Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kitambisirwa nguwa nekambuya aka kkkkk ,chief tiisireiwo vamwe vanobata matare zvirinani ,vanotukisa dare renyu chiremba ava uuum🙌🙌🙌🙌
Mbuya matare engozi siyai hamusati magona tsoka basi
Zvapanenge pasina zvikuitwa nechimbuya icho ichoir chete, panezvinobuda ipapa?
gogo ava ngavanotambe nevazukuru izvi hazvis zvezera rawo
Ndimbuya rudziii vanotsamwira ngozi
Mbuya yekunya iyi hapana zvinozikanwa apa sheedzai doctor mukotsas vaoedze masoorts
King anotoda Dr mukotsanjera
Mbuya ndeve nhema vashaya ANOVA batsira here mukoma arikurwadziwa. Uyu apo vakapara mhosva varikuto ganza
Hezvo pane chinobuda hre kuimba chete chete😂😂😂
Bvunzawo hako. Kuimba kwacho kwanyanya.
Hapana chinozikamwa apa! Itora mari United iyi. Hapana nyaya! Motsotsi awa!
Mukotsanjera is the best
Tsoka ipai ngozi iyo masimba ushunurudze madhara awo anoshora mufi 😢😢😢
Apo pavanoita zvekuimba mopadimbura musatipe panopamhepo
Mbuya inonyepa iyo
Angasadhakwa nebute here amana😂
Tsoka huya pano❤😂😂
Ngavavhure hym book ravo vega ndinhasi vaimba 😂
Vabatsiri awa vanodaidzwa here namambo or vanouya wega please mambo matasa musatiunzire vanhu vanobatsiri zvisina zambuko reanorwara
Deedzai musena weGorongoza vamwe vese I drama Mukotsanjera Shumba yengozi
Avo choir mistress ngavanoimbira chipangano vasiye zvekurapa izvi
Bsy kutaura zvemakona akabatwa asi ngozi iripo ichitaura yega tsoka ndiko kubasa kwavo vachitaura nayo kusvika zvaita kwete mashura ambuya vacho vauya apana chisvinu chotaurwa
Ko Mukotsanjera happy here. King stop strangling mwana pakazara vanhu.
Nyaya idzi dzinoda Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼 ngozi vanofamba nayo plus avo vasirikutenda mhepo vanoda kuti mukotsanjera aitinhire mudzimba dzavo
Dr Mukotsanjera basa iro. Kwete mbuya iyo inokupedzerai pfuma for nothing. Tora mari united
Kutsipikwa Kuri kuitwa namby awo
Parikuitwa dambe chairo, ngavarohwe kuti vagoziva kuti mhepo haina zero navo. Dr Mukotsanjera Imbwa yengozi ndivo vacho vanogona. Machembere ane chiramwa. Regai Ngozi imbovafusha
Endai navo kwaTsoka Shumba yengozi Mukotsanjera 😅
Dr Mukotsanjera he's the only one for this job fullstop.
Chikadzi chonyepesa icho maywe 😂😂😂😂😂😂
Haaa manjuzu uyu hakusi kwake bauyu zvinoda sekuru tsoka mhuri iyi ngaiyende kuna Tsoka
Haaa kambuya ako kakabata dare iri apana zvozikanwa kkkk karipakutsvaga kkkkk
Mmmmm komukudzipirei munhu uye hasha dzamurikubva mamuitira imi vehama ndedzei#Makoniwa watete izvi zvoda tsoka zvengozi ende vachizvigona for shuwa
Caps here makumbi kkkkkkk
Kkkkkk vanokuvara nebute nhasi , uchanzwa oti ahotsira sitereki ndiye akauraya
Ko iripi part 3
Ko mhepo yakaipa inopihwa bute rei asikana aaaaa zvinhu zvacho
Mambo ko mukotsanjera arikupi asi makamudzinga.
Uyo mukadzi haana zvaanoziva ngozi ino taura zvakaita munhu
Vakauraya munhu vanoita hashadzei apa varikumudzipirei shavi rekuuraya raba
Zvakaoma hazvo, varume vakuru kudai kugarisirwa mahara 😮😮
Apana apo daidzai Dr mkotsanjera 1time
And mhuri iyi ine patience. Nziyo 9 makangomiriraaa!!! 😂😂😂
Kuimba manyanya sekuru mukotsanjere one naone havaimbirwe avo
Isu hatidi kunzwa nziyo todakuoona basa chairo daidzai Mukotsanjera
Mazidhara ayo arikugumbuka nhema. They know something. Pls batai Mukotsanjera
Tsoka ndiye ega anozvigona zvengozi izvi
Mahumbwe amurikuita mbuya imi ko mukashaya anoimba mufa ndichimuka urikukwana papiko ko 30 minus muchimbirwa pasina mudzimu usina kubuda, Mukotsa njera ndoshumba yengozi, Mambo imi itai mushe kutotaura kuti budai panze kune arikuita basa mbuya iyoyi mukwane kudare ikoko
Haaaaa ibvai apo kudiii kwamoita ikko ngozi ine hasha ichinzwa kunzi anozviitisa hr tsvagai n'anga inoziva zvaiinoita
Hapana-Hapana! Itsotsi iri!
