Taurai zvenyu. Pane peku gumbuka kuti mukadzi akamuhurira arikuto fara kuti chapupu chake chiriku budirira pa ma facts. After all mukadzi uyu is not his type. Achepa. Ndosaka aitsvaga vamwe varume.
Muface anorwara hake mazhinyiro ake but Mai avo zigevha riri kutora advantage yekusakwana kwake. Big up baba Tunga witness manyama apa yakadya vharamuromo
mining makorokoza its just like pa beightbridge mahure hobhooo bcoz pa beswana pe mari, ma trucks etc and same like mu jozi cbd besanwa vanhu kutsvaga mari and chihure hobhoooo
Wittiness manyama deni akaitwa mukadzi aida kutitambudza😅😅😅
Saka munoda kuti murume uyo atsamwe here ,zviri boe zvaanoita bcz akarega anoita ita stress ndiye anofa ne stress
Ndanzwa tsitsi, baba avo vanenge vasiri mentally stable, hakuna murume angasekerere mkadzi wake achinyengwa nemumwe murume
Zvandaonawo murume kuzhinya kudaro iye atadzirwa
Ndidzo mhondi manje idzodzi
Yah ndazvionawo cz hazvisekese izvi ndosaka mkadz akutora advantage yekunyengesa muraini ,baba waAgrippa wanoda kutobatsirwa
Nhai hako iwe
@@craig9687unoziva iwewe.
Trade mark yema bhishu nowadays chidhuku chichena 😂😂😂😂
😂😂😂 vashupa here
Haa havasi vese
Yakanyura ende hapana akatiza 😢 Mjolo, Zimbabwe's most abundant natural resource 😢
Ndyp hama
This guy is hiding his pain mukuzhinya
Murume arikungozhinya zvisina art Ndosaka achidyirwa mukadzi. Iro bvudzi ne ndebvu kuita kunge benzi.
Hezvoooo 😂😂
Taurai zvenyu. Pane peku gumbuka kuti mukadzi akamuhurira arikuto fara kuti chapupu chake chiriku budirira pa ma facts. After all mukadzi uyu is not his type. Achepa. Ndosaka aitsvaga vamwe varume.
Ukanyatsonzwisisa chihure chemkadzi wako unoguma wakusekerera
😂😂😂😂
Saka ukagera musoro nendebvu mkadzi hadyiwe here, chero akava benzi haisi enough reason yekti mkadzi anyengwe
Mkuwasha wangu Mapuranga bhooooo hre mudare
Muface anorwara hake mazhinyiro ake but Mai avo zigevha riri kutora advantage yekusakwana kwake. Big up baba Tunga witness manyama apa yakadya vharamuromo
Munoti haana kudyiswa here murume uyo kupusa kuri kwega here ikoko
YakaNyura hapana akatiza😂😂😂😂
Kkkkkk vakadya vharamuromo kwakuzvirewa ft
Ndiyo tinoti kunzungu nekunyimo ....kikikiki
zigo urikunyanya kufambafamba mudare😄
Kkkkkkkkkkkkkkkk kunge munhu anwiswa mudzepete
Mambo wema bhishu
Witness uyo akadhakwa dai akapiwa 150 yaaida aisatotaura nyaya yake ska haisi shamwari anongaoda mari chete
Watching from Brakpan,Johannesburg❤
Inzvimbo yemari Shamva ndeye Gold saka vane mari ndovarikunyanya kurova zvipunu zvebota kwevasina
This one should be on Netflix
taurai henyu
This was lit😂 the best so far 😂😂😂
Kkkkkkkkk kkkkkkk hàaàaaaa magona zvekuti Mambo bota rakadyiwaa apaaa kkkkkkkkk
Murume is enjoying the way nyaya is proceeding. Kuzhinyura kudaro semunhu ari kufarira mombe dzaachapihwa. Chakabikwa chinhu ichi
Dzakadambuka
Kubikwa hachina kkkk ndovaziva,asi baba dzinenge dzisimo
Kana mazogara vanhu vakadai are very dangerous achi smiler zvake kudai.
