Aiwa mkwasha haasi bho, unganobvisa pfuma ku second wife iko ku first wife ndokwoyendeswa mbudzi. Plus munhu haamanikidzwe kuda murume waasisade, no one knows magarire aaita nemurume iyeye
Mukwasha ngaaroore vana vake Mambo vanotonga seiko ava nekuti chivanhu ndochimwe asi Mambo ava havagoni kutonga ngavamboona matongero emamwe madzimambo kwete mahumbwe aya
Mambo ava is very wise and vanovaka.Very humble nd calm.
Tsano ndinokutendai nemashoko enyu ❤❤❤
Mupfanha tsano sando dzenyu👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Haa ma intercessor amambo Chundu varikumberi. Batai basa renyu Mr Mapfumo Muzondiwa and Mr Gosa. Munogona varume
Tsoka yatsano bhoo here 😂😂😂😂😂😂
😂😂 ndaitawo mubvunzo
Kkkkkk vanenge vauya nemapata pata
Tsoka dzerwendo
😂😂😂😂 ndaionawo vanenge vauya vasina shangu 😅
😂😂😂
You have a good brother 🎉
Tezvara i salute you hauna fever and u dnt support maravishi
Bhudhi number 1 chaiyoooooooo❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkkk iyi nyaya inopisa asi Mambo vaigona nyaya iyi ❤
Mainzwa here nyaya ya Brother ye mota yaroverwa pamuti. Kkkkkkk
Tsano kuseri chaiko , vurombo , vurombo hahwo asi Tsano vane njere😂😂😂
But she is right ,pane vana ka apa ngavabhadhare
Tezvara manyama vanoda mari kwete kutonga nyaya Mkwasha wazvinzwa zvinodiwa natezvara roora nyaya ipere
Asi kuroora aifanorwa kuroora kunyangwe mukadzi asisade kudzokera ndava vakagara vese makore akawanda vakabereka vana vatatu vese, izvozvo zvega zvinobhadharirwa pfuma at least mombe 5 dzekuroora ne $1500 yekuroora. Chief havazive kutonga dzeroora. Panevana panobvoswa pfuma even musina kugara mese.
Kunongobviswa mombe mbiri chete dzevana ndoroora rinobviswa
Mambo wangu Chief chundu
Idare rekupi iri rine vanhu ava mkadzi uyu she is 💯 correct mutemo pachivanhu chedu unoti pamwana wega wega imombe plus madamages ngaaroore mkwasha uyo izvo zvekt mkadz haachade hazvitadzise kubviswa kweroora,,,chaanenge asisa bhadhara ndezvakadai be grocery nezvimwe zviya zvekungo dyanana buh madamages anobhadhara
Kkkkkk chero ndirini mkadzi wacho handidzoke
Tsano vari kuda mari yemashinyero
Zvoreva the more yamorima uyu achangounza mumwe mkadzi
Also hautore mumwe mkadzi kuti auye azogara mumba memumwe mkadzi
Katezvara aka is very wise kkkkkkkk
Tsoka dzatezvara kkkkkkk😢
Bhudi vangu ava mogona sando dzenyu(tezvara
Pamba patezvara apasi.pekutonga nyaya ....endai nenyaya kwana tete na mbuya
Mukwasha pakutsananguda kwake :'(100% correct wakashaya mukadzi arikuda zvemunjolo
Aiwa mkwasha haasi bho, unganobvisa pfuma ku second wife iko ku first wife ndokwoyendeswa mbudzi.
Plus munhu haamanikidzwe kuda murume waasisade, no one knows magarire aaita nemurume iyeye
Mukwasha ngaaroore vana vake Mambo vanotonga seiko ava nekuti chivanhu ndochimwe asi Mambo ava havagoni kutonga ngavamboona matongero emamwe madzimambo kwete mahumbwe aya
Chakesari kunakesari
Mukadzi ane nungo haadi kurima
Aiwa mukuwasha ngarore vana vake full stop musamu manikidze mwanasikana uyu.
Mukwasha weae akazvarisa whether vagara vese or not he has to pay damage. Hope midzidzawo from others
Tsano ndakufarirai ..sando dzenyu
Tsoka iyo yane 3 days no kugezwa kkkkkkkkk
Ngaaroore vane vake Giribheti Mboko uyo. Dai akatongwa naChief Makoni kana naTsotsi Chigodora aiwona moto.
Mukuwasha ngaa bhadhare vana vaaka zvarirwa
Tezvara munogona kutonga.handi pamba pangu ndepekuroora kwete kutonga nyaya
Pamusoro madzishe edu, rruregerero ndine ptungwa yanguo nezve matare edu echivanhu enenge arikuti peesanei nemagariro etsika dzeechivanhu zvange zvaizokodzera kuti komiti yemadzishe inonyatso nanganidza natongerwe enyaya dzetsika nemaggariro netsika dzedu.
