HER BETRAYAL, HIS TRUTH REVEALED: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP14

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 1 янв 2025

Комментарии • 842

  • @augustinemutyambizi8225
    @augustinemutyambizi8225 2 дня назад +112

    Yes the girl admitted that she made mistakes and it is not fair to call her names. If the guy decides to give her second chance for the sake of their child l don't see any need for any approval from anyone. Mind you we all have our past and our wives have their past, some even aborted children, so let us not judge others. Moyo muti unomera paunoda. Let us learn to forgive as we forgiven by Jesus Christ.

    • @ephraimntini7501
      @ephraimntini7501 2 дня назад +1

      Amen

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 дня назад +4

      Pfira dandy😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 дня назад +1

      Pasina kuti chii kana kuti chiii ..munhu achatanga kutuka ndiye murume wacho...been in marriage 20 years dear...past ikangoziikanwa hapana kwainoenda....

    • @gregtorto6119
      @gregtorto6119 2 дня назад +3

      she's being honest hake but hunhu uho hmmmmm.

    • @teurayirugonye3346
      @teurayirugonye3346 2 дня назад +1

      Thank you, young girl. I salute you. You have accepted your flaws, and l want to believe it was because you were getting mixed messages from the guy. Additionally, there were a lot of whispers in your ears about him. To the young man, thank you for apologising to the mother of your child. It is evident that the girl is still in love with the guy.

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 День назад +9

    I love you girl, chokwadi chakanaka chero chichirwadza l love you so much.asati ambotadza ndiyaniko jesu akabvunza wani pashaikwa akakanda dombo❤❤

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 2 дня назад +8

    That youngman is intelligent, well-spoken and very respectful. Hunhu hwako munin'ina is second to none. Keep it like that. How i wish you would think twice on getting back with that lady. Please DONT!. The girl has a bishu tendency. Any woman who dates a married man is a NO!! Someone needs to educate these young adults. Vakadzi vakawanda wangu. Take care of your child and move on. Siyana nekamunhu ako. Unofa sekuseka

  • @blessingkumona-tz3tb
    @blessingkumona-tz3tb День назад +8

    Haaimbotadza kuita 99.99% iye ayidya everyday but mainini dai machidzikama please please that guy deserves honour.

    • @EmmanuelMaocha-g4p
      @EmmanuelMaocha-g4p 19 часов назад

      Chokwadi mainini dzikamai ndanga ndichinyara nevarume vamaidanana nawo ma message moto maida ku tester kuti I salt here nhai dzikamai ndapota zvichireva kuti makadyiwa bota kaaa

  • @makanaka838
    @makanaka838 2 дня назад +7

    As 2024 ends & looking back, I take this opportunity to say without a doubt Tinashe Mugabe has transformed many families that were suffering from disputes on paternal matters, provided counselling sessions where needed & needless to say his charitable deeds,Mwari Va wedzere nyasha pauri Tinashe,your family & the entire team , security & all who work behind the scenes 🙏🙏 Good people & all the DNA supporters, followers, fans, lovers etc, do you agree with me in crowning Tinashe Mugabe "Man of the year" 🎊🎊🎉🎉👏👏👏🙏🙏🇿🇼🇿🇼 Higher levels to all of us in 2025 by the mercy of God Almighty 🙌🙌🙌🎊🎊❤

    • @EngelineDanda
      @EngelineDanda 2 дня назад +1

      Tinashe wakatumwa namwarj kushanda basa iri misha mizhinji yakavakiwa nekuda kwake may god bless him

    • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
      @memoryrumbidzaimushapaidze5090 День назад +1

      @@makanaka838 amen mwari arambe achimupfuudza mberi

  • @rue5548
    @rue5548 2 дня назад +10

    Yah at least the girl was truthful hake pane kunyepa zvozobuda nepamwe. I say welldone hope you get back together and raise your baby together

  • @NellyChishava
    @NellyChishava 2 дня назад +9

    Mukadzi uyu raitove legend rekukwirwa 🤣🤣🤣anoda zvinhu anonakirwa nebota xem

  • @jescamushabasithole6703
    @jescamushabasithole6703 2 дня назад +7

    Mashow ema 2000 akarongeka vari very mature vanotaura zvisina noise than ma 80s and below vane noise vanhu ivavo

  • @tanyaradzwakapadza2860
    @tanyaradzwakapadza2860 2 дня назад +5

    The guy is soo cool nhaimii... Im so happy for the results Yolander....