@@shingiraitrevormboto2105 chokwadi ichocho
Baba dzakarasika regai atorerwe mukadzi
Ichi chakaipa ichi. Hati uyu tomu griller🤣🤣🤣
Mambo murihuchi❤
Chikomba chiri kuita advantage bcz murume wemukadzi murombo haasi kugona kuchengeta mkdzi, and mkdzi akanaka murume wake haasi kuratidzika pane mkdzi
hapana advantage irikutorwa.mudzimai inzenza chete
😂😂 yaa inzenza iyo.uko.kutoenda akapfeka chimini kumba kune murume ega vaitoziva nyaya yacho plus kushaya respect hanzi chibaba cheapo
Hubby arikuti akapa point oti pwati zvake kuseka
Uku kumuzinda wemahure
Zvinorwadza kuona vanhu vachitora advantage yekushaya kwevamwe vanhu seizvi!
😂😂😂😂😂Yakanyura and hapana akatiza pasi pemuchekeche🤣🤣🤣
Masekero arikuita muridzi wemukadzi andipedza simba ini kkkkkkk
Kkkk witness is the best dai iri summary aiwana 20 / 20
Kkkk mari yekudzura binzi😅
It's the witness for me respect
Mukadz wacho akanaka so that why arikudiwa muline😂
😮why nzvimbo iyi yakazara mahure veduweee
Kwakazara makorokoza. Nzvimbo yese inoitwa zve gold 90% yevakadzi variko mahure
mining makorokoza its just like pa beightbridge mahure hobhooo bcoz pa beswana pe mari, ma trucks etc and same like mu jozi cbd besanwa vanhu kutsvaga mari and chihure hobhoooo
Ndazvi tadzawo
Chief Bushu chihure chanetsa kunyika yenyu mombe shanu kwete zvemafanisi
Tudhuku tuchena tukupisa toitaseyi netudhuku tuchena😂😂😂🎉
😂😂😂😂 once wangotwuona mudare ziva kuti mune nyaya ikupisa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 turi kuvhura hombe kani tudhuku.tuchena utwo
Comment yandanga ndichitsvaga ndaiona😂😂😂
Witness witness witness😂😂😂😂
Yanga irimo 😂😂😂 witness manyama
Muridzi wemukadzi uyu boe here amana 😂😂😂
Gen'a retumadhuku tuchena. Ayi sarenda!! Kkkk
It's very funny how can murume ahurirwa smile padare zvakadai hz nt serious at all kusekerera chihure cha madam vake
😂😂😂😂 vakadzi vane chimuti 😅😅😅 makutinyadzisa imi . Amusi kuguta hre imi vakadzi . Itai mushe imi vakadzi
Murume wemukadzi akangwara but unogona kugaya kuti izobha akanga aonera mukadzi wake kare
Muridzi wemkadzi akuvharq pain nekuzhinya but chokwadi he is in pain. Akurwadziwa murume uyu but kutosekq uku ihasha chaidzo
Murume wacho bho here..Dzinenge dzisina kunatsa kuti gedye gedye
Macameraman pfekai zviri presentable kudara uko pane wandaona akapfeka jean rekubhero ne chovharombe kutsoka uko be serious nebasa renyu pliz
Yakanyura ende hapana akanditiza kkkkkkkk
Mmm uyo murume dzinenge dzakadaro
Mmmmm hakusi kuda kubira munhu mombe dzake here.
Hazvina humboo hwakakwana izvi
Ko skin tyt yegrey
besides nyaya dzemjolo mambo dare renyu ringatovharwa kaaa, tongai nedemo zvekunyengana zvinopera izvo
😂😂😂😂😂 haa pakaipa apo umm
Ummm witness bhoo here guys🙌
Mambo Bishu vemabishu
😂😂😂witness manyama
kuzhinya, kupererwa. Havadi havo murume muroora. nyika yazara pfambi nembavha
Nemo Nemo 😂😂😂😂😂 kuisa nyorovita ,mukati* irimo 😅😅😅😂 ndachema zvangu but chokwadi Dunhu iro rine chihure chisingaite almost 85% yenyaya dzeuku chihure chete chete 😂😂😂😂
Witness witness witness order mhani😂😂😂narrating and body action kkkkkkkkkkk witness manyama🤣
😂😂😂
Witness kuseri awo😂😂😂huya ndikupe mari yeDrink
Yakanyura kutu nyuu . Ende hapana akatiza😅😅😅
