Ukangoitira chiHure Pamberi PeVana Vako Unotengeswa Futi neVana!! Zvino Uchanyarira Kupi?
HTML-код
- Опубликовано: 3 май 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
Развлечения
Very good investigators in this area. These guys know how to gather evidence and convince dare pakuhura kwemadzimai avo
Mambo busu.vanobvira nekutonga vanogona mani ndoku bigger mambo you are number 1 kune madzimambo ese murikumberi baba ndoku dai hamuna rutivi munotonga kwete zvekutamba ❤
The way she addresses the husband haa mai Ava havadi murume
Mambo Bushu the best
Pakaipa! Iyi ndiyo nyaya isingatongeki maje kkkkkkkkk
Yaaa nyaya iyi ma1 mai ava vakahura chokwadi
Let her go ipfambi iyo
Hamusi kutengesa hura😂
All is well
Kana wazogara mukadzi haabvume usina kumubata wega murume zvimwe nevanoroya haadaviri kusvika pauya sangoma ndatenda hangu
So sad hapana nyaya apa.tsvagai mari kwete kushandisa vana .
Zigo TV, iti vakadzi nevarume purizi
😢😢mwana aona sekuru vake vaaingogara achiona vachimhanya haaa vanamai tisadaro asii pamunodai vanhu vakuru ko kuzoti isu pwere tikaroorwa togara her mudzimba
Yah hupwere zvawo asi remangwana remwana uyu richamutambudza muupenyu kuburikidza nemhepo ya mai wake amai ava vakatadza kuregerera mwana
Ndikaona amai vachitadza kuregerera mwana nekuda kwechihure then she’s not a good mother at all. Worse of all kuhurira pamberi pevana, that is child abuse on its own. Musaremedza vana nema dirty secrets that’s recipe for trauma
@@ZmoothsOperator i agree, chihure can never be justified
Imi musanyepere ngozi yamai kana vasina kuenda kun'anga kugadzira mwana
@@user-ps4yw4wd9e iiiii hama mai awa zvikawabata pamoyo kana vasina kuregerera mwana kuburikidza nekuzorambwa aine bundu re kuti mwana wangu ndiye akaita kuti ndirambwe mwana iyeye anoita jambwa chairo kuenda ku n’anga handiko kuroya kana zvinopa ngozi
@@linnetgambura9943vanogona kuita havo bundu asi kana vaine mhosva vakahura zvengozi hazvishande. Zvoshanda kana vasiri guilty
Bamukuru ndivo vakudya cz wakafirwaka 2)amai kumhanyisa tuziso twechihure 3) kukwidza voice kwekuda kuvhara vanhu
Bro Zigo mugotipawo part 2 yacho 😊
It boggles the mind kuti pple are blaming the child.
🎉🎉
Mukadzi uyu itsotsi 😂😂😂
Zigo unozoposter nyaya dzinenge dzava ne2Months dzabuda woita kunge ndiwe watanga kubudisa
Where is the Link to Whatsup ?
Saka link racho riripi
Pakukura kwemwana uyu ma1 anamai awa hawaregerere zvekudaro ramangwana rake akakura ngaavaripe kuti ndakatadza amai hwaiwa hupwere
Chikoro chishoma kkk
Link link
Kkkk mukadzi kana asina kuiswa runyoka
Hamunyare amai imiiiii 🙄
Tipeiwo link racho zvee riripap
Zvakaoma zvamai ava
Status inoshanda panumber dziri muphone ka
Iwe zigo wakatipa munyama senyika. Izita rudzii iroro iyezvino currency yave kunzi ZIG zvakabva pazita rako
Kkkkk
Aaaa inga ma1
Kkkkkkkk
Maziso ako bor here wangu ndokufarira asi Mbanje nhasi warowa
Apa ndava kutotyira mwana hupenyu hwake, achaurawa na amai ne huroyi😢
Iro 6era irori kutoti ndiri kwamhamha kuita return soldier nhayi
Haiwawo kutukwa kouraya here moyo wako wakaipa chaizvo ndaufananidza nadherira akanyengera Samson ndokumuuraya hanzi emerg status kkkkkkkkk
Ukangotaura unobva wavhiringa nyaya kwayo
Mwana uyo ingozi iyi ukazokura uchatambura
Ita kuti nyaya dzako dzipere Zigo. Usatisiye tiri mu suspense.
