Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
siyai nyaya ipere yese kwete kutidimburra munzira😢
Kana usingade gara wasiya kwete kuti nyaya inoperera munzira tisina kunzwa kuti mambo akati kudii
Tichkach akadhakwa uyu kungotevera zvedu nyaya dzake dzimwe anonyora musoro wenyaya usiriiwo
Avo varikudairira mambo ngavasashaishe kutonga kakanaka.nyararai not kungoti uhu uhu mambo achitaura.respect your chief
Uyu mupfanha we Tichkach dai vanhu tangoonesana taita Unfollow nekuti haaana kana direction zvakee zvatakamudira zvavaiita na Mai Dee vakazvisiyaaaa
Uuuuuuu kuvinga mwana Mai vacho asipo but ari mupenyu kuroya uku ndiye akauraya
Dako rako Tich saka wakabva paddare nyaya isati yapera here kutiuraya nemoyo wekuti Saka Chief akatonga sei
Matipedzera data redu mahara blaz.
Maonero angu ndeekuti nyaya haina kuzoenderera kumberi sezvo mambo apedzisira achiti 'asati apedza nyaya anoda kutanga abvisa kacriminal element kari panyaya iyi' zvichireva kuti nyaya yave kumboongororwa first kumapurisa/kumatare ehurumende then kana yapera ikoko yozodzoswazve mudare raMambo Mutasa
Zibaba iri nhai kutadza kutaura chiii chakadaro imi aaaaaaa nhai mwari hazvo
Munhu waMwari pedzai nyaya you had us hooked kwaku cutter isati yapera
Tichman usatijairira wazwa koo kuita basa rekujoborajobora nyaya kudai chii mabasa aya anonetsa siirai vana karanganda vaite basa ravo
Coverage siirai ana Karanganda vanobva pamudzi kusvika kumashizha nenyaya
Tich please usatambawo nepfungwa dzedu please. Ko sei kuvhara tisati tanzwa outcome. Ndakutadza iwe.
Mambo vara sika pamutemo
Aaah ko yadimburirweiko nhai isu tichitodzidzawo
Ko magurireyi nyaya
Tichman record up to the end ,unogurirei dare panzira itawo zvinoita kanganda we like you so much problem yako ndiyo imwe chete iyo
Vanhu ....vakaoma shuwa kuviga mwana asiri wako chokwadi
Siyayi nyaya itaurwe musavhare munhu