Say that again and again dear, it’s not easy, kuti mwana wako anogwurirwa upenyu wake, I can imagine even if it was me, I might be even worse than her.
Not mai vakumubereka ndi mainini mwana wehandzadzi yamai vaTensen..in English they're first cousins..in shona ndimainini mwana wehandzadzi yaAmai..zvinongorwadza zvazvo even vasirivo vakabareka
@@sibombawa9678 Ini ndakaurairwa mbuya nasekuru vakapondwa nemukomana webasa pamba.waiva vabereki vangu kubva mukuzvarwa. Pain yacho ndoiziva ufunge. Pakauya mhondi pamba ichiita demonstrate how he killed them we all broke down in tears tikatangidza nhamo.asi chandoziva ndechekuti kurwa ndekwaMwari kana mufi achidzoka achitaura ega zvinotendwa. Haaaa saka musandiurze Kuti handina kufirwa. Ndakafirwa zvinotirwadzisa kuurairwa 2 ka1 usatambe iwe
😂😂😂😂😂 Tencen once said munhu uyu itsotsi. I heard Tencen achiti mombe 7 of which hadzi 5 mikono miviri, hat nebhutsu zviuye musi weSvondo. then mombe yaMambo, mbudzi nejongwe. Haaaa I surrender!
Mmm so each and every person akautaya arikubhadharamombe 30 😮😮😮so if vakatengesa ne $300 paborder that's $9000 so vari 7 mariirikubuda $63 000 yooor i think chidzidzo kunemhondi
Iyi nyaya yotoda novel chaiyo kt igova dzidziso kuFuture generation,,vanyori hero basa
Atoripo kare manovel kunerinonzi ngozi yerombe ndiro rinoenderana ndeiyi nyaya kwozoti ngozi yemubvakure haa iroro rinotopfuura nyaya iyi kwozoti ngozi yebenzi
Vane hama dzakapondwa muna 2008 hecho chamboko chewaya. Hoyo Tencen varikukwana naye uko kwete zvema funnies
Iro ichokwadi. This must be recorded.
Life is not physical ,life is spiritual...we are spiritual as Africans
Varume ava vakatadza asi mai avo vakutotonga kudarika ngozi yacho ngavachinzwirawo muzukuru wavo tsitsi haisi nyore kugarwa nemunhu akafa
Yhaaa mhoms inemabhora
Sure mai Ava vakaoma mwoyo I think she’s the one akamutsa mwana doesn’t care about her grandson suffering
Ivopachavo muroyi
Mai iyo mmm irikutozvida wena 😂😂😂 handina kumboona zvakadaro ndofunga ndiChihera
Kuzvara nokufirwa zvinorwadza pfugwa dzinotenderera
Good quality video
Amai avo vanonzi vanesvikiro riri pavari uye ndivo vakapihwa masimba
Tensen ndimapfumise aiwa uyu murume uyu mukono chaiwo
Ari kuvapedza
16yrs kuponderwa mahara haasi ma funnies. Ini ndazvifarira.
Mai Tensen penga zvisingaiti coz kubara its not easy then mumwe munhu wokuuraira mwana wako sekunge arikuuraya inda.
Say that again and again dear, it’s not easy, kuti mwana wako anogwurirwa upenyu wake, I can imagine even if it was me, I might be even worse than her.
Not mai vakumubereka ndi mainini mwana wehandzadzi yamai vaTensen..in English they're first cousins..in shona ndimainini mwana wehandzadzi yaAmai..zvinongorwadza zvazvo even vasirivo vakabareka
Regai vanenge rem ndivo wakasimudza mhepo kuti itevere wakauraya saka kamani
Kana kubara kusiri easy sei vanhu takawanda kudai?
@@sherryproudafrican4784saka vane dzungu risingaite.
I thank sekuru wakaita kuti Tencence amuke ndo chibaba wakawanda wakutsakatika wasina kudzoka
Life 🧬 is spiritual indeed
True
Ko dai vachiisawoka number dzasekuru awo vabatsira mhuri yatensen
Drewmas inokupa number dzacho asi ndakanzwa kt vanoti tipe Mari yakati kt uwane number yasekuru iwawo
Umwe nomumwe ngaazotongwa nenguva yake kana Changadzo apedza ngaabviswe mhepo vaende achauya otangirawo ipapo kwete zvaakuitwa nevapenyu apo pakuendesa muraidzo kune asati auya .
