Baba Vekupumwa Kunzi Vakauraya Munhu Votiza Kuonekwa naSekuru Mukotsanjera, Voti Mwana Haana Mudzimu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 дек 2024

Комментарии • 57

  • @ndanaruzvidzo9778
    @ndanaruzvidzo9778 4 дня назад +5

    Well done, Chief Mutasa nekuvaka Court also nekuvaka pekuti vakadzi vasonere and providing the machines. A great king of our time. Mwari akukomborerei ne Ushe hwenyu.

  • @Mudzonga
    @Mudzonga 3 дня назад +2

    Mambo maka upgrader dare nicely. Musati maisa ceiling, nema ceiling lights for lighting please isirai vanhu mabhenji (benches) vawane pekugara.

  • @LovemoreTrymore
    @LovemoreTrymore 2 часа назад

    Part 2 please murikundigonera matsotsi vana kule vangu awa

  • @TafaMutsaru
    @TafaMutsaru 5 дней назад +1

    Nhimbe tv ❤❤ ,ndinokotamisa musoro kwamuri mambo Mutasa mai wangu shumba chikara

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 дней назад

      Tinotenda zvikuru nerutsigiro rwenyu rwakakosha kudai. Rambai makadaro

  • @InnocentMoyo-
    @InnocentMoyo- 5 дней назад +1

    Mama ngavataure kuti toda kucheneswa pamusha pedu finish kwete kupondwa okuwiramumvura kudikudi hapananyaya apo kufamba dot mukotsajira varimomo mwahomde saa shumba yengozi

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 5 дней назад +1

    Makorokoto Makorokoto anhu wekwaMambo Mutasa naMambo ne burandi new building yenyu iyo🎉🎉

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 дней назад

      👏👏👏👏

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 5 дней назад +3

    Makorokoto Mambo.Mutasa nekutivakira pekugara

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 5 дней назад

    Thank you Nhimbe team

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 дней назад

      We appreciate and value your support

  • @RayMarume
    @RayMarume 5 дней назад

    Ko hamuchatiudze kuti court building yakapera 😂😂😂😂 ndandichikutsvakai paopen ground tunokutambirai Shumba mamarova ❤

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 3 дня назад +2

    Mumisha makatakura umu. Nhimbe tv muri huchi.

  • @mangwengweangel
    @mangwengweangel День назад

    part 2 yacho irip

  • @ssam1430
    @ssam1430 5 дней назад

    Oh damn it 😢 chakafukidza imba isocial media

  • @takudzwachirinda7738
    @takudzwachirinda7738 5 дней назад

    Thank you team Nhimbe

  • @MaiGeeMlambo
    @MaiGeeMlambo 4 дня назад +2

    Ukangoona kwabatwa musana Ari Kuda kupika Ari Kuda kunyepa

  • @TracyMatharaza
    @TracyMatharaza 4 дня назад +2

    😢vamutasa munogona

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 дня назад

      👏👏👏👏👏

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 5 дней назад

    Mambo ngaamise mapurisa anoburitsa vanhu vanokanganisa dare neruzha pakuterera

  • @EzekelEzekel
    @EzekelEzekel 4 дня назад +1

    Baba avo havabatsiriki eshiii

    • @TheChekas
      @TheChekas 4 дня назад

      Varikupomerwa nonsense. Munhu akapondwa kumahure hakusi kuroyiwa. Kanongoda kubuda pavideo kamukadzi ako

  • @SinikiweMpengesi
    @SinikiweMpengesi День назад

    Vana baba matsotsi

  • @MaryMucheka
    @MaryMucheka 4 дня назад +3

    Ndezve kuitisana mari naana mukotsanjera. Aaah siyai munhu imi ahhhh

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  3 дня назад +3

      Vanosarudza Chiremba wavanoda havasungirwe kubatsirwa naMukotsanjera

    • @tendaikoofa8497
      @tendaikoofa8497 3 дня назад +3

      Kutaura kweasakamboita dambudziko mumusha. Nyarara hako you will understand one day!

    • @MavisGwanyanya
      @MavisGwanyanya 3 дня назад

      Aaa monzwisa tsitsi dai zvaitikawo pamuri tizokubatai maoko vangwaru

    • @DuncanMunzhelele
      @DuncanMunzhelele 2 дня назад

      Unotaura nemuromo here iwe pamwe kwenyu zviriko hazvisati zvabuda dare harimanikidzi kuti enda kwaMkotsanjera idiot

  • @kervinmutasa9493
    @kervinmutasa9493 5 дней назад

    Wakaramba wachodaro dzingai wanouya kunoteerera nyaya

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 5 дней назад +2

    Makorokoto mambo mutasa kuvakira vana pekugara muchivaenzanisa nekuvabatanidza vamwe vari kutyora madesk evana vechikoro vapeiwo mazano kuti muri kuzvigona sei kudzwai mambo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 дней назад

      👏👏👏👏

  • @charlesm5477
    @charlesm5477 5 дней назад +2

    Nhai- Indawa women wese wakagariswa pasi pari uncomfortable?
    Arume akagara pama bench.
    Ngatisadaro - handiti.

    • @RayMarume
      @RayMarume 5 дней назад

      It's our culture

    • @sibombawa9678
      @sibombawa9678 5 дней назад +4

      Hakuna Mukadzi anogara paChair pachiwanhu chedu

    • @charlesm5477
      @charlesm5477 5 дней назад

      Handiti kwawa nema equal rights.
      Mukadzi kana Murume hapana kusiyana.
      Handiti ma culture anochinja ne nguwa.
      Aiwa tawa muna 2024 - ngatisadaro akomana.

    • @AdamChimbalanga
      @AdamChimbalanga 5 дней назад +1

      Asi makadyiswa ere tsano😢😢​@@charlesm5477

    • @RayMarume
      @RayMarume 4 дня назад

      @charlesm5477 kkkkkkkkk

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 5 дней назад

    My classmate

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 3 дня назад

    Kamsana kakabatigwei 😂😂😂 type inonyepa iyi

  • @florencedenhere-xn1bs
    @florencedenhere-xn1bs 3 дня назад +1

    Baba avo nditsotsi varikuda kutiza nyaya dzavo

  • @GinaDeep-s5n
    @GinaDeep-s5n 5 дней назад

    Where is the video

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 дней назад +1

      Riripo it will premiere at 1530hrs.

  • @kervinmutasa9493
    @kervinmutasa9493 5 дней назад

    Wadare wedu order...washata apo

  • @elishatendere931
    @elishatendere931 2 дня назад +1

    Uyo mwana ndiye rubbish yemusikana, ava vanababa havana kana mhosva,

  • @TheresaCHIGUMA
    @TheresaCHIGUMA 4 дня назад +2

    Mutasa mushina mumbe

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 5 дней назад

    Tumatare twekumama vanhu havafi here pasina kupondwa

  • @emanuelchinyaukira9571
    @emanuelchinyaukira9571 4 дня назад +3

    Pasi pemuti paizipa veduwee