  • @smomoh2640
    @smomoh2640 День назад +7

    Sinners judging sinners for sinning differently. I'm disappointed

  • @timothykaruma4488
    @timothykaruma4488 День назад +5

    This guy is too wise for his age..keep it up young man. Tora madam vako avo. The devil you know is better than Angel u dont

  • @GeraldNdlovu-o1b
    @GeraldNdlovu-o1b 2 дня назад +9

    iyo nyaya yekutora snooker yekubhawa woisa padhen muchairega

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 2 дня назад

      @@GeraldNdlovu-o1b munobaya makawanda

    • @MuZimbabwean.
      @MuZimbabwean. День назад

      Snooker dzese adziiswe pamba.

    • @MuZimbabwean.
      @MuZimbabwean. День назад +1

      Snooker dzese adziiswe pamba ngadzigare ku shade uko Ngadzigare ikoko kwadzobaiwa neruzhinji.

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 День назад

      @MuZimbabwean. Kkkkkkkkk taura hako iyo snooker yakatojaira kubaiwa nema stick 20 per day

  • @israelzungunde
    @israelzungunde 2 дня назад +2

    apana chekuita sorry pahure nyango mwana ari wako ,, you just take responsibility kutangira pawazivira ipapo , they no need kuripa kubadara zvakaxandiswa panhumbu unotangira pawazivira ,, chinhu chinonzi munhu hunhu kana usina hunhu aukwane pavanhu

  • @phill0209
    @phill0209 2 дня назад +4

    Pari tricky sure .
    Musikana anga akatarisira kuroorwa uyu akutofa neheartbreak haa hazvina formula izvi ...amwene vochitongotambira mazvinzwira mukomana arikuda munhu wake

  • @Royalioness
    @Royalioness 2 дня назад +5

    Sis vanozvida veduwe kuminyura miromo kudaro ,apa maziso zvaari kuitwa yooooh 😮

  • @PriscillaVaraidzoMhoni
    @PriscillaVaraidzoMhoni 2 дня назад +4

    Please reunite this couple. i see love in their eyes

  • @johnmusarira
    @johnmusarira День назад +4

    😂😂😂😂😂😂😂Afara mwanasikana uyo she was not even sure

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 День назад +3

    He is a gud a guy sisi avo ndeve ma streets face yakangwarisa chero vakadzokerana akashaya bota mumba chero zve 1day anobuda uyo.

  • @alexiomuzinde1688
    @alexiomuzinde1688 2 дня назад +13

    I see this couple becoming happily married ever after. Marriage is all about openness and forgiveness

    • @annienai
      @annienai 2 дня назад +3

      Anohurirwa akati baba navo sisi ivava vano smiler 😂😂😂😂

    • @NormanNyika-e2n
      @NormanNyika-e2n 2 дня назад

      Truee

    • @NormanNyika-e2n
      @NormanNyika-e2n 2 дня назад

      Tru

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 дня назад +1

      Aaaaa usafurira mwana iwe. NEVER, EVER FORGIVE HURE

    • @ButeleziKel6115
      @ButeleziKel6115 2 дня назад

      Peace of mind nekufarira mwana zvavapo hazvo asi zizi rinochinjika kuva broiler here?

  • @PortiaTshuma-x2g
    @PortiaTshuma-x2g 8 часов назад +3

    So sincere ntombi yami utixo akwenzele kahle.

  • @Clemtrevor
    @Clemtrevor День назад +3

    That young man is very wise and cultured and I am sure he will decide in the best interest of the child. Best wishes you two.