Mai avo vakuzvinyanya
Kuita senge ivo vasingatadze😢
Aiwa vane hutsinye shame,kubva vaita kunge vasinawo moyo😢
Vatowanikidzawo mukana mmmmmmm zvakaoma tomboti vari kurwadziwa
Thanks so much NHIMBE nekutipa NEWS, ko ndokumbirawoka number dzasekuru ava varikubatsira pana Tensen
Amai ndakunyarirai zvangu
Tensen akati anoda mombe dzake dzavakatora dzaiva nomwe asi dzakuuya dzirihadzi, pozoita yamambo nembudzi uye jongwe
Ummm mai imi dzikamai purizi dzinza rine varume wani mune moyo mukukutu imi
Ivopachavo vagara muroyi uye hunhu hapana
Kupa papa Tim’s, kutofarira rufu rwaTencen
Ko vana baba vaakutungamirirwa namai avo here
Mai vacho vagara hunhu hwakadyiwa nembwa munguva yatsvangirai namugabe
Ndatanga pano ndipewiwo sando😂
Amai vakangwarisa ndiwo vakutoita sababa vemhuri ,kupfura ngozi yacho
Chembere iyo mmmm 🙌🤣🤣
Chembere iyo inozvida nhema nxaaaaaa
Haaaaa mai ndiwo watove ngozi yacho bdiwo wakutoita leader kudarika mufi
Hamuna kufirwa ndosaka muchidaro
@@sibombawa9678mai vaten vagara pachavo muroyi muroyi ahadi kuurayirwa mwana wake anorasa hunhu
@@sibombawa9678 Ini ndakaurairwa mbuya nasekuru vakapondwa nemukomana webasa pamba.waiva vabereki vangu kubva mukuzvarwa. Pain yacho ndoiziva ufunge. Pakauya mhondi pamba ichiita demonstrate how he killed them we all broke down in tears tikatangidza nhamo.asi chandoziva ndechekuti kurwa ndekwaMwari kana mufi achidzoka achitaura ega zvinotendwa. Haaaa saka musandiurze Kuti handina kufirwa. Ndakafirwa zvinotirwadzisa kuurairwa 2 ka1 usatambe iwe
Iiiiii shame haaa zvinorwadza wena,
@@sharlonmahachi1478
Amai avo ummmm zvakaoma
Haaa imi muzimbabwe hre mukuitwa izviiii
Munhu haauraiwi sehuku hama dzangu...chidzidzo ichi
Vanhu vadzidze kt munhu haangourawi senge shiri
Kana zvisati zvaitika kwako unoti i drama but mhuri idzi dziri panguwa yakaoma usatambe paunoenda kunozvipereka wega
Chirimut chemaroon same nechimbuya, ambitious ani ipapo
Mai va Tensen varikuzvinyanya
Agreed
Kubereka kunorwadza
Hausati waurayirwa uchazoti was right mai Tencern😂😂😂😂
Dread avo ndiyo n,anga chaiyo yemuzimbabwe kwete mukotsanjera ngozi inotonga kwete kutongerwa, mai vatensen pachavo husiku havabvarure machira
Mukotsa imhepo inenge ichitaura nedzimwe mhepo. Saka zvakatosiyana neizvi.
Chete kana usina kumbofirwa nemwana achiuraiwa hauna pain yaunonzwa.Uchainzwa zvako hakusi kure kana.Dont compare n'anga unorwisanisa iwe.enda kune inogona usiye Tsoka asingagoni chete.
Mai iyo inenhafu
🤭🤭🤭
Ngozi ma1 kuparira rudzi nezvinhu zvisina basa uchimbopondereiko munhu kuonererwa nevanhu hereko😢😢
Zvakaoma
Mai vatensen uumm zvimwe zvacho vaakunyanya mnhu mkuru bt yooh
Ndosaka paizonzi vanhukadzi havadiwe padare
Muroyi ahadi kuurayirwa mwana wake ndizvozvaanoita
I for see division soon in this family because Mai avo varikutoda zvese chenjerai kutozooirarana mombe idzodzo
Problem Ngozi inobata neasina Mhosva but munhu anofanira kupedza nyaya dzake ega
Ngozi yatencen irikutopengesa Mai avooo ngavadzikame semunhu mukuru next episode dakuona change vatsiurei haaa
Ko ndivoka vakamutuma kuti enda unovaita vakadzi ndimainn mwana wehanzvadzi yamai vaTensen
Sekuru akamutsa tenson vanonzi ani uye vanovanikwa kupi
Taipei woo ma contacts ve Drew Media ....kukumbira please.
