RUSAPE NGOZI [PART 9]............TENSEN SIMBA REKURWISA ANORIWANEPI ?

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 521

  • @blessbless904
    @blessbless904 Месяц назад +43

    Tensen my favourite.Chiranga mapenzi

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад +21

    So far sekuru shumba ndovandirikutsveta pa number 1 pane vose vanoita zvengozi.
    Mushonga wenyu wakaoma sekuru.
    Munhu anobuda achitaura very clear kuita semuri wacho.

  • @peterphiri9590
    @peterphiri9590 Месяц назад +17

    Sekuru vsne team yakasimba,thanks Neshamba yours is the best tv in Zimbabwe.

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Месяц назад +23

    Can't wait ndochiremba vokubatisra mukoma Tenson ava da kuvaonao chete

    • @lynnmadon-lt1xu
      @lynnmadon-lt1xu Месяц назад +1

      Nenumber pane asingade zvakanaka

    • @Richtynoe
      @Richtynoe Месяц назад +2

      Haaa mwari wangu tine hama dzedu dzakashaika kuburikidza nekumbunyikidzwa asi nhasi misodzi yedu inenge yakupukutwa murapi wa tencen akabatsira mhuri yekwana tencen pliz tibatsirriwo nenumber dzemurapi veduwe 😢pamwe tingaitawo peace muupenyu tirikudawo justice for our relatives .Tinokumbirawo number ndapota zvangu😢

    • @morvynnnyakudya362
      @morvynnnyakudya362 6 дней назад +1

      Ngavatirwisire maZANU

  • @FaraiSademera
    @FaraiSademera Месяц назад +5

    sekuru shumba ft sekuru tsoke nhewa mukotsanjera simboti 💯💯💯gore rino anhu achadzvowa nge shumba 🖖✌️😎

  • @TatendaMpinda
    @TatendaMpinda Месяц назад +8

    👏👏👏 Maoko nesando kwamuri Mambo Chiduku nemakurukota enyu munogona hamuna kupiringisha nyaya iyi tirikufara nazvo

  • @TawandaMatonga
    @TawandaMatonga Месяц назад +21

    yhaaaaa sekuru ava pangozi avana kuchipa vese vkaponderwa hama endayi

  • @melisamaphosa2395
    @melisamaphosa2395 Месяц назад +40

    Dai mai vaLivingstone vaendawo kwasekuru Livingstone amuke arwise

  • @PaulineChipok
    @PaulineChipok Месяц назад +6

    Sekuru Shumba well done hamuzvikudzi

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930 Месяц назад +2

    Tiripano anaHumba ,, tinodzosa maoko kwamuri Amai nyakutumbura👏🏾👏🏾👏🏾Shumba murisei

  • @lynnmadon-lt1xu
    @lynnmadon-lt1xu Месяц назад +7

    Pamati Vaera Shumba mafariro acho aiwa rinotendwa 🎉🎉

  • @phillipchimutashu5254
    @phillipchimutashu5254 Месяц назад +22

    Makagona basa apo mambo.Coz Simba ra Tensen zvazvunhu.Jealosy down uyu Chibaba

  • @ChokoraMirriam
    @ChokoraMirriam Месяц назад +1

    Sekuru toisa maoko kwamuri 👏👏👏👏👏ramai makadaroo ngavabude voseee

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Месяц назад +9

    Yaiteam hombe idzo kana mazogara 🎉🎉❤❤❤

  • @porciarutsvara6953
    @porciarutsvara6953 Месяц назад +6

    Cant wait 😊😊😊

  • @ZindogaZai1
    @ZindogaZai1 20 дней назад

    I’m glad you’re going to have an English Channel and probably even English subtitles because these stories deserve to be known throughout the world.

  • @Julia-k9g
    @Julia-k9g Месяц назад +1

    🐅🐅🐅🐅🐅Shumba woweee .Sekuru shumba makaita basa kumutsa Tensen , vanhu vatye kuuraya munhu se nyana re shiri .😊

    • @ZindogaZai1
      @ZindogaZai1 20 дней назад

      Tencen anga amuka ega nokuti aitouya kuhope kwevanhu. Aida booster chete.

  • @beautymavasa2837
    @beautymavasa2837 Месяц назад +6

    Tinopa ruremekedzo kuvaera shumba kunenge kuchibvegweni💃💃💃💃💃💃

  • @christineruzave1136
    @christineruzave1136 Месяц назад +15

    Tipeiwo # dza sekuru mukoma Andrew.

