Summon rati Murume achiri kundida here? Murume akapindura akati hongu, mumhangari iye Oti ngatisheyanai zvinhu (does this make sense) Aya angori matsotsi asangana, one uses silent treatment and the other uses reverse psychology. It's two narcissists vakangosangana chete
Slymedia why repeating ndozvamakuita mazuvaano. But dare iri why ririkudzvanyirira amai ava varikuitwa sevasina basa panyaya yavo but murume arikusiiwa achitsanangura.
Vatongi vedare iri vatadza kutonga zvakanaka nyai iyi, ko madii kubvunzai baba awa kuti 7 yrs asingabatike pamba, odzoka nhasi achiti mukadzi wangu ndomuda hamuone kuti muri kubatwa maziso here netsotsi iri, kana achimuda madii mamubvunza kuti akapedzisira kuziwa mukadzi wake uyu pabonde riini.... iye ari kufara nemumwe mukadzi mazuwa ose umwe achingorara ega......oti mudare ndirikuvada... vadare changamukai pakuferefeta nyaya apa.....pliz ivai nehuchenjeri.
Mbuya iyo ihure
Ndechekare ichi, sly wazotinyanyira iwe
Ko sei mkadzi arikugurwq akada kutaura asi murume arikusiiwq achitaura. Ha ini ndonzwa hasha nemadzvanyirirwo anoitwa madzimai mumatare umu
It's very disturbing and abusive, the man used the lady to advance his missions
MaVery very mudare 😂😂😂😂??
baba vauyakudare zvemukadzi avo vakafanana neuye wekuita bongozozo mudare akati tongai chidhinha
Dare why muchiramba muchimanikidza munhu asisade
Vanoti dare remadzimambo nderekuvakiridza dzimba kwete kuputsa so they try nepose kuti vanhu vanzwanane
Nhai zvako, kana munhu asisadi haachadi
Zera iri kuita sick chaaaaiiiii. Mdara uyu anogona kutaura chete but pane nyaya akutsvaga nyaya.
Very Abusive Courts 😢
Ndatangawo nhasi pano🎉
Okay
Titambire
Siya hure iro mhani owe rokuuraya ukaita nharo bvisa upenzi pameso apako
Maboooo
Unoita sekuti wakayamwa zamu rengyruve why, irikuda kuramba uchidzokera mumadhaka imomo, urikuziva kuti vanohura but irikungooma musoro , unomudii achihura .
Chidare chakaora murikumanikidzirei munhu
Paita mai vanechihure nehurombwa dombo re mine haringoputika zvekudaro
Pamwe mudzimu wavo wakavhurira
Saka unki ne mimosa vakarombaka
Ukuda kuramba unemukadzi nenyaya yegomba cz mari ndiyo yaurikuda
Ichokwadi ichocho Kuda Mari yegomba
Why mukadzi asiri kupihwa tym yekurondedzerq vedare mbonzwaiwo mai avo
murume uyu anorwara pfungwa akadyiswa zvemhando yepamsoro uyu ,unoti ndinoti mkadzi ndinobuda coz takudza Vana tese, yet wamboti haagari pamba ,mkadzi ihure uyo !!
Summon rati Murume achiri kundida here? Murume akapindura akati hongu, mumhangari iye Oti ngatisheyanai zvinhu (does this make sense) Aya angori matsotsi asangana, one uses silent treatment and the other uses reverse psychology. It's two narcissists vakangosangana chete
Murume iwe wakakwa hr unomudii mukadz uyu hachakudi ka hausi kuona hr
Hanzvadzi urikuzvicherera gomba hako
Mai imi kurai uye nyarai nehunhu hwenyu
Siya hure mhani iwe
Kutosunga dhuku ye white Ivo vachihura ahhhhhhh
Zvakaoma munogeza mvura yemunamato Kuti fodya itengwe pakaipa 😂😂
Dhudhu bike yanetsa they must part ways these two vanourayana ava Mambo
Wakadyiswa unopiwa sick oramba une hure
Imi siyai mai kana vasisade munhu. Mukazonzwa kuti awurawa mozotii. Vamwe Varume havadi mkadzi ane mari yakadarika yavo.
Kkkkkkkkk mambo munebasa
Ko dare rinopwa mbudzi dzechii; maivapo pavairarana here? Dare rinoripwa nemari dzedare dzabhadharwa. Hapana criminal issue ingada kuti dare ringanzi rakatadzirwa ka apa. Saka munhu anobvisiswa "fine" yechi becoz yedare yatova fine ka iyo? Very unfair.
Pakaipa.
Amai vakadai ndivo vanozonetsa varoora vachida kuchengetwa nemwana
Vakadzi munoita zvinonyadzisa
Unoda hure rako not mudzimai wako😂
Chii chakadaro takaiona iyi
Amai ava vanotorwara havo kana vane cancer ngavarege kuvanetsa uye varume kana mukadzi akarwara havachamudi mai ava vari right ndinovatsigira
Makunkun
sly media horo yako ukutionesa repeat
Ko why repeat boring
Vanhu awa hawana kukwana.
Ko chief manga muripi
zvimunamato zvekumama zvenyu izvi, ndiwo marobero anoita vanhu se funny wotonzi wave nechikwambo
MaRebroadcast taabhoo manje
Ku mine kurikusha mushonga Mai avo vanenyaya hobhoe mushonga ndoikutisa munhu bofu
Mupurudhudhu wanetsa
Mai ibenzi iri munhu mukuru asina kukwana
Mai avo vanechihure nezera ravo hazvifambirane
Unoshusha iwe kadhara
😮ko munomboroorereiko vana vadiki muchisiya zerarenyu variko Hobho!!
Vakadzi munoita zvinonyadzisa chihure ne hanzvadzi yako
dhudhubhaiki
What nonsense is Suggesting kuti huya ndikurambe kutaura rudzii. Munoshungurudza vakadzi, ati haachade.kubatwa neshanje kudie ipai gupuro zviende. Murume irombe rakabatirira pana rich aunt😂😂😅.ati haachade murume pane paasina kurongeka here😂
Slymedia why repeating ndozvamakuita mazuvaano.
But dare iri why ririkudzvanyirira amai ava varikuitwa sevasina basa panyaya yavo but murume arikusiiwa achitsanangura.
Mai ava pane zvavakaita ku mine kwavo hakus kwega.......
Mukoma siyai chinhu icho, munourawa
MaRebroadcast taabhoo manje