Vanhu ngavasada mari vachidaroso, iyo mhondi (Tendai) arikunzi akafa, ayifanirwa kunge akatofa aripakati pekupika jere, but in this case it seems like no one was arrested.
Varikuti it’s fake newarikuti mambo wakushaisha. From what I have been seeing mafambire engozi especially kwa Mukotsanjera or nyaya yaTensen. Ngozi haitongerwe this family negotiated with vapenyu the relative of the deceased but hawana kuripana nekupedzerana nemufi nekuparadzana nemufi nenjera doro kuchimupereka kumusha kwake the proper way. Ngozi haitwe ma short cut hama or kuripa mbichana mbichana roora ndorinobviswa zvekudaro not ngozi. Kana makatombobvisa munotopatangidza futi
Vanhu ava hapana kana zvavakanyorerana pasi ,pakuripwa kwacho. People should learn to document things and keep records in such cases. So the suspect died soon after. I'm sorry the father is suffering as a result of his son's evil deeds.
Very sad. The victim was hospitalised for a while, and the family of that son would go to the hospital on a daily basis mufunge,till the time of his death. Vana vanoparira vabereki,unorova munhu akuda kufa hake
1st here, so happy oo🎉🎉🎉. Ndipewo malikes
Tensen number 1 zim yese
Ko mambo zvinoita hre kuty mnhu abve kune imwe province kuenda kune imwe you are number 1
Bba avo kubhadhara vakabhara asi kuti vakabhadhara mudzimu usati wataura zvaunoda asi Dai vakamirira mudzimu wakataura plus
Ngozi ikasaripwa zvakanaka zvinechitsotsi haipere munonzwa nekuiripa ...ngavatore Mkotsanjera avabatsire kusvika vapedza kuripa ngozi
Baba vandinzwisa tsitsi ava. He has tried very well kugadzirisa zvakatadzwa nemwana wavo😢 zvakaoma
Tiripo doda remukanyi
I cant believe a murder was not reported. Why didnt the hospital notify authorities?
Choice ine ngozi haiite. Tarisaiwo payakasarudza kugara pacho
VaTeterai ndibaba kwavo varikumiririra mhuri yavo varivapenyu... Unopinzwa mungozi nevana. Zvakaoma
ngozi chinhu chakaoma 😢😢😢
Mahindra inofanira kugara iripadare 😂😂😂😂
second 1
Aaaa ko chiiko vanhu vekwaMutare
Mambo gadzirai collar aaaa
Ko neiko ngozi dzacho dzirikubuda pavakadzi kunyanya
Ma1
Baba avo vabatirirwa apa. Vakakanya kuripa pasina n'anga iripo kuti mhepo yaturwa kumusha kwayo zvechokwadi. Ngozi inoda kuripwa paine n'anga inonyatsotura mhepo kumusha kwayo kwakuyiudza kuti shamwari ukadzoka futi tinokumamisa takupa zvese zvavataura
Vanhu ngavasada mari vachidaroso, iyo mhondi (Tendai) arikunzi akafa, ayifanirwa kunge akatofa aripakati pekupika jere, but in this case it seems like no one was arrested.
Yuwiiii wanhu wekumaraini kwangu futi here? 2024 haikona
Hanzi mukwambo 😂
Kuhospiroo
Iweka😂😂😂😂😂😂😂
Manje Ganja wacho haasi kupihwa nguva yekutaura Seiko nhai mambo ...makubhaizawo futi
Tavepo😊
Hapana ngozi apo mhuri yakafirwa ine makaro ngozi yazobuda kumusha kwake sei isingaende konetsa kwakaurayiwa nhema dzega dzega
Kugara nhaka kuona dzevamwe ufunge ngozi inoitwa nemutoo kwawo kwete kugurira
Tensen arikubuda pamwana wake wani
Mambo uyu akushaisha. Vanhu vakasungwa wani
Hama dzaKaja idzo ndidzo dzitori ne problem. Parikutoda kuonekwa futi kuti uyo arikubudirwa ndiye zveshuwa or ihama dzakuda futi dzimwe mombe
Kkkk arikuda mukadz zvino mutemo hauchade
Mudhara uyo ndamunzwira tsitsi
Ko mbuya iripadivi iyo irikuudzira ngozi seiko😂😂😂😂. Haaaa ngozi chiranga mapenzi izvozvi munhu akusiyira vabekereki mutoro. Haaa zvakaoma. Musazouraye vakomana
Froude iri pachena makapiwa mombe 7 izvezvi makuda dzimwe futi
Chief vakukura musoro vakunetsa Kaja uyo ari right asi vakumuti adzikise muripo wake
Mambo ndovanotonga Hakuna Ngozi iripamusoro pa mambo
Varikuti it’s fake newarikuti mambo wakushaisha. From what I have been seeing mafambire engozi especially kwa Mukotsanjera or nyaya yaTensen. Ngozi haitongerwe this family negotiated with vapenyu the relative of the deceased but hawana kuripana nekupedzerana nemufi nekuparadzana nemufi nenjera doro kuchimupereka kumusha kwake the proper way. Ngozi haitwe ma short cut hama or kuripa mbichana mbichana roora ndorinobviswa zvekudaro not ngozi. Kana makatombobvisa munotopatangidza futi
This is a fake ngozi. Gogo avo ndivo advisor vengozi kkkkk. Kazevezeve kungonzi. Thats ridiculous nxaaaa
Iyi nyaya yekuda kutungamirira ngozi iyi mambo vanoripa futi
Mamoyo Hakuna Ngozi iripamusoro pa mambo Hama yangu
Tencen akashaya mambo akaita sa Mutasa
@@MadzudzoChihwa kudii kwake
Ngozi iyi yadzvanyirirwa
Maizoripa sei musina sahwira,Saka ripayi futi amhuna kuripwa,makadzosera mweya wemufu mumusha mayo here?
Vanhu ava hapana kana zvavakanyorerana pasi ,pakuripwa kwacho. People should learn to document things and keep records in such cases. So the suspect died soon after. I'm sorry the father is suffering as a result of his son's evil deeds.
Very sad. The victim was hospitalised for a while, and the family of that son would go to the hospital on a daily basis mufunge,till the time of his death. Vana vanoparira vabereki,unorova munhu akuda kufa hake
Hazvina kuitwa zvakanaka nokti doro raifanirwa kubikwa ipapo zvopera
Vana vanokuisapama1 shametotheoldmaneish😮
Seem fake
Tonde tonde
Mai avo vanenge vari kumuudzira zvekutaura maziso angu hameno
😂😂😂@@Mashia-t8bmaziso ako...wandipedza
Fake chokwadi wakaripwa kudhara matsotsi hama dzaKaja