    • @Hapy875
      @Hapy875 Месяц назад +3

      Andrew haakupe number anga tokutengesa

    • @bothwellgondora6502
      @bothwellgondora6502 Месяц назад +3

      Anotengesa number kunge dzake uyu Andrew wenyu uyo anotobhohwa,kunge sekuru vacho munhu wekumba kwavo

    • @christineruzave1136
      @christineruzave1136 Месяц назад +4

      @@Hapy875 so it's true what i heard neumwe munhu kuti akanzi ndipe $200 kana uchida # yemubatsiri. Hino kana pachida $200 for # ko kana dambudziko rangu asingarigone mari yoendera mahara. Ngazvigare hazvo

    • @christineruzave1136
      @christineruzave1136 Месяц назад +5

      @@bothwellgondora6502 Saka corruption inopera sei mu Zimbabwe kuti iwe une dambudziko wonzi tenga zve # yemubatsiri. Pane akataura kuti Andrew anoda $200 kuti akupe # saka ichokwadi ka

    • @Hapy875
      @Hapy875 Месяц назад

      @@christineruzave1136 hona mwana vamai mamwe ma channel anobva aiisa number pa screen uyu anotoda kuti umufonere okuudza kuti tipe mari tikupe number dzacho ,but anokanganwa kuti subscription yatakaita uye data ratoshashandisa tichiona channel yake iye anobhadharwa ne RUclips saka tozviziva ,he is just greedy chete highest level ye corruption, makoronyera vajaira corruption.

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Месяц назад +1

    Well done sekuru makagonesa komborerwayi

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Месяц назад +2

    Can't wait woo my favorite chanel Drewmas Media taking you to another level

  • @biancatmabika3677
    @biancatmabika3677 Месяц назад +1

    Ndekuno shumba chihera vaisa zvanza👏👏

  • @DereckManyenga
    @DereckManyenga Месяц назад +4

    Tipeiwo # dzasekuru vari kugona basa

  • @EdnaMandere
    @EdnaMandere Месяц назад +17

    Ndabvuma sekuru mokunda vamwe vari kutora Mari mahara

  • @fusergwande599
    @fusergwande599 4 дня назад

    True coz ummm akaurawa zvinorwadza mwana uya

  • @Wamambo69
    @Wamambo69 Месяц назад +2

    VanaMaposa zvanza tatambira Shumba👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾

    • @royalhustler2975
      @royalhustler2975 Месяц назад

      Rakanaka chirasha wamambo govere weshanu uripauta vakafura ibwe rikabuda ropa

  • @MargaretNdhlela
    @MargaretNdhlela Месяц назад +4

    Isu vana maNdhlovu special kkkkk we support u Drewmas media 🎉🎉🎉🎉

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Месяц назад +1

    Maita baba shumba aiwa tiripo baba❤❤❤sekuru shumba muri chibaba❤❤

  • @fungiemadamombe9187
    @fungiemadamombe9187 Месяц назад +1

    Titende sekuru Shumba nebasa guru ramakabata pana Tensen nemhuri yake, hamuzvitutumadze murambe makadaro, thank you Drewmas media nekutionesa zvakawanda tirikudziidza 👏🏼

  • @JayJames-k5e
    @JayJames-k5e 3 дня назад

    Shumba munovaziva VaHera venyu vakaherereka😂😂😂

  • @rosinapamhirwa2182
    @rosinapamhirwa2182 Месяц назад +2

    Shumba dziripano 💃💃💃💃

  • @TendaiMaodzeka
    @TendaiMaodzeka 22 дня назад +2

    Tipei#dzasekuru shumba

    • @JayJames-k5e
      @JayJames-k5e 3 дня назад

      Makazopihwa number dzaShumba naShumba Neshamba here?