Panhimbe pano not drewmas mdia@@monalisamhlanga6254
Sekuru shumba kumazowe
Ahhhh kumwe kwakuda marii uku
Umm amai avo ummm vanorenzva yoooh
Saka akagarwa na Trnson uto haaripwewo here cz hey ma 1
Mwana wake wekupedzisira
Avo Mainini mai vaTencen vave kuzvinyanya yohwe
😂😂😂😂😂 Tencen once said munhu uyu itsotsi. I heard Tencen achiti mombe 7 of which hadzi 5 mikono miviri, hat nebhutsu zviuye musi weSvondo. then mombe yaMambo, mbudzi nejongwe. Haaaa I surrender!
Zvi Mbuya zvekwa Tencen Zvinoda kudya, makaro
Mmmmmm vanhu vakuda mari mmmm zvakaoma tatenda zvangu
Moyo Muri Sei
Tensen ma1,almost 200+ mombe dzichauya
Haaaaaa Mai avo vakutibhowa
Taura hako vanodavo kubuda paTV 😂😂😂😂
Kuda kubetserwa naDred uyu please
Tokumbirawo zitha neNhamba dza Sekuru
Vakamutsa mweya wa Tensen
Enda kuDrewmas vakataura mashandiro avo handichazive kuti number dziripo here asi ndiSekuru Shumba vekuMazoe
Mai vatensen vanotaurisa chaizvo
😅😅😅
@@Senzeni-t2y ndivo vavakuudzira mwana uyo zvekutaura manje mmmmm munopaonawo sei
Chokwadi
Amai avo vanonongedzera mambo vanojairira nguva zhinji ndozvavaoita ngaasadaro
Kuvhengedzera chaiko Havana respect kuna mambo ,ngavadzikame
Ummm Mai iyi yakuita kunge ndiyo ngozi yacho,imboyiurayayi imuke ngozi tione kuti ngozi yacho I change yakuita sei.
Imagine uchiitwa mukadzi nezvinhu zvausiriikuona
Mombe dzakawanda idzi. Inga number yemombe inozivikanwa nemadzishe pamutemo we hurumende kuripa ngozi
Ngozi inozvitaurira yega zvainoda. Havana kumanikidzwa kubvisa vakatopiwa mukana wekusabvisa kana vaona zvisingavaitire. Kubvisa kudaro kutoziva mhosva yavo nehudzamu hwayo.
Paunourairwa mwana wako ndopauchaona kuti munhu haurawe kunge huku
Changadzo uribenzi kudahi TENCEN akakuvhara nzeve zvachose ungonzwa mawungira zibenzi rababa kutambudza dzinza rako
Zvakaoma
Mai avó wakangwarisa
Ko nhai ko kana tichiwombera hatibviusi Hart musoro hre
Amai ngavdzikame munhu haauraiwe
Chando ziva hapana musha usinangozi nhasi kana mangwana chinochaya kwenyu musazotonga nedemo samai ava hamawe hatipfume nenzira idzi dayiivo vakutoti mwanangu dzora moyo
Thanks and good mai avo vatori muroyi pachavo mombe idzodzi anababa vachagoverwa 1pamunhu naamai avo muroyi pachavo
Munhu haisi huku chidzidziso kumunhu wese usauraya
Bozhongora abatwa kunyepa
3rd
Thank you soo much
Mai avo kaifarira Guma yemufi muishandise zvisizvo anokukirai imi fu5i dzikamai matove mberi kwengozi nachiremba ???????
Ndavepo
Bianca wadii
Thank you soo much
Ko nhasi ngozi haipo here
Iripo tarisai video rakazara munoiona👏
See pa 22:00
Hakuna ngozi yakadai vanhu simukai apo mungagarire mashura iwaya
Fokufu imbwa iwr
Uyo murume ane rasta kuseri uyo imbavha yemombe akabva kupika jere nekunyebera vanhu kuti ndi tsikamutanda achitora mombe.