Murume uyu ngasiye mukadzi uyu hapana imba apa zvichazomupinza panataisireva ende achadyiwa kusvika azviuraya neshungu
zvimwe dare inonsonso chaiyo
atezvara i like. havaite support nonsense. hanzvadzi yenyu ine kachi hule hule garai naye pasi ane boyfriend nyowani uyo.
Mambo mombe haina kunzi ndeye humai kana mukadzi aramba kudzoka kumba aramba sorry saka mombe haidzoserwe ngaiende kuroora uyo mukadzi atove nevamwe varume
Chif ava ibenzi chairo kana munhu aramba siyai kumumanikidza, Mukwasha ngaaroore vana vake vaakwazvara nemukadzi wacho.
Mkadzi ari correct wani, ngaanogara nemkadzi mudiki waanaye kumba, mkadzi arikurwadziwa ndochokwadi
I love this kingdom but tezvara avo vanemoto muburugwa
Murume uyo akuda shandisa mukadzi uyo nyepa usadzoke
Nyaya yavo ayinzwisisike vanongorepita zvavambotawura zvakudzokororwa futi ngavarege avazive zvavarikuda avo
nyaya dzemadzimai maviri hazviite
Atezvara havasi kugeza
Mambo vanhu venyu havasikuda kugeza vachiuya kudare
Hazviite izvo zvekamukuwasha ako nxaaa kasascum akoo
Tsvagaiwo camera inowona mhani
Havana mari.
Nyaya dzekuroorwa idzi haaa kurorwa wamubox
Mkwasha anobhadhara vana vake finish
Shoka yatsano ndeyemunhu asingadi kujairirwa
zvima court zvikumusha izvi pfuma inochajwa kunge kutengesa chingwa
Ko zvamuri kuramba muchidzokorora maUploader seiko nhai
Tezvara vakangwarisa vane hudyire
ida anokuda Broo
Ko inodzokorora why nhai
Tsoka yatsano inoda mvura ne sipo
Mukamumanikidza mamanje muchauya futi kudare nechikomba
Tsoka dzavatezvara kkkkkkkkkkk
Tezvara vane fair talk havana side
Zvrinani kupfeka masocks
Buh pafair mkwasha akaresva ungano bvisira mkadz mudiki apa vahosi hauna yet kuti uzoonekera wakatsvikira nanyachide inyaya yekt vahosi vaikubikira bikira vachiku wachira n so forth
Hanzi ndrikuchengera chinhu chisirichangu
Ndizvozvo chaizvo ndava haagone kuzodya bota racho chinhu ichi.
Mambo avo better varege kutonga
Iwe musoro bhangu roora vana vako kuda kungwara nhema benz
Zvekumanidza mukadzi kugara naye asisachide sayana nazvo avanavamwe zvine makuva izvi
Umm cheaf Bundu zero yemunhu
Ko ivo mambo vacho varikutonga vega seyi avana vamwe vanovabatsira sei
Chihure chapinda mukadzi uyo budhi bhoo asi mukadzi
Ummm tezwara vanonyeba ava varikuti mukwasha ahana kumbotewera mukadzi vodzoka voti akaxowuya munajuly july hanzi akati arikuda mariyake nemombe zvaakabvisa achizonyengerera mukadzi ipapo panemanyepo komombe yacho yakafnda sei nani futi ivo vachiti mukwasha haana kutewera mukadzi
Madyira panze havana hunhu vanemukanwa makasunama
KO UNOVADII VAKADZI TWO UNOGONA KUVAPA BONDE VESE HERE SIYANA NAZVO UNOWANEPI SIMBA REKUSHANDA NEBONDE HAZVIKO IZVOZVO
Hakuna baba vakadai! Rubbish
Siya hure iro
Idare rekupi iri rine vanhu ava mkadzi uyu she is 💯 correct mutemo pachivanhu chedu unoti pamwana wega wega imombe plus madamages ngaaroore mkwasha uyo izvo zvekt mkadz haachade hazvitadzise kubviswa kweroora,,,chaanenge asisa bhadhara ndezvakadai be grocery nezvimwe zviya zvekungo dyanana buh madamages anobhadhara
Hongu anobvisa mombe pamwana dzinovambiri nekuti imwe yaiva nhumbu ikazobva madamages haabvise nekuti mukadzi ndiye aramba murume mukadzi anotofanira kumantainer murume for divorcing him
Idare ramambo Chundu from Hurungwe Karoi. 260 kilometre PEG Harare CHIRUNDU ROAD before Makuti
Pamba patezvara apasi.pekutonga nyaya ....endai nenyaya kwana tete na mbuya