  • @AngelineMushunje-t3o
    @AngelineMushunje-t3o День назад +4

    Very happy mainini, wish you the best.......sis Angie

  • @XoliswaXhoshomba
    @XoliswaXhoshomba 2 дня назад +2

    Truly speaking mukadzi uyu ibhora remabhuza.

  • @D_Wiz12
    @D_Wiz12 2 дня назад +5

    I was surprised ne result 😂🤌🏼but I think they should reconcile..they look cute together😅

    • @Grainger0123456789
      @Grainger0123456789 2 дня назад +2

      Yes zvazvo they look cute together but this time ndiri kuside remukomana ,this girl anowanza or aiwanza wanza saka anozochinja here manje.
      This guy was real from start even now but ndiri kumutyira .
      Senge kana asina stability for now kumari uko Haa ndaona zvisina kufamba mushe.
      Nhasi I was wishing for zero%😢😅😢😂

    • @D_Wiz12
      @D_Wiz12 2 дня назад

      @@Grainger0123456789 😂😂Kana neni ndikutyira mukomana but you can tell by his facial expressions kuti pane kamoyo muti worse futi neresult iri😂😂……I think musikana will change coz pakaitika zvese izvi anga achiri mwana and akazooneswa horror nelife pa3 years idzi zvekuti akuziwa zvaanoda😂👍

  • @shamblomusic
    @shamblomusic День назад +3

    Aw 🙏 that apology is so sincere 😮

  • @debrahmbaira6519
    @debrahmbaira6519 7 часов назад +1

    What a humbled man he is. A true man indeed. God bless him with his family

  • @blessingjonga8880
    @blessingjonga8880 2 дня назад +6

    mamwe ma decisions haade une full tank... mkomana dai auya adya bota amboita empty tank, he can make better decisions

  • @sandrajoycedingwiza43
    @sandrajoycedingwiza43 2 дня назад +5

    This couple deserves each other my thinking. The lady admitted to being wrong and even the guy apologized in a way so many men can't do.

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 2 дня назад +9

    Facial expression yekamskana aka inotongooneka kuti ndeye chibhishu...Type iyi ukaiisa mumba inorara nedzinza rese including naatezvara..kane zemo rembwa pahwahwa aka😴😴🤦‍♀️🙄👀

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 дня назад +1

      Facial expression ndeyekunyara mibvunzo necamera

    • @delightmatarutse844
      @delightmatarutse844 2 дня назад +1

      She is a beautiful girl who ended up fending for herself at a very tender age. Blessings & love upon her

    • @makanaka838
      @makanaka838 2 дня назад

      @@Faith-vc4vc Musasaro veduwee, vanhu vano chinja wani, anotozomisha musha zvakanaka nekuti adzidza, inga wani Saul mubauberi yaiva mhondi akazochinja kuva Paul akushandira Mwari as a man of God, let's not judge based on past mistakes, I support kuti varorane vaite mhuri yavo 🙏🙏❤

  • @BernardNyakudziwanza
    @BernardNyakudziwanza 2 дня назад +4

    How do you test mumhu wausina kurara naye uchiti une nhumbu yake?

  • @evelyngumede7551
    @evelyngumede7551 День назад +3

    We listen we don’t judge…. Moyo muti unomera paunoda. I wish you the best….

  • @peternhemachena7267
    @peternhemachena7267 9 часов назад +3

    People are so judgemental as if they too don't make mistakes. The lady errored yes but she has learnt her lessons and can actually repent and be better than those that are judging her so harshly. To me this is a perfect love story which if Mr Mugabe's counselling sections does its job religiously, they can have a perfect love story after

  • @tatendamanyozo
    @tatendamanyozo 2 дня назад +3

    The way the girl was looking at the boy I could see there was still love in the air and kept on owning up to her mistakes.

