Chiremba Mukotsa Shumba ye Njozi vanogona kunyatswo kukurukura ne Ngozi kuti zvireruke chero zvazvo zvichirema nekurwadza Toda part 2 Zvidhoma zvibude mai vaparwe Nyora Pasi nevaroyi pamwe ndivo vanga have nechijana
Haaa zvinorwadza vedu, mwana ngaabatsirike please, vabereki mungashata kusvika pakuuraisa mwana shuwa. Big up to mukotsanjere for making things like easy while its so painful 😢
Dramatic episode.Tsoka is forcing the poor old man and woman to accept that they are wrong.Thank yu the old woman for remaining vigilant .Lets pray for our kids varege kubatwa nemweya yakaipa inowaitisa zvese zvese.ngozi yacho haisi kutotaura zviri straight hanzi mai wakatora maparts mabhinya acho akawanda ngainangeka kumafamilies ese akabhinya plus chimoto chatsoka ngachioneke pakuti ma families emabhinya obudirwa wounganidzwa hmmmmmm😢😢😢😢😢😢pari triky
Apatikuona bhoo pictures even sound . very good karanganda .Bea Kotsa ❤I ravhuyu vheri kwikiri
😊
I was crying ndichiona nyaya iyi thank you Tsoka simboti nekubvuma kumiririra wakauraiwa tomudai Tsoka ❤
tanga tanzwa nekuuraiwa nzeve thank for coming back baba Taps
😂iiii tichkach MWARI ave naye nzeve kuvhara
aaa taura zvako haaa Tichkach anotoda zvkuuraya nzeve dzedu
apo mwaiyepo ere,thanks baba taps.thanks for giving us our home isues
Ngozi yakaipa iyi. Kuziva mukadzi, nemwana wake nemazita ekuberekwa, nezvakaitika.
Ngozi dzese dzinoziva haaa inotaura nemo nemo haina secret
Chiremba Mukotsa Shumba ye Njozi vanogona kunyatswo kukurukura ne Ngozi kuti zvireruke chero zvazvo zvichirema nekurwadza Toda part 2 Zvidhoma zvibude mai vaparwe Nyora Pasi nevaroyi pamwe ndivo vanga have nechijana
Bae ❤wangu kana achiimba ndinonzwa kufarasei huyayi pano vazukuru vagogo munzwe sekuru venyu vachiimba.
Iiiii mwari iwewe hautereriba ndakukonewawo😂
@@mesiMutepfa Ma bae a tsoka takawanda weduwee timbori vanganiko ...ini ndiri # 3 zvangu handidi kupikiswa hama weeee🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@@RufaroZikiana mbuya angu arikuwanda nhasi ndimwire tea kwaani😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ndaida kukuti hokoyo Na @mesimutepfa mnje ndasvika mesi wacho apo
@@Vovo_om4 🤣🤣🤣🤣🤣
Haaa zvinorwadza vedu, mwana ngaabatsirike please, vabereki mungashata kusvika pakuuraisa mwana shuwa. Big up to mukotsanjere for making things like easy while its so painful 😢
I like the way this Ngozi speaks 😊
Dr mukotsanjera pa mberi nawo bhiya God bless you
Mutasa and Mukotsanjera for president, vamwe vese zvikambo.
Tinotenda Tsoka, matseketudza kusvika mhepo yasungunuka nemhuri yayo. Veduwee auya zvake asi moyo wake uneshungu, mavagonera Simboti.
Tsoka kumahoyi hoyi ndokwenyu❤
Tichishanda hr kkkkkkkkktamukira pakaranganda ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ love uuuu karanganda team
Mukotsanjera ukuda degree chairo Muteyi❤❤❤
Kamudhara ako katsotsi😂😂😂😂😂😂
Dr Mukotsanjera pa mberi nawo ,pasi nema bhinya
Bataps makutorewa basa renyu here thanks nekudzoka
Thanks Tsoka for saving my former pupil .