Nderangu ndiri kugeza ndega ende ndichatonyengwa
Nice coverage but some if not most of those Chiefs should exercise their duties in a civilised manner!
Amai makatengesa henyu miiri.Bvumai zvipere
Imagine
Status picture, kubva handichaisa pic on status 😂😂
Ko vane marikiti avo vapareiwo kkkkkkkkkk
This is wrong at all why muri kushandisa vana sehumbowo hwekuparadza imba yevabereki baba avo dai vakatsvaka imwe nzira kusvika vabata nyaya yavo to kushandisa mwana it's wrong ???
Mambo apa makaita zvisiriizvo
hapana munyama unouya kumwana never
Pfambi mai ava
😢
Inhau youcheche kana vana vabata mai vanondotaurira vanasekuru
Zera irori here? Kana vari amai we chokwadi she should take responsibility of her actions. Itoriwo child abuse kuita chihure pamberi pevana
Vana vanongotaura ipapo ipapo kana vachida baba vavo kana baba vasingagari vachivarova vana vanotaura havade kuona munhu asiri baba vavo achipinda mumba mababa vavo.
Zvakaoma
😅😅😅uku chokwadi chese chinobuda pahena
Vabereki it's not good kuti vapinze vana munyaya dzenyu
Kutorera mhosva kuna mai vake hazviite izvi zvine jambwa kumwana.
Jambwa kumwana
Mukadzi uyu idako mhani ada kuhwanda nyaya
Kana mukadzi akahura anenge azvidzinga mumusha ., hapana anoda kugara ne hure.
Mukadzi haachade murume coz akaremara ,,,deno uriwe mukadzi waremara wonzi handichakuda unonzwa cey ,,,,
Chimai icho its a topical bishu
Mai ava hure chairo mapidugudziro avanoita maziso kwete
Kkkk 😂😂😂 dhemeti mukadzi uyu
😂😂😂
Vakadzi vaita sei tisiyei
Akaona akagara pasofa mu dining mukadzi here
Pamwe pacho madzimai tinokonzeresa wozonzwa kuti munhu akabaiwa akafa
Chihure munochinyanya asi chief Nyamaropa vanorwisana nokuchipedza nokuti dzimba dzoparadzwa ne chihure. Vanhu varikuzodzerana zvirwere.STD Uye HIV . Please nyaraivo chief wedu manyama.
Zvese izvo mungatataura zvenyu mhayiyo asi muri pfambi yemakoko
Mom's itsotsi
Vakadzi vese dayi mwari akutorayi bcz munosvirisa zvakaipa panyo pamhata
Haa pfutseke iwe...ko varume vese vari kugura..nyangwe newe ukuhurira mukadzi wako..shiti
Tiremekedze wangu
@@maiyeukai9346 haa ndezvako izvo kunyo
@@rindaizororo5338 ok kuti uwone kuti handikuremekedzi mboro yemudzimu wako neyababa vako nemheche dzwkumba kwenyu wawonaka kuti handikuremekedzi
Mari ava vane voice ra black weku naiza
Zizig remunhu
Social media manyama zbc tichayidiii
Chihure chiri kunyanya
Zvonetsa mukuda kutsvaka mari nevana chete
Mukadzi musvinu akangwarira uyu kna asina kuhura ishura rasisi vakazofa avo
Baba avovatadza kuzvibatira hureravo vega here panekuitakuti mwana uyo atorejambwa achipupura chihure chaamai vake.
Mai avo ngava nyarewo vana
asi zvine jambwa rei?
Vana ndovakaudza baba vavo
Kutowonekwa nevana uchihura watovapa jambwa.
Bamuukutu vaakutodyawo bota
Kwabamukuru
Zigo
What happened to the guy who was always with Apostle in the first days can you investigate please.
Musapidza vana panyaya dzemujolo child ubuse
Mwana anotipiwa vanhuwee hamunaherekuona nyayayaRose akanyepera simba kutiamuraper anemakore10 asiayinyepa wani
Wozonzwa mangwana wakunzi ucharipa nekuthi wathi mai ihure, ko ungati kudii nhai kana ivo mai vacho vachiita chi hure chacho haaaaa uye bodo.
This woman is to noisy yooooo ukaroora mukadzi akadai wakaura. Nois too much ende nyaya dzavanotaura hadzinzwike.