Ummm handizivi kuti Ari right here murume wangu
Witness anorondedzera zvake uyu haaa ndaseka
Musatukisa madhuku chihure makunyanya 😂😂😂😅😅😅
Eyewitness ndomawani manje 😂
Vari kuti nemo nemo vane shap memory
Kkkkk
😂😂😂😂😅
Vaktoziva speed yaikoiriswa mkadzi we munhu
Hmmm there is something wrong with this justice system
Thanks chibanda Zigo ngaasabudikire apo ibva wamuzivisa kuti advert ngaizvimirire kwete kuti anoisa advert kunwnyaya yedu kubackground .isu tinoda kuona reactions dzevanhu vedu mudare kwete kusanganisa kwake audio yedu neAdvert. Ngaaise advert yake asi not kaisiro Ako kakadhakwa
Hanzi mboro yakanyura😂😂😂😂😂
Murume.uyu ane passion java
Haah witness mameat 😂😂😂😂😂🙌🙌
Vese varikuti muridzi wemukadzi akapusa hamuone chinhu ingori tsvina nehurombo chete,..Akatozviona kare kuti munhu wake arikudyiwa
Uuuum witness Ma1 yakabvondora zvese😂😂
Kkkkkkkk witness manyamistoo haaisi soya means manyama chaiwo😂😂😂😂
Murume wacho zvaanenge akatodzingaira anozhinyeiko
Ko murume anozhinyei 😂😂 ndosaka akadheererwa kunge dzisimo kudaro😂
Kuzhinyira kupiwa mombe dzekunyengerwa mkadzi nxaaa
Ko anga asinazve asi dzakadambuka
Kkk😂😂dzakadambuka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Njapisi dzakawandisa chinorwadza ndechekuti vakadzi vakaroorwa ndivo vari pamberi pechihure. Panoda tsvakiridzo kuti chii zvanyanyisa
Haaa i think kunema hure akawanda koda kumbo svikwa haa nyaya yese iri pachena kkk 😂😂
Abva ati nemo nemo 😂😂😂 .
Witnesses manyama 😅😅😅.
Couple iyi manyama 😅😅😅 shem kuti bvuuu zvake nenzwi riri pamusoro hake . Ndanakirwa😅😅😅
Muridzi wemukadzi anenge asiri right papfungwa
Mrume wacho anongozhinya yowee😂😂
😂😂😂😂 pakaipa chose
😂😂😂😂😂😂 aikaka 🙌🤣🤣🤣🤣🙌🤣🙌
Mai ihure remakoko ava .Apa vaita kupusa ..voice harichabuda
Kkkkkkkk haaaa ndoona muridzi wemukadzi inenge ndege why kungozhinya apa wakanyengerwa mukadzi
Yakanyura! Pakaipa baba, paidyiwa bota! Apa mukadzi wacho mutsvene tsvene!
Haaa babaTunga vakaoma vakati ini ndotaura chokwadi and chandakavadira chero kumudzimai wavo vaisanyepa vaimupa every updateyevharamuromo inengeyaitwa😂
Kkk ndaseka hangu
Kkkk hanzi yakanyuraaaaaa
Beans dzakazodzurwa😂😂😂Negeja
Mukadzi wacho ngaanake
Mface wemukadzi anenge akatorohwa nembanje
Arikuita kufara ,mukomana ari happy😂
Asi zvinonzwisa tsitsi dzakatodambuka
Anenge asina kukwana murume wekudyirwa mkadzi ,akungozhinyura zvisina direction
Murume wacho I half saka chaari kuseka ipapa chii
Mukadzi siyana nebenzi iro chitoenda zvako naboss
Murume wachoo 😂😂
Dunhu remadhuku machena iri haa😂😂😂
Hanzi iyiiko yangayakanyura yese kuti nyuuuu
Dhiri rembanje rabuda apa 😂😂😂😂😂😂
Uyo muridzi wemukadzi haana kukwana uyo
Tarisai kuzhinya kukuita baba vane tie yered
Biys dzema suit idzo dzakuda kunyengawo mukadzi uyo.....smaiiri idzo ndedzekudawo kuvabvisa bhurugww
😂😂😂😂😂 huku yakadyiwa, vharamuromo kikkk
Mai mabatwa murikubishura
Wakadyirwa uyo haana kukwaaana 😂
Mukadzi akarohwa nyehle 😂
Wakavharisa page rangu iwe my prayer is ChiChannel chako chivharwe as soon
Uyo akasvirirwa mukadzi anenge dzenga
Dhuku Jena zvakare chihure nzvimbo iyo chihure
Muridzi wemukadzi mentality yake haisi kwesere 😢😢 .Mwari ngavamupe chiedza
Mmmmm vemadhuku machena varikuzviwanza
Yakatonyura😂😂😂