Karanganda number 1 ❤
Ngozi ndaifarira iyi. Iri straight. Kungoti kudhara twacho hatubvumi chete
Muporofita wekutanga akavachenesa achiti havana mhosva
Salute kunekamudhara kabvuma mhosva dzako🤣🤣🤣🤣✌️
Kakhule ako 😂comedy chaiyo
Excellent job bab taps
😂well done karanganda good picture kwete kumanextdoor kwatanga twkutabira nokuti kumba kwedu tv yanga yafa😅😅😅😅
😂😂😂😂iiiiii
Tv yanga yafa here😂😂😂😂
Mbuya yakashinga zvayo 😭💔mwana wenyu ungakupumhai akafa kudaro... Iii muroyi wakashinga
Face yavo yakashinga
Mwanasikana we varidzi ngaanake
Very beautiful zvako iwe
Imajeni!!!
Atori ku teachers college, nemwana mudiki anotodawo amai vake
Dr Mukotsanjera, Headman Chigodora and Chief Mutasa vakatumwa naMwari kuzopedza matamvudziko evanhu
Munhu haurayiwe weduwee......wakuramba kuti izvi zviriko hauziwe wakatengesa munhu muhondo chaimo waizobatwa ne ngozi wani
Aaaaa kamudhara aka ka kotitemesa soro😂😂 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂ngozi yacho inenge ine makuhwa kani
Camera 📷 iyi inotora quality thanks
Baba Taps tinokudai kwaTsoka not vamwe vanibudisa zvisina sound unotoshaya kt vari kumhsnyirei Tsoka iyo inonzi T tv iyo no haitipe zvinonzwika
Apa tatanzwa nekukwata
Thanks our best Karanganda fambayi nasekuru Mukotsanjera
Ndaapo pa number 2
In my life handisati ndaona munhu ane rudo sasekuru mukotsa
Kamudhara ako ummmm ma one sure😢
A beautiful girl, ndachema hangu
Ndarwadziwa hangu
Sekuru Mkotsanjera ndinokitendai nekubatsira kwenyu..
Guys musatamba nengozi. Munhu haarovi. Chero ku church inokutevera chete.
Chero ukauraya nhasi 2090 anomuka chete
u have no idea wat satan can,u hve no idea at all
@@washysumahachi8852 what do you mean?
Musatikanganwe pa part 2 weduweee.zvakaoma mufunge
Counseling is needed pamatare after padare ren,anga vanopomerwa they go for counce baba Taps
Counseling kunani apa anobudirwa here or vakaparahosva or the whole family?
@@nomusasiwela9621 kunyanya akapara mhosva neanobudirwa
Karanganda thanks for bringing up the best and sound haitikuvadze nzeve
ndasvikawooo tsoka bba Taps thnx sofa rese kuti dheshe
Thanks ba taps magonesa Tanga takaimirira episode iyoyo
Thank you baba Taps 🥰,paseri apo parikubikwei 😂
Iko ka song bvondobvondo song of the yr
Tsoka munogona bsa renyu salute
Mkotsa to the world
Aaa ngozi iyo ine magumba 😂😂😂
Sekuru Tssvu all the best, wanochepesa munhu
Kasong kanondiitira ako ndinochibvondora haaa makanyanya sekuru
Vanhu varikupopotera kuti hanzi mombe 40, ngozi hamuizivi. Ishungu chete dziripo but mombe dzinozodzikiswa kana nyaya yanyatsoparuka vabvuma zvavakufamba mushe. for now vachiri kuramba ramba so ane shungu ndoosaka achioma musoro kudaro kluti mombe 40.
Picture and sound quality🤌👌makeke
Muri # 1 BaTaps
❤❤❤❤ much love mdhara
Iiiiii Sekuru tsoka havana song yavasingaziwe chokwadi vabereki wedu chiiiko weduwee kuda hupfumi here
Boys rakagumbuka
Anhu asaurayana akomana zvinorwadza izvi 😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Amai vekwamambo Mutasa avo ngavasiye vanhu vaseke aaah hapana arimujeri ba.vanhu vakati seke seke vonyararawo ka.
