Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
These woman and the late woman were a syndicate. Varoyi chaiwo. Mbuya ava havasi kutaura havo
Yaa, zviri pachena; ranga riri dombo reTeam yehuroyi. Dai vanga vaine business ravaita vari two pamwe taizoti vanga vakarombera business.
Sekuru wangu Chief muripa nguwa yakaoma chokwadi, zvingada mambo here zvemuteuro
Ndikuona senge pane imwe tambo irikugedzera dzimwe upstairs uku
Mambo vabatsirei mai ava vanotopenga.Murimambo anorudo anonzvisisa .ltai kuti vambofambiwa navo
😂😂😂Mazai achisafambe karrre
😂😂😂 Amai makanhanha 😂😂😂
😂Zvenhombo tichazvirega here dombo rembereko
Mambo munebasa guru.Mai ava vane zvavasikutaura chokwadi.Vanenge vakatoromba nenhombo yavo.Ngavasiyane nemurume uyu nekuti haanawo chaanoziva
Huroyi uhu ..........chief munotonga zvakanaka nyaya zvenyu
Ayaaaaas mai avaka Ngavataure nyaya yavo Kkkkkk
Mushonga wekuti vanhu vatenge doro here😂😂😂😂😂😂 hapana muteuro apo
Mbuya iyo ine terminal error 😂😂😂
AHH Gogo shuwa wo imi😮
Aaah Mambo Mutasa makanyanya😂😂😂😂
Mai awo azozungaira ngeuroyi zvovaremera vega boss wakafa
Kkkk mbuya awawo futi. Warikuhwandahwanda. Mutasa good mambo apa.
I dont think kuhwanda but l think havasi kukwanisa kunanga pane problem maonero angu
Pfungwa adzina kunyatsoti tsvikiti ba apa
Ini ndaona sekuti gogo vane zvavaita namai vari kuvapfukira avo mayb gogo ava vakarsva mhiko ndobva vauraya mai Roidhi
@@georgenzero4181ndokuhwanda hwanda kwacho. Mbuya ava nemkadzi akafa vaizivana
Betserai mukadzi uyo anenyaya huru
ummm nyaya iyi ine maburi, mai vakafa avo namai ava zvotizve mhuri yafa vanhu iyo haaa pane zviripo
Apa panenyaya weduwe. Spiritual world is real.
Makonewa apo chief makonewa apo
Kugadzira zvese zvohupenyu😂😂
Zvikwambo zvavo mai avo nathe late vanozivana chief vangu mune basa zvesure
😂😂😂😂😂😂😂 mbuya iyi
Mbuya yakaromba iyi, irikutonyara kutaura nyaya yayo.
Chief gogo muri kunyanya kuva wanzira mibvunzo fambai navo slowly vanotaura zviri kuita kuti vaone mai Roidhi kkkkkkk vari kunyatsoziva vavari kuda kutaura but muri kuvati hiya hiya hiya makawanda
Ndirikuda dombo rangu 😂gogo ava vane nyaya
Pfungwa dza mai uyu hadzina kuita mushe
Koo ngavaendeka vanopiwa rimwe dombo. Ungatobhadhara $20USA yekukwira Dare kukwirira nhombo. Uuum Syndicate yamai Roidhi . Seems they have a joined Contract namai Roidhi. Kwave kungohwanda nekuti nhombo
Mbuya ava vane nyaya 😂
Huye eke izvi ndazvitadza mbuya iyi sarendi
Chief anogona
Zvirikumbonziiko ndimhayi awa😂
Apeno 😂😂😂😂 kuti arikumbotii
Amai awo zvkuwatambudza ndozviripo vairoya wose or ndiwo vakauraya mukadzi vemurume uye ngaataura chokwadi mukadzi uyu
👏👏👏
Kkkkkkkkk dombo rangu
Ndatenda changamire
Mukuvhiringa mbuya hnzi panguva yandakatora nhombo ndaitarisira kuita mwana
Amai ava varikutiza nyaya yavo but vakaromba zvavo asi sahwira akashaya havachina wekufamba naye 😂😂
Mhamha wangu pane dzakashota. I feel sorry for her
Haaah madzimbo mune basa zvokwadi