  • @OlindaMachiya-o6r
    @OlindaMachiya-o6r Месяц назад +7

    Ini ndirikutoda # yasekuru shumba

    • @collinsgivens293
      @collinsgivens293 Месяц назад +1

      Most likely 10 bucks to get it from drewmas

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад +1

      Iyo number irikumusoro kucorner

    • @bothwellgondora6502
      @bothwellgondora6502 Месяц назад

      Haupihwe number ne Drewmas iyo inotoda mari kubva kwauri

    • @Pinnycode79
      @Pinnycode79 Месяц назад

      ​@@bothwellgondora6502serious

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 Месяц назад

      ​@@nomsanyika151ndeya neshamba #iyo

  • @givemorebuta6891
    @givemorebuta6891 Месяц назад +5

    Shumba. Nyoka yamanga muchitaura inonzi Shato Saunyama Mheta

  • @moreblessingmoyo8067
    @moreblessingmoyo8067 Месяц назад +2

    Ndadzidza kuti musape mvura munhu akuvara anofa yozoita Ngozi kwauri

  • @benkapomba4683
    @benkapomba4683 Месяц назад

    Chibaba chacho no doubt bhora mberi sekuru

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Месяц назад

    Mumwe nemumwe paanozvarwa anetwekake twakaita kanazvaakadyiswa. Mozoda kutsitika, vanhu makapusa steriki you touch the untouchable

  • @lynnmadon-lt1xu
    @lynnmadon-lt1xu Месяц назад +1

    Ndoyatiri kudq thank U DREWMAS

  • @ElishaMurikitiko1990
    @ElishaMurikitiko1990 Месяц назад +12

    Sekuru Shumba vakapfava zvavo.

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Месяц назад +9

    Don't forget to subscribe and like dear family members ...thank you in advance

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Месяц назад +10

    Saka ndinonyumwa chaiko ndakandati kuti Rasta namai vaTenson kklkk sando dzangu ndinoona hangu sare kukuonai sekuru munditambanudzire kkk nditekaire kkkk

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 Месяц назад

    Chihera vaisa zvanza sekuru Shumba ❤❤❤❤ shumba vanamai vangu 🎉🎉🎉🎉 💖 ❣️ 💕

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +4

    Mr Neshamba and your team work 👏 munodzifambira zvesure ndafarira kuti kubuda kwe ngozi iyi haina kusvibudira asi kugadzirwa sekuru shumba rambai muchibata basa

  • @gertrudemasuka3449
    @gertrudemasuka3449 Месяц назад +6

    Hamudhuri hre kule

    • @mc_martie
      @mc_martie Месяц назад +1

      Vachatanga kudhura takuwandirako kkk

  • @MargrethPurazi
    @MargrethPurazi Месяц назад

    Tiripo vana Ma Ndlovu 🎉🎉🎉🎉 tinemwi ❤

  • @TatendaMpinda
    @TatendaMpinda Месяц назад +4

    Tisvikewo pano 👏👏👏 madzisahwira Mose . Isu tirikufara kuona dare iri richifambira mberi zvine kujeka nekugutsikana mativi ose varume vachibvuma mhosva dzawo ,vachibvuma kutsiurwa nekugona kuzvininipisa pamhaka dzawo. Ruzhinji tirikudzidza zvakawanda kana madzishe akawanda todaira nawo wadzidzawo kuteramira dare nekunzwa kunobva nekurikuenda nyaya,kuremekedzawo mhepo padzinotaura zvozodzipawo kutonhorera ,zvationesawo Kuti kuseri kweguva kune mhando yeupenyu huriko . Ndotenda madzitateguru aTensen, varwi wehondo dzekwawo varikupururudza nesuwo wedzimbahwe tinofara kana vanhasi vachicherechedza zvikaranga zvedu zvinotipa manyukunyuku....👏👏👏Dreams matendwa

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Месяц назад

    Thank u for the updates Drewmas

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 Месяц назад

    good job,take us to another level❤❤

  • @ForgetMagwaza-vd4ft
    @ForgetMagwaza-vd4ft Месяц назад

    Sekuru makagona 👏👏👏👏👏

  • @OttiliaSibanda-w8b
    @OttiliaSibanda-w8b Месяц назад +2

    Can't wait 😅

  • @StellaBanda-u8v
    @StellaBanda-u8v Месяц назад +2

    Can’t wait to know.