Mr camera Thank you .big up
Thank you nekudzoka kwenyu
Dramatic episode.Tsoka is forcing the poor old man and woman to accept that they are wrong.Thank yu the old woman for remaining vigilant .Lets pray for our kids varege kubatwa nemweya yakaipa inowaitisa zvese zvese.ngozi yacho haisi kutotaura zviri straight hanzi mai wakatora maparts mabhinya acho akawanda ngainangeka kumafamilies ese akabhinya plus chimoto chatsoka ngachioneke pakuti ma families emabhinya obudirwa wounganidzwa hmmmmmm😢😢😢😢😢😢pari triky
Mubvunzo wangu unoti mombe idzi dzichapihwa ani kana aripiwa na Baba vake
Anotaura iyee mufi wacho kuti anoda dzidii apa ane mkadzi nemwana anogona kupa mkadzi dzimwe dzopedzesa kurora mkadzi wake kana mwana wake ari mkomana dzochemgetwa dzozobataira kurora woo ..zvinoenderana nekuti iyee nyakuripwa anotii asii.
Kkk sekuru ava 😂😂 kaaa vanomboda shamhu
😂😂😂😂Kamudhara kanorova Mhata akaaa
Ngavabvise 40 idzodzo siyai katsika kekudzora mutongo unenge wataurwa nengozi.vakatora hupenyu
Problem inototangira kuhurumende ndiyo inoita not more than 7 mombe kuripa ngozi hameno yakazviwanepi hurumende yacho
Vano dziwanepi nhaimi
Lesson 101 , ngozi yaanaMakombe ingozi yerombe inokupedzai zvese nehurombe mudzinza.
Camera manyama watching from south africa
Kamudhara kakupenga aka nekuuraisa mwana
Ndamukirana nayo KARANGANDA woyeeee❤
Ndachema veduwe ndarwadziwa nemwana uyo
Kuseka nhamo serugare twumadhara utwu hatukure ngeyi
Veduwee 😢zvoitika mukurarama zvakaoma veduwe
Team rese rinenge rakagarwa parinomuka rootanga ne kutsvaga MHAMHA
Karanganda number 1
Vabvuma mhosva chaizvo pakaipa sekuru avo ma1
Nyaya iyi ndinofnga kuty ndakamboiwona kwachigodora chaya maningi imbwa yegorongoza thnkx bva taps
Yakabuda pano paMutasa
yakapinda mudare chaimo akabuda akataura so yakabuda pano iri mudare ramambo Mutasa not kwa Doctor Tsoka.
Thanks baba taps nekutipa tsoka wedu
Inoita sedambe asi zvakangooma hazvo
kuoma chaiko. But mudhara vaiziva havo kuti ndivo vakauraisa but vaingoda kuramba. Ngozi yaiva pachena iyi.
Tinofa nyama mweya wemunhu haufi
Dhafu asekawo aah apa uchichema😅
Haa chiri kupisa shuwa
Mudhara mune drama 🙌🙌
Panyaya iyi muchiiona , sekuru vakauraya here or vambunyukidzwa ?
Vabereki musadaro soo kusekerera zvake asi Ane shungu 😢
😂😂😂 ndìne 1
It's so sad sekuru 😢😢😢 vakutoita kunge ndivo vkauraya
Inga ndovakaronga team ne mukadzi wavo wani
Wari kushandisa mwana Wavo muhurombwa ,mkadzi nemrume ,mark my words
😂😂😂😂😂 mombe ngedzangu
Family iyi ndaiona seyagutsikana
Apo beb inyama ngozi ikayenda ndonangura inini dai ndaivepo ndakatolaina akatosvikirwa kudero
😂😂😂😂😂
Watching yu from SA. Bvondorai Kule
Top ten today yeeeh
VanaMakombe vanomwa doro kumuka kuvakafa vachingodanidzira doro
Sound and picture quality manyama baba Taps
Ndachema weduwee 😢😢😢😢😢😢
Zvinenge zvakusiririsa baba namai ava 😢😢
😂😂😂😂 chema muchristu haaa Tsoka msadaro
Kamudhara ako yowee kamhombwe
😂😂😂😂 hanzi aneka bhachi kane chin'ai😅
Iiii sekuru ndimi mega mune rudo ne patience... Mwari vazadzise zvishuwo zvemoyo wenyu. Uye murarame makore akawandisa kusvika machembere zvekutadza kufamba
Baba Taps ndimi mega munobudisa picture quality yakanaka zvese ne dound than zvimwe zvatirikuona