ko makusangana nezvikomba 12 midnight kutoilet kkkk kutozoti ndaiita DHODHO aaaaahhhhh?? Chief Bushu

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 51

  • @GetrudMayi
    @GetrudMayi 7 дней назад +2

    Dzimwe nyaya kwakungo Pomerana nhema

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera 8 дней назад +3

    😂😂😂😂 tinaye mambo wekuma hure😅😅😅😅

  • @TambueMaphosa
    @TambueMaphosa 10 дней назад +5

    Zvakaoma sure vemadhuku machena mawife material,mashura chaiwo

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 9 дней назад

      White for danger these days even varoyi white duku

    • @bonuspawari7819
      @bonuspawari7819 7 дней назад

      Amunzwisise. Madhuku anopfekwa as a sign of respect to the traditional court chete

  • @pastorjoshuashumba5737
    @pastorjoshuashumba5737 2 дня назад

    Mai avo vanyeperwa,,,, mhosva ndeyekut wapindirei mutoilet yevanhukadzi, apa husiku, Mai avo face yavo kunyeperwa hapana ane humboo apo

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 10 дней назад +3

    Murume uyo akapusa shuwa ngaabvume nyaya yake vasapedzera Mambo time zvri ngori pachena

  • @TatendaGeorge
    @TatendaGeorge Час назад

    Ko sei nguva dzavo dzakanangana amai vanyengwa avo

  • @TatendaGeorge
    @TatendaGeorge Час назад

    Apa mai ava vakaita time yakawanda husiku iwowo

  • @zimsunguramusictotheworld6066
    @zimsunguramusictotheworld6066 День назад

    Pane kurohwa wakavarairwa zvekuti kana simba rekudzosers unorishaya
    Kutobvuma nyaya kwaakaita uyo yaingove nyaya yekutya kuti angazoramba achirohwa bt hapana kana nyaya apoo

  • @user-fq4bq9cc5h
    @user-fq4bq9cc5h 10 дней назад +1

    Endai Kwa miracle Paul munoudzwa Kuti zvakamira sei

  • @emmahmaringa9801
    @emmahmaringa9801 10 дней назад +2

    Vaindomurmer 12 midnight kuti zvadiiko😂😂😂

    • @user-hu1jy1le6h
      @user-hu1jy1le6h 9 дней назад

      Izvo zvinobvumika hazvo because zvinongouya pamwe vaive nemanyoka😅 but broom na12 midnight manje😂😂😂😂😂😂😂

    • @stanfordmakwengwere2008
      @stanfordmakwengwere2008 7 дней назад

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 10 дней назад +2

    Dhodho neweti zvofambidzana

  • @user-qe2bp9su7r
    @user-qe2bp9su7r 9 дней назад +1

    Chihure chatiparadzira dzimba chokwadi

  • @tinashechisvo949
    @tinashechisvo949 10 дней назад +1

    Chief wema Bishu

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 7 дней назад

    Madzimayi munoona bhora zvekutobva husiku here

  • @DouglasMqedi
    @DouglasMqedi 10 дней назад +1

    Mambo magona watching from UK

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 6 дней назад

    Ha Hapana nyaya apa. No proof

  • @stellamunyuki3356
    @stellamunyuki3356 10 дней назад

    😂😂😂 gore rino tichadzidza zvakawanda

  • @welas9508
    @welas9508 8 дней назад

    The coincidence is striking kana mai ava nemurume who is being accused vasina zvavakaita?

  • @rifainsurancebrokers1019
    @rifainsurancebrokers1019 10 дней назад +1

    Aha mambo mabatira vanhu ava.mai ava Havana mhosva

    • @tapiwaartmore5523
      @tapiwaartmore5523 10 дней назад

      Mhosva vanayo ko vakasiya umwe murume achipinda mutoilet mavainge vari nei.jyo murume chikomba aitsvakei mutoilet yevakadzi

    • @user-hu1jy1le6h
      @user-hu1jy1le6h 9 дней назад

      ​@@tapiwaartmore5523broom na12 midnight😂😂😂

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 8 дней назад

      Uri right iwe Mai ava Havana mhosva muface uyu rinongova grudge

  • @user-qs1uu1ju1d
    @user-qs1uu1ju1d 7 дней назад

    Yaa mangona mambo kuripisawo vakadzi ndokuti vasiye chipfambi

  • @user-zs5rp2uo4k
    @user-zs5rp2uo4k 4 дня назад

    Kuita dhodho

  • @b1nice923
    @b1nice923 8 дней назад

    Chief Bushu kwemaBishu😅😅

  • @philipmagwisa5860
    @philipmagwisa5860 8 дней назад

    Ini ndikapomerwa kunyepa ndoripa mukadzi ndononyenga for real. Ndomunyengera mudare imomo

  • @PropitiousZilawe
    @PropitiousZilawe 10 дней назад

    But chokwadi hachibvumiki nyore ,kukwira gomo hupotereka,

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 9 дней назад

    Yoooo kachikomba kacho kkkkk

  • @user-ho3so3jb9w
    @user-ho3so3jb9w 10 дней назад

    Mukadzi uyu haanyareba ndofunga murume akadzoka akadhakwa chete shasha ikati regayi ndibude zvangu blaz wakarohwa nemhamba nyambiswa kwaani wari kuziwa mwana akabva achema

  • @lewisgovha2181
    @lewisgovha2181 10 дней назад

    Kkkkkk finish

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 10 дней назад

    Vese vakazonzwa Kuda kuenda ku toilet same time sei vagarusani ava

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana 10 дней назад

    Mabishu manyama 😂

  • @vongaimusima6227
    @vongaimusima6227 7 дней назад

    Dhodho for me

  • @user-cg9ju7bu9b
    @user-cg9ju7bu9b 10 дней назад

    😂😂😂👍

  • @GodknowsNyahuye
    @GodknowsNyahuye 8 дней назад

    Mureme uyo anopenga vese nemukadzi vanoda kuramba nyaya iripachena ivo vangaenda kunoita zvemu toilet same time ere Kuma 12am kwakadaro anopenga

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 6 дней назад

      Hapana evidence yakakwana. I would go to a real court.

  • @aidynkwakwa6768
    @aidynkwakwa6768 8 дней назад

    Mapostori anyanya

  • @manasschibanda
    @manasschibanda 10 дней назад

    😂😂😂😂

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo 8 дней назад

    Kkkk😂

  • @ringisaimadziwachando3422
    @ringisaimadziwachando3422 9 дней назад

    Final bota rakadyiwa

  • @user-fg7uj4us5r
    @user-fg7uj4us5r 7 дней назад

    Poor picture