I love the judgment. I wonder how old she was when she was taken by that "husband" because she still looks young. Kana uchiba usasiye door rakati bhenengu😂😂 chief ma1.
I am watching from UK and addicted to Chief Mutasa. Its a blessing to have him as a leader of a society. I like that he is very intelligent and smart. May he be blessed!
But mhosva dzababa kana dzouya, hadzitarisi kuti mwana wavahosi or mwana wanyachide. Ngozi inovinga dzinza as long muine ropa rimwe. Saka zvekupatsanura vana ava kuti uyu ndewe kwamainini uyu ndewekwamaiguru andioni kushanda kwazvo. This should be a lesson kuvanhu vanoita zvemabarika, unosiira vana nhamo nekusarongeka. Nhafu yekuda vakadzi vakawanda iwe usina chauinacho inounza matambudziko chete. Hapana kuroorwa kuchaita amai ava , kana mombe yeumai chaiyo hapana. Pamberi apo imhepo kuvana chete.
Uuum iyi asati yavangozi ,,dai ichiita ngozi inotobata dzinza rose , muzukuru wavo uyo ndoanoroorera baba vake , avo kana vada kumubatsira zvakangonaka , Mambo atonga chaizvo chaizvo agona apa
Excellent rulership🤩. Not every first born son is fit for purpose. Hence, kingship is given to a more fitting son. This rule should apply to polygamy families, but unfortunately it's always the women who are behind the squabbles. This man is eyeballing the property and benefits since he has lost the inherited wife to another suitor. Concubine refused to be inherited
Zvinoda chief nyamaropa ,bushu kana chigodora Ava chief havazive chivanhu and vanotora side ravanoda munhu angaite nhumbu pamusha pevanhu kwakutatwa negomba uri mumusha mevanhu
Amana vanhu kuzimbabwe vari kuzvara veduwe. Already ane 6 vana oita imwe nhumbu to make 7. Haaa you understood the assignment my countrymen. Zvaranai muwande
Mambo is wisdom par excellence, vazhinji vanogona kutadza kuvanzwisisa
Chachivanhu hamungazvinzwisise kkk
Chief is wisdom personified kana mazogara, not because i bear the same surname with him. He touched all angles fairly
Very true indeed vagona kubata all sides fairly zvakanaka. Well done Chief
Haaaa anogona zvake uyu
Iweee ndiwe wagonesa manjeee kazhinji weukama wanoto tsoropodza
Video quality is on point. Well done 🎉
One of the best chiefs. Very wise
yayayayayaa😂😂😂😂 u'r so intelligent in all casese mambo mutasa i wish u come in my society ❤❤❤❤
Ini hangu headman chigodora ndovangu chaiwo 😊
Me too
Neniwo 💃💃💃💃💃
Head man chigodora pamberi
Anoziva kutonga uya
Vanogona manje but Ava vanogona futi so far pane few cases dzandaona
Long live mambo mutasa. Your wisdom is unmatched
Haaaaa proudly from Mutasa my chief vane huchenjeri yooo
Madzishe anogona kutonga❤❤❤
I love the judgment. I wonder how old she was when she was taken by that "husband" because she still looks young. Kana uchiba usasiye door rakati bhenengu😂😂 chief ma1.
Tsika yedu yechi vanhu zvinonzi munhu kana wada zvevarume unobuda mumusha mevanhu. Asi dai yaiwe imba yemudhorobha vaizvigarira hawo. Zvekumusha zvonetsa.
Mambo awa is very goooooood
I am watching from UK and addicted to Chief Mutasa. Its a blessing to have him as a leader of a society. I like that he is very intelligent and smart.
May he be blessed!
Long live Mambo Mutasa, may you continue to reign honourably forever 🙏
Thank you Karanganda TV🎉🎉🎉
Shumba kkkkkkk you are a true king.Chikoro futi haaaa chiripo apo ma beee makamedza ose
Uyu Mambo so ka very intelligent ❤❤
Chief vatonga chaizvo chaizvo. Mwana mukuru uyu hasna brain, kukura age chete but brain haana
Kundorara nemurume ngenhumbu ipapo chief of wisdom wise words door ngarivharwe
Wise Mambo. Mabaya baya pese nedzidziso kusvika masvika panhau chaiyo nemutongo kwawo
Chigodora must learn from that mastermind man
❤❤❤❤
I salute you chief. You are the best. 👊
But mhosva dzababa kana dzouya, hadzitarisi kuti mwana wavahosi or mwana wanyachide. Ngozi inovinga dzinza as long muine ropa rimwe. Saka zvekupatsanura vana ava kuti uyu ndewe kwamainini uyu ndewekwamaiguru andioni kushanda kwazvo. This should be a lesson kuvanhu vanoita zvemabarika, unosiira vana nhamo nekusarongeka. Nhafu yekuda vakadzi vakawanda iwe usina chauinacho inounza matambudziko chete. Hapana kuroorwa kuchaita amai ava , kana mombe yeumai chaiyo hapana. Pamberi apo imhepo kuvana chete.