  • @NaomiChiripanyanga-b6r
    @NaomiChiripanyanga-b6r Месяц назад +8

    Well done sekuru asi Tenson wakafa hako asi wapfuma

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 Месяц назад

      Kkkkkkkkķkk mhuri yapfuma kkkkkk

    • @deemuu7591
      @deemuu7591 Месяц назад

      Asi akafa zvinorwadza. Zvirinani tive varombo tirivapenyu, pane kupfyma hama yaparara

  • @majurychadzamira3032
    @majurychadzamira3032 Месяц назад +7

    Munogona sekuru ndatenda zvangu, ndrikuuya sekuru ndoda kumutsirwa amai vangu,

    • @memoryncube5904
      @memoryncube5904 Месяц назад

      Zvinorwadza. Shame.ini mai nababa vangu vakaurwa nemshonga

  • @EmiliahBingu
    @EmiliahBingu Месяц назад +13

    Sekuru basa makagona tinoisa maoko

  • @AnniegraceMakumbira
    @AnniegraceMakumbira Месяц назад +1

    Tamirira 😊

  • @MariaNgulube-eb2kx
    @MariaNgulube-eb2kx Месяц назад +2

    Can't wait

  • @abigailsaunyama5250
    @abigailsaunyama5250 Месяц назад +4

    Nyoka mheta chikata shato

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631 Месяц назад +9

    Hongu sekuru avo vakasvitsa Tenson ,asi iyeo angaagara arikumuka .

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Месяц назад +8

    I believe kuti ichokwadi ichocho pakuti mvura haifanirwi kupiwa munhu anenge otandadza. Mukacherechedza many stories of people vanenge vakuvadzwa zvakaipisisa vanonzwa nyota vokumbira mvura. Vapedza kuimwa mvura yacho vobva vafa. It makes real sense.

    • @tineimurimbechi8632
      @tineimurimbechi8632 Месяц назад +1

      Taura hako

    • @PriscillaMujaho
      @PriscillaMujaho Месяц назад +1

      Pamba pedu pakamborohwa mbavha ikazokumbira mvura hapana akambobatikana nazvo asi zuva rakateera mapurisa akatuudza kuti munhu uya arara achikumbira mvura akamirira court so police yakati next time musarova mbavha makagona musina kuipa mvura dai akaligwa mvura aifa

    • @nelvigemuchemwa-rs5vj
      @nelvigemuchemwa-rs5vj Месяц назад +1

      Its true.Kana hospital havakupi mvura

  • @nanof3593
    @nanof3593 Месяц назад +1

    Yes the Sekuru is right. I’m in the medical field. Never give water to an injured person when they ask for it, the person will feel very thirsty but that will drown him/ her. It’s best to rush them to the hospital or wait for professional help if they are on the way.

  • @MercyTomukai
    @MercyTomukai Месяц назад +8

    Ini ndokumbirawo number dzaSekuru shuwa vachenure mwana wangu unongodzvova

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Месяц назад +3

    Munoziva basa sekuru shumba

  • @pertuniadapi2160
    @pertuniadapi2160 Месяц назад +6

    Drewmas tirikuda kuona kusvika kupart 20 chaiko😂😂😂😂

  • @lusciouszvavandanga9317
    @lusciouszvavandanga9317 Месяц назад

    Avandivovega sekuru vasinkazvitutumadze ASI vanechipo havo 😊

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 Месяц назад +9

    Drewmas please try to be faster on taking me to another level I'm waiting

  • @medrhochigande7240
    @medrhochigande7240 13 дней назад

    Tenseni uripiko mazuwano.
    Vakasara vakazoripa here

    • @amabelmutakwa5339
      @amabelmutakwa5339 6 дней назад

      @@medrhochigande7240 pane vakauya asi havasati varipa

  • @lynnmadon-lt1xu
    @lynnmadon-lt1xu Месяц назад +12

    Sekuru vanotaura idi rawo havazvitutumadze umwe dai atonyepa

    • @JayJames-k5e
      @JayJames-k5e 3 дня назад

      Ndafarira kuteramira kwavo nekuzvininipisa.

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 Месяц назад +2

    I knew kuti tichasvika apa

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Месяц назад +1

    I can't wait

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Месяц назад +9

    # dźasekuru dzodiwa coz vamwe hama dzirikundopedzwa dzichitsipikwa.

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Месяц назад +2

    Sekuru maremera ruzhinji😅😅😅😅chokwadi vana Gandi vakapinda busy

  • @MwanaWaMauswa
    @MwanaWaMauswa Месяц назад +3

    Ndagara ndatoliker

  • @Julia-k9g
    @Julia-k9g Месяц назад

    Shumba makakora , munotiitira tsvakiridzo dzese hatisari ne nyota kana mubvunza , munosakura nekuzinza . Media yenyu shumba yakakora uye munodzifambira dzese ndatenda hangu 🙏🏽🏃🏿‍♂️🏃🏿‍♂️🏃🏿‍♂️🏃🏿‍♂️ dzimhanyirei mukoma Andy .