  • @langelihlendlovu8038
    @langelihlendlovu8038 2 дня назад +2

    Amhlophe cc lungisisanani bantwana abahle nizokwazi ukukhulisa umntwana wenu nindawonye God bless you

  • @chidomushaninga7405
    @chidomushaninga7405 2 дня назад +2

    Ndaona pagadzirwa meme yemadii mapfira dandy zvabatanidzwa neiyo song yepfira dandy😂😂😂😂😂

  • @samy7453
    @samy7453 День назад +4

    First person to say "Pamweni" in response to "Pachipamwe"

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 2 дня назад +5

    Haaaa paihurwa apa, the way mhamha vacelebrator nayo mhmmmm

    • @Nunec
      @Nunec 2 дня назад +1

      Koz aisazoziva kuti otangira papi vakawandisa varume vacho

  • @zanelebango2904
    @zanelebango2904 2 дня назад +3

    Am happy you admitted and you regret zvese zvawakaita in past, you're brave main'ni

  • @MellisaLovenessTaruvinga
    @MellisaLovenessTaruvinga 2 дня назад +5

    Life haina balance shem asi amai ihure pafaye

  • @tysonmataula5042
    @tysonmataula5042 2 дня назад +4

    Sis vaitya mbama mukutsanangura nyaya dzavo but kana mazogara munhu wechikadzi anotengesa mubhawa ndewemunhu wese esp ane Mari hake musafe makanyeperwa muti wemusango

  • @kelvinmakomichi5095
    @kelvinmakomichi5095 2 дня назад +7

    Chero mwana ariwake ngaasiye pfambi iyo

    • @aqua4497
      @aqua4497 2 дня назад +1

      Aymen mukoma!! Any mature minded person can see there's no repair pamaitiro . Haasi wekutodaidzira vabereki. She will never change what she's experienced in doing. Vamwe vanouya vachichema after struggling to feed baby. This one only needs her phone. Kana hama dzemukomana uyu dzisingaone kuti inzenza, achawira kumawere. She will see the ones she's seeing now anytime anyday iye arimo mumba.

  • @RichardMaruza
    @RichardMaruza 2 дня назад +3

    The fact that this lady shows shamefacedness, and shows remorseful, she is going to be a good wife because she's been truthful. Happiness is key to the two, whenever they look to each other, there's indeed love, they know and understand each other.

  • @veronicamanda5070
    @veronicamanda5070 2 дня назад +3

    36:10 the guy spoke like a real man,am proud of you my guy ❤

  • @damview3628
    @damview3628 2 дня назад +2

    Good and thank you Tinashe. How I hate people chewing gum and talking at the same time!

  • @BernardNyakudziwanza
    @BernardNyakudziwanza 2 дня назад +19

    The young man is innocent and apologetic but musikana is a player

    • @zibusisondiweni6166
      @zibusisondiweni6166 2 дня назад +1

      True

    • @Elimuh-g5j
      @Elimuh-g5j 2 дня назад +1

      Kana vakadzokerana otorara naye every day coz anotsvaga chikomba

    • @TafadzwaKatare
      @TafadzwaKatare 2 дня назад

      Ummm type yetuma face utwu behind the camera ma1

    • @emelykapita4181
      @emelykapita4181 2 дня назад

      Veduwee as from 18 to 25 years unenge uchitonzwa nyere yekuda bota zvekutodaro and ropa rinenge richitopisa zvekudaro I don’t blame the lady veduwee zvriko izvi

    • @JohnsonJohnson-z3y
      @JohnsonJohnson-z3y 2 дня назад

      Nzenza

  • @Anndex-kp8nf
    @Anndex-kp8nf День назад +3

    Musikana agara anga atomurudo matarisire aanga achiita mkomana says it all. Garai mese siyanai nezvevanhu

