Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vanoti madrama hamusati masangana nazvo mudzidza renyu tinoti makorokoto makazvarwa kudzidza risina hushereketwa zvikapinda mu family munhu hamutaure Kuti I drama yes ma drama ako
Weldone gara dziva tsungunu🤝🤝🤝👏👏👏👏salute
Manja muchembere 👏👏👏
Batai basa muchembere rinotendwa iro
zvotendwa mchembere🙏
Ambuya mune hutsinye.... siyai murumeabate mukadzi wake ega azobhadharisa muparadzvongo
Mukoma sly munosimba ere varume havanzwe haaaa
Kkkkk Inga Zimbabwe yese yazara nanambuya nanasekuru.Inga zvakaoma 😅😅😅😅😅
Nyika yadzokera kuchivanhu zvakaporofitwa kudara ku masowe
Imajeni 😂😂😂😂😂😂
Ka voice manje
Ko sei nyaya dzotambudza vazhinji dzezvikwambo musingabatsiri zvichienda zvachese hatichazivi
Makaoma muchembere
Ma one
Wedzerai muchembere wangu🤪🤪🤪
Ayas nyaya dzevakadzi vevanhu ma1
Mazamo aenda
Apo woda mkadzi wemunhu iwe une mkadzi wako zvakangooma hazvo
Madrama munoawanza kkkkkkk
Madrama ndeapi amusati mapiringiswa imi
Mdrama api zvinhu zviripachena kudai