Murume Wekutsikirirwa neNgoro Akafa Omuka Achiti Anoda Mombe 12 neMukadzi Uye Kuendeswa kuMozambique

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 31 дек 2024

Комментарии •

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro День назад +1

    Muporifita uyo mambo ngabatwe adzoswe mombe idzo imbavha

  • @nyarendaelizabeth
    @nyarendaelizabeth День назад +1

    Ko iho huripwa hwengozi hunorehwa sechikwereti here kana iri ngozi hanty inotaura yega kumwe kukara kutouya kuzobvunza kani kuti zvave papi aaaagh

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 2 дня назад +3

    Muporofita uyo mutsvagei mumurove imbavha

  • @PatienceChigwiko
    @PatienceChigwiko 22 часа назад

    Munhu anobuda achitaura ega kwete zvekuda hupfumi zvrikuitwa izvo

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove День назад

    Uuum that family felt guilty kt mwana wevanhu akafira mungoro medu vakutotanga nekuda kuripa ngozi isipo

  • @TonderaiBMandiopera
    @TonderaiBMandiopera 2 дня назад +1

    Chief justice

  • @loicemuchena3865
    @loicemuchena3865 16 часов назад

    They're suffering from survivor's remorse.

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 дня назад +7

    Haisi ngozi it was an accident not intentionally

    • @shupikaicharlesmwashusha6471
      @shupikaicharlesmwashusha6471 2 дня назад +2

      That is what you think ukazoona zvonetsa vanhu ndiyo inonzi ngozi

    • @TamareMakwavarara
      @TamareMakwavarara 2 дня назад

      Ngozi

    • @tabethmoyo6333
      @tabethmoyo6333 День назад +1

      Ngozi kuuraya munhu zvekuti waita muchida or mistake watove nengozi wakonzeresa kufa kwemunhu

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 16 часов назад

      Hapana ngozi bcz munhu akafa netsaona full stop.Pari kuda kuitwa hutsotsi apo

  • @edmoremucheka3049
    @edmoremucheka3049 2 дня назад

    Haisi ngozi.ngozi inosota munhu ouya ega kwete kuterrwa chikwereti

  • @blessesblencoh1457
    @blessesblencoh1457 2 дня назад +1

    Hanzi mhanza haisekanwi zvayo but ummm mdara atanga kutaura ....haa ma horror

    • @tabethmoyo6333
      @tabethmoyo6333 День назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @Mashia-t8b
      @Mashia-t8b День назад

      Ruoko mamboriona kwaranga riri hre

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove День назад

    Iyo mudhara unomwa mvura nechigubu chese washaya cup here,apa mambo vari kumwawo imomo haaaa chapa

  • @AdmireChakauya
    @AdmireChakauya 2 дня назад

    Hakuna ngozi yakadaro chitsotsi icho nemuporofiti uyo

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 2 дня назад +1

    Vanhu mukatsvaga makudo mugomo munomawana

    • @shupikaicharlesmwashusha6471
      @shupikaicharlesmwashusha6471 2 дня назад

      Anhu haasi kutsvaka makudo mumakomo asi makudo inotanga kunetsa muminda kuti mugoadziga

    • @AdmireChakauya
      @AdmireChakauya 2 дня назад +1

      Iyi nyaya iyi haisi yengozi iyiii pane chitsotsi apo munhu haana kuuraiwa nemunhu iyi ndiyo inonzi tsaona iyii zvakangofanana nekuti wakagara pasi pemuti mumunda mangu kouya chamupupuri chodonhedza muti okudyanya ofa oti ndiripei ndauraiwa nemuti wenyu hakuna zvakadaro

    • @MaiGeeMlambo
      @MaiGeeMlambo 2 дня назад

      Garai Kumba kwenyu baba musanetseke nazvo izvo vachakutsvagai musambonetseke nazvo izvo zvakaitika kweduwo

    • @HazelKupakuwana
      @HazelKupakuwana 17 часов назад

      @AdmireChakauya true. Zvino baba avo ndovakangomhanya kuti toda kuripa ngozi pasina munhu ambovanetsq

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 2 дня назад

    Ngozi ndeyeChivanhu haineyi nema Jews nechitendero chavo saka inofanira kuenderwa kun'anga inoita zveChivanhu!! To Caesar what belongs to Caesar. Twumaporofita twukawana vanhu vakakotsira ndipo patwunoda twoba upfumi hweVanhu!!

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 2 дня назад

    Utumbi unobudirwa kana asiri weDzinza renyu munobhadhara mombe 1 then kana mhepo yemufi yatii mombe 12 vedzinza havana chavanozowedzera. That was an accident you were only supoz to participate parufu rwemufi zvopera.

  • @TonderaiBMandiopera
    @TonderaiBMandiopera 2 дня назад +1

    Chief justice

  • @TonderaiBMandiopera
    @TonderaiBMandiopera 2 дня назад

    Chief justice