei❤❤❤❤❤❤❤

  • @MiriamMafaune
    @MiriamMafaune 15 дней назад

    Asi mabhinya munouraya vanhu hamunzwiriwo vana venyu tsitsi here coz ngozi ycho kana yaakuuya inouya kuvana venyu ndoo vanenge vaakutambura kwete kwamuri imi munenge makauraya

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 18 дней назад +1

    Sekuru Tsoka vanongorova Hosho alongside Marangwanda

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 15 дней назад

    Zvinorwadza izvi

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 18 дней назад +2

    Mabhinya taneta ndiwo chokwadi 😢

  • @SamanthaKabayanjiri
    @SamanthaKabayanjiri 16 дней назад +1

    Munhu akambopinda marange anonetsa

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 18 дней назад +1

    Vanjesera varikuBleancher kuDiyer vhudzi 😂😂

    • @JacobJemwa
      @JacobJemwa 18 дней назад

      Sure tine nhau iri serious pano iwe ukutaura zvebleaching amanaka itai crs amana😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @TirivhanganiKamba
    @TirivhanganiKamba 12 дней назад

    Uyu rovai munhu mambo...ibhinya iri mamwe acho anovaziva

  • @Mamoyo-d2o
    @Mamoyo-d2o 18 дней назад

    Dare renyu mambo ndere mhondi

  • @MazvitaNemazie
    @MazvitaNemazie 18 дней назад

    hoyooo 💃💃💃

  • @addietarga3256
    @addietarga3256 10 дней назад

    Manicaland musha wemhondi dzega dzega

  • @VictorBangira
    @VictorBangira 12 дней назад

    Ummm zvakaoma asi zvakanakira kuti mhosva haiori chinoora inyama

  • @GodwillChabvuta
    @GodwillChabvuta 16 дней назад

    Kohupfumi hohopera muchifambira nyaya dzacho yoo ummm

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 18 дней назад

    Nhasi Baba Taps amusing kuita zvekutamba

  • @tariromagwaza
    @tariromagwaza 16 дней назад +1

    Kana ngozi dzorova vanhu vanoramba zvavakaita moti dzakashata

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 18 дней назад

    👏👏👏

  • @KingBrito-d2w
    @KingBrito-d2w 13 дней назад

    Hah pfutseki Mani mdhara uyo ngasads kutijairira kramba zvaunoziva
    Ziso remhondi iro

  • @AnywayMasochaGama
    @AnywayMasochaGama 18 дней назад

    Uyu rovai mambo

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 18 дней назад +1

    Vanhu havadzidze nenyaya yengozi, kugona ngozi kuiripa. Iyo December ino pane vamwe varikutodzipara mukufarisa paholiday pano

  • @NandenisChivino
    @NandenisChivino 18 дней назад

    Nyaya iyi yakaitika

    • @A_JM585
      @A_JM585 18 дней назад

      Apa vanenge vachiramba zvavanoziva madhara aya vachishungurudzisa vana nemhosva dzavo havo

  • @JanetMutemeri
    @JanetMutemeri 18 дней назад +4

    Moita zvekutamba mombe shoma shoma idzodzi

  • @vimbaigiovannavingwe7354
    @vimbaigiovannavingwe7354 16 дней назад

    Shumba dzagara dzakanyanya hadzo hanzi chimbokurunga tinzwe😂

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 16 дней назад

    Conorio waidiii asi zvakazodiiko paya ...shuwa kutema kupemba ne demo kwaa kucheka ma turisi iye ...mhondi haibvumi zvekumhanya

  • @ChirashaChikandamina
    @ChirashaChikandamina 17 дней назад

    Uyu murume arikutoda shamhu chaiyo

  • @thapelosaunyama1423
    @thapelosaunyama1423 16 дней назад

    Haaa Mfakose Njesera musaramba makauraya munhu imi muchigara Polokwane kuMakgado paMashamaite muchibika muri 17 mupoto kusatenda mese kut muzive Joni ndiNyatoti akakutorai muri varoyi varume imimi😭 moyo yenyu haina kurwadza hr nevana vaDaniel vaakasiya .. Ko vakadzi wake. After all makatadza kuchengeta Arnold naMike imi .. Amos wakaita motika nechibhazi chisina kufamba iye Ari Nyatoti wamakauraya mukatora mari yake.. Njesera wakaita high roof ndeyaNyatoti . Ruwaka unoita mapopi ngeaNyatoti wese Matasvaa worse mhondi unoita makombi ndeeNyatoti.. Nyatsanza wakafa usina Kan chinhu muri mhondi after mabhadha ngozi moyenda kujeri hatikudii mumutanha

  • @faraisimango720
    @faraisimango720 18 дней назад

    Vese ngavauye mombo plus avo vakafa hama dzavo ngadziuyewo

  • @LawrenceZnkomo
    @LawrenceZnkomo 16 дней назад

    Bhinya iri hona vana kutambura kani

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve День назад

    Ko vana vacho vanodii kurimamisa mhani

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 18 дней назад

    Ngozi 😢 haina tsitsi shuwa

  • @Mashia-t8b
    @Mashia-t8b 18 дней назад +1

    Zvengozi ndezva mkotsanjera izvi zvekuomberera izvi ibasa chairo

  • @A_JM585
    @A_JM585 18 дней назад +1

    Nhai anaMambo veWedza uko ana Chief Mutekedza tioneiwo ,murikuonawo here zvirikuitwa kumatare evamwe?? ana Headman Mhurushomana action uko takasara zvinosvota

    • @LettyShawty
      @LettyShawty 16 дней назад

      Cousin😂😂😂😂

    • @A_JM585
      @A_JM585 16 дней назад

      @LettyShawty hesi Letty, long time

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 18 дней назад

  • @dominicchikwaikwai4061
    @dominicchikwaikwai4061 16 дней назад

    Mapostori akaoma hawo aya.