  • @chipomchenje8987
    @chipomchenje8987 Месяц назад +11

    Number dza Sekuru Shumba please

  • @charityzanga7604
    @charityzanga7604 Месяц назад

    Drewmas media taking u to another level

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe Месяц назад +2

    Manji akafa akumbira mvura akasapuwa haazodzoke here futi akuti wakandinyima mvura

  • @tafarapaul
    @tafarapaul Месяц назад

    Chamangwiza Sekuru Shumba🔥🔥🔥

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Месяц назад +5

    #Drewmas : tikuda # dzasekuru shumba plz tnx

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson Месяц назад +1

    Zvanza kunaSekuru Shumba ,Drewmas munotigonera ,tipeyi number dzasekuru Shumba

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw Месяц назад

    Amai Shumba is so beautiful ❤️❤️❤️❤️🥰

  • @HappyPufferFish-pu2hk
    @HappyPufferFish-pu2hk Месяц назад +11

    Maria , Portia na Marvelous marara here guys 😊

  • @TryphineMuchezana
    @TryphineMuchezana Месяц назад +2

    Kkkk veduwee ndichakangobudisa ziso haiuyi hre kwacho

  • @clemencetavashure5749
    @clemencetavashure5749 Месяц назад

    Dremas media taking us to another level ❤❤❤❤

  • @patrickmazhara6879
    @patrickmazhara6879 Месяц назад +4

    Ichi ndicho ChiBaba chengozi ichi, n hachizvitutumadze chinotobvumavo kut kunevanotochikuriravo.
    Bt 4 now isu tinopa zvedu Sando n abata basa apo I thinc he's currently ranking 1st in Zim

  • @JamsonmaparaMapara
    @JamsonmaparaMapara Месяц назад +7

    Neshamva apa wakurumidza kubuditsa secret nhau isati yapera

  • @charitymango4498
    @charitymango4498 Месяц назад

    Thanks Drewmas ne update nyaya iri kupisa 💥

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 Месяц назад +1

    Makadii team Drew ndapota kana pane anokwanisa kudhonza chiringa zuva ngaandibatsirewo..... ndatononokerwa

  • @chapazuze6550
    @chapazuze6550 Месяц назад +3

    Andrew ndokumbirawo number dzasekuru shumba

  • @ThomasChiwanga-i8p
    @ThomasChiwanga-i8p Месяц назад +1

    Sekur shumba ....... Vanobhadharisa hre mukom neshamba

  • @KudzaiMuzenza
    @KudzaiMuzenza 23 дня назад

    Murikupisa sekuru shuma

  • @veeee7248
    @veeee7248 Месяц назад +1

    Pane vaizviti gogo hungwe ummmmmmm vakadyira vanhu mari vanhu Vai kombulena

  • @similosibanda2388
    @similosibanda2388 Месяц назад +7

    Neshamba mundibvundzireo kuti vanofa nekuroiwa vanogona kumutswa here?

  • @LuckmoreMachaka
    @LuckmoreMachaka Месяц назад

    Song irikurohwa ngoma ndoiwana sei ndiyani akaimba

  • @OripaNedziwe-k8x
    @OripaNedziwe-k8x Месяц назад

    Ndokusiya varidzi venyika ana ❤

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 Месяц назад

    Nbr shumba

  • @susannetsainyanguru9797
    @susannetsainyanguru9797 Месяц назад

    Nyoka iShato Mheta Saunyama

  • @NatalieSmall-nl2tg
    @NatalieSmall-nl2tg Месяц назад +3

    Mukoma Andrew mundimhoreserwo chief Chiduku ,Shepherd Chiduku,Fari Mupeti naGeorge Mbaimbai ndovana baba vngu iwavo kkk

  • @LynnetMunhenga
    @LynnetMunhenga Месяц назад +2

    Magona kutanga nesu Humba

  • @jescamadondo2979
    @jescamadondo2979 Месяц назад

    Tensen for hire

  • @portiaruuke1941
    @portiaruuke1941 Месяц назад +1

    Takamirira. Famba Tencern