Uuum iyi asati yavangozi ,,dai ichiita ngozi inotobata dzinza rose , muzukuru wavo uyo ndoanoroorera baba vake , avo kana vada kumubatsira zvakangonaka , Mambo atonga chaizvo chaizvo agona apa
Ayewa mukadzi uyu akatadza ngaaende kwaakapiwa nhumbu chero kuroorwa hapachina mwana uyo akagona nekuti mai avo havaite kanhumbu mumusha mevanhu haite hongu aikwana nekuti pakaida dambudziko rovawana ivo
Tezvara vacho vane kakuzungairawo ,hanzi vakwambo handivazive , vozotizve ndakati imbotangayi zvekwamayi chete , kuroora rudzii kunonzi imbotangayi zva mayi , kunge kuda kusetera vakuwasha mhosva .
@@richardchipndu2636 Yes haisati yave ngozi, asi amai ava vakasvika pakufa pasina chabvisa ndopanouya ngozi. Ndopanenge pobuda nyaya dzemombe yahumai isina kubviswa ipapo vana votambudzwa
@@fungisaimasiya6383 hazvichinje chivanhu izvozvo. Mkadzi uyu haana kuhura, asi kuti murume akafa. Murume akafa asina chaakabvisa neekudaro vana ngavaroore mai vavo zvisavanetsa mangwana. Yes mai ngavaende kumurume wavo, but hazvitadzise kuti varoorwe izvozvo nevana. Mangwana zvinozovanetsa pakutaurwa zvemombe yehumai mai vafa ava
Eish mambo mutasa arikumberi ❤❤
Your majesty chief Mutasa what a great leader
John vhuli egate😅😅😅
Excellent mambo. Munogona.
Wise King James 🎉🎉🎉🎉
Point chief .kkkkkkkkk Akadyirwa munda .medhula Blankanta
Thank you mambo magona kutonga uye kumuonesa zvinoitika muupenyu
😂 Aaaaah vamutasa ndakutadzai kkkkk
Too much wisdom ❤❤
aaa pa fair mambo munobhohwa ini sei musingape munhikutsanangura kuzere
This is a learned chief!
Imi mudhara imi munoda kurohwa saka mungatoisa nyaya kudare iri iyo mbuyaa iyo yakaresva😂😂
😂😂kubva Mati Bonga here anhu oye 😅
Dzifambire Baba taps ❤❤❤
❤Best chief
i like youcriteria chief
Mapostanga agara I problem, vanotora chivanhu kunge chinhu chisina basa apa ndo mbavha dzekupedzisira😢
I really like SHUMBA tinogona kutonga ndiri Shamwarira SHUMBA SHUMBA
Nyaya yakatongwa nehuchenjeri iyi .🎉🎉🎉
Aah roora mukwasha roora, unogoramba sei iwe b4, vakagara naye. Mari yangu ndirikuidaso vanzwa
Madzimambo manyama, big up King Mutasa and King Bushu.
Chief manyama. He is just par excellent
Excellent rulership🤩. Not every first born son is fit for purpose. Hence, kingship is given to a more fitting son. This rule should apply to polygamy families, but unfortunately it's always the women who are behind the squabbles. This man is eyeballing the property and benefits since he has lost the inherited wife to another suitor. Concubine refused to be inherited
Mogona kutonga chief 😅😅😅
Haaa apa sekuru wangu mtasa wabhaiza awa ,, mukadzi kana afunga kuhura
Mambo hamusi fair. Iyi nhumbu inoda kuzikamwa kuti ndeyani kuitira kuti akafa achipona mhosva haipiwi wemusha
Thanks baba Taps muri kudzifambira shame
Chief manyama .... kuvhura gedhe , kuvhura door ende huye bodo 😂😂
Weldone mambo mutasa....kkkk mwana uyo unga garira guva kkkk
Ndinotenda mambo ne dzidziso munobata ma side ese
Mambo Mutasa 34:34 😂😂😂 haaa Mambo musadaro
This chief is rational
Very. Dai ariMakoni arikutaura zvinotsverudza basi. Ndiye anofanirwa kupiwa Mari mehurumende uyu kwete wanoswera kutonga nyaya dzisina maturo saHeadman Chigodora.
Haa madare aya anotaurwa zvinondinakidza fani
Chief Mutasa for the people
That woman needs help.
That skin condition needs help and very fast.