  • @reubensithole3893
    @reubensithole3893 2 дня назад +6

    Kkkk this girl ndorinonzi zikuhure manje kkkkk

    • @BrianMirisawu
      @BrianMirisawu 2 дня назад +2

      Mwana ipfamba uyu but mufesi uyu akaita mistake yekutora hure iro anochema chete

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 День назад +2

    This father is very mature. Thank you my guy

  • @NaslieKudzaiMukasa
    @NaslieKudzaiMukasa 2 дня назад +7

    Mai inechipfambi iyi

  • @happinessncube5950
    @happinessncube5950 12 дней назад +1

    Madini kumbomira vanhu vaenjoye Christmas Mr DNA man I beg naaa

  • @MamoMai-T3-Goko
    @MamoMai-T3-Goko День назад +1

    Very bold super words young man, may God bless you more and more. Hopefully mai awa wachapfira dandy for good forever ever more

  • @FlossieRemigio
    @FlossieRemigio День назад +5

    Was that apology necessary kumunhu aikuhurira

  • @esabelkarimagako7020
    @esabelkarimagako7020 2 дня назад +7

    But kachaku uraya kamusikana aka...to me haasi mukadzi wekuisa mumba

    • @SKunetsa
      @SKunetsa 2 дня назад +1

      true, ukaona mukadzi anotaura zvekutsiva shame.

  • @bladwickbuick1861
    @bladwickbuick1861 2 дня назад +4

    Takes a real man to apologise

  • @janemagasagutsa4833
    @janemagasagutsa4833 2 дня назад +5

    Madii mapfira dandy😂😂😂😂

  • @frankjjsolomon6935
    @frankjjsolomon6935 10 часов назад +6

    Madii mapfira dandy...😂😂

  • @victoriesmazhata6050
    @victoriesmazhata6050 2 дня назад +4

    Zvimwe ndezvimwe Yolanda akambojola paChakari apo. Kkkkkkkkkk

  • @agnesmurefu3209
    @agnesmurefu3209 2 часа назад

    Hanzi aive guta rehutiziro lol minister mahendere vapanzwa here 😂😂😂😂

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 2 дня назад +2

    Iwe mfana roora zvako mai vemwana avo, she loves you

  • @memorytutayi9059
    @memorytutayi9059 2 дня назад +1

    If kuvhengedzera was a person iih🙌🏽. Mwanasikana anoda kutsitswa hana uyu orapirwa futi kusvinirwa mukaka chaiko. Nerunako rwese urwo shuwa munhu achingo chacharika achiputsa imba yanga yakuda kutomira.

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 2 дня назад +3

    Msikana akungotsvagawo mastatement ekuzvidefender but still ibenzi sis ava

  • @moreblessingdzama7574
    @moreblessingdzama7574 День назад +2

    Toda muchato weClosure team

  • @debrahmbaira6519
    @debrahmbaira6519 7 часов назад +1

    VaMugabe mukomana uyu is true father, help him to be with his family.

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 2 дня назад +4

    Mwana ndewake hake asi sis inzenza ava

  • @JanePhiri-q4e
    @JanePhiri-q4e 2 дня назад +2

    Nyama nyoro haidi kungopiwa munhu wesewese .It's hard to trust such a woman asingagoni kubgwandira anenge haana kusvinhirwa mukaka.
    It was not good for her to be loose and living around her in laws .
    I was moved by the young man being remorseful over his actions of lacking responsibilities over the pregnancy and baby's upbringing.
    I also admire the young lady for being aplogetic over her behaviour.
    Happy for the 99.99%

  • @lynahmundayi3138
    @lynahmundayi3138 День назад +1

    I love the way this couple has been honest. The lady openly spoke about her past (showing remorse and regret) and the gentleman about his intentions to marry.

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 2 дня назад +2

    Happy new year all bota family❤🎉

  • @liendrabenjamin1095
    @liendrabenjamin1095 День назад +4

    hnzi vakadzi vatsvuku vakasaroya vanohura😅

  • @cynthiamadube9662
    @cynthiamadube9662 2 дня назад +1

    The boy is matured,,lm happy for you🎉

  • @phill0209
    @phill0209 2 дня назад +1

    😅madii mapfira dandy....but thanx kupa vanhu closure

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 2 дня назад

      😅😅😅😅😅😅😅😅😅nhasi vandiuraya mukoma Tinashe never dandy iyi nyamba vanotoziva Street lingo havo😅😅😅😅

  • @paulblacksoil4428
    @paulblacksoil4428 2 дня назад +2

    This is the beginning of the new. Where there's truth telling there's love.