Mahumbwe chaiwo
Tsvakai vamukotsanjera nguva ichiripo musati Mapedza pfuma ne ndarama chokwadi chisati chabuda pachena
Uyo ane black akadhakwa mumusha ,apana nezvemunhu apo mhondi ndodzinevana varikunetsa
Sakamurikuseyi mhondi imimi hamunyare here
Ipayi doctor mukotsanjera shumba yengozi kkkk
Ngavangotaura mbuya iyo irikutsika tsika
Ko zvatava kuona live show yaEndy Muridzo nhy veduwe mbuya iyi ngaitvake zvimwe.izvi 1 day ichamanyiswa nevanhu hapana zvainoziva iyi
Imbopayi mhepo floor irove vanhu , Mukotsanjera ndiye bestie
Ndomambuya anoda kurikitwa nengozi yacho coz apana choziwikanwa
Ko zvamuri kungoimba ayayas 😮zviri pano sooka
Kkkkkk mbuya iyi ndeye manyepo sori
Haiwawoooo pakuda mukotsanjera chte ende anogona kutaura nengozi ende anonatsoipuruzira zvkt ngozi inoita zvine order kwete yowe yowe
Hapana chozikamwa apa panoda Kotsa apa
Vamboibudisa sei kana pasina chozivikanwa regai vatanga zvinhu zvavo vapedze voga
Sekuru shumba ndochaivoo mhepo inotaura zvainoda yoga
Training mukotsanjera aamisi nyaya idzi Ava vanotenderera mmmmm
Family iyi inezvaimlnoziva sei kurova munhu arikubudirwa
Vanhu munomboponderei vanhu😢
Saka Baba Kingi vaiti Gukka Gukka nekudakurova mwana ivo nyaya vachiiziva.How cruel.
Zvavachapedza data redu vachingoimba ibasa ramukotsanjera iri
Taura hako data ritopera shuwa Mukotsanjera ka1
haaa hapana dare apa matuzvi aya. Mambo mutasa mava kurasika
Aaa kudzipa munhu kuda kuvhara chokwadi kuti chisabuda manje mushonga wengozi kutoibvuma moiripa nekuti chero mukauraya iyeye inobuda futi pane umwe munopedza dzinza muchidzipa nemaoko enyu kusvika maripa
Ngozi ikunzi dzikama yoti ehoi kkkk
Zvinoda mutunhu une mago mukotsanjera mhani tsoka ndiko kubsa kwavo o uku zvine zvipo izvi endesai kune vakapihwa zvipo zvekutaura nezvipoko mhani
Mbuya iyi
Ko kuzobata munhu pahuro boo hr 😢
Wapurisa wamambo tarisai please imhepo saka arikudzipa mwana zvakashata
Ambuya ngavasatambisira vanhu nguva
Kuimba ndokupedza dambudziko here
Mbuya ava Doubt mhepo ndoiziva haaa iyi uuuuuuum ndatadza kuinzwisisa
Vanobvunzirei ivo vachiooneswa ne mhepo
Mbuya vapana chozikanwa app
Mbuya iyi hapana zviripo kana kaone
Ungati parikuitwa drama ngozi chaiyo inounzwa kt tokusiya wakadero uchifamba nesango kkkkkkk dai ndrini ndairamwa ndouraya ndozodzoka vadzikama
Haa kambuya kanonyepa why kasirikutaura akaisa njera paguva kana achiona . Kanoda kubharwa mbama
Tokumbirawo kuti zvengozi mupe Tsoka chete please. Avo harisiro department ravo, mybe vanogona zvimwe kwete ngozi
Business shuwa apana kana mbuya avo itora mari united iyo
Mbuy 😅haizi kuziwa
Dare iri rine chisvinu here iri
Haiwa indai Kuna mukotsanjera
Adi kusunungura Zimbabwe iye Mukontsanjere rubbish Fake EDiot n'anga.
Zvinoda Mukotsa izvi
I gerofurendi ya mambo iyi
Anonyepera uyu anoda kurohwa
Westing time muchimbirwa zvisina basa nekambuya aka siyai varidzi vebasa mkotsanjera vaite basa
Mukotsanjera huya uone ufumure mbavha idzo nxii
Mmmm ndarwadziw mfunge vanenge varibhudhi vako vachdanzw mmmmm marwadz
Ko kuramba moimba Kwai chii 😂
Kambuya n'anga kambavha
Tsotsi riya rauuya futi
Kuimba vanonyanya
Camera man ndofunga vaitofa nekuseka vachiona kuimba chete chete
Kutipedzera data redu nezvinhu zvisina basa
Kkkk ma drama aya ka kkk where we can register i want to join kk
Warwadziwa mukoma ummm vanhuu tisadaro

Training mukotsanjera aamisi nyaya idzi
Ava vanotenderera mmmmm
Family iyi inezvaimlnoziva sei kurova munhu arikubudirwa
Vanhu munomboponderei vanhu😢
Saka Baba Kingi vaiti Gukka Gukka nekudakurova mwana ivo nyaya vachiiziva.
How cruel.