  • @livymusampa6096
    @livymusampa6096 18 дней назад

    Karanganda woyeee

  • @GodwillChabvuta
    @GodwillChabvuta 16 дней назад

    Takaimirira mysi wa 11

  • @wondermaenza8075
    @wondermaenza8075 17 дней назад

    Ko vanhu vanomira church nematambudziko sei kwamarange. Hakusi kuti ndipo paanofanira kunamata chaizvo.

  • @CollenMasilo
    @CollenMasilo 14 дней назад

    𝑰𝒏𝒚𝒂𝒏𝒈𝒂 𝒚𝒂𝒌𝒂𝒊𝒑𝒂 𝒑𝒂𝒏𝒚𝒂𝒚𝒂 𝒚𝒆𝒉𝒖𝒎𝒐𝒏𝒅𝒊

  • @alimose7877
    @alimose7877 17 дней назад

    Famba zion hamuikwanise zion mucharipa chete

  • @FrancisNguvo-p9c
    @FrancisNguvo-p9c 18 дней назад +1

    Mupositora mhondi?

  • @AffectionateLabrador-zu2ow
    @AffectionateLabrador-zu2ow 18 дней назад +1

    Ngavauye vatore mapfupa tiripo kuJoberg kwacho

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 18 дней назад +1

    Face yake ndeye chibhinya Kennedy

  • @AnywayMasochaGama
    @AnywayMasochaGama 18 дней назад

    Chii chaizvo manicaland

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 18 дней назад

    Shuwa muporofita uyu vKumushandisa ngavabhadhare

    • @thabithasimango6134
      @thabithasimango6134 12 дней назад

      Shuwa ngava bhadhare nekuti anogona kuzokurirwa nemhepo yacho akafa

  • @hazelmthunzi7703
    @hazelmthunzi7703 18 дней назад

    Ko kungobhandarisa mazimari pasina zvaitwa kanakuona chaiko hapana kungonyepera mweya kuzomirira kuti mweya ubude pavana .

  • @Trabablas
    @Trabablas 18 дней назад

    KO avo vanenge cartoon ndevapi 🤣🤣🤣🤣

  • @mitchellkingsleyzindoga3296
    @mitchellkingsleyzindoga3296 18 дней назад

    Ko mdhara uyo aripadhuze namambo ndiheadmen here ndiri kuona badge

    • @blessy74
      @blessy74 18 дней назад

      Yes, Headman Sakupwanya

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 18 дней назад +1

    Aaah iro ibhinya chairo, hana iri kutorova ipapo and statement yake yeti hongu zvakaitika atopedza wani

  • @GodwillChabvuta
    @GodwillChabvuta 16 дней назад

    Ko why vanhu veikko vachiuraya vanhu haya

  • @jayncube3915
    @jayncube3915 13 дней назад

    SOUND IN THIS NEW VENUE IS TERRIBLE. OUTSIDE DARE HAD BETTER SOUND.

  • @tadiwa.t8681
    @tadiwa.t8681 14 дней назад

    MUNE BASA SHUMBA

  • @tariromagwaza
    @tariromagwaza 16 дней назад

    Maziso emhondi iyo ari kutaura chokwadi not mromo

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza 18 дней назад

    Ko kutambudzaa munhu akura kudai

  • @LorraineMukoyi
    @LorraineMukoyi 18 дней назад

    Kuti dheshe baTaps munofara hre

  • @Guvakuva
    @Guvakuva 18 дней назад

    Matasva anetsa zita iri rikungo buda pahumhondi

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 18 дней назад +1

      Wanted to say that😂

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 18 дней назад

      Chokwadi. I said the same thing

    • @LettyShawty
      @LettyShawty 16 дней назад

      Nana Nyatsanza😂😂😂😂

    • @thapelosaunyama1423
      @thapelosaunyama1423 16 дней назад +2

      Igandanga akada kuuraya hanzvadzi yangu kuPolokanwe Bokomo akatuma vanhu kut vamuponde 1 wacho akabva abuditsa gure ndokupona kwe Hanzvadzi yangu

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 15 дней назад

    Mupositiri uyu not good

  • @AffectionateLabrador-zu2ow
    @AffectionateLabrador-zu2ow 18 дней назад +1

    Ngavauye vatore mapfupa tiripo kuJoberg kwach

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 18 дней назад

      Kwaaa movakapa here motiudzawo vauya😂😂