  • @NellyChishava
    @NellyChishava 2 дня назад +2

    Vachiri kudanana vanhu ava ndivo ana baby mama vanozonetsa mukadzi anenge atorwa nemurume chingotoranai guys

  • @ronaldzulu4053
    @ronaldzulu4053 День назад +1

    ahhhh shame ndamunzira tsitsi mfana uyu. abva arohwa ne confusion. We all want proper families. All the best mese.

  • @brightmavedzenge4664
    @brightmavedzenge4664 2 дня назад +3

    PaFair mwana ndewako hako but mukadzi uyu ibhishu last number Kana wakapotswa nezvirwere pamadrama ese aya, dai wasiyana naye mongosangana pawana pega. Kana waakutsvaga mukadzi wekuroora usavarairwe neruvara urwo, tarisa hunhu hweunhu, vanhu vanogona kungozvipenda asi vari zvidembo zvavo. Tsvaga mukadzi kwaye kwete snooker dzekubhawa idzi..

    • @TondeGore
      @TondeGore 2 дня назад

      Snooker here vakomana. Inogona gugohweswa kana 3 mabhora ne one shot. Apa haitambwe nemhu one at a time.....

  • @edwintorwa5816
    @edwintorwa5816 2 дня назад +1

    🎉Ummm mukadzi uyu pane basa

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 2 дня назад +4

    Muchidzikama daughter iwo ma unprotected sex siyai henyu munozara zvirwere mwana anga asina baba ochifirwa naamai sare dano 😢😢😢😢hamutyi neiko kuchinjanisa varume vanami hayi hayii tichiti tine vana izvo tisu tadova vaduku tinoziva one iye aakuziva zana 😢😢😢

  • @oxeydenchinembiri
    @oxeydenchinembiri 2 дня назад +3

    Saka akazorega here kungopa munhu wese wese bota since ave nemwana sezvo ati haagone kugara asina kudyiwa cz akajaidzwa huh vangagara havo vese asi pane nyaya

  • @daychawatama8624
    @daychawatama8624 2 дня назад +2

    I think msikana anenge adzidza , apinda mu right direction

    • @mmc307
      @mmc307 День назад

      Adzidza uyu yaiva speed yekuzviona seakanaka tym yacho ukasazvidzora unoita vakomana hobho .akadzidza chidzidzo dai asina atova nechimwe chimwana

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 2 дня назад +1

    Aww shame baba is very mature and seem to be a good person
    Yolanda smile smile of the year

  • @zibusisondiweni6166
    @zibusisondiweni6166 2 дня назад +4

    This girl dated multiple partners 😮😮

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 2 дня назад

    Ngaunake mwana wevanhu ,siyana nezvekutengesa mubhawa unobva hunhu kushanda mumba kurinani look at yourself in the mirrior and respect yourself,you seem like a very nice young lady,life is what you make,unotoroorwa zvakanaka change your ways

  • @lerossybae
    @lerossybae 2 дня назад +2

    𝐕𝐚𝐧𝐡𝐮 𝐯𝐞𝐬𝐞 𝐡𝐮𝐲𝐚𝐢🗣

  • @SlickDriven
    @SlickDriven 2 дня назад +4

    Lesson for you madununu echikadzi hakuna Revenge through having sex munonyura madzimai. Tip to the young man, you might be tempted toforgive and go back but don't do it bro. You will never have security pa future kids. Usafurirwe nevanhu kuti tora mukadzi because anenge akapakata gitare ndiwe uri wega.

    • @luckazcateu7452
      @luckazcateu7452 2 дня назад +1

      Fact marriage it's life time. This girl seems to be cheap can be taken by waves at any time

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 дня назад

      VekwaBushu vanoregererwa wani😂😂

  • @propro9957
    @propro9957 2 дня назад

    Mr Mugabe 🤞🧬 how far show yamakaramwa kutaura ma results???