Good work chief
Chief avo ma1 he is so gud
He was fair
Chihure yeke yeke😮😮 ..6 vakadzi pamunhu 1.....Apa havadi chipatara 🙌🙌🙌
Mambo vagona kutonga vasina kwavakarerekera well done chie. Bonga ngarichisungiswa riroore nhumbu yaro.😂
well done mambo
Long live Mambo Mutasa 😊😊
Baba nyarai imi kunyange mwana wenyu asina kurorwa haaite mimba mumusha mevanhu mbuya iyo yazvidzinga
Haaa tingadiiko regai hedu timbofana tichiona izvi takamirira hedu vachigodora 😂😂
Kkkkkk true
Headman raramai nekusingaperi nyasha ngadziwande🙏
Nice judgement at last, bonga ngariende
It's so touching when they say bonga kumwana
andi ndo shona name kuratidza mhandu here
They are right
Bonga murume akaitisa mai ava nhumbu
@@josiahnyanda5326 zvese nechakatakurwa mudumbu macho unless mai ava vabva pamusha pevanhu then chiri mudumbu stops to be bonga
Chigodora kune dzinofazda vana matusva naana chabodo
Chief , chief ,chief apa mairasa, mwana ati vanatete vakagara pasi namainini, vachivhunza kuti mainini muchiri mwana mudiki mainini vakati aiwa vanogara, aaaaah chief munenge muri kuirasa baba ava vanoda kuchenjeresa nekuti mwana wavo wanyadzisa, ummm chief ka
Good judgement.
Chigodora headman huchi annlotonga zvedi
That one is a bully eish
Chief aresva kutonga uyo ashandisa ukama apa ashaya njere nezivo kana mwana wavo aifa ari mumusha umu vairipa ndivanani
⚒️⚒️ SANDO DZENYU IDZO MAMBO MUTASA MATONGA KUTONGA CHAIKO MWANA ANGE AKAHWANDIRA MHAYI UYO
Aya madhara akadhakwa hakuna church yakadaro vakunyepa .tezvara ndovamhanya kunyepa kuti mwana wangu akuda kudzoswa kana vari kuda pfuma ngavareve mushe kwete kutaura manyepo.madzishe matadza kutonga nyaya iyi
Ooh no. Sis got eczema. Hope she can find treatments
Haaa tajaira chigodora uyu yatowa imwe nyaya
Ko nhyiii bab Taps ndokwazvazosvika here CHABODO na MATUTSA 37 yrs mujeri
Best mambo
Ndafarira mai vakobvu avo hanzi protection itiko. Ichokwadi ichocho. Shandisai protection kana muchiita zvekuba bota racho
Mambo navigates kungoti wamwe we also want to seat on his chair
FIRST
Aha pakuvhura ghedhi ne door pasina ma burglar bars 😂😂😂😂
Akabvisirwe sugar pakutanga😂
Wise chief, bmkuru wangu munogona henyu kutonga nyaya 🙏
Ndewepi dzubvu iri,risinga zive chivanhu,chipositori chemarange ngachivharwe
Zvinoda chief nyamaropa ,bushu kana chigodora Ava chief havazive chivanhu and vanotora side ravanoda munhu angaite nhumbu pamusha pevanhu kwakutatwa negomba uri mumusha mevanhu
Taura zvako,uyu kuenzanisa kunotomunetsa anotaurisa zvisina mafacts.
Yohhh mai avo sarenda
Kkkkkkkk panoenzaniswa nyaya senyaya chaidzo apo
Mukoma wangu shumba , zvirinani
Chief Mutasa chigaro ichi Mwari ne Vadzimu vakuchengetai .
Uyu Chief anogona kutonga zvinonakidza kwete Chief Msana
Asi pakuti bonga kutaura mwana akatakurwa haisi shona yakanaka
ana baba vanosiyawo matambudziko shuwa. Vana vosara voroorera baba. Kusiya vaparira vana ngozi.
Yes mambo mai venhumbu avo ngsvabude mumusha pasina kurwisana ngavarove pasi vabve mumusha mevanhu
Umm nhasi handisi kuda kutaura ini😊
Mapositori mahure akapota ne church munhu 1 kuita vakadzi hobho ruchiva rwega rwega
Kuvhura zvese asgh booo ini hangu rekai ndinyarare ndini umwe ndisinawo murume fr now 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkk chai
Haaaaa mambo avo hapana hapana chozikanwa.
Mambo ava vacharumisa vanhu neshumba musango umu. Vashayawo kana chikoro chekushandisa sedare here zvinoita vamwe
Mapositori akaora pfungwa kufa chaiko chokwadi Mwana ogara baba nhaka munhu wawaimboti mai omuka ave mkdzi wako zvakaoma hazvo 😂😂😂😂😂😂
Amana vanhu kuzimbabwe vari kuzvara veduwe. Already ane 6 vana oita imwe nhumbu to make 7. Haaa you understood the assignment my countrymen. Zvaranai muwande
Vane vana 3 nhumbu yechi4 vaive vari pabarika vari 6