Guys mambo ipai mbuya ava mukana wekutaura zviri pamoyo pawo.inga varikuzama kutaura wani kuti varikuona nyoka mumba ndiyo nyaya yavo yavari kutsvagira help
Give her time she is not stable but muri kumhu mhanyira.l think this was unfair to her
Haaaa guys kkkkkk siyanai nenyaya yedombo iyo.tarisai pane nyaya kani imi
@@georgenzero4181tosiya nyaya yedombo sei nekt ndoiri kukonzeresa zvose. Iyi mbuya inozivana nemkadzi akafa fullstop
Mbuya avo vanoda kubatsirwa zvoupenyu
Mbuya awa vanenge cakurwara
Mai ava chiiko hasi sure nenyaya yavo kuita dofo rekutadza kutsanangura ,kana kutya dare
Mapositori musadero so dombo rashupa 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 akaoma kani 😂😂😂
Mbuya munati daku daku kuita chironzo mhani nxaaa kude kundobvunzwa zvese zvese chief Mutasa moyo murefu nambuya avo
Amai avo varikuitwa tsomutsomu neshamwari yavo vabatsirei hazvina kumira mushe
Muri kunyanya kuvavhuringidza vedare, Mufi namai ava vanozivana,
Dombo ranetsa
Kunzwa kuda kubikira mai ava sadza kuti vawane simba rekutaura
😂😂😂
😂
Mbuya iyi haina dementia here
Changamire hapana kuchena apa
Dzimwe nyaya so taurai chokwadi mbuya imi mairoya mose
Vaida nyoka yawo kwete dombo ba
Mhayi vanenge vane prob yepfungwa 😂
Amaiguru veduwee
Yaaa dombo ranetsa iri
Gogo ava havasi ivo vakauraya mai Roidhi vacho here? Or else vane unfinished businesses vakadzi ava.
Vakadzi ava vairoya vese zvoo zvinhu zvavaishandisa nabhururu zvonetsa
Chief ur the best
Inga😂
Kkkkkkkk pakaipa
Tirikudzokazve mambo
Ava mai njere dzavo hadzimo uye havana kumira mushe
Haaa; zvokutsemuka kwedombo hazvo izvo zvava over board. Dombo rinogona zvaro kupiswa kakawanda wanda pasina zvapo zvekutsemuka zvavari ku-claima izvo. Inga takakura vana amai vachibikira pamapfiya ematombo wani - aimbochinjiwa zuva nezuva, kana mwedzi nemwedzi here? Aitogara kutokangamwa achibikirwa mangwanani, masikati, nemanheru.
KO mbuya ava vadzokafuti here kana kuti?
Mbuya itsotsi uyu nzanza yacho
Zvakawoma shuwa
Mbuya ava vnorwara chte
Dombo racho pamwe mubobobo
Dzakatamba nevana chete
Ava mbuya vanoroya chete ko sei face yavo yakacheneruka kunge munhu azorwa dota soo
She really needs help
😂😂😂😂
These woman and the late woman were a syndicate. Varoyi chaiwo. Mbuya ava havasi kutaura havo
Yaa, zviri pachena; ranga riri dombo reTeam yehuroyi. Dai vanga vaine business ravaita vari two pamwe taizoti vanga vakarombera business.
Sekuru wangu Chief muripa nguwa yakaoma chokwadi, zvingada mambo here zvemuteuro
Ndikuona senge pane imwe tambo irikugedzera dzimwe upstairs uku
Mambo vabatsirei mai ava vanotopenga.
Murimambo anorudo anonzvisisa .ltai kuti vambofambiwa navo
😂😂😂Mazai achisafambe karrre
😂😂😂 Amai makanhanha 😂😂😂
😂Zvenhombo tichazvirega here dombo rembereko
Mambo munebasa guru.Mai ava vane zvavasikutaura chokwadi.Vanenge vakatoromba nenhombo yavo.Ngavasiyane nemurume uyu nekuti haanawo chaanoziva
Huroyi uhu ..........chief munotonga zvakanaka nyaya zvenyu
Ayaaaaas mai avaka
Ngavataure nyaya yavo
Kkkkkk