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 2 дня назад +7

    Ko yekuti vandiruma vakandiruma ichabuda rinhii

    • @emmanueldube18
      @emmanueldube18 2 дня назад +5

      😂😂😂😂😂😂 Neniwo ndakaimirira nekuti baba vaye vakazhamba😂😂

    • @TanakaGwenzi-b7m
      @TanakaGwenzi-b7m 2 дня назад

      ​@@emmanueldube18😂😂😂😂 ndakatoimirirqwo neziso dzvuku

    • @FaraiChigutiro
      @FaraiChigutiro 2 дня назад

      Wakandiruma ndanzwawo nekuyitsvaga 😂

  • @cynthiapasi
    @cynthiapasi 2 дня назад +1

    Baba vari cute shame🥰.Why does he look like Alexio Kawara though🤭

  • @SKunetsa
    @SKunetsa 2 дня назад +1

    26:38 What a tough question Tinashe. Miti yemisango iyi. Nxaaa.

  • @MusiyiwaMutowo
    @MusiyiwaMutowo 2 дня назад +3

    Str ava bhishu remunhu smile yechihure at her age shame on her and kuchinjanisa varume at that age shame and not even remorseful sad indeed. Hope the alleged father will run miles away from nzenza iyi. Kuzvida kusina basa kanosemesa😮

  • @EvelyneChitata
    @EvelyneChitata День назад +4

    Mmmmm she can get a second chance yes but musikana uyu haasi hake bhoo to be honest arifast anourayisa uyu veduwe ane bad habbits munhu uyu

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 2 дня назад +4

    😢😢😢😢 apa itai zvemwana henyu mainini varikuda kumbotsvaka Jesu avo vakapinda mumba vainepfungwa yekuti murume anoda kuitwa revenge hazvibudi vozozviita vaamumba vanourayana nekuti huummmm mukadzi akave immature uku murume agara atoriwo immature by nature huummm munoita hondo mumba umo huuummm😢😢😢😢

  • @tanyaradzwakapadza2860
    @tanyaradzwakapadza2860 2 дня назад +1

    This show had less drama zvaro.... Aiwa tinotenda....

  • @BrianMirisawu
    @BrianMirisawu 2 дня назад +4

    Hakuna imba inowakwa nevanhu awo kana nyasha dzamwari dzisati dzapindira pakati pawo bcz musikana ane mweya vechipfambi chaiwo .Mufesi ngatore zvake hure iro but manje manje anomwa mapiritsi

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 дня назад +2

      Say that again!!! That young man ane hunhu, he doesn't deserve bishu iro

  • @Shanankapesa
    @Shanankapesa 2 дня назад +2

    Father nota udzai vanhu vasati vauya pashow marules otherwise zvokuzoti pfirai dandy it's an embarrassment

  • @tendaimashingaidze7823
    @tendaimashingaidze7823 2 дня назад +2

    Hanzi joke raizobuda rekuti ndine nhumbu yako raizobuda sei😅😅😅
    Tinashe....unoruma uchifurudzira 😅

  • @TinasheChitiyo
    @TinasheChitiyo 2 дня назад +2

    lets educate our girl child

  • @kimmie1175
    @kimmie1175 23 часа назад +2

    Tinashe asks the hardest questions aah kkkk

  • @Royalioness
    @Royalioness 2 дня назад +3

    Madii mapfira dandy 😂😂😂😂in Mr Mugabes voice

  • @SmiloMkandla
    @SmiloMkandla 2 дня назад +2

    Real men do apologize. Watimirira zvinodadisa munin'ina

  • @EvidencePraise
    @EvidencePraise 2 дня назад +3

    Mweya weJeziberi hauperi kusvika Jesu adzoka

  • @annienai
    @annienai 2 дня назад +2

    Such a young lady chihure chose ichi inga vanasikana vapanduka