Ndiye akamutsa tensen😢
Chero akabva kujeri but iyi haina chitsotsi nekuti vanhu vakauya vega havana kushedzwa uye havana kumanikidzwa
Chokwadi here?
Guys hamusikuvanzwisisa imi guys momz avo vanobudirwa nemudzimu avo
Mabinya makauraga wrong munhu iyi ihrisgory munyika ZBC irikupiko?????
ZBC iriko kumahofisi ayo
😂😂😂@@nhimbetv
Mombe idzi dzirikuendepi ndakawandakudaro
Mmm so each and every person akautaya arikubhadharamombe 30 😮😮😮so if vakatengesa ne $300 paborder that's $9000 so vari 7 mariirikubuda $63 000 yooor i think chidzidzo kunemhondi
It appears none learning, but worse happening. Jesus
Ava vanhu ndovadzidza manje kut munhu haauraiwe
Mai avo ndiyo ngozi yacho pafeya because mukasara musingadhibhise mombe dzofa nezvirwere imhoswa yaani. Mai avo vakaomamusoro
@MadzudzoChihwa
Amai avo havasi ivo vakatuma mhondi idzo kuti dziponde mwana wavo!! Ndivo vakazvara mwana, nekumurera kusvikira aita mhuri yake. Vane kodzero yekuomesa moyo wavo kusvikira vagutsikana!!
Dzungu rakawandisa
Ngadzimukire garwe dziri 30k dzakudaro vanhu vaakauraya
Saka hupfumi hwese uhu, mbuya ava vachaita sei nahwo
Vanaho vakanzi vanokwanisa kutengesa kana vachida kutengesa
Ahusi hwavo ivo ndimainin mwana we hanzvadzi yaamai vatenson kana vachazopigwa vachapihwavo yavo yezvirango chete mombe ndedzekwachipfuwamiti
Ndanyara hangu, amai dzikamai. Kutoita kunge ngozi yacho ndimi imimi? What kind? Ko idzo hama dzacho, kuita kunge mawakuto donha rute so. Chimboitai, muchadzoka zvenyu zvakare mapondana pondana pachenyu.
Ko vamboti 100 vakuda 150 yei
Pachivanhu chedu pakuuchira varume vanobvisa ngowani mumusoro ko awo warikuuchira nemacap mumusoro.kukura kwese uko avazvizivi here kana kut kuzvidza murawu wechikaranga.
Kkkk chero wemumhuri aive akavenga tensen vese vavekutoswedera pedo
😅 paita mombe
Amai kungwarisa uku
Vaudzei vadzikame amai avo
Mai avo kufarira bhutsu dzengozi nhai ummmm
Nhai nhai!
😂😂😂😂
Amai vemushakabvu vanhu vakuchema nemi zvatirikusapotawo makutinyadzisa cy zvakuita kunge drama manje dzikamai mamunhu mkuru
Kaita Mari kamai ako bt idyai pfuma iyoyo nemazvo inokuzvimbirai ramangwana
Mai tensen huye bodo
Pano tavepo
Thank you
Kamai katencen ako sooka
@jusperkahwiti6042
Saka amai vako iwe vakaurairwa mwana wavo vanotopembera here? Vanhu musarotomoke zvakadaro. Usati wataura vhunza amai vako kuti dai vari ivo vakaponderwa mwana vaiita sei! Kana vakupa mhinduro dzoka pano utiudzewo!!
Zbc haiuye kunoripiswa veZanu kkkkkk mukadzi dzikama panoitwa matare mumumusha musha une vene vawo munhu kadzi dzikama
Ko zveZanu zvapinda papi futi?
Why people killing people
Zvisekuru izvo thts why zvichizofira mumvura nemumakomo. Mombe yakasungwa meaning kt iriviolent somehow. Icho chiribusy kubata mombe pamsana nekuzora zvibute, nxaa. Chinorohwa kick nemombe iyo chikafa, media yotanga ft kunyepa kut akauraiwa nengozi 😂😂 yet someone ddnt use